Тёмный
No video :(

HWEDZA RUZHINJI RWEVANHU RODA KUROVA VANA MADZIBABA 

Drewmas Media
Подписаться 225 тыс.
Просмотров 72 тыс.
50% 1

MWANA HAASATI AWANIKA

Опубликовано:

 

1 авг 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 545   
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 Год назад
Nemiwo vana madzibaba tanhayi dzamunosvikira munokuvadzwa nevanhu
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Год назад
Nhai zvenyu
@mirriamsalanji3559
@mirriamsalanji3559 Год назад
Tanhayi dzamunosvikira munhu ngarohwe
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 11 месяцев назад
Kunyepera vanhu ..serious case yakadii Fusion of zven,'anga then trying to make people believe kuti they are Holy ..nduvo vakatora mwana kumasowe for sacrifice
@alphahavadi4711
@alphahavadi4711 Год назад
Ivo tswee zvemwana vanezvemisha yavanhu drewmas taking you to another level
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 Год назад
Love this song usandione kunonoka ndanga ndichiuya
@user-zo5lb1pl3f
@user-zo5lb1pl3f Год назад
Mukoma neShamba kana vanhu vakasarohwa vanoramba vachipedzera vanhu nguva,zvedivisi zvabva nepi.
@giregrace317
@giregrace317 Год назад
Vana madzibaba vakatambisa nguva yevanhu
@irvinekahwema1358
@irvinekahwema1358 Год назад
Nzvimbo Iyi yakazara Madofo Hayo nemiwo Ana madzibaba tanhayi dzamunosvikira
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc Год назад
I'm here for the song zvangu ini..nyaya dzepano hadzina kwadzinoenda kunze kwekarate basi.anyway Musandione kunonoka ndanga ndichiuya....
@nomattermujaji
@nomattermujaji Год назад
iv bn following this hwedza story . vana madzibaba avo imbava. vanoda shamhu. kamukadzi ako kanoda shamhu. kamunhui kakadai
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o Год назад
That song takes me to another level like Drewmas Media
@Amarie077
@Amarie077 Год назад
Mapostori never dissapoint. January to December same story. For some reason vanhu vanoendwa na Na Andrew there is some unfinished drama. Each time Andrew goes somewhere the whole thing zvinongopera zvisinganzwisisike. Am l the only one. Domboshava , kwaana gogo venjuzu vaya. The stories dissappear into thin air.
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 Год назад
Ava Havana kuuya nana mukoma Andrew Ava ,vanenge vakastvagwa nehama dzemukadzi
@Amarie077
@Amarie077 Год назад
@@beverleymadamombe5772 That's why l said vanhu vanoendwa na Andrew. Handina kuti vanhu vauya na Andrew. Kutongozvivhunzawo zvangu nyaya dzacho dzinongoita dissappear into thin air.
@chingombedaries
@chingombedaries Год назад
Njuzu dzeku Chiredzi dzakazodiyi
@Amarie077
@Amarie077 Год назад
@@chingombedaries dzakatoza kuenda mugomo the day before Andrew went back kkkkkkkkkkk. Nyaya dzacho.
@chingombedaries
@chingombedaries Год назад
@@Amarie077 kkkk
@anywaymukaka2178
@anywaymukaka2178 Год назад
Ini ndinowirirana Nana madzibaba ... azvisi easy kuvamba nekusvika pane mwana akanyangarika same thing munhu anenge atorwa nenjuzu pane pa chiranga chinoitwa kuti njuzu idzose munhu soo ini ndaiti Dai vavapa mukana kusvika ivo vati tazvitadza
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 Год назад
True it's a process . Ngavamutoreka ivo vanopopota mwana akatorwa ne n'anga
@user-yb6ug9si5y
@user-yb6ug9si5y Год назад
Mapotsori Aya ndevefeki
@PatienceNatieRushwaya-xl7wx
Hezvo asi madzibaba acho ndoane mwana here hezvo
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
Sekuru ndivo varikuziva kune mwana
@chrismaziriri4991
@chrismaziriri4991 Год назад
Yes l support you guys,they are playing
@magmat3363
@magmat3363 Год назад
Ngavarohwe, mbavadzevanhu ,ngavaburitse mwana , that is the reason they were summoned. These are scammers not helpers, they should have brought the child up by now.
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 Год назад
I think mwana shld be demanded from sekuru co ndivo vakasiirwa mwana ndokubva anyangarika
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 Год назад
Kuda kuita vanhu kunge vakapusa vakauya vachiti vanamati ,iyezvino vakuti masvikiro
@senzenikahari7330
@senzenikahari7330 Год назад
Vanopihwa mari yei pasina zvavakaita ko mwana vamuburitsa here dzingai vaende mhuri iyi nditsvage mumwe anobatsira nokti mazuva awanda mwana asati aonekwa,Kanengo ano batsira pakadai nyangwe vasina mari vakataura naye munhu anonzwisisa dambudziko remunhu
@anywaymukaka2178
@anywaymukaka2178 Год назад
Even kunyatora n'anga ipi ... mwana habudi same day anotokuudzayi kuti pane chiranga chinovarirwa kuitwa first then ndokuti muwane mwana
@hildachipashu2066
@hildachipashu2066 Год назад
True
@senzenikahari7330
@senzenikahari7330 Год назад
Yes 100% behind you guys batai munhuuu!!!!!!
@theyjustwantyourmoney4539
@theyjustwantyourmoney4539 Год назад
Everything is spiritualised even a crime involving a missing person which must be investigated by CIDs
@rumbidzaichibi4447
@rumbidzaichibi4447 Год назад
Vepamusha ipapo vanoziva kune mwana
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 Год назад
Where are the CIDs if they are the ryt ppl to find the child and what action hv they taken
@keresiamathe1480
@keresiamathe1480 Год назад
​@@rumbidzaichibi44472:07
@keresiamathe1480
@keresiamathe1480 Год назад
​@@rumbidzaichibi44472:07
@keresiamathe1480
@keresiamathe1480 Год назад
​@@rumbidzaichibi44472:07
@user-tb7yn5tn9j
@user-tb7yn5tn9j Год назад
💃💃usandiona kunonoka😊 ndangandichiuya
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Год назад
🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️
@BazelChiroodza-oz8ul
@BazelChiroodza-oz8ul Год назад
Kkkk
@paytlicia..
@paytlicia.. Год назад
Sahwira hwoye gara muberevere❤
@priscillamwembe7162
@priscillamwembe7162 Год назад
Kasi vana madzibaba ndovakatora mwana wacho here zvavari kumuda kwavari😢😢😢
@patiemuchichwa
@patiemuchichwa Год назад
Pasi rese ririkuda mwana abude kwete mhoroondo idzo. These guys vane ma funnies
@prachie937
@prachie937 Год назад
Love u drewmas media mwaaaa .... drewmas media taking us to another level
@paulinenjaikira8860
@paulinenjaikira8860 Год назад
Imi vanhu imi musape vana madzibaba mhosva.makadii kumutsvaga nekuwanda kwamakaita.bvunzai khule vataure nechikwambo chavo chiunze mwana kwete kupa maprophets edu mhosvaa
@julietmuzokura3172
@julietmuzokura3172 Год назад
Sekuru ndivo vanoziva kune mwana haisi nyore izviii zvinoda process yacho sekuru vacho ngarohwe mapositori haana bsa sekuru ndivo dzinde renyaya vakaripa n'anga yavo
@winniemapiki1593
@winniemapiki1593 Год назад
Ko mukangoti sekuru vabudise mwana nhaiimi bcz ndiwo varikuziva zvavakaita nemwana
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Год назад
Vanoda kurohwa nepolice vanotaura vese nagogo vacho
@virginiagotora348
@virginiagotora348 Год назад
Drewmas tsvagai vanhu vanoziva zvavanoita kwete vana madzibaba
@blessingmashandureblessing9650
😢😢😢😢😢😢😢Ngavaende kwasekuru tasvu zvidiki izviiii
@mercy15
@mercy15 Год назад
Nhy hako panoda vanasekuru kana masvikiro vanongoti bvuu kune mwana kwete zvana madzibaba zvenhorowondo dzekupenga idzo
@EmiliaMakanda
@EmiliaMakanda 9 месяцев назад
I love e song garamuberere soo nakidzing
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Год назад
Ehe ngavarohwe kuti vamwe vacho vabve vadzidza lesson mazimbavha evanhu
@user-jv3dm8hl7c
@user-jv3dm8hl7c Год назад
Kasekuru kanemushonga vanhu vavekuda kurova maprofita ndivo vakatora mwana here rovai sekuru vataure nechikwambo chavo
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 Год назад
Vanamadzibaba ngavarohwe 😅😅😅vanonyanyonyeba maningi
@marcyleenruchike5512
@marcyleenruchike5512 Год назад
Sekuru vari powerful vakabata pakuru.... Anyway Mwari pindirai
@sambazamillicent5226
@sambazamillicent5226 Год назад
Kkkkkk aaaa mwana akufanira kubuda kumasowe hre kkkk noise haibuditse vana haasi mafanizi aya😢
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Год назад
In luv with the song hangu.
@TrymoreKarembera
@TrymoreKarembera Год назад
Madzimai honai vongodzungaira pavanhu sesvikiro rashaya hakata dzaro uuuuuuu ngavabvepo
@user-ft3tb4ys2u
@user-ft3tb4ys2u Год назад
😂😂😂😂
@user-wi7yj5ye1j
@user-wi7yj5ye1j 10 месяцев назад
Love the song usandione kunonoka ndanga ndichiuya 🎤🎤🎤🎤
@judithchikandiwa9165
@judithchikandiwa9165 Год назад
Ngavarohwe vanhu ava kupedzera vanhu nguva kujairira vanhu
@tsitsimagaisa
@tsitsimagaisa Год назад
Vanhu havarohwe ngavangoenda
@samukelisodube1694
@samukelisodube1694 Год назад
Sawira hoyee kkkkk hameno kumberi l love the song❤❤❤
@mariabvunza2296
@mariabvunza2296 9 месяцев назад
Ndipeiwo song iyi Weduwe
@dasilva8081
@dasilva8081 Год назад
Mayb zvoda nguwa ..ndezvemishongaka izvi zvodao kupikinyurwa nechiwanhu ..ngawabikeka doro racho tione..kt haawanikwe errr...manje mukaita gakava vakuru vanoti munozomuwana asina upenyu ..regai tihwe
@PatienceNatieRushwaya-xl7wx
Kujamuka kukuita vanhu iku dai kuriiko kunoitwa nevanhu nyika ingadai yakanaka fani
@selinalembani9816
@selinalembani9816 Год назад
Ya ngavarohwe bcz vanoda kuitisa vanhu mhani, plus kupumha vanhu nezvavasingazive
@evansmusambo8814
@evansmusambo8814 11 месяцев назад
Usandiwone kunonoka ndanga ndichiuya.kkkk love that song
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 Год назад
Good one community..now machangamuka.not kupedzerwa nguva nemaporofita enhema.
@user-ys6rl8oy9f
@user-ys6rl8oy9f Год назад
Ngavarowe vanonyepa Havana zvavanoziva pendzera vanhu nguva
@LackmoreGumbonzvanda-oo3yo
@LackmoreGumbonzvanda-oo3yo 10 месяцев назад
Zvakaoma weduwe
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 Год назад
Amen ndiyaniko achavimba nevana madzibaba ngavarohwe
@TrymoreKarembera
@TrymoreKarembera Год назад
Yaaa ndavambo batwa zvishoma bcz nguva yose yavari kupedzera vanhu kaiyo mwana Ari kutowedzera kurova so. Zvemwana kuti vachamuwana manyepo mwana havachamuwana Ari mupenyu uye vasamanukidza sekuru kubvuma zvisizvo. Divisi haritakure mwana kuenda naye divisi ndere kurima
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Год назад
Shaaa kana ndiwewo hama drama raakaita riya kusvetuka svetuka achiita senyoka hanziiko nhy zvinhu zvacho
@user-yb6ug9si5y
@user-yb6ug9si5y Год назад
Wakamboona mapostori anotamba dziyo dzechivanhu here mbavha idzi rovai moshaya mwana mobirwa Mari nezvipfuyo futi
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 Год назад
@@user-yb6ug9si5y poverty, cost of living is the one that course all of rubbish of many churches
@rosemarygondo2040
@rosemarygondo2040 Год назад
Basa rekunyepera vanhu ngavarohwe
@user-ct6xk4yc6y
@user-ct6xk4yc6y Год назад
Gogo vakasara vakabereka Mwana, sekuru Havana kuona mwana . Ava ngavarohwe nepolice
@ktm9853
@ktm9853 Год назад
Siyai mapostori avo ndovakatora mwana vacho.Rovai hama dzenyu dzakakonzera kushaika kwemwana.Muri varoi mose modakurohwa mese.
@auditortandi1993
@auditortandi1993 Год назад
Mapositori akauya kuzodii nhai if i may ask u
@ktm9853
@ktm9853 Год назад
@@auditortandi1993 vaida kubatsira asi nzira yacho ndoo irikurambwa nevava.Tofanira kuziva mafambisirwo anoitwa zvinhu zvakadai.Hapana miracle inoitika apa kuti mwana angierekana abuda apa.Ngavatevedzere zvirikutaurwa kuti vaite kuti mwana awanikwe.Remember no one promised kuti mwana achawanikwa ari mupenyu sezvirikuda vanhu.Its half an half.Zvaka fanana nemunhu atorwa ne njuzu.Pamwe anobuda akafa kana ari mupenyu maeererano nekuti imi mhuri matevedza zvinenge zverehwa.
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 Год назад
Ndakakuudzai Wani kt nguva yavo yekurohwa yakwana Vnhu ava
@samangamemory8110
@samangamemory8110 Год назад
😂😂😂😂😂😂😂😂 taura hako
@user-tm8ti4us1b
@user-tm8ti4us1b Год назад
Basa ravo harina mhuno😂 pachikore kore,ndozvevaye weku Domboshava vokuzomhanyiswa ,musoro wegora ndoyakushanda mazuvano nevanhu ava
@Chiravirwa
@Chiravirwa Год назад
Vana madzibaba ava ngavarohwe nxaa kutambisira vanhu nguva. Kuda kurwisanisa vanhu mumusha dai sekuru varivo vanoziva zvemwana vaizodana vemazwi ekuvharika here . Munhu Buda pachena kana usina zvawawana vanhu vaende pamwe "Usandiona kunonoka ndanga ndichiuya"
@faraichifadza4344
@faraichifadza4344 10 месяцев назад
sahwira woye gara muberere i love the song i think they have to record this song
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Год назад
Ndakazvireva ini,ndikati hapana chinobuda apo.Asi moyo inenge iine chidokwa dokwa chekuda kuwana ari mupenyu mwana achibuda.Kupedza nguva vachiti vanonamata kuri kuviga zvikwambo zvavo.Ngavambozamawo kunana sekuru n'anga uko.
@TeclahSMoyo-qr5es
@TeclahSMoyo-qr5es Год назад
Batai vanhu its nt easy kutambisirwa time , nyaya yemwana tsve vatanga kufurufushana nemudhara , ngavabudise mwana vozoita zvemudhara
@knowledgemkucha3257
@knowledgemkucha3257 Год назад
Kana team iri rakakatumwa namwari zvechokwadi ngawasabvunze sekuru awo ngawatsanangure kwete kuita sewanomanikidza munhu kubvuma
@Angeltoday2010
@Angeltoday2010 Год назад
musami fire gogo 2021 top 1 out of top 50
@memoriegomana5850
@memoriegomana5850 Год назад
Manje gogo vave kurwara varikunhanzwa nenyoka
@sekaichipika3865
@sekaichipika3865 Год назад
Aaaaa mapostorii hamuvazive imiii vachitora mwana kupiii ko mbuya iyoo madzimai kutadza kurera vazukuruu kuswera vachimhanya kudaro kusanyara😊
@pardonmuwungwa7318
@pardonmuwungwa7318 Год назад
Zviri zviyedzwa wee kana vatadza woo ana madzibaba havaurawe .Tsvagai vamwe
@wamz8477
@wamz8477 Год назад
Drewmas media ndinokushuwirai kupinda mu200k subscribers
@AshleyThandiwe
@AshleyThandiwe 8 месяцев назад
Very good mwana ngaabude
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq Год назад
Ngavarohwe ngavaburitse mwana hanty vakati vanozvigona rovai vanhu
@freddymaoneke
@freddymaoneke Год назад
dzidzai kutora vanhu vanoziva zvavanoita kwete vana madzibaba venyu ava vamunongogaro tora nguva nenguva vachitambisa nguva yevanhu
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh Год назад
Chokwadi zvinorwadA mufunge, but ipapo pa mhomho yevanhu munhu wacho aripo pakati pavo, muprofiter nganongedze mhunhu akatora mwana, handiti vanoti vanowoneswa nemweya mutsvene
@Tinto4490
@Tinto4490 Год назад
Vanhu vanopenga kokwavakambotanga kubatsirwa vakadii kudzoswa mwana.vakati vari free kutsvaka vamwe wani..yy kuforcer KT mwana ngauye by force chakamunyangaritsa makachiona here iyaaa tibvireipo kanavaneo Simba ngavamudzose voga
@tambudzaimatibiri8520
@tambudzaimatibiri8520 Год назад
Andrew Neshamba Shumba 👏👏👏basa mberi kasong manyama 🔥🔥🔥
@morrisgoneso8551
@morrisgoneso8551 Год назад
Hapana zvozikanwa nanamadzibaba ava,kana vachiziva ngavaburitse mwanaka, Upenzi hunotangira pakuti madzibaba kumunhu mumwechete 🤣🤣🤣
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Год назад
Ini mastori aya arikundisvota dai vavadzinga zvavo vaenda kuda kupedzera vanhu nguva
@christinamudimu5807
@christinamudimu5807 Год назад
Drewmas nyaya dzenyu ndopadzinobhowera hadzipere munozongsiya pliz ipai vanoziva mwana anorwadza veduwee
@user-np8lf4jq7n
@user-np8lf4jq7n Год назад
Imi siyai vanamadzibaba avo havasivo vakatora mwana .sekuru ngaburitse mwana chete nezvidhoma zvavo
@user-hw8pt6yj2t
@user-hw8pt6yj2t Год назад
Havana zvavanogona ava imbavha idzi
@munesukatewera6780
@munesukatewera6780 Год назад
Kiday varonhwa kos vanonyepa vana madzobaba ava mavhudzoro avayiiya sekuru
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Год назад
Mwana akatorwa nenjuzu uyo deedzai vemanjuzu
@Macbeth105
@Macbeth105 Год назад
Keep us posted mwana ngaabude not kupesanisa mhuri, to hell with that, 14 days mwana ari missing chii ichocho
@pascaliamushoriwa9420
@pascaliamushoriwa9420 Год назад
Apa vakutoita havo masteps,ngavasapedzera vanhu nguva maface aya vanoda kurohwa
@murwisisanganai4270
@murwisisanganai4270 Год назад
Vakadhakwa mafake postori aya
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Год назад
Mwana vari kumunda Kunani ana madzibaba vaita sei vandii kuita zvataurwa
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 Год назад
Amai varikufamba nemaporofita matsotsi avo ngavagare kumba vasiyane nezvavarikuita izvo vanofira mahara
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Год назад
Ivava madzibaba ne madzimai Ava vanogona kunge wakaba mwana uyu. Maprotita waroyi. Kupedzira vanhu nguva muchinyepera. Wakunyepera sekuru vo kuvenganisa vanhu. Rohwai ma profita
@getrudemoyo7469
@getrudemoyo7469 Год назад
Imbavha idzo rovai shit
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Год назад
Mungasvora henyu vanamadzibaba ava asi mavabhadhara here... sekuru vemusha ndivo vanonhau iyi
@SibonginkosiMoyo-fv8gn
@SibonginkosiMoyo-fv8gn 10 месяцев назад
I love the background song bt the news is sadeness yoo I feel hurtedly to the family
@fatimamukuta7029
@fatimamukuta7029 Год назад
Imi vanhu vekwaGoneso mukuda mwana kunaaniko?chimbondiudzai? sekuru ngavataurirane nechikwambo mwana abude. Vakatotaurirana nechikwambo chavo kuti mwana ndaakutora. kana uchida kusunungura bhutsu unotanga nechiswe chemberi or chekutanga. Sei imi musikupa sekuru mhosva sekuru vakromba avo hey!!!!. maporofita ndivo vakatora mwana here. Mwana haaburitswe sekuru vakachekeresa muzukuru nechikwambo chavo ngavangoita zvirikuda chikwambo maporofita agona kuronda Dare. zvasara kuna sekuru wemusha
@Tinto4490
@Tinto4490 Год назад
NHAI henyu hasha dzenhema chakatora mwana chakamutora varipi zvavakangwara kudaro vakadii kutevera voga kwaari
@obviousmutakiwa-435
@obviousmutakiwa-435 Год назад
U must be crazy
@missgee1981
@missgee1981 Год назад
Well said
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 Год назад
I support u not kunetsana nevanhu varikuda kubatsira as if ndivo vaichengeta mwana. Remember Drewmas media vakambo manyiswa nenyaya yekunyangarika kwe mwana uyu yet vaitoda kubatsira
@maryfarai1713
@maryfarai1713 Год назад
I agree with you. Kuti mhosva ndeyavo sekuti ndivo vakaita kuti mwana ashaikwe
@lizzychitongo3817
@lizzychitongo3817 Год назад
Kkkkk ndaseka hangu ,vanhuuuu kkkk
@sydneympofu5417
@sydneympofu5417 Год назад
Kuwanda kwaita mazuva nevanhu venzvimbo iyoyi pasina akaona kuti mwana akatorwa nani zvinoreva kuti mushonga wacho unesimba.Vanamadzibaba zvirikuvatorerawo nguva asi varikuedza zvavo.Zvinhu zvemweya hazvimhanyiwe asi chivanhu chinen'anga chinokurumidza sezvo huri huroyi hunenge huchirwisa nehuroyi.
@MilliciousyNails
@MilliciousyNails Год назад
True pane mushonga mukuru pamba apa vakambotemwa nematombo there is sumthing shuwa
@SibonginkosiMoyo-fv8gn
@SibonginkosiMoyo-fv8gn 10 месяцев назад
Ndinofarira background song but ndakunzwa kurwadziwira mhuri yemwana
@denniszimbovora4592
@denniszimbovora4592 Год назад
I do not know what powers the madzibaba use but they should be given enough time. Mwana anowanika as long as vakwanisa kuita zvinoda kuitwa. Trust the process and be patient... This is deep
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Год назад
Rovai vanhu musajairirwe. Mwaurai magemenzi akamendwa ayo nxaa
@jacobstarwireitaengwa7436
@jacobstarwireitaengwa7436 Год назад
Kkkkkkkk ko madzibaba kuzoita summersalt
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 Год назад
Ivo vacho vari kuda kurova vana Madzibaba bvaa ngavaburitse zvee mwana wacho hanty vanoziva chaizvo vanoona kunge nyore
@RobertTMzende
@RobertTMzende Год назад
Ndokumbira kuti vaise mhepo pamwana wemumusha macho vanogona mapositori ava
@mikenzvanzva519
@mikenzvanzva519 Год назад
garari vehwedz ndavatirise chakatora mwana
@norachitatu3137
@norachitatu3137 Год назад
Vanonyepa wana madzibaba awo hawaoni wari kutipedzera nguwa tiri kuda mwana kwete zvediwisi izvo zvapindira papi rohwai muende
@tavongatiziwa6177
@tavongatiziwa6177 Год назад
vanhu avohavafunge mwana wacho vanomuda kunani ngavapiwe nasekuruzve vedivisi
@user-qi5rr4xo9c
@user-qi5rr4xo9c Год назад
Ko ana madzibaba ndivo vakatora mwana here
@dellyemmahmafara9140
@dellyemmahmafara9140 Год назад
Avo vanhu ngavarowhe havapamhe futi vanoda shamhu chaiyo ...ndomadyiro avanoita Mari vachinyepera vanhu
@nyaraisvova7639
@nyaraisvova7639 Год назад
Kufungawo kwangu garoziva kuti Nhamo yemumwe hairegererwe sadza uyezve chawana Mai chawana baba vanhu 2 imi hamhusikutodya parizvino hamusikuwana hope vanhuwe amai nababa vemunhu mhanysi kwaTasvu munooneswa pagrass muone pane mwana wenyu chinono.chinengwe bere rakadya richifamba Mweya wechikwad unongosvika munhu.womhanya pane mwana nhoroondo yozotaurwa mwana awanikwa musapedzerwe nguva nemapostori Ava vatokoniwa
@freshmuchero3767
@freshmuchero3767 Год назад
Divisi nemwana zvapindirana papi
@chrismaziriri4991
@chrismaziriri4991 Год назад
Madzibaba aya ava kudzikisira basa re Drewmas Media pasi,,they are fake maporofita
@tinashekuchena3227
@tinashekuchena3227 Год назад
Andrew ko ana sokhostina varipi ...long time
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 Год назад
Ndakambotaura kuti maporofita enhema
@lookout1234
@lookout1234 Год назад
Vana madzibaba vanofanirwa kutibhadhara data redu 😂😂
@user-mm3st4cy4p
@user-mm3st4cy4p Год назад
😂😂😂😂 Datta
@mitchelchinkomo7188
@mitchelchinkomo7188 Год назад
Hatisi kuti ndivo vakatora mwana bt vakafambira nyaya yemwana kana vasiri kugona ngavarege.its better kungoti sekuru makaromba ndimi makatora mwana buritsai pamakaisa pane kuita mazuva vachingobata Bata nyaya yehurombwa nemishonga
@Alicemakuleke
@Alicemakuleke 7 месяцев назад
Pandangoona mukadzi atanga kutaura ana baba vakagara pasi ndabva ndazviona kuti hapana chinobuda apa😮
Далее
Sevinch Ismoilova - Xayollarim 18-Avgust 19:00 Premera
00:19
MREWA ..........AITAMBA NENYOKA NDOKUMURUMA AKAFA
23:24
MWANA WEKU MELFORT WE 2 YEARS WEKUSHAIKWA AWANIKWA
34:48