Тёмный

HIGHFIELD: Ndakasiirwa Vazukuru 5, Different Fathers, Hapana Zvekudya, Havasi Kuenda KuChikoro 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 68 тыс.
Просмотров 7 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

18 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 140   
@BabraDabwa
@BabraDabwa 2 дня назад
I'm very sorry don't judge munhu veduwee hapana anoda chakaipa pamwe zvikutoramba munhu achizama so vsnokwanisa kubatsira batsirai veduwee chengetai vazukuru amai inguva inopfuura
@sizilachakwenya
@sizilachakwenya 2 дня назад
Kune chembere dziri kushanda mumayard nekunze kwenyika vachiri kushanda. Imi nezera renyu mava kutoda rubatsiro rwekuda high life. Anoku bhadharirai rent every mwedzi ndiyani imi makagara. Akafa mwana uyo anga akafanana nemi usimbe ndosaka ino zvara asingade kushanda. Munhu shanda kwete kungoda kubatsirwa iwe usina chaunoitawo
@ZvikoMorebChidau
@ZvikoMorebChidau День назад
Kna mune basa kunze kwenyika kwacho vapei muone kuti avauyi here
@PedzieGwata
@PedzieGwata День назад
Musataure muchidaro weduwes vamwe havana kumusha kwacho
@EverMudungwe
@EverMudungwe День назад
Veduwee musadaro kungonyarar hedu kana tisina ndoona zviri zvakanaka ini handina hangu asi dai ndiineo mari ndaivapa
@JoyNyasha-do7de
@JoyNyasha-do7de 2 дня назад
Endai kumusha mhai cz hamugoni kuzvimiririra
@IreneHunt-iw2ot
@IreneHunt-iw2ot 2 дня назад
Ndokunge musha wacho uripo pamba ipapo ndipo pamusha pavo
@LovenessMadziwa-ln5et
@LovenessMadziwa-ln5et День назад
Munhamo imomo amai am happy for you,ini ndaive nemwana one akashaya haana kundisiira muzukuru,ndototi imi makagonerwa nedenga kusiirwa vazukuru 5
@preciousmutevera9548
@preciousmutevera9548 2 дня назад
Amai,mwana we form 6 uyo.. ngaashandise 5 O' level results aite nursing...
@MelissaJays
@MelissaJays День назад
You're beautiful henyu mbuya i think kuyenda kumusha kunorima is the best 😊
@esnathmaguduru3493
@esnathmaguduru3493 2 дня назад
mai vevana ava vakatofa vachizvara wechi 6🤷‍♀️ vange vasiri serious ne life😮
@dorothymtetwa3844
@dorothymtetwa3844 2 дня назад
Ahh amai ava havasi serious ava. Nyaya iyi inemaburi akawandisa. Mwana wavo raiva ririnhure zvaro apa ndicho chokwadi chaicho chizere.
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 2 дня назад
Vakadya Mari dzaakange achivapa.rave basa re social services
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 2 дня назад
Vanhu ngatizive zvatakavinga mujoni kwete kusiira vabereki mutoro
@NomatterMunetsi
@NomatterMunetsi День назад
Chokwadi
@user-is3bn9fc3m
@user-is3bn9fc3m 2 дня назад
Mwana wavo ndidzo dzaiva pfambi dzaiparadza dzimba dzevanhu
@catherineusiri744
@catherineusiri744 2 дня назад
You show some intelligence but l dont know where you get it all wrong in giving good morals to your daughter. Some love we give to our children is slow poison in the long run.
@synodianyakudya3510
@synodianyakudya3510 2 дня назад
Musapomere vabereki venyu mhosva,imi chii chamakazoitao kudzidzisa mwana wenyu kuti azosvika pakuita vana 5 vasinga ziikanwe anababa vavo . Chirikudiwa apa i pfungwa kwete mari
@YonathaMakanda
@YonathaMakanda 2 дня назад
Its a sad situation😢 but ndadzidza zvakawanda... Mwari tungamirai
@NagdulaMadada
@NagdulaMadada День назад
Pa mwana wekutanga , Mbuya ngaite moyo murefu ,vasada pfuma pamberi first ngavarerutse kuti mukuru ache ngetwe awane pokutangira ndokuti nhamo yavo ipere ramangwana ngarai pasi nomukwasha mzukuru abudirire
@dennydennis8844
@dennydennis8844 День назад
Mwari ndiregererei pamwe mashoko angu angatsamwisa. Amai taurai chokwadi mubatsirikane mubvunzo weku welfare mabvunzwa kanopfuura kaviri asi hamusi kupa mhinduro iri straight. Even mukaita musha wenyu kana mafa hama dzenyu dzichangouya dzichitora dzodzinga vazukuru venyu. Very sorry mwana wenyu yaive nzenza plus paakauya kuzosiya mwana wekutanga ndopamaifanirwa kujamuka honai anga atojaira kuzvara achisiya mwana kwamuri. Hope muchawana rubatsiro mama
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 2 дня назад
Maiguru tsvagai zvekuita zera renyu iri hamuna pakaremara zvekuti mungatsvage rubatsiro.kune chembere dzichiri kumukira kumbare kunohodha vachiraramisa vazukuru
@petrocociousmatsangaise4542
@petrocociousmatsangaise4542 2 дня назад
Komunodiiko kuenda nema audio mic aye.. ungasaneta ruoko uchiti kwako woti kwavo
@PaidamoyoMichelle
@PaidamoyoMichelle 2 дня назад
Imagine kut uku neuku kkk itori labour
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 дня назад
Saka iwaya ma mic akagadzirirwei
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 2 дня назад
​@@robertapfumaneyikuti ashandiswe saizvozvo mukoma😂😂😂
@EdwardMapopo
@EdwardMapopo День назад
Kkkk ​@@robertapfumaneyiabatikana
@CarolineRice-ex8zj
@CarolineRice-ex8zj 20 часов назад
True ..zvapo bt Zim is very harsh wena Mari dzinowandirwa zvekuti vanhu vanotpzotadza ku advancer basa ravo
@catherineusiri744
@catherineusiri744 2 дня назад
5 kids with different fathers moti aive neunhu hwakanaka mune shuwa mhai
@EuritaGanagana
@EuritaGanagana День назад
Plus wechi sikisi waakazofa naye uuuuuuum paiva nebasa chairo, anga ane chipo chekubara
@enesichitauro6846
@enesichitauro6846 2 дня назад
Business ririnani akoma munoshaya Asi hamuzoshaisisa pane kugara
@catherineusiri744
@catherineusiri744 2 дня назад
Hatituke vafi but mwana wenyu you failed as a mom to instil discipline and teach her to be a mother not an animal inongobereka vana yoyamwisa then zvapera. Mwana is expensive. Ini am a single mom mwana wangu is 21 and l did not go around sleeping and giving birth cause l know my background and kuti mwana anoda kuchengetwa.
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 2 дня назад
💯💯💯
@aginelah6387
@aginelah6387 2 дня назад
Very true dear ini ndinoshandira vana vangu kwete kungozvarira ana bhangu vemujoni
@makaitahove5142
@makaitahove5142 День назад
Say that again, I always laugh when people try to give me pressure hanzi saka wakutoguma nemwana 1😂 I will be like yes ndiye wandinogona kuchengeta. You can't just go around having kids uchida kuzochengeterwa nevamwe vanhu, thats being selfish
@PedzieGwata
@PedzieGwata День назад
Ndokutosiyana kwevanhu, mau unotsiura haumborege, but iye mwana anehunhuwo hwake, zvinorwadza kutukirwa pamwana, yaitongowewo nzenza
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 День назад
Zvine basa rei nhai maiguru makayenda kuUzumba makagara pamba pevabereki venyu motauraka naSabhuku okupai pekugara nevazukuru venyu panoti penyu pacho.hamusi kuda chete kunogara kumusha
@JuniorBanda-h2g
@JuniorBanda-h2g День назад
True nungo ndodzandaona kuda taundi
@NomatterMunetsi
@NomatterMunetsi День назад
asi samai vaifanirwa kuziva kunobva varume vemwana wavo uyo mukore uno shuwa kuzadza danga nevana vasingazikanwe kwavanobva
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 2 дня назад
My favorite daughter ❤❤
@pepukaimutambiranwa3110
@pepukaimutambiranwa3110 2 дня назад
Kana vada reply titaure ndabatikana shemmm
@pepukaimutambiranwa3110
@pepukaimutambiranwa3110 2 дня назад
Dai vaida havo vauya vagara pamba pedu vachiita zvekurima zvirimwa zvavarima ndezvavo kungochengeta pamusha chete ndovapinzira vazukuru chikoro pamba pamai vangu vakashaya taitotaurirqna friday ndikuuya zim ndaivabatsirq hangu kwarusape
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 2 дня назад
May God bless u mudikani
@YonathaMakanda
@YonathaMakanda 2 дня назад
Thank you brother... Munemoyo wekubereka👏👏👏
@MummyKuchenga
@MummyKuchenga 2 дня назад
Thank u we need people like u munyika be blessed bro
@itiswell3316
@itiswell3316 2 дня назад
Hope she will agree to this! It will really help her nevazukuru. Kungoti dambudziko vanhu vanenge vakajaira hupenyu hwemutown havabvumi kuyenda kumusha
@relaymanyetera5564
@relaymanyetera5564 2 дня назад
But zvinobatsirei mutown macho vachifa nenzara
@MarthaMatasva
@MarthaMatasva День назад
Mhamha taurai chokwadi mubatsirike
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 2 дня назад
Ko kumusha kwenyu kwamurehwa endai monopiwa keekugara tozo kubatsirai kuvaka
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 День назад
Nzvimbo yechikoro imboedzai Chengu Primary paMachipisa
@EverMudungwe
@EverMudungwe День назад
Ichokwadi chirikutaurwa nmai ava asi kungoti vakanonoka kuronga remangwana chete chavari kuda nepekuwaka💔
@Nunec
@Nunec День назад
Eliza vakomana, hanzi ko imi aikuchengetai here izvo zvanzi kana sauti hayo anga asina rubatsiro
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 День назад
Ko kuenda kumusha vonokumbira vana vaiswe pabeam. Ivo vorima garden havo.
@Loeag75
@Loeag75 День назад
Mama dzidzai kushanda endai munotengesa kumusika kana kunogara kumusha ndiani anokubatsirai nyika yakaoma kudai nevana 5 Hazvibude
@ThandiweMhlanga
@ThandiweMhlanga 2 дня назад
Nyaya yenyu haina kunatsojeka imba inotengeswa sei nemwana wehazvsdzi imi muripo uye murikuti makamitiswa bva matadza kutizira yooh ndimi mega😂or vabereki venyu vaikushandisa ndozvazviri kureva plus makatomboenda kusouth africa kubva matadza kutengawo ruzevha zvarwo maiti zvinozodii
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 2 дня назад
Vanhu vakuda kujaira kungokumbira aaah gogo ava vachiri vadiki zvekut she can go and work as a house maid
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 2 дня назад
Nhai ini murume akandisiya mwana ari grd 8 kuno ku south African ndikasara ndikadzidzisa mwana ndikatenga stand pa growth point ndikabva kuowaka 2 rooms yangu ine kavheranda and toilet necheresa mugodhi nhasi zvikarema ndinogara panoti pangu even kana kuzonzi paita vazukuru ndine pangu and mwana ano graduater next year ari ku college
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 2 дня назад
Havazi vese varikuno kujoni varikuita mari mudikani upenyu hwakaoma uyu​@@TafadzwaMutsaru
@PedzieGwata
@PedzieGwata День назад
Ko saka mkimana ndaaendeke kumhuri kwavo nhy mhayi since muchitokuziva anogona kutonowanawo hma inomupinza bsa musarambire nevana mutoro wacho uchikuremerai
@IreneHunt-iw2ot
@IreneHunt-iw2ot 2 дня назад
Mwana wahanzvanzi yenyu ngaasungwe
@AmandaMandy-td3bh
@AmandaMandy-td3bh 2 дня назад
Waiting
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 дня назад
Waiting ✋️
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 2 дня назад
Kuna Gogo vaye vane 92 yrs vari kuchengeta vana , nevazukuru, nevazukuru-zukuru. Asi havana kuchema zvakanyanya. Asi vanochengeta kacheche. We form six uyo anoshanda kana kuita kungwavha ngwavha, asa sarudze basa. Zvava kuda MP abatsire
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 День назад
Maiguru itai mushe kana waita mimba yako ungatadze kuenda kumunhu akupa mimba vanhu vangani vanotizira pasina kana mubereki anoziva vozongonzwa kwauya tevakirai kuno
@sharaichiwara-oj9qg
@sharaichiwara-oj9qg День назад
We form 6 ndiye problem ngaashandire mhuri achibatsira ambuya...mai vanongoda help but ivo havana effort yavari kuita kutadza kuita kamusika chaiko
@tabethmukombe
@tabethmukombe 2 дня назад
Iye mukomana mihombe ngatsvage zekuita achengete vana wamai vake
@mwanawevhu9933
@mwanawevhu9933 День назад
Musikana aive akutozvara mwana we6 makwikwi
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 2 дня назад
Vana Baba vevana ava varipi? Hama dzavo ngadzitsvagwe
@HTMPROFESSIONALPAINTERS.TI-h7n
Zvinorwadza
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 День назад
For start munogara pamba pevabereki venyu muchivaka panoti imi not kuramba kuti kumusha vazukuru vangu vanozodzingwa
@priscachingonzo5284
@priscachingonzo5284 День назад
Ini ndakatenga musha kuitira vana vangu hapana anodzinga umwe
@user-is3bn9fc3m
@user-is3bn9fc3m 2 дня назад
Mai ava ngavaende kumusha vanogara nevazukuru kumusha chikoro chaka cheaper
@MemoryMhuraiThomas
@MemoryMhuraiThomas 2 дня назад
Kumusha kurinani shuwa vana vanogona kutonopinda muBimu
@aginelah6387
@aginelah6387 2 дня назад
Vanoda zvemu town endai kumusha gogo munorima muriwo nema dhumbe
@MemoryMhuraiThomas
@MemoryMhuraiThomas 2 дня назад
@@aginelah6387 😀😀😀😀😀😀
@MarvellousMuzuva
@MarvellousMuzuva 2 дня назад
Weduwee tisafarisa tichiti ndiripamba yevabereki ngavaende kwasabhuku vonotaura nyaya yavo vopiwa mumba vogara nevazukuru vavoo zvisina votangingira ipapoooo
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx День назад
Maonero angu ngavaende kumusha kunogara upenyu hwakatonaka chose vachirima uchitengesa uriko ikoko nekuti ukagara zvinogarawo henyu kumsha kwakakosha henyu
@PaidamoyoMichelle
@PaidamoyoMichelle 2 дня назад
Mukomana muhombe uyo ngaiite hustle kufiyo glenora kunowanika ma hustle wani
@PedzieGwata
@PedzieGwata День назад
Sis tsvagai rubatsiro rwebasa, mushandire vana vacho, mkomana mkuru ndaaende kumusha kwake ndiye achazoroora mai vake esp nekutomuchengeta kwamakaita, musaomese moyo
@Sweetbabyclapping
@Sweetbabyclapping 2 дня назад
Mumbamarwo mom munobvepi kumusha
@user-kz1rk9mn8d
@user-kz1rk9mn8d День назад
Dai ndaive based in Zim ndaiti vandipe unwe mwana ndivachengetere
@tambudzaimuvingi
@tambudzaimuvingi День назад
Dai mhamha vangu ava vakaita kamusha kavo vogara nevazukuru vavo zvinoita.
@dianachivamba
@dianachivamba День назад
Kumusha ndiko kwatori ku town
@JuniorBanda-h2g
@JuniorBanda-h2g День назад
Baba vanenge vembwa
@priscachingonzo5284
@priscachingonzo5284 День назад
Kune vanhu vanoda kuchengeterwa misha dai madaro mogara nevazukuru vachienda kuchikoro
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 День назад
Mkoma Robert ko yemoto yakazopererepi?
@SholneGarande
@SholneGarande День назад
Imi musajaire zvokuda kupihwa mucharombeswa
@annachidothi6289
@annachidothi6289 День назад
???????
@brianmaricho
@brianmaricho День назад
Amai muchirimudiki ini ndine 62 y asi ndirikubasa nhamo yenyu hamuzi chirema imi onayi yekutamba batsiranayi nevazukuru
@brianmaricho
@brianmaricho День назад
Itayi basa remaoko riri kupamari dai mauya nedambudziko rehurwere beta
@mainatie5164
@mainatie5164 День назад
Endai kumusha , or kutsvaga basa muchiri mudiki munogona kushanda mukachengeta mhuri
@emilyzenda4851
@emilyzenda4851 День назад
Ko zvebeam zvakapera here??
@juniormuponda
@juniormuponda 2 дня назад
Endai kumusha monotanga hupenyu amai nevazukuru
@PedzieGwata
@PedzieGwata День назад
Dai wangoendesa vana kumadzibaba avo, pa5 hapashaikwe 3vanozivikanwa ana bba wavo
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 2 дня назад
Gogo avaka kumusha hanty nfokunotoita pamusha pababa vanodzingwa nani havasikuda kuenda kumusha kutengesa hakusikuita futi
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 День назад
Ine nungo mbuya iyi
@sinikiwemadara1246
@sinikiwemadara1246 2 дня назад
Mwana mukomana uyo gaaebde kuchipurisa hakuna mari inodiwa atagire ipapo anozoenda kumberi
@ephraimmurukai9915
@ephraimmurukai9915 2 дня назад
Poor parenting
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 День назад
Avaiava munoenda kwaSabhuku kaamopuwa penyu movaka
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 День назад
Endai KuUzumba munopihwa pokugara naSabhuku
@dianachivamba
@dianachivamba День назад
Muningina enda kumusha kunotanga musha wako navazukuru vako woshanda
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 2 дня назад
Mataura kuti vamwe baba ndimakoni anowanikwa. Birth certificate rine number dzechitupa dzababa
@user-gd7tt6qq2o
@user-gd7tt6qq2o 2 дня назад
Dai vari kukumbira mari yekutanga kuita kubasa zviri naani
@unity9896
@unity9896 2 дня назад
Panyaya yemba endai kwagodobori ndokuzvipedza
@PedzieGwata
@PedzieGwata День назад
Uhmmm mwanasikana hatichagoni zvedu kumutuka nekuti haasisipo ai angaakaregerera nyama yke
@catherineusiri744
@catherineusiri744 2 дня назад
Zvitorinani kuvapa mwana wavo panekutenderera navo muhama dzenyu
@user-gd7tt6qq2o
@user-gd7tt6qq2o 2 дня назад
Vagara Havana kuķwana
@DRRZOE09
@DRRZOE09 2 дня назад
Why ?
@HTMPROFESSIONALPAINTERS.TI-h7n
Sei ?
@brianmaricho
@brianmaricho День назад
Kubuda kwemari ndokurarama kwacho
@MarvellousMuzuva
@MarvellousMuzuva 2 дня назад
Degree mukore unoo mhaiyoo mukoma uyo atokukura ngaatengese mumvura muma street akubatsirei pavanaa
@eppahsinzamala6541
@eppahsinzamala6541 2 дня назад
Enday kumusha mogara nevazukuru ende chikoro chakachipa.vezera renyu vari kushanda muzimba pane kutsvaga anobhadhariray fee's yevana
@user-el3wh3xd3f
@user-el3wh3xd3f 2 дня назад
Saka akafa achizvara mumwe mwana futi yoh zvakaoma
@ShillaMunondo
@ShillaMunondo 2 дня назад
Why mwana uyu akatengesa imba imi muri vapenyu
@thereziahatina615
@thereziahatina615 2 дня назад
Vanhu simba nezvivindi zbekutengesa dzimba dzavasina kushandira vanozviwanepi
@Nightgamer5_13
@Nightgamer5_13 2 дня назад
Mhamha kana muchiti mwana wenyu aisava hure ko vana 5 ava chero kuda kuvaka musha wacho imika dai matokumbira mari ekutanga kutengesa madomasi hakuna chemahara this dayz
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 2 дня назад
Taura hako tese takaomerwa dai vakumbira start . Kune mawidows akachengeta nekudzidzisa vana single handed
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 дня назад
Like and share please
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 2 дня назад
Ummmm vana ava vanotiparira yowee
@margaretmunyanyiwa1269
@margaretmunyanyiwa1269 2 дня назад
Ko bvudzi raitasei
@user-is3bn9fc3m
@user-is3bn9fc3m 2 дня назад
Endai kumusha ku uzumba munogara
@MarvellousMuzuva
@MarvellousMuzuva 2 дня назад
Vakarima garden chairo vanotorarama hupenyu wakanaka
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 2 дня назад
Gogo vachiri vadiki ngavanoshanda aaaah
@ephraimmurukai9915
@ephraimmurukai9915 2 дня назад
Asi urimu satanist here
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 2 дня назад
@@ephraimmurukai9915 mai vako
@sizilachakwenya
@sizilachakwenya 2 дня назад
Vanoda zvakanyorova sehonye. Kwese kwari kuti vakashanda vakashaya kana kuitawo kamba kavo kumusha. Apa vanotori nekumusha kuda town life vaine usimbe hwekushanda. Apa Havana pavaka remara vachiri vechidiki. Ko kuzoti pava Cha svika 70 years vanenge voda kubatsirwa kusimuka.
@TheresaTeyai
@TheresaTeyai 2 дня назад
Hupenyu mutoro zviri mumadzinza zvakaoma tisajaja munhu nezvakaitika kana tichida kubatsira ngatibatsire tisingasoropodze nekutaura zvakawanda
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 2 дня назад
@TheresaTeyai ndangoti age wise she can work
@MaŕyMurimi-q5p
@MaŕyMurimi-q5p День назад
Endai kubasa amai muri zera rangu ndiri kushanda izvozvi munyika yevatorwa
@ShillaMunondo
@ShillaMunondo 2 дня назад
Amai Ava vaitawo zvechihure saka mwana wacho akatsika matsimba awo
@PedzieGwata
@PedzieGwata День назад
Nhasi mujaha akatizirwa mukutakura fti mutoro iwowo, let him go kudzinza kwake life yake itambanuke, agone kuzokucheukai,
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 День назад
Maiguru tsvagai zvekuita zera renyu iri hamuna pakaremara zvekuti mungatsvage rubatsiro.kune chembere dzichiri kumukira kumbare kunohodha vachiraramisa vazukuru
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 День назад
Zvine basa rei nhai maiguru makayenda kuUzumba makagara pamba pevabereki venyu motauraka naSabhuku okupai pekugara nevazukuru venyu panoti penyu pacho.hamusi kuda chete kunogara kumusha
Далее
КОСПЛЕЙ НА СЭНДИ ИЗ СПАНЧБОБА
00:57
CHAKARI.........MADZIMAI OPINDIRWA NEVARUME MUDZIMBA
10:25
CHIVHU LIFE AFTER DNA
38:02
Просмотров 58 тыс.
Baba Vangu Vayindiita Mukadzi Pamusoro Peguva
1:06:01
Просмотров 108 тыс.
Mukadzi Wangu Anondishandisira Dumwa
38:04
Просмотров 28 тыс.