Тёмный

Hazvipere Mushe: ZAOGA Elder vavhura hombe pa Joburg 

JCTV Africa
Подписаться 44 тыс.
Просмотров 28 тыс.
50% 1

A man is accused of wrecking a home of another man leading to suspicious foul play.

Опубликовано:

 

4 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 192   
@Mahlalenyanga8025
@Mahlalenyanga8025 2 месяца назад
Guti was a great man,he fought a good fight
@norahchingaira755
@norahchingaira755 3 месяца назад
Ndiri mu ZAO from sunday school now im 48 shoko rinoparidzwa asi vanhu havachinje vanhu hacaite zvinoreva shoko tinotoebda ku chyrch ecety sundayasi hapana chirikunoitwa ikoko pple are not changing at all even kuparidza wakaisa musoro pasi makumbo mudenga hapana chiri kuchinja . Secondly dont wory about caro ther is God in heaven who is watching achakohwa bad or good unotokohwa chete. its a very sad story imagine iri hama yako
@jimmymaruza4454
@jimmymaruza4454 2 месяца назад
Ndiri kuNamibia and ndinopinda ZAOGA, I totally agree with you.
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 3 месяца назад
I think they were in love before😢
@irenemhembere2548
@irenemhembere2548 2 месяца назад
Haa it's not normal zvachooose🎉🎉hongu tinonamata asi chivanhu chedu hatirase...akatadza zvakawanda Mai Ava ..kusave nehanya nekurwara uye kusvika pakufa kwemurume wake....panenyaya
@sandramachazire385
@sandramachazire385 3 месяца назад
No worries bhudhi kudenga Kuna mwari panyika panevanhu kamar is real .
@rudzichief6207
@rudzichief6207 2 месяца назад
Vakachatira kuchurch ipi ,God will wipe your tears vana vekwaTuhwe
@fungaichiri3886
@fungaichiri3886 3 месяца назад
It's a till death do is part thing. It doesn't state how long after death, and again , This is beyond Zaoga , a wedding is a family thing. Isu titoriwo be Zaoga asi kukokwa hatina. Life goes on
@scholasticmusakanya9242
@scholasticmusakanya9242 2 месяца назад
Haaaaa hama dzemunhu maivepi kusvika pakufirwa musingazivi kuti hama iri sei. Zaoga ichurch hairambidzi munhu kuita zvaanoda.
@KimDube-n7z
@KimDube-n7z 3 месяца назад
Ndakadzidza naJonasi kuMufakose high 1 A level,he was an amazing God fearing guy and rufu rwake rwakatirwadza and worse nyaya dzakubuda idzi .Hope his marriage did not lead to his sudden demise
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 3 месяца назад
Akazama. Akamira 3 years!! Dai ari murume akatoreplacer mukadzi within a month. Apa chanetsa ndechekuti mukadzi aita move on. Vanhu havadi. Handipindi zvangu ZAOGA but this has nothing to do with the church. Til death do us part! Inga mati murume akashaika.. Anogona kunge akakanganisawo zvimwe pano nepapo but I don't understand why people think 3yrs is a short time for her to have moved on.
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 месяца назад
Did you hear kuti 3 months not 3 years
@tinyikontsako6387
@tinyikontsako6387 3 месяца назад
Zaoga must do something about this behaviour.Pastor Haisa did that achichinjanisa vakadzi
@JessicaMukora
@JessicaMukora 3 месяца назад
It's sad
@Jujumunongi22
@Jujumunongi22 3 месяца назад
Mabhishu akutizira Kuma church ,,haa ini ndonamatira Mumba hangu
@Shirimanhenga
@Shirimanhenga 3 месяца назад
Ndafunga kuti uri kureva zaoga yekuZim ini unoreva Zaoga south Africa branch, mugariro maJoni joni
@isabelachiweshe
@isabelachiweshe 3 месяца назад
Shame Jonas ihama yangu and school mate. Rufu rwake rwakarwadza veduwe. Mwari ndiye achaiita kuti chokwadi chaicho chibude.
@tapiwakatandi6763
@tapiwakatandi6763 3 месяца назад
Futseke iweee waurikuda ku believisa such trash ndiani koo,futsek nemuridzi wechipeji
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 3 месяца назад
​@@tapiwakatandi6763ko urikutukirei munhu. Ati anoziva mhuri iyi. Do you know it iwewe?
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej 3 месяца назад
​@@tapiwakatandi6763putseke newe nazaoga majaira moyo yakaipa nehupfambi iwe dai irihama yako unonzwa sei ini handimuzive asi mazaoga vanemoyo wakaipa
@Schmpro
@Schmpro 2 месяца назад
I think Zaoga was clearly in the context of disciplining congregates, it was real on point, though it is very difficult to do.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 3 месяца назад
Asi church dzemuZim dzakawanda dzinopesanisa mhuri zvisingaiti. Yes; vanhu vane tuwavo; but maChurch awaka awa; ane nyaya futi. Ndaka mbovonavo nyaya yaCousin wangu anga azvibudisa mumhuri yake (just cutting himself off the family in the name of church), azofigwa nemukadzi wanga akafanana naye (who had also cut herself off her family in the name of church too). Mukadzi azofa church yacho yakamuudza kuti izvi zvotoda hama dzako not church; apa wakatarisana nemutumbi usina kana tsvakirayi kuno. Pakabuda bataiyi-batayi ; mhuri yotakura mutoro wese; vechurch no where to be found. Church idzii; ngatidzingwarire.
@meuddzingayi460
@meuddzingayi460 2 месяца назад
Nyaya ndakainzwa kwa sis melly, dai carol akatsvagirwawo wake murume ku zaoja asina kuchata nemurume wemuridzi
@dchi9007
@dchi9007 3 месяца назад
Zaoga has nothing to do with this ,just carol and shepherd full stop
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 3 месяца назад
@dchi9007 taura hako 💯,this has got nothing to do with the church and the church does not interfere with people's personal lives and each and every individual is responsible for your own actions and shall be judged accordingly come judgement day and the church will not be there to help you as your lawyer. Please musasvibise zita and the good legacy ya Baba Guti and such stories are common across all churches and if Carol was a shit wife or muroora mboko,who failed to fulfil her marriage vows of in sickness and in health you shall stay together then that's on her and not the church's fault and kuchurch kunowuya type ne type from varoyi mabishu,mbavha basically sinners come to get saved in the church,but if the church does its part in trying to mould you as a saved person but you still choose to be part of worldly things then that's on you and not the church.😊
@SK-rt5hk
@SK-rt5hk 3 месяца назад
Ummm shamwari Zaoga yadii ipapa? If people do wrong in a church it cant be the whole church Zaoga unoyivengerei nhai? Ko photo ya late baba Guti unoyiyisirei.
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 месяца назад
Handina kuivenga
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 месяца назад
Handina kuivenga
@siphidube9811
@siphidube9811 3 месяца назад
Very sad RIP
@Sun_set_sky
@Sun_set_sky Месяц назад
This story is sooo familiar. We witnessed the same. Mwari deno vapindira paita kunyaradzwa kumhuri yese. Let love reign supreme.
@StellaMaziwisa
@StellaMaziwisa Месяц назад
Where does ZAOGA come in. Every church inevatadzi. Ko ZAOGA murikuisvipisireyi. Mukadzi uyu akatumwa ne ZAOGA kuita mabasa ake akaipa here. Maburitsireyi pic rababa Guti panyaya yenyu. Musazvitsvagire kutukwa neku svibisa vanhu vakuru va Mwari neungano ya Mwari
@SimbarasheMhondiwa
@SimbarasheMhondiwa 29 дней назад
Makavachatisa sei muchurch ye zaoga
@cephasnyarumwe5410
@cephasnyarumwe5410 2 месяца назад
Let's not stress ourselves much on this issue. Always know kuti a man and a woman are not related. Whether we like it or not, it's a contract. We are only related to our kidz, sisters, brothers, uncles and our mother/father. Don't expect much favours when either dies or even after separation and that's why we marry or get married as many times as we can though we try to avoid it.
@tariromafirakurewa9498
@tariromafirakurewa9498 3 месяца назад
Mainonamata chiiii nhai mai Elder, Mwari wamaimanata ndizvo zvaanotaura here. Karma knows the adress zvamadyara ndizvo zvamuchakohwa. Chisi hachiyeri musi wacharimwa
@nyati3613
@nyati3613 3 месяца назад
Fambi yacho isimbi apa 3 years yatoroorwa apa property .friend yakabva kudhara 3 months here .Fear woman chokwadi
@bouncernhekaz8028
@bouncernhekaz8028 3 месяца назад
Church is there for sinners. Haasi munhu wese nyakunditi mambo, asi uyo anoita kuda kwa Mwari, ndiye achapinda muhumambo hwedenga
@SophiaMasuma-dp9ym
@SophiaMasuma-dp9ym 3 месяца назад
So sad
@KupakwasheKumbula-jb4dv
@KupakwasheKumbula-jb4dv 3 месяца назад
These people might have love each other be4 the death of jonas and for the kids panoda vamugabe apa
@RejoiceMasuko
@RejoiceMasuko 3 месяца назад
Zaoga has nothing to do with this mujolo plizzz
@JoeMashura
@JoeMashura 3 месяца назад
Chiyi chinoshamisira or chitsva mahure ega ega kuZAOGA uko.
@TinasheTapfuma-cw4vj
@TinasheTapfuma-cw4vj 3 месяца назад
Some people are quick to move on. it's a choice. Zaoga is an organization. Chihure chinoitwa nevanhu so separate Church neVanhu. Lastly haapo kuti azvidairire.Dai aroorwa neumwe asiri friend Dai pakanyararwa.
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 месяца назад
Yeah im glad the church acted
@eltielt1609
@eltielt1609 3 месяца назад
Church vanhu iwe dununu, hauzivi mwari
@mit1656
@mit1656 3 месяца назад
Gold diggers and no love in the first place.
@naynay12098
@naynay12098 2 месяца назад
Ndiudze chechi isina zvakadaro besides what does the church has to do with peoples personal lives.....ende futi iwe urimutsvene here in and out
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 2 месяца назад
Yes church has nothing to do asi hunhu wemunhu asikaa kuti vanhu sesu tinzwisise kutodura seizvozvi kuti eg mapositori maSabatha kana Zaoga yacho hapana chinoshamisa ndokuti tipewo maviews eduwo yaaaa Zaoga ma3 chaiwo
@naynay12098
@naynay12098 2 месяца назад
No one is perfect like i said asina danda muziso ndiani? Vanhu vakuda kuita mari by turnishing each other which is actually a sin on its self. JUDGE NOT​@TeclaFrankson
@rudzichief6207
@rudzichief6207 2 месяца назад
Problem ine vanhu vezaoga vanoti tabarwa patsva hatichawirirane nehama
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 2 месяца назад
Taura hako its a big problem
@claramanyeruke6662
@claramanyeruke6662 3 месяца назад
Koo iye Chipatiko wacho akaisepi mukadzi wake tirikuda kunzwa futi nyaya yaiye Chipatiko uyu
@honestchagaresango2970
@honestchagaresango2970 3 месяца назад
Jethro ukushatisa zita rechurch it's not good andwe don't appreciate it. Why are you putting baba and Mhama's face in all of this.. Why putting the name of the church?? Iwewe when you divorced, did you write the name of the church, when you come to our side we treat you with respect and all..iyi nyaya iyi ineyi ne zaoga... USADARO, uri munhu we kuziva
@dadiraiphinaias2518
@dadiraiphinaias2518 3 месяца назад
Ane bitterness yokutangirwa anenge Aida ambuya Carol
@MamaMama-x1f
@MamaMama-x1f Месяц назад
Waisirei Baba Guti iweeee, Hunhu hwake hwakaramba kushandika Angaasina kupona,siya church.ibenzi mkadzi iyu
@ChidoChoruma-id9px
@ChidoChoruma-id9px 2 месяца назад
Zaoga yapinda papi pavanhu vasina kuzviponera vanyengeri vari kuchurch.
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 2 месяца назад
Hausi kunzwisisa hako tokuita sei?
@patriciachinhanga6250
@patriciachinhanga6250 3 месяца назад
Nyaya iripo maonero angu. Dzimwe nguva isu vanhu tisu tino konzeresa zvese izvi.murume ne mukadzi uyu.vakanga vasinga batirane ne veruzhunji . Saka kana mumwe ashaya. Pamwe vaigara vachiti kuno roiwa so ndomaperero enyaya. Zvokonzerwa nema porofita . Ungasvike sei kuchinzi .nhingi muroi uyu muroi ve dzidza varoi amwene varoi. Iyezvino yangove njakenjake kurarama. Mwari vatinzwire stitsi ne nyasha. Ndakazvionawo kune imwe mhuri . Hapana pano rwara munhu akasanzi kuroiwa hapana anonzi chirwerewo zvacho endai ku chipatara hazvipo. Nevanawo vongo kura vachinzi nhingi na uyo vano roya .saka ne dumurwa dzongoteverawo zvavanonzwa mmba. Touya uyu akaroora akazviona akati kkkk put the mouth where the food is😂 apinda mudura chikafu tii . Ndokufungawo kwangu. Handina kutuka hama dzangu
@NdodanaNdebele
@NdodanaNdebele 3 месяца назад
Leave them alone
@joycendemera982
@joycendemera982 3 месяца назад
Nyaya inoda both sides vapira nyaya yavo kuti inzwisisike. Nothing to do neZIOGA.
@Spo7017
@Spo7017 3 месяца назад
Muupenyu zvirikwese ,every church inezvayo, kwaChiwenga zvirikowo ,kumasowe zviriko, kana zvisati zvabuda zvoita sekt zviri muchurch 1 plus apa paita ruvengo rwemunhu akabuda muchurch yacho saka zvagara anotonyorawo nepaanoda uye kt awane maViews. Kana mufi akarwara lets js accept that. Kana mai avo vaine ruoko pazviri ,vangaenda nepiko, zvinovatevera. Zaoga zvayo apa haina kana input ndezvemunhu nepfungwa dzake bt anyways kut uwane maviews unotofanirwa kuisa that Topic😂😂
@joycemakomva9804
@joycemakomva9804 3 месяца назад
Chiwenga apinda papi
@tamarikwekweza5882
@tamarikwekweza5882 2 месяца назад
Carol fear God.
@masvingozimuto
@masvingozimuto 3 месяца назад
No one is perfect, No family is perfect, No church is perfect. We all make mistakes. At the end of it all ndezvepanyika. Let God be the judge.
@costachigwida4819
@costachigwida4819 3 месяца назад
Chihure is it a mistake or choice
@masvingozimuto
@masvingozimuto 3 месяца назад
​@@costachigwida4819These people got married. Where is Chihure.
@Khundai
@Khundai 3 месяца назад
Hamusi makurwadziwa here imi hama dzemufi .isaika imi dombo racho paguva rehama yenyu .makurwaddziwa now better dai ari murume maiti ndaarore now nekuti mukadzi my akuti amhanya aaa imi ka ndochii chakadaro. Life go on
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 месяца назад
Saka matotaura here?
@lorraineposi
@lorraineposi 3 месяца назад
Why did you mention the child's name. By the way, Caro is allowed to marry whoever she wants, since she was a widow. Why didnt you put your picture as you've put others for all to view. Lastly, une makuhwa for munhu wemurume and if you were very concerned about sekuru vako, why didn't you visit regularly. Have respect for the dead and people's privacy. Mind your hokoso
@MaAmanaTa
@MaAmanaTa 3 месяца назад
😂😂😂😂😂
@MaAmanaTa
@MaAmanaTa 3 месяца назад
😂😂😂😂😂😂
@BenardJackert
@BenardJackert 3 месяца назад
Nyaya yanetsa iyo ndeyekuti baba avo vakatora muchurch zvichitozivikanwq kuti vakachata nemunwe futi mukadzi soo ndoparikinzi why church yasirira zvakadaro
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 месяца назад
Ndiri kushaya kuti zvanetsa kunzwisisa papi
@kumbiraizhou1304
@kumbiraizhou1304 2 месяца назад
Haisi mishonga imwi varume mune manner kana mari ora vakadzi munoita kunge zvinonzi mawana mwari wenyu Mukadzi uyu akadzidziswa Makoni’s kusada hama dzake. Saka don’t blame mukadzi. This is a very good lesson kuvarume. Everything you are working for will be taken over by another man if you are stupid like Jonas
@richardtapera8855
@richardtapera8855 3 месяца назад
Mahure zvawo
@MargretMushonga
@MargretMushonga 3 месяца назад
Kumene makatisiira rondandozvandinongotaura hangu
@rudzichief6207
@rudzichief6207 2 месяца назад
I think varume vane problem how come kurasa hama dzake zvekusvika pakuti unite sebhanditi
@Tsitsi-y5e
@Tsitsi-y5e 2 месяца назад
Why baba namai Guti pics.Zvinei navo??? I think you are crazy. Iwe une ma girl friends mangani. Ibvaapo
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 2 месяца назад
Haaaa urihama yembwakadzi inochata within 2yrs murume ashaika tibvire zvino hokoyoyi nengiozi muchabatsirana kutipa
@GladysNyamukoroso
@GladysNyamukoroso 3 месяца назад
Mhombwe nepfambi nevaroi vazhinji vacho vanohwanda nemachurch hanzi regai zvikurirane zvinoonekwa pakukohwa
@JulietChinyanga
@JulietChinyanga 2 месяца назад
Haaa endai nevana kwaTinashe Mugabe imi
@lizzykarume9053
@lizzykarume9053 3 месяца назад
Woow long time pastor steve
@IshmaelChikwaya
@IshmaelChikwaya Месяц назад
Ba na amai guti ndovanamwari here??
@RosemaryChikwangwani
@RosemaryChikwangwani 2 месяца назад
Panyaya yako bvisa church yedu yeZAOGa..iwe why uchitaura on Voice sei usina kuisa vedio yako takuvona kuti zvauri kutaura ndezvechokwadi....bvisa picture yaBaba vedu Muranda neApostora naAmai vedu...uchatoregwa nezvawaifanigwa kuwana .picture idzodzo hadzitambiwi nadzo ...I feel sorry for you..
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 2 месяца назад
Ah iwe 😅😂😂
@NesbertMutsaka
@NesbertMutsaka 3 месяца назад
It would have been great to also hear from the other side One sided stories always gives one impression Who is this one commenting on behalf of the Jonhasi Family?
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 месяца назад
How are you doing brother I got a video from the Chipatiko coming up on the evening as a Premier
@marthatonemutsindikwa6668
@marthatonemutsindikwa6668 3 месяца назад
This happens everyday most men abandon their sick wives dying lonely and miserably... so it's both sides . Husbands and wives let's love each other to death
@NomaNoma-uc3cq
@NomaNoma-uc3cq 2 месяца назад
😢😢😢😢 Yea eish it's sad
@rebeccamakuyana5857
@rebeccamakuyana5857 2 месяца назад
Ini i don't understand kuti iye murume anga asina phone here to call one of his family pakudonha kwakazoita.
@NomaNoma-uc3cq
@NomaNoma-uc3cq 2 месяца назад
Even brethren of zaoga they was don't know about him???
@LovenessMugariri
@LovenessMugariri 3 месяца назад
Shame zvinorwadza hey kutadza kuchema murume wotomhanya kunowanikwa,zvichakudzokera Caro varume ava varikuda mari yakasiiwa nemurume wako ende hama dzako hadzivake shem wakagara uri pfambi yemandiriri Caro kaaaaa Uuuuuuu unonyadziaa uchatukwa nazvo kwawakawanikwa ikoko
@godfreymusosi1615
@godfreymusosi1615 3 месяца назад
I really don't know where ZAOGA gets involved here
@tavongamapuvire370
@tavongamapuvire370 3 месяца назад
Ha taura hako shaar.
@sazimreportsupdates9314
@sazimreportsupdates9314 3 месяца назад
Vakadzi vari dangerous
@ChecXYkitout
@ChecXYkitout 3 месяца назад
What do you expect from ZAOGA shrine. Its a horrible shrine with a false gospel leading people to hell.
@rumbidzaisatiya
@rumbidzaisatiya 3 месяца назад
Kana mashaya zvekutaura hamugoni kunyarara ere
@ChecXYkitout
@ChecXYkitout 3 месяца назад
@@rumbidzaisatiya . No, we will always comment. If a story is on a public platform like RU-vid, we will not keep quiet.
@titosziwewe8207
@titosziwewe8207 2 месяца назад
Machurch ose ndizvo zvanoita
@tariromafirakurewa9498
@tariromafirakurewa9498 3 месяца назад
Ngaabviswe pachigaro chete, kwese zviriko.
@dobbsarthur2182
@dobbsarthur2182 3 месяца назад
Zimbabwe churches ndeyemahure ese zvawo
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 2 месяца назад
Nhai Mwari
@mercyfungura7471
@mercyfungura7471 2 месяца назад
Is this allowed to divulge peoples lives on media especially mentioning the name of the church. It's a family affair which must be sorted with families and the church privately.
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 2 месяца назад
Why not zvinorwadza
@WinnsterRuzive
@WinnsterRuzive 3 месяца назад
😮
@MamaMama-x1f
@MamaMama-x1f Месяц назад
Vachauya havo vana no where they can go. Mkzi uyu ummm
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 3 месяца назад
Judging from the pics mufi aive murwere uyu. So we need to accept mwari vano tora vanhu vavo. Accept you are going thru grieving process. Mutemo unoti mukadzi is entitle to estate yemurume. Let her leave her life hamuna nyaya imi why not pay for mai venyu imi. Maka dhakwa seyai azvi farire
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 месяца назад
Hooo ok
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 2 месяца назад
Pamwe havasi vana vehama yenyu imi Mwana ane 16 yrs angabva atoshaya Shungu dzekuona pakavigwa baba vake here?
@EdmondKashaya-iv9nm
@EdmondKashaya-iv9nm Месяц назад
Ava vanhu vanosvibisa Zita reChurch Mwari anovaranga
@lionachamunorwa8597
@lionachamunorwa8597 3 месяца назад
Shame very sorry
@ChristianMukwasi
@ChristianMukwasi 2 месяца назад
Vangu vanobhabhadzira ubenzi chokwadi Carol ibhishu fullstop
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 2 месяца назад
Hhh Carol zvaakaita zvese zvichamutevera nemhuri yake kutongonzwira tsitsi vana vasina chavanoziva asi zvakaoma 2yrs vakomana murume ashaika wakutochata yaaas ichokwadi Shes a home raker asi chivanhu chiriko munganakirwa zvikadini asi hkoyoyi nengozi muchaduran a
@tariromafirakurewa9498
@tariromafirakurewa9498 3 месяца назад
Chechi iyi yaakuurayiwa nechihure ,shanje nemakuhwa
@davidmurefu2868
@davidmurefu2868 2 месяца назад
I think this has nothing to do with the Church , ZAOGA nababa namai Guti vapinda papi pane munhu ari kuhwanda ne church
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 2 месяца назад
Kana Overseer vakagarisa sofa zvofamba sei
@tinashemhishi4263
@tinashemhishi4263 3 месяца назад
This has nothing to do with the church,people choose whoever they want to marry.Tsvagai dzimwe news muite mari zvakanaka,kwete kuda kuita mari neZaoga.
@mzee5533
@mzee5533 2 месяца назад
Asi uri umwe wematarenta kanhi? Wabayiwa pamoyo neexposure nhaika
@thandiwencube2533
@thandiwencube2533 2 месяца назад
mmmm kwakaipa
@fungaichiri3886
@fungaichiri3886 3 месяца назад
Zaoga unopinda papi apa
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 2 месяца назад
Overseer vakagarisa sofa
@violetdembas23
@violetdembas23 2 месяца назад
Unopenga iwe Zaoga yapindira papi
@musasiyashedaniel3970
@musasiyashedaniel3970 3 месяца назад
Hapana nyaya apa.
@estellisaverio
@estellisaverio 2 месяца назад
Hatizive chokwadi chaicho asi mau ava??
@EdmoreFarirai
@EdmoreFarirai 2 месяца назад
Imi Maida kudeedzerwa Mai wenyu kufuneral yemukoma wenyu.Imi maisavhskschira Hama yenyu.Maivepi?You have privacy neurwere ve Hama yenyu ,maifanira kumuudza zvokuita nokuti ndimi vanaBaba.Anyway their marriage contract ends when one of the partners dies.
@kimjongun1777
@kimjongun1777 3 месяца назад
Lemme quote chief Makoni “ma Zaoga ndo mahure”
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 3 месяца назад
Taura
@opahmurozoki1506
@opahmurozoki1506 3 месяца назад
Don't brand everyone because ye munhu one.
@kimjongun1777
@kimjongun1777 3 месяца назад
@@opahmurozoki1506 it’s a quote mate
@JaneSarireni
@JaneSarireni 2 месяца назад
Zaoga yapunda papi benzi iwe. Munhu aane character yake not kuti yakonzereswa ne zaoga ita mushe iwe
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 2 месяца назад
But if the Overseer allowed an Elder at the church to live with a boyfriend and still minister mu church isn't that church complicit. Didn't u hear the voice note?
@EvureGombedza
@EvureGombedza 3 месяца назад
Muroora uyu ihure ndiye akauraisa murume wake her family knows about it vanomukurudzira zvisina basa
@linomsadube
@linomsadube 3 месяца назад
Ummmm Jonas akaita tumour mumusoro musadero
@getrudehombasha6365
@getrudehombasha6365 2 месяца назад
Zvakaoma
@getrudechinhamo3452
@getrudechinhamo3452 2 месяца назад
Siyanai nayo zaoga
@IreneHunt-iw2ot
@IreneHunt-iw2ot 2 месяца назад
Nyaya haina musoro kana vadanana zvaingoitika murume ari mupenyu uyezve marorano eku zaoga haana kunyatsokwana pamwe mukadzi akapihwa murume pasina rudo😢
@Shamukandatsamar4299
@Shamukandatsamar4299 3 месяца назад
Musanetsekane hama dzangu kana mufi achizvitambira zvichaenderera mberi Kana mufi asingazvide hapana kwazvonosvika. Uye pamusoro pezvose Mwari ndiye mutongi akarurama.kutonga kwaMwari hakuna favour.
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 2 месяца назад
Am supporting the wife. This man was sick for a long time hapana anogona kufembera pachafa munhu. Secondly haagoni kugara asina murume. Apa maakutongomusimudxira mhepo.
@WellingtonNdavambi
@WellingtonNdavambi 2 месяца назад
I think vanhu ve family makange musina good relationship nehama yenyu zvekuti inorwara nguva hombe mugotadza kuziva of course nyaya dzino creatwa motadza kusvika kumba kwacho but dai maiwirirana Jonas angadai akaudzawo mumwe munhu kuti muviri uri kurwadza uye kuinda ku church kwaakaita hapana chakaipa dai akaenda kubhawa pamwe akatoinda kuno namatira murume uye hapana humbowo hwekuti akasiya murume akarara ari serious sometimes kana munhu ave kuda kufa anogona kuto ita semunhu apora anodya zvaasingasiiti uye kutaura moto funga kuti munhu apora and I don't think kuti mukadzi anga isolate murume mukuru ane foni imi sehama dai mayifona dai makaziva zvaiyitika stop with the blaming game it's your fault kuti maisa fonera hama yenyu uye achata 3 years after Musa gwadziwa uye imi sehama maifanira kukwidza vana vahama yenyu kuti vanoona pakaradzikwa baba vavo uye zvekuti akadanana nemunhu within 3 months why musina kuburitsa nyaya yacho same time iyoyo yave kubuda after 3 years pasina evidence
@bethechange2335
@bethechange2335 2 месяца назад
Zaoga is a cult that was started by an occultist from Chipinge. Guti aiva deep in marine systems but he then went to Asia to get things from a grave and he put in a cave kuBindura. Ndokuita hurombwa ka ikoko? Guti aitoshandisa masimba emumvura and he sacrificed his own son
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 2 месяца назад
Yoooo
@everjoycenhenga1908
@everjoycenhenga1908 28 дней назад
Mmm hausi wazozvinyanya here kubva watojudger ko wadii wasiira zvimwe Mwari.Ini ndotya ndosiira zvimwe Mwari nekuti handizivi pamwe unobata zvinozokuomesera paupenyu ndinokuda hama yangu usajudga zvimwe siira Mwari.
@GarfieldBadza-no5sx
@GarfieldBadza-no5sx 3 месяца назад
Umm umm. You are trying to pass on your guilt of not being there for your relative onto some1 else. So the oldest child should of been at the house to witness the father passing on, would that make you happy? So she go against her husbands wishes to please you. What if he got better after she had told the family, would he trust her...she can move on 1 hour after death chaiyo..till death do us part...this is such a non story that is why ZAOGA has been mentioned to give it weight and attention. Hapana nyaya apa, ibvai apa Go and mourn your relative in peace
@LoiceDzvetera
@LoiceDzvetera 2 месяца назад
Zaoga apinda papiko
Далее
Chifukwa Chimene Anthu Amamudera Miracle Chinga
11:55
Nyaya Yadzoka Mudare Matsotsi Abatwa Chief  Mutasa
1:05:39
Zimbabweans time to go home?
12:12
Просмотров 35 тыс.