Тёмный

HONDE: PART 3: Baba Vekwa Marange Vane Vakadzi 7 Nevana More Than 100 Vane Hurombwa 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 73 тыс.
Просмотров 5 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

16 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 98   
@NothandoNdlovu-n5x
@NothandoNdlovu-n5x 16 часов назад
Can't wait..
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 6 часов назад
Very humble Sekuru ava vari cool zvinodadisa. Mmm surrender ❤
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 35 минут назад
Chibaba
@nigelhartzenberg8324
@nigelhartzenberg8324 12 часов назад
Ukawona munhu achiti iMagic akaromba
@DiamondNoodlesbmgo
@DiamondNoodlesbmgo 7 часов назад
louder
@Amanda-k1n3y
@Amanda-k1n3y 12 часов назад
Vanhu vanoti nhema onai machannels anoitwa chokwadi kwete kutibhowa mucomment section. Munopedza vanhu Simba rekuona mumwe inenge itori first time yake
@johnmutunhi5608
@johnmutunhi5608 5 часов назад
Panemumwe unonzi Hungwe pacomment section unototi vanhu makapata murkurobwa mari nen'anga
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 13 часов назад
Vese vari kuti ndezve nhema vakarombawo fti. Ini ndaizviramba kare ndakazozvionera nyoka ichirutsa ropa rayainzi raisveta vanhu vese vemudzinza vaingopera kufa vasina kurwara vaingonzi haana ropa mumuviri. Yakarutsa ropa then later mari, mari svinu ndokuenda kunomonerera muridzi wayo kwakumunanzva nokufirapo nyoka nemuridzi wayo
@QuotesQueenQuotes
@QuotesQueenQuotes 11 часов назад
Wapedza zvako iwe
@PrisciniaMakurumure
@PrisciniaMakurumure 9 часов назад
More than 100 Vana but baba vachiisira hembe mudzoto rebag rakadai chero vachiroya zvavo 💔💔
@CrenaHove
@CrenaHove 11 часов назад
Vese varikuti kunyepa vakaromba varoyi
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 13 часов назад
Yes dzokai ku part one murudzi arikubvuma zvinhu zvake egai
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 7 часов назад
Ine zera navo Sekuru avo hazvishamisi kukura kwayo. Ivo vanenge vachiiona imi musingaone ukaona yowonekwa zvine chirevo.
@ChristineBaduki-b6h
@ChristineBaduki-b6h 11 часов назад
Vanhu vane zvivindi kana mazogara 😢 chii chakadaro
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 11 часов назад
Asi hapashayi achazoteera kunotsvaga sezvo panotsika remberi reshure rinotsikawo
@SusanChimhashu-c2x
@SusanChimhashu-c2x 13 часов назад
Zvaaita ndozvinongoitwa Nana tasvu and kanengo why wati apa magic
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 11 часов назад
Zvino chipostori chacho chiripi idi marara chaiwo
@rambochauke710
@rambochauke710 13 часов назад
Waiting for part 4❤❤❤❤❤❤❤
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 13 часов назад
Pfuurai Zvenyu motivhiringidza
@Mpholosisndlam8675
@Mpholosisndlam8675 15 часов назад
I nhema idzi n'anga dzonyepa I'd, i
@nomsanyika151
@nomsanyika151 14 часов назад
Ndiyo yakatadza kubatwa neshumba yegorongozi but akange aiwona zvake at the same time samusha yanga yamurwarisa akatomboiviga pakauya tangwena mumusha 😅kungoti Nyangatayani hausikumuziva chete.
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 14 часов назад
Nema dzipi munhu achibvuma zvinhu zvake nhy iwe
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 14 часов назад
Anambwa tigarirei pasi uko ndiwe mumwe apedza dzinza
@QuotesQueenQuotes
@QuotesQueenQuotes 11 часов назад
Dai ukamboroiwa ka 1 chete
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 13 часов назад
Sekuru vaye vakataura pakutanga kuna Tsoka vakati ini ndiri murume kwete wekutamba naye ende handijairirwe, asi handichazvida ndakuda kufa ndakachena ndisinungure mhuri yangu
@hhhhbd5289
@hhhhbd5289 14 часов назад
Nyangatani anobata zvinhu zvemashuwa😢
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 13 часов назад
Yes ndakatanga kuva ona panerimwe dare so panemuroi ayirombesa vanhu huroi achiuraya vanhu akazoti ndoda kubhadharwa sekuru nyangatayani vakamupa mari akadonha 😅 sando dzavo
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 10 часов назад
​@@PreciousSidhuna aida ku saiza akakutukira pasi. Uye wekufamba neka coffin mu satchel. Akazoteera kuno sarenda
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 34 минуты назад
@@washingtonsandi4404yes Uya we mukumbura
@rambochauke710
@rambochauke710 14 часов назад
Mutimukuru ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@mildredchafa2483
@mildredchafa2483 14 часов назад
Why vachiti isayi hembe mumabag magic dzoga dzoga mablacks tinotambudzika shame
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 13 часов назад
No mushonga unotevera hembedzemuridzi imi tisazokuona kana sekuru Tasvu please
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 8 часов назад
Saka chobva chachinja pavanochibata kuita zvee achiri
@TanyaAyanda
@TanyaAyanda 16 часов назад
Zhavanhu vanetwunhu twavo mudzimba umu
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 11 часов назад
Sekuru ava imbanje here or fodya
@annadzoto6837
@annadzoto6837 14 часов назад
Vahosi varipapi zvino hanzi maikoro kkkk
@TalentNyoni-w5k
@TalentNyoni-w5k Час назад
Sekuru murisimbi yebasa sando dzenyu pabasa
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 16 часов назад
Waiting ✋ ✋ ✋
@CrenaHove
@CrenaHove 11 часов назад
Varoyi ndovanoramba zvinhu izvi
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 10 часов назад
dai sekuru vari ve fake handidi vangadai vato charger ma 1000 zvino vangobisirwa mahara wani pamberi nemi sekuru nyangatayani ,tasvu na kanengo
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 11 часов назад
Zvatoiswa kare aaah matsotsi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 14 часов назад
Chakatengwa nemari yeRhodesia😂
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 11 часов назад
Nhau yekubata zvinhu handiichenesi
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 11 часов назад
Ndidzo n'anga dzapedza vakadzi idzi
@VioletMuleya-c4z
@VioletMuleya-c4z 16 часов назад
Ummmm pakaipa 😢😢
@RutendoGutu-e1m
@RutendoGutu-e1m 16 часов назад
Is this real?
@nomsanyika151
@nomsanyika151 14 часов назад
Very real
@JulietMutemeri
@JulietMutemeri 14 часов назад
​@@nomsanyika151ummm????
@NdunaNong
@NdunaNong 11 часов назад
Tasvu kanengo nyakataya imagic dzose idzi zvinongofana nekuchinja mashizha kuita mari or kuti munhu unokandira zai mishonga yega yega iyi pachiri chaicho chingabatwa simple so nhema idzi takabva nako uku
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 10 часов назад
Vhurai channel yenyu tikuonei kwete kusembura vanhu
@QuotesQueenQuotes
@QuotesQueenQuotes 11 часов назад
Ko kupeta mbatya vanhu kumamisha uko..ndosaka vachichengeta nyoka nezvinhu mumaputwa umo
@calistaashwood
@calistaashwood 12 часов назад
KaGura badza kuroya ucharegera
@chipomashozhera8719
@chipomashozhera8719 12 часов назад
Ndoo inonzi nyoka kwete kabishop
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 10 часов назад
😂😂😂uyu musvongosvongo
@jacobnyamuda5661
@jacobnyamuda5661 13 часов назад
Do not ever trust these satanic charlatans, munoti vanhu varongedza that bag watadza kuona zinyoka zihombe iro pawaisa zvinhu mu bag
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 13 часов назад
😂😂😂😂😂 mukadaidza Tasvu pa same musha anobatawo zvake. Tsoka vakabatawo zvavo mu toilet. Chi game ichi 😂😂😂 hapana magic apa. It’s just that vanhu tinopusa nekutya kana tasvika pan’anga. It’s a very simple but well coordinated trick. The problem is even if one explains how it’s done, it’s impossible to convince those who think varikuroyiwa. Those who believe without reason cannot be convinced by reason. Zvoo nzwisa tsitsi izvi family is being abused nen’anga dzese Tsoka, Nyangatayani and many others to come. Game renyoka ne chikwambo rarohwa apa 14:34 and 14:40 if you don’t get it you won’t understand the trick.
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 11 часов назад
Mhuri hayina order iyi
@KilfordGomba
@KilfordGomba 12 часов назад
Vese vari kuti magic munoroya mese
@QuotesQueenQuotes
@QuotesQueenQuotes 11 часов назад
😂😂😂😂😂😂nhai zvako kuda kuti vhara
@mildredchafa2483
@mildredchafa2483 11 часов назад
@@KilfordGomba saka chokwadi chawaona ipapa chii unopengawo futi
@lpmahlaba7577
@lpmahlaba7577 15 часов назад
That is a magic
@nomsanyika151
@nomsanyika151 14 часов назад
Huriii uchazviona zvako 1day
@ephraimmurukai9915
@ephraimmurukai9915 14 часов назад
We don't listen to people like you
@rambochauke710
@rambochauke710 14 часов назад
African scientists ❤❤❤❤ how to destroy it ❤❤❤❤
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 13 часов назад
Nayo kuiwona
@rambochauke710
@rambochauke710 14 часов назад
Maziso pahakata yako ❤❤❤❤ kkkkkkkkkkk
@julianachiweshe2857
@julianachiweshe2857 15 часов назад
Saka chikwambo chine weave nhai kkk , apo chiri kunzi ndechekarekare kkkk
@blessmoregunzo-cb6qu
@blessmoregunzo-cb6qu 15 часов назад
Dzainzi wig kudhara
@julianachiweshe2857
@julianachiweshe2857 15 часов назад
@@blessmoregunzo-cb6qu kkkkkkk zvakazara kumbare izvo kkkkkk
@desmondmambigwe
@desmondmambigwe 16 часов назад
😢😢Kugara nechikara
@MunorweiMhlanga
@MunorweiMhlanga 15 часов назад
Yaaa pakaipa
@RutendoGutu-e1m
@RutendoGutu-e1m 16 часов назад
Chiii chakadaro
@lpmahlaba7577
@lpmahlaba7577 15 часов назад
Open your mind that is a magic
@nomsanyika151
@nomsanyika151 14 часов назад
Ndochakatadzwa kubatwa naMukotsa akachitya plus muridzi wacho nyoka anoiziva anotoipupura pane imwe episode vainzi vakamboiviga kunext door what what 😅
@rambochauke710
@rambochauke710 14 часов назад
African 👿 devil scientists need this power because is also magical but you are dying unaware of the killings ❤❤❤❤ now meet the size ❤❤❤
@rambochauke710
@rambochauke710 14 часов назад
​@@nomsanyika151❤❤❤❤❤❤kkkkkkkkkkkk ❤❤❤❤ mmmm yaaa unofollower seni hei kkkkkkkk ❤❤❤❤Chokwadi ❤❤❤❤❤
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 14 часов назад
Magic yeiko yaunotaura katsi kwakatangira nyaya yacho unokuziva basa kungo humana zvausingazivi, ndiwe umwe apedza dzinza
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 13 часов назад
Avo vanoti magic vanomboraramira nyka ipi vasingazive huroi nehurombwa nechivanhu musi wamucha tsingwa muchaziva mashoko ekutaura imi
@FaraiTendai
@FaraiTendai 14 часов назад
Yahh Nyoka yakakura iyi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 14 часов назад
Idiki pane yaakabata paMoza apa haaa raityisa ranga rava harahwa chairo not nyoka😅
@AmandaMandy-td3bh
@AmandaMandy-td3bh 20 часов назад
I can't wait
@NothandoNdlovu-n5x
@NothandoNdlovu-n5x 16 часов назад
Can't wait..
Далее
Cool Parenting Gadget Against Mosquitos! 🦟👶
00:21
Wildest 10 SECONDS OF HIS LIFE 🤯 @TomIsted
00:14
Просмотров 3,1 млн
BARIKA REMUROMBO 15 Zimbabwean movie 2024
33:38
Просмотров 3,5 тыс.
DARE RACHIEF MUTASA JOHN VS FINIUS Karanganda TV
6:30
Просмотров 2,5 тыс.
Day 1 Arrival In The Village !!! Not What I Expected
1:03:24