Тёмный

Gokwe pfacha- Kuitirwa bonde musango, Akarohwa adanana nemurume wevanhu wepabarika iye akarorwawo, 

Manass chibanda
Подписаться 54 тыс.
Просмотров 21 тыс.
50% 1

Gokwe pfacha- Akarohwa adanana nemurume wevanhu wepabarika iye akarorwawo

Опубликовано:

 

23 июн 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 172   
@ROGUE406
@ROGUE406 5 дней назад
Gokwe yazviita zvakare... nemupurisa wedu wemagirazi for good measure
@welas9508
@welas9508 2 дня назад
I believe mukadzi ari kuti akarohwa uyo, vamwe two avo vari kunyepa avo!
@user-jr8et4fm8x
@user-jr8et4fm8x 4 дня назад
Gokwe yakarongeka veduwee , handisati ndamboona imba inotongera mambo yakanaka
@user-wk2sz8kj7j
@user-wk2sz8kj7j День назад
Respect dare mupurisa wamambo gadzirisa kola ubvise tugirazi utwo.
@user-ti4ou4sy8y
@user-ti4ou4sy8y 5 дней назад
Nyaya iripachena iyi akasvira mukadzi wemunhu uyo
@P.Sango7879
@P.Sango7879 5 дней назад
baba vebarika kuhura vakahura zvavo,nyaya yakuitika ndeyekuti murume akaudza vakadzi vake kt rambai kt makarova munhu nenyaya yechihure cz akutya kuripiswa kt akahura remukadzi wemunhu
@DecentSundirayi-rb8ru
@DecentSundirayi-rb8ru День назад
Chinoratidza kuti hamugone kutonga or motya ndechekuti dare rechivanhu moda kuriita rechirungu tongai vanhu vagere pasi xhai Gokwe yenyu iyi
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 День назад
I thought as much.
@user-ls9mn7hl9n
@user-ls9mn7hl9n 5 дней назад
That's a clear case mhani murivatongi vakaitasei kutenderedzwaso baba avo vakatogara pasi nemadzimai avo becz madzimai avo vakanga vatove nemhosva yekurova mukadzi uyo it's a clear case ainyengana nemukadzi wemunhu shapurai munhu
@Mercymucha-v6h
@Mercymucha-v6h 5 дней назад
Nyaya iripachena iyi makarara nemkadzi uyu baba imi
@ChigayoMarange-bd6bq
@ChigayoMarange-bd6bq 4 дня назад
Tipei imwe yacho mkoma chibanda
@user-kw9hd8bm1i
@user-kw9hd8bm1i День назад
Mambo nyaya iripachena iyi baba vakahura nemukdz uyo musatenderedzwe musoro line rakabva kumuzukuru sei
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 День назад
Mambo ava vanoti “Ndakubata ne Mhosva” 2 or 3 times asi voramba vachiitonga futi nyaya yacho😢😢pedzezvo woti “aah! Nyaya inoda kumbomisa iyi “. Kuita mahumbwe chaiwo. Inyaya iri pachena ingadai yapera kare iyi.
@OlindaDziike-ck6xx
@OlindaDziike-ck6xx 4 дня назад
Hakuna mukadzi akaroorwa anobvuma chihure ..vakahura mai ava chikomba choramba
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 3 дня назад
Imi vatongi munenge madofo futi nyaya iri pachena moti vanobvuma ere kuti vakamurova ,tongai vanhu nemhosva yavo or ipai chief Bushu vatonge
@LPTMedia97
@LPTMedia97 5 дней назад
Inga Chief weku Gokwe awa wakarongeka wani, vanhu wanoshorerei Gokwe
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 5 дней назад
Gokwe itori better place than dzimwe nzvimbo ndakambokugara ka ini ukaenda Karoi vanhu Vegokwe ndoo varikuita bussiness mukaroi ndoo vaimutsa Karoi iya
@JudithKarimupfumbi
@JudithKarimupfumbi 2 дня назад
Haa baba vanoda kuramba nyaya yavanoziva avo vanganyeperwe kuti vanei vakarara naye mukadzi uyu
@DecentSundirayi-rb8ru
@DecentSundirayi-rb8ru День назад
Mambo avo vachakasara pakutonga nyaya iripachena kwakutorerwa nguwa hombeso haaa xhai huyai kwedu tikuratidzei kuti nyaya inozvitonga ichangopinda mdare
@robsonchikotimchochoma7444
@robsonchikotimchochoma7444 4 дня назад
Weldone mambo Chireya for showing wisdom and professiinalism in dealing with traditional disputes. Haa mamwe mashura atiri kuona mune mamwe matare ari legèndary..
@babava2263
@babava2263 3 дня назад
Kunyanya kudare ratsotsi Chigodora.
@lisa-hj8sj
@lisa-hj8sj 3 дня назад
Mambo murikutambisirwa nguva murume uyo itsotsi chikomba icho nyaya iripachena
@user-lg7oy6vp2y
@user-lg7oy6vp2y 4 дня назад
Zviri pachena murume anoziva nyaya asi vatongi Havasi Kuda havo kubuda pachena nenyaya taking too long kupa chargement .Line haraienda kuna mai. Murume ajaira matare
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 дня назад
Bony ngaangouya! Kana Bony akasaidhira sekuru vake then ndiye anodanana nemukadzi hakezve kkkkk. But anyway; so far nyaya iri tricky zvayo becoz maMsgs ari kutaugwa (which is proper evidence, as they claim) haapo. Dhiri chairo riri pakunotsvaka history yemaLines ane nyaya acho from service providers
@MunyadziChikandiwa1
@MunyadziChikandiwa1 3 дня назад
Mambo gonaona kutanga imi murume inhudu uyo ane mhosva
@user-cf2oe2sh3t
@user-cf2oe2sh3t 4 дня назад
Gokwe chitekete , chief chair yenyu kuseri , iyi icourt room number one ., ko Munyaradzi makazomuviga hre
@kullianttv297
@kullianttv297 5 дней назад
Chief akarongeka
@user-zz8hv7wc5h
@user-zz8hv7wc5h 2 дня назад
Mambo chireya pfee uyo murume itsotsi
@GloriaMpofu-jd1kn
@GloriaMpofu-jd1kn 3 дня назад
Usingati sevanhu kadzi iti sewe sedungamunhu
@user-jg2tp2kc8s
@user-jg2tp2kc8s 3 дня назад
Vakadya bota baba musanyepa kungwara nevakadzi venyu kutya kuripa ungafunga kuti mai ava vangashinga kuti ndakararwa nemi kuti ibofu hre amai vaya
@Dragon-cw6yz
@Dragon-cw6yz 2 дня назад
Chogodora naMutasa vanotongera musango. Vamwe vanotongera muma classroom .
@MabasaShumba
@MabasaShumba 4 дня назад
Vashangwe mandinyadzsa kutenderedzwa msoro nenyaya iri pachena iyi, haa ndimi moshoresa nzvimbo imi
@petronellangonji6747
@petronellangonji6747 3 дня назад
Mambo vanopa vanhu chance but ava vanhu hava deserve zviri pachena hazvokungoti baba varikutya kuripa
@vachihoro
@vachihoro 5 дней назад
Wakudzifambira dzekuma shangwe kaa❤❤❤❤
@user-kh1vz2vs9g
@user-kh1vz2vs9g 5 дней назад
Muporisa wamambo ndiye aneyese
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 4 дня назад
😂😂😂😂
@user-im2dm5iq5e
@user-im2dm5iq5e 5 дней назад
Mwana ashaya angamutore here mudare
@beatricemuchineyi6241
@beatricemuchineyi6241 4 дня назад
Baba imi hamunyari here 😅😅😅😅kutorera mwana mukadzi wake murikurambei ipapa
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 5 дней назад
Waifana kungonobloker line iri kudhara dai pasina nyaya dzese idzi paline ndoo pega pasara humbowo
@FelixTambaoga-wm8pw
@FelixTambaoga-wm8pw День назад
Gokwe yakapenga zvakarongeka kkk
@NyaraiMhambure-qf9xr
@NyaraiMhambure-qf9xr 4 дня назад
Vanhu ava havagone kutonga nyaya mukadzi uyu ari kutaura ivo havagone kubvunza nxaa
@JuniorShelter
@JuniorShelter 4 дня назад
Mambo makadhakwa imu mukadzi mukuru wati bhakedhi nderake mudiki arikut nderqngu plus murume ati line range risina ku registered bt ririkubudisq zitq rake murikupatiswq imi panoda mambo mutasq apa nekut matadzq Kubatq murume akatora mukadzi wemunhu😢
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 5 дней назад
Ini handirevereri murume pachihure chake vakadzi ava michadziiswa Moto wembavha murume wamuda chaizvo hakuna mkadzi anofumuka achinyepera munhu
@DorcasKatsande
@DorcasKatsande День назад
Dare rina mambo musvinu soo nemachinda kutenderedzwa netsotsi iri unoshamiseiko pavarume vese kupomerwa mhosva wega wega
@DRRZOE
@DRRZOE 3 часа назад
Madhara aya arikuti pedzera nguva
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 5 дней назад
Vakadzi vaviri havasi kukugutsa ongofamba uchiseva Seva mahure
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 3 дня назад
Iweee usanyepe kut sepfungwa dzevanhukadzi kuzviitisa hako ukoo wakadii kuramba uchiramba chete aah
@rascocky6366
@rascocky6366 5 дней назад
Ndir kuona mari nebasa rakaitwa naMambo ava kugadzira imba yekuitira matare. Asi Mambo ava havana kuwana nguva yekuti ivo nemakurukota avo vadzidze matongerwo nenzira yekutsvaga umbowo. Sei vasingaende ku phone company vopihwa print out yema messages aanobva ku phone yemukadzi uyu nemurume arikupomerwa mhosva. Ma messages anogona akadzimwa muma phones but ma companies anoachengeta. Anobatwa nemhosva ndiye anoripa ma expenses ese!! Ruzivo urwu harude kuendrwa ku university!!
@user-et5zk4tj3p
@user-et5zk4tj3p 4 дня назад
Baba avo vakarara nemukadzi uyo and hameno dare rikutadza nei kuona baba avo nyakuhura avo havana mapoints havo kungoti dare rikuda kutambisa nguva
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 4 дня назад
Haisi iyo nyaya irimudare nyaya ndeyako iwe mhobwe
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 5 дней назад
Teke teke Chomushangwe dzokera Gokwe kwako
@MabasaShumba
@MabasaShumba 4 дня назад
vatongi makadhakwa mhani putsekiii nxaaa
@nondochirau9664
@nondochirau9664 5 дней назад
Mabhotoro ekumeso ayo 😅😅😅😅
@ShapiroTours
@ShapiroTours 4 дня назад
Apa pakutoita kunge pari kutongwa nyaya ye line ipo pakasvirwa mukadzi wemunhu shuwa
@lisa-hj8sj
@lisa-hj8sj 3 дня назад
Wakanyenga mkdzi wemunhu iwe
@josekamowa
@josekamowa 5 дней назад
Mupurisa wa Mambo ndewe Homicide ........lol
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 5 дней назад
Mupurisa uyo aimboita basa reku hanger vanhu kuChikurubhi. Ndiye akandi hanger muchinda uyu.
@babava2263
@babava2263 3 дня назад
😂😂 wanza bepa Nikorasi.
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 5 дней назад
Haaaaa Jah man avo varikutitambisira dare nxaaaaa makavata namai avo imi
@stewartalvaromache53
@stewartalvaromache53 4 дня назад
Ishe ibharanzi line rambodzi haris registered pakapa mzay now rkuratidza zita sei
@elniachiwira3986
@elniachiwira3986 4 дня назад
Mashame wakakwira mkadzi wemunhu full stop
@user-it7vv1wk8j
@user-it7vv1wk8j 5 дней назад
Chibanda nyaya iripachena iyi deno paakanzwa kunzi line raakatengera mzaya rave namai ava ko why asina kubvunza mzaya wake kut line randakakutengera riripi mambo ava vanopedza nguva nezvinhu zvenhando cyko
@VimbisoMukasa
@VimbisoMukasa 4 дня назад
Mambo musaita se mapiwa chovoko muhomwe nyaya iri pachena yekuti kna tikapa grade 2 anoitonga chakanyenga mkadzi wemunhu icho dhemeti mhani
@GloriaMpofu-jd1kn
@GloriaMpofu-jd1kn 3 дня назад
Kamukadzi ako kabhishu unobvumirei murume asiri wako iwe unemurume wako
@nomsanyika151
@nomsanyika151 4 дня назад
Hakuna murume wemunhu anoti UYU kumukadzi wemunhu heinz yakadyiwa apo😅daidzai Nyamaropa cz kanyaya kemjolo aka mungaite nako 1hr dai ari Nyamaropa patopinda nyaya 5. Ko imi vedare matadza neiko kungoenda kueconet nhai than kupedza nguva.
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 5 дней назад
Muzukuru akazosvitsa line sei kuna mai ava
@givemoremugambiwa
@givemoremugambiwa 4 дня назад
Mupurisa ndi drama king chaivo..I blame vanhu vanovaudza kuti akavafita
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 2 дня назад
Kkkkkk magirazi
@livy38
@livy38 2 дня назад
Gokwe baba
@charitymlotshwa6094
@charitymlotshwa6094 5 дней назад
The kid knows with police which is a big evidence 😊
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 5 дней назад
Mupurisa wamambo ano shandira FBI chete.😂😂😂😂
@user-lj5mo3oz9y
@user-lj5mo3oz9y 5 дней назад
😂😂😂😂
@NomsaZindove
@NomsaZindove 3 дня назад
Vanhu veGokwe vanotonga nyaya vachitya kuroiwa,nyaya iri clear why wasting court's time nhy
@user-yf3ef5mj4u
@user-yf3ef5mj4u 4 дня назад
haa nyaya iyi yarebesa zvisina basa, nyaya iyi yaida chief mutasa kana nyamaropa ,haa chief musapote muchitenderedzwa nezvisina basa
@babava2263
@babava2263 3 дня назад
Kana senior hure Chief Seke.
@user-yf3ef5mj4u
@user-yf3ef5mj4u 2 дня назад
@@babava2263 😀
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 4 дня назад
Monetsekeiko nhai mambo endai ku Econet mhani mowana zvese zvakaitika pavanhu vaviri ava
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo 5 дней назад
Gokwe makanyatso dzikamidzi ikoko You Tube inozara kunge bhero rehembe riri kubva kuchando Gokwe inenyaya dzimwe dzekuti dzikatanga kufukunyurwa mamwe ma sabhuku anotorerwa ma book uko kune huwori husingaite tambirai nzvimbo dzoti Mapu, Chidoma, Madomasi, Chemowa haa ma1
@graciousmugwagwa5225
@graciousmugwagwa5225 4 дня назад
Kkkkkk urikuziva wani uchidzika nekuKrima ukoo yuuu
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo 4 дня назад
@@graciousmugwagwa5225 kkkkkk wapedza muvurumu, mugudhura, matanda, Njombo, machengere, krima, kkkk takaenda takaenda
@MavisMbombe
@MavisMbombe 5 дней назад
Mukadzi anezvivindi uyo
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 5 дней назад
Security kuvhundutsa vanhu, vanhu vanovhunduka ka 😎 mabhimbo ayo. Ari mkadzi wangu kungonzwa achiti ndakarara nemunhu ini hangu ndinoruma munhu. Kana mudare umo munganditadza ndatobata munhu huro
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo 5 дней назад
Kkkkk kuita kutsenga tsenga kkkkkkk😂
@galazalarries6113
@galazalarries6113 3 дня назад
Matongero edare iri ma1 chaiwo Chiiko nhaimi nhaimi
@neverkabuku3015
@neverkabuku3015 4 дня назад
Mudare umu zvamutene order kupfuura parliament ye imwe nyika.
@user-ce7ms1yw4u
@user-ce7ms1yw4u 3 дня назад
Kudhakwa ndakadhakwa zvangu asi bota makaja mabiyangu 😂😂
@tafadzwamuzhingi8496
@tafadzwamuzhingi8496 5 дней назад
Iro ndohure rechirume rwkangwarisa chete apa rine mheche mbiri kumba Haaa noo harikugutsikani kuti arikutopisa bedzi
@user-xo2od7bg4f
@user-xo2od7bg4f 4 дня назад
Murume iyo ihure vakadzi vaviri havasi kumugutsa kana line riri ramuzaya wake adii kuuya naye kudare
@nondochirau9664
@nondochirau9664 5 дней назад
Vanotove nemwana kumusha.Tinashe huya pano.
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 5 дней назад
Gokwe zvaine vanhu vakachangamuka wani? Unike team rekunana headman Chigodora and chief Mutasa.
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 5 дней назад
Wakapusa shamwari ungaita chihure neline rawakaregister iwewe dai wainge wakangwara nyaya iyi yava nenguva waingoriblokesa
@sibonokuhlesithole1844
@sibonokuhlesithole1844 2 дня назад
Cheif akadakwa uyu zinoda nyamaŕopa nachigodora
@mahlanganisemahlanganise5596
@mahlanganisemahlanganise5596 4 дня назад
Mambo ava havagoni kutonga
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 2 дня назад
Nyaya dzemahure ekuruzevha dzinonetsa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 дней назад
Gokwe irikuuya nazvo
@RudoMukombe
@RudoMukombe 5 дней назад
Hayas barika kah zvakaoma ndovakadzi vacho ava kkkk
@tichaonamapuru4661
@tichaonamapuru4661 5 дней назад
Manass wozoudzawo dare kuti vasatonga mai vakabereka mwana due to humanity
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 5 дней назад
Asi chili vanhu we Zimbabwe panobuda zuva roga roga nyaya dzinonongotongwa mudare ndedze nyengo chete hakunawo here dzimwe nyaya dzakasiyana nedzekupakurana bota taneta nadzo uyezve tirikumboenda kupi nacho chinyika ichi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 дней назад
Dziriko wani dzehurombwa kwaChigodora,ngozi neland kwaMutasa,dzekusabvisa pfuma kwaMakoni
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 5 дней назад
Dare iri zvazvinhu pa rongesheni
@rumbidzaimusengezi5860
@rumbidzaimusengezi5860 5 дней назад
Kubva mashame kufambira mukadzi wemunhu
@MavisMbombe
@MavisMbombe 5 дней назад
Kuita kunge achasangana nenzou munaGunguhwe😂😂😂
@AngelMuzondiwa-ln2uc
@AngelMuzondiwa-ln2uc 4 дня назад
Upenga mugodoyi iwe murume hure unofunga kutamba nemadzishe bvunza isu mahure makuru haushandisi line rako uchihura nemukadzi wemunhu usadekutipusisa isu urihure mudhara
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 2 дня назад
Kkkkkk
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 5 дней назад
Nyaya iripachena iyo ,kumhata kwenyu mese
@user-lj5mo3oz9y
@user-lj5mo3oz9y 5 дней назад
😂😂😂😂 majamuk
@mathewsithole9571
@mathewsithole9571 3 дня назад
Jinda ramambo kkk
@markmauto110
@markmauto110 4 дня назад
gokwe veduwe gokwe iyi ka kkkk😂😂😂
@zvikomboreronyamvura7224
@zvikomboreronyamvura7224 4 дня назад
Bvunzai size yenhengo
@ShaolineMandeya
@ShaolineMandeya 5 дней назад
Yhaa madzimambo anebasa
@Dragon-cw6yz
@Dragon-cw6yz 2 дня назад
Mupurisa wegirazi ne collar yakamira. Dayi achingopeta mawoko ehembe .
@percychuma8424
@percychuma8424 5 дней назад
Iri barika nderevakadzi vakapata. 😂😂 Kurangana nyaya ye bucket. Zvakadhakwa
@NgonidzasheNyamadyo
@NgonidzasheNyamadyo 4 дня назад
Kupusa kwachoo
@user-wp4uj1yy6x
@user-wp4uj1yy6x 5 дней назад
Dare rakarongeka but munotenderedzwa nemahure cey gudo harisiiwe nekuti rabata kumeso
@lynglobal
@lynglobal 5 дней назад
Varume shandai pane kuda kudya zvemahara muchi pomera vamwe varume mhosva. Kamukadzi aka kahure. Nonsense yemwana sikana unotadza kuramba kunyengwa. Shem hunhu muridzihwawo
@KulliantPro
@KulliantPro 5 дней назад
Our Chief
@talithadube6468
@talithadube6468 5 дней назад
Gokwe zvekare
@AngelMuzondiwa-ln2uc
@AngelMuzondiwa-ln2uc 4 дня назад
Endai ku econet neline rakare mamsg anobuda ese
@ZondaiSeenza
@ZondaiSeenza 5 дней назад
Mainini na maiguru vano fanirwa kusungwa neku viga chokwadi.
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 5 дней назад
Timamisei Baba vaakuramba avo
Далее
Hwindi kuita bonde nemukadzi wemunhu Ku back seat?
26:43
My little bro is funny😁  @artur-boy
00:18
Просмотров 8 млн
I Built 100 Homes And Gave Them Away!
09:36
Просмотров 30 млн
Ndakasiirwa Mota Yakabiwa Kuti Ndigadzire
29:51
Просмотров 19 тыс.
unogona kutoroora mukadzi arikune mumwe murume kkkkk
37:10