CHIPANGA wabaya dede nemukanwa !! vakomana mukaona madhara akukanda mashoko akadai ,, nguva yakwana ,,Hapana munhu anozvarwa akapusa,kana kungwara!!asikuti munhu ndiye onochinja mafungiro umumwe munhu!! for example ,,a teacher can teach things that will change your way of thinking from when you where born{FACT},,Then uyu PHAROAH arikutaurwa uyu {anofonyora vanyu pfungwa]For example,, anotaura nekuiita zvechirungu onyepera vanhu kuti akavenga varungu ,,munhu akadai ndi DHIYABHORISI
Hosea you make me really see the world beyond. There is nothing to add to your truthful and yet painful messages. The problem is that it falls on deaf ears. Where is the 1980 independence. Who eroded it/