Тёмный

VARI UK VOBATSIRA MUROORA ATAMBUDZWA NAAMWENE NATEZVARA VANOMUPINDIRA ASINA KUPFEKA VOVATA NAYE 

ZimQuik Tv
Подписаться 32 тыс.
Просмотров 86 тыс.
50% 1

#foryou #viral #trendingvideo #zimcelebs #trendingshorts #trending #zimbabwe #breakingnews #viralshort #viralvideo #jahprayzah

Опубликовано:

 

27 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 956   
@DunbarCeleste
@DunbarCeleste 4 месяца назад
Ndipo pauno ona vanwe varume vakuru vanozviti vane mari imbinga vachipa vanhu mota vanhu vane nhmo chaivo variko.... where are those mbingas... Thank u for all those who have extend their hands in helping her.. Chief Nyamaropa may your live long
@progressmutandwa6724
@progressmutandwa6724 4 месяца назад
Zimbabwe nyika isina President 💔💔💔💔😭😭😭
@daughterofzion7634
@daughterofzion7634 4 месяца назад
Iyi yangorivo pressure yako hako, vanhu vanoita zvavanoda VB nemari nemotokari dzavo. In your family mutori nevanhu vanototambura kupfurraa mukadzi uyu ttikabvunza ipapa tingatoshamisika hamuna rubatsiro VC rwamunovapa instead nddimwi munotuka hama dzinotambura kuti “vanhu venhamo munonetsa”, ndimwizve Type dzinodzinga hama kudzimba dzenyu. The most important thing is he who is giving whatever to another person is a giver and is more blessed than his critics. Why not bless the hands that has helped with the $100 and stop criticizing other givers.
@damview3628
@damview3628 4 месяца назад
😂😂😂 muri right muu wrong hwenyu mudikani. I shed some tears though but I think it's wrong for people kubatanidza nyaya uyo wemotokari anoita zvaanoda nezvinhu zvake and haana kutumwa nemunhu and apinda papi panyaya iyi nhai. Nhamo dzenyika yese angadzipedze here.
@TetekaNNtuli
@TetekaNNtuli 4 месяца назад
Live long Chief Nyamaropa Kune vese vakabatsira Mwari ngavawedzere
@BesterChisvo
@BesterChisvo 4 месяца назад
Humble Chief I salute you
@ronicamazive1506
@ronicamazive1506 4 месяца назад
Mwari ropafadzai murume wangu ndiri nherera mai vangu handitovazivi but murume wangu anondiremekedza ndakagara zvakanaka nemhuri yangu
@pearcekanyoka2453
@pearcekanyoka2453 4 месяца назад
AMEN
@RumbiMoyo
@RumbiMoyo 4 месяца назад
Mwari ngavarambe vakavhumbamira mhuri yako
@ronicamazive1506
@ronicamazive1506 4 месяца назад
@@RumbiMoyo thks dear
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 4 месяца назад
Hanzvadzi magonera murume wenyu ne comment yenyu🙏It may appear simple but it goes a long way.
@ronicamazive1506
@ronicamazive1506 4 месяца назад
@@jabulanimgomesi7950 thks dear
@conciliapembere2439
@conciliapembere2439 4 месяца назад
Sando dzenyu Chief Nyamaropa I salute you nebasa rakanaka ropafadzwai naMwari muitirwe zvidhafu mune rudo
@PrimroseMleya
@PrimroseMleya 4 месяца назад
Makadini ndokumbirawo ma number zim quick ndibatsirewo mwana uyo ndimi South Africa
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 4 месяца назад
👏👏👏
@Chiheramaimuku3088
@Chiheramaimuku3088 4 месяца назад
Dzaiswa kwekutanga kwevideo
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 4 месяца назад
One of my best Chiefs. Thank you Mambo for your wisdom
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 4 месяца назад
The best chief it's chief Mutasa
@Zimquiktv
@Zimquiktv 4 месяца назад
My pleasure
@maggiedom
@maggiedom 4 месяца назад
I also like Chief Nyamaropa
@christinemungure190
@christinemungure190 4 месяца назад
Tinotenda Chief ,dai pakaita vakawanda vakaita semi. Kune wabatsira mwanasikana may God bless you. Mwanasikana dai mawari wakusimbisa, it is well,mwari vanochengeta
@rudomabwanda813
@rudomabwanda813 4 месяца назад
Komborerwai Chief Nyamaropa nemiwo vatambanudza maoko komborerwai nedenga
@MiriamSesere
@MiriamSesere 4 месяца назад
Amen 🙏
@micah2mkhabela
@micah2mkhabela 4 месяца назад
Nyaya iyi yabata chief kusvika vapedza speech vakamira,,, ndarwadziwa lm an orphan but l have not experienced this God bless those who have been there for me till today
@Sue-EllenChirenje
@Sue-EllenChirenje 4 месяца назад
Kukava datya huriyambutsa shuwa, tinotenda kune vote vatambanudza weduwe❤
@MiriamSesere
@MiriamSesere 4 месяца назад
Amen 🙏 ❤
@lindahcheza677
@lindahcheza677 4 месяца назад
Mambo Nyamaropa mwari vawedzere mazuva enyu ekurarama panyika muchitonga muchitamba muchibatsira vanoda rubatsiro rwenyu in cash and kind. You are a good example of a leader . May God increase your territory. More blessing 🙌 🙏
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa 4 месяца назад
Malvin tsvaga peace nemudzimai uyu Kana muchisiyana musiyane in peace ukasadaro unofa uchitambura iwe
@DzidzaiMazichina
@DzidzaiMazichina 4 месяца назад
Maitamambo komborerwai
@netsayikanengoni1677
@netsayikanengoni1677 4 месяца назад
Taura hako.
@valeriekondongwe9491
@valeriekondongwe9491 4 месяца назад
My sentiments exactly!
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 4 месяца назад
Zimbos mune rudo ❤❤❤❤❤❤Mwari bless all those varikupa
@LaytonChizema
@LaytonChizema 4 месяца назад
Ummmm misodzi yangu yabuda mwari tichengeteiwo tione vana vedu vqchichembera
@samaitawitness5175
@samaitawitness5175 4 месяца назад
Tomubatsiraiwo sei hama iyo.nyaya yake inobata.mondipawo number pls
@TruckerQueen-t6y
@TruckerQueen-t6y 4 месяца назад
God bless you❤❤
@zzcstthomas
@zzcstthomas 4 месяца назад
Uyu ndiye anonzi Mambo manje Chiremerera chebasa chigare mavari nekusingaperi Amen
@spellazmaspero7364
@spellazmaspero7364 4 месяца назад
Thank you UK Pipo i even told my friend kuti achawana help out of the country not from Sir wikinero
@floet3498
@floet3498 4 месяца назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Sir Wikinero
@rachelmasunga7832
@rachelmasunga7832 8 дней назад
chief Nyamaropa is the King Solomon of our time may God increase his wisdom and to those who contributed in helping our sister, may God bless you thank you so much
@ShingairaiRunganga
@ShingairaiRunganga 4 месяца назад
😢😢😢chiregai kuchema vakoma,mwari akatokuonai.ndinotenda mambo nevamwe vese varikubatsira
@EdinaChahwanda
@EdinaChahwanda 4 месяца назад
Misodziyangu yabuda zvorwadza shuwa but Mambo chandafarira hapanachinhu chorwadza sekunzwa worega kupiwanguvayekutaura Atezvara namwene vachazvidya vega mumoyo gud size
@SyenaMagaya-iy3nf
@SyenaMagaya-iy3nf 4 месяца назад
Chokwadi mwari vazviratifza apa
@progressmutandwa6724
@progressmutandwa6724 4 месяца назад
Vanotaurei ipapa dai vadzingwa muraini imbwa dzevanhu coz vane tsika yakashata vanhu ivava imbwa dzevanhu ndakaitambwa iyoyi
@phyllisdzvova2508
@phyllisdzvova2508 4 месяца назад
Kudenga kure. This is sad. Mwari chengetedzayi murandakadzi wenyu. Chief Nyamaropa is full of wisdom. 👏🏽👏🏽👏🏽👌🏾👌🏾👌🏾👌🏾
@ruramaimbangure
@ruramaimbangure 4 месяца назад
God bless you more Chief , Makatumwa naMwari panyika. Kune vese vabatsira Mwari vawedzere pamatapudza.
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 месяца назад
Nherera ndimambo ......zvakaoma veduweee thank you so much Mambo❤❤❤
@CatherineKapau
@CatherineKapau 4 месяца назад
Ndarwadziwa ini
@RuramaiMakaza
@RuramaiMakaza 2 месяца назад
Best chief please God i pray that u send four angels to hug our chief and the team amen
@FlorenceMuzembi
@FlorenceMuzembi 4 месяца назад
Paunopererwa Mwari ndopavanotangira, may God bless vose vatambanudza nevachatambadza maoko to support this lady 🙏
@tsitsimrisina7953
@tsitsimrisina7953 4 месяца назад
Thank you chief Nyamaropa you are the best. Ko hamungandipiwo here munda nhai mambo wangu. Ndiri amai wane shungu nekuwanawo munda chero mudiki zvawo. Mukandibatsira wo ipapo ndingafare chose.
@TambudzaiMatibiri
@TambudzaiMatibiri 4 месяца назад
Kukava datya kuriyambutsa chief Nyamaropa mazuva enyu ekurarama awedzerwe newese arikutambanudza ruoko pamwana uyu tinotenda
@SarahMpofu-s5q
@SarahMpofu-s5q 4 месяца назад
Kuve hlv hakusi kuve neHlV and Aids unogona kutozoroorwa wotozvara vana vari negative kutorarama zvitambire usiyane nezvawanga wari lyf inongotanga
@grammunetsi712
@grammunetsi712 4 месяца назад
This is our God given Chief,he teaches more than our Pastors plus vane moyo wakanaka havo.itirwayi zvakanaka Mambo
@carolmakaza9625
@carolmakaza9625 4 месяца назад
Ma pastor vanotoda varivo vari kupihwa maridzo
@LindaKaringa-uk2bi
@LindaKaringa-uk2bi 4 месяца назад
Couldn't hold my tears from the part 1, but we thank God's grace
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 4 месяца назад
Handina kuona part 1😢
@liniencelazarus812
@liniencelazarus812 4 месяца назад
Ndachema veduwe
@SimbarasheMutsigwa-yw2no
@SimbarasheMutsigwa-yw2no 4 месяца назад
even me sure
@saliwekatsikadova932
@saliwekatsikadova932 4 месяца назад
God bless chief vane moyo werudo runobva pasi pemoyo wavo moyo wekubereka❤
@franciscamuhlauri2213
@franciscamuhlauri2213 4 месяца назад
My favourite chief thank you so much🙏
@mcndhlovu63
@mcndhlovu63 4 месяца назад
Kune vatambanudza maoko avo, Mwari vakuwedzerei pamatapudza, homwe dzenyu dzirambe dzichiyerera, UK ppl, well done👏🏻👏🏻👏🏻
@SoneniGwenelo
@SoneniGwenelo 4 месяца назад
This is so painful to a gal child. We thank u for the $100 may god give u more and more
@RueMudodo
@RueMudodo Месяц назад
Ndachema chief nyamaropa. Mwari akuitirei nyasha mazuva ose
@PaidamwoyoAbigailNdhlovu
@PaidamwoyoAbigailNdhlovu 4 месяца назад
Very painful indeed homegirl vangu being abused! There's a God in heaven thank u UK team b blssd for stretching your hands! The father n mother of Marlvin u will get the punishment for illtreating the orphan !
@mollineshato8442
@mollineshato8442 4 месяца назад
Zvakaoma dear homie
@esabelkarimagako7020
@esabelkarimagako7020 4 месяца назад
I love this mambo full of wisdom
@MutsawasheMutsawashe
@MutsawasheMutsawashe 4 месяца назад
Nhasi ndachema veduweeee. When the time is right. I the Lord i will make it happen
@WellingtonMarimo
@WellingtonMarimo 4 месяца назад
Well done chief you best chief we chief we pray for so that God is going to increase to protect you long live mambo I wish ku mhondoro ngezi mambo wedu ave akaita semi mune moyo
@Monica-z3t
@Monica-z3t 4 месяца назад
Mwari vhurai madoors ake zvinhu zviendeke igova testimony mangwana vese vana mwene mwari varovei neshamhu chokwadi
@galegombarago9016
@galegombarago9016 5 дней назад
Well.done chief
@selinanyabonda5173
@selinanyabonda5173 4 месяца назад
God bless you Chief mataura mashoko akanaka ,Mwari vakomborere my sister be strong God is watching.
@nontobekochimunda6734
@nontobekochimunda6734 4 месяца назад
Tinokumbira mambo kuti vape muroora nzvimbo inoti iye agare nevana vake mazvita
@gwen1976ful
@gwen1976ful 4 месяца назад
Thank you eeish Mwari vakukomborerei Chief ,yohweee KO zvandachema Jesu
@TellmoreMavisDeure
@TellmoreMavisDeure 4 месяца назад
Same neni from part one aaa zvinorwadza izvi Vamwe vanhu Havana moyo wekubereka pasi pano
@tebibhobho9206
@tebibhobho9206 4 месяца назад
Kana neni ufunge
@PreciousMadododo
@PreciousMadododo 6 дней назад
Yaa ava mambo mnhu waMwari long lasting my king we a still loving yu my father😅❤❤❤❤
@Patuma-o4b
@Patuma-o4b 4 месяца назад
Shem eish ndikurwadziwa ndachema hangu😭😭😭😭
@roselinbazari3868
@roselinbazari3868 4 месяца назад
God bless you Chief Nyamaropa
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 4 месяца назад
Chief Nyamaropa mune moyo , ichokwadi munhu ngaaite zvakanaka panyika pano kwete kufunga kudadirana nekutsvinyirana .
@annahmunhenga-tf7on
@annahmunhenga-tf7on 4 месяца назад
Chief Nyamaropa… l support you .Following from United Kingdom
@Daddymbise5364
@Daddymbise5364 4 месяца назад
Malvin ndaasungwe akapa mukadzi chirwere che HIV achiziva,,,please mambo ndaasungwe or we come there kwamuri mambo to exert pressure for his arrest. This i repeat ndaasungwe,ndaasungwe mambo. Is more than a devil. Vabereki vake varoyi ,moyo yakaoma kudaro.Ivo tezvara kusviba nemoyo. We need Malvin chop chop mudare achitongwa nekupa chirwere mwana wavanhu. Ndaasungwe mambo
@progressmutandwa6724
@progressmutandwa6724 4 месяца назад
Justice for muroora 😭😭😭💔💔
@progressmutandwa6724
@progressmutandwa6724 4 месяца назад
Justice for muroora 😭😭😭💔💔
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 4 месяца назад
Police case chaiyo. Set an example on this family
@TsipoBanyure
@TsipoBanyure 4 месяца назад
So painful maita zvenyu vabàtsira may the good Lord bless you all
@shyletmakwiranzou3841
@shyletmakwiranzou3841 4 месяца назад
I find myself crying too with muroora
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 месяца назад
Chief Nyamaropa ls A true Anointed leader with the Fear of God, a true leader in word and actions. This lady may her son and daughter be raised higher, they shall bow, begfor forgiveness. Whoever lady going through this in the Country Come out in Numbers especially there in Madziva svikai kwa Chief Nyamaropa or Bushe these man Dont joke ,Mwari vakavaisa pautongi & fhey are executing Justice in its definition, they are the epitome of justice forbthe needy with impartiality.God Bless🙏🏽
@veronicahmupindu3690
@veronicahmupindu3690 Месяц назад
😭😭😭Ndarwadziva zvangu chief Nyamaropa komborerwai
@marshallmurungweni4998
@marshallmurungweni4998 4 месяца назад
Chief you are the best best , may God bless you and your committee ,
@progressmutandwa6724
@progressmutandwa6724 4 месяца назад
Nyaya ya sisi ava yakafanana neyangu now mwana wedu Ane 18 yrs and baba vake vakati inini nemwana tichaonana body view😭😭😭💔💔💔
@barbarabats5280
@barbarabats5280 4 месяца назад
What does that mean, you mean you dont live with your child? Why pabody view. Ari kupi mwana wacho. Did you report him??
@progressmutandwa6724
@progressmutandwa6724 4 месяца назад
@@barbarabats5280 I was married then mwana akazvarwa ne8 months ndopavakandibatira ipapo and sevanhu vakanga vakaroora havana kundidzosera kumusha kwangu ndakapihwa gupuro ndikanzi ibva pano ndakadzokera kumba kwababa vangu nemwana ane 3 months then baba vangu havana kubudirwa pachena until ndadzokera natete vakavavanzira then ndikaenda kukoti akasvikoti mwana haasi wangu abva anzi do DNA test akatiza and zvese izvo ndimai vake and sisters ake naiye vaindifamba pasi so hama dzangu dzakazonosiya mwana 6 yrs nekuti aisachengeta mwana vakati kana asiri wako tosangana DNA test and iye akagara nemwana till last year mwana iyeye akazomitisa muzukuru wake pamba ipapo and havana kuudza hanzvadzi dzangu and ndikati mwana wangu ngaabve ipapo vari kurambira naye so tichapedzerana kwaMambo
@beegee118
@beegee118 4 месяца назад
Mmmm makatorerwa mwana here
@TendaiAshley
@TendaiAshley 4 месяца назад
May God heal this sister from what she has gone through ,,mambo muwedzerwe makore ekurarama ,,muitirwe zvakanaka vakatambanudza maoko avo kumubatsira
@KnowledgeNcube-y3v
@KnowledgeNcube-y3v 4 месяца назад
Top 5 best chief Nyamaropa,bushu makoni , Nemangwe and headman chigodora Bata basa makasarudzwa pamakagadzwa
@EnretaDakwa
@EnretaDakwa 4 месяца назад
😢Eish so painful ndazongowana ndakachema 😢mwari ngavamubatsire, izvezvi nehama dzakumuda life so
@nellisamukomberanwa5578
@nellisamukomberanwa5578 4 месяца назад
Apa haurege kudonhedza musodzi. I'm happy she didn't give up Mwari vaive nechinangwa naye
@ShamyHumba
@ShamyHumba 4 месяца назад
A good leader chief Nyamaropa thank you. Nevabatsira vose vari UK itirwai zvidhafudhafu nedenga
@YvonneMbizvo-nn5hf
@YvonneMbizvo-nn5hf 4 месяца назад
Mambo vane huchenjeri ava,mambo Solomon chaivo,God bless you chief,to those who helped her God bless you abundantly
@IvyBeu
@IvyBeu 4 месяца назад
Mwari wakukomborerei kune wabvi 👏👏👏👏👏👏
@turiamtrko1999
@turiamtrko1999 4 месяца назад
Painful cant hold my tear thank you vanhu vakabatsira itirwai nyasha mufunge
@concilliatigere7152
@concilliatigere7152 4 месяца назад
So touched
@ndizvo06
@ndizvo06 4 месяца назад
God bless chief Nyamaropa and everyone who is helping this lady
@MichaelNyamuka
@MichaelNyamuka 4 месяца назад
Best chief and very religious too
@yvonnesvimbos2388
@yvonnesvimbos2388 4 месяца назад
Mambo ava vane mashoko anovaka uye mharidzo yavo inodzimba moyo kunevanoterera chaiko. Mambo wedzerwai makore murambe muchitonga zvenyu munotonga ne shoko ra Mwari kwete ne uchenjeri hwe nyama 🙏🙏🙏
@CathrineNdiraye
@CathrineNdiraye 4 месяца назад
uuum ndarwadziwa kuchema chaiko god bless you watambanudxa ruoko
@cynthiamunyari545
@cynthiamunyari545 4 месяца назад
Datya riya rayambuka…. When the time is right 🙏🙏🙏
@cleverratambwamugabe
@cleverratambwamugabe 4 месяца назад
Mwari batsirayi mweya yeduuu nyika ramba kutonga nemiiti wezvakapa Amen 🙌🙏 as nyika inaMwari wakaipa ngasiye nzira yake
@SibongileBwoni
@SibongileBwoni 4 месяца назад
Ummm chief god blessie you murikugona bsa sure thanks kune vabatsira mwana uyu
@cookemoffatt5701
@cookemoffatt5701 4 месяца назад
Chief Nyamaropa, this is justice being seen to be done and in addition you have given a public lecture about morality and conduct. I can tell the chief has been pained shamed by the conduct of his kinsman. That it had been publicized is a lesson to all who think, being in a rural setting is a licence to behave in anyway they want with impunity.
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 4 месяца назад
Chief Nyamaropa sando dzenyu. Ndino tenda nebasa renyu. Magonesa kani Mambo . Asi madzetse anonzi amwene naatezvara ayo imboko. Nxaaa mbwa dzevanhu .. ndatsamwa mhani
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 месяца назад
Mwana Uya Ane Future Munashe 🙏🏽
@MasimbaNkonde-qb1ec
@MasimbaNkonde-qb1ec 4 месяца назад
malvin nevabereki vake denga hamupinde😢😢😢
@AliceNoreenMutakaya
@AliceNoreenMutakaya 4 месяца назад
The lady is very humble, nyasha dza Mwari dzine we,Mwari ndibaba venherera, Chief Nyamaropa makatumwa neweDenga
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 4 месяца назад
Ndachema nekurwadziwa nemwanasikana uyu. Thanks mambo Nyamaropa nevese vatambanudza
@tarirochipombiriza4182
@tarirochipombiriza4182 4 месяца назад
I found myself crying
@natashahweru9479
@natashahweru9479 4 месяца назад
Thnk u mambo Nyamaropa ropafadzwai mambo
@damview3628
@damview3628 4 месяца назад
Mwari vane maitiro avo kana nguva yavo yakwana matambudziko ese anoita history. Kubanha dafi huri yambutsa. This young woman suffered enough she didn't deserve the suffering and hunherera pamusoro. Ndachema and i will do my part. Ndotenda vose vabatsira nevachabatsira amen 🙏
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 месяца назад
God Bless Diaspora ZIMBABWEANS
@LennypatienceSahanga
@LennypatienceSahanga 4 месяца назад
Mwari wakanaka shuwa .thank you mambo
@MisheckMaganura-p3d
@MisheckMaganura-p3d 4 месяца назад
God bless you all
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 4 месяца назад
amen chief good job ppl must be punished for such behavior
@gladysdhliwayo2504
@gladysdhliwayo2504 4 месяца назад
Baba namai avo vnohurombwa Mambo mne uchenjere hunenge hwamambo Solomon
@PrinceProsper-np3mb
@PrinceProsper-np3mb 4 месяца назад
Thank you mambo
@MunyaradziMugadzaweta-ob5dz
@MunyaradziMugadzaweta-ob5dz 4 месяца назад
Ohhh am cutting onions 🧅 ....GOD will not leave you my sister , be strong it is well .
@ChipoPasipanodya-w9n
@ChipoPasipanodya-w9n 4 месяца назад
Mambo Mwari akukomborerei nebasa ramunobata nevese vatambanudza ruoko rwavo much love Zimbabweans ❤
@shyletlupa5453
@shyletlupa5453 4 месяца назад
May God bless everyone who helped this lady😢❤
@EmmelymazhaleMazhale
@EmmelymazhaleMazhale 4 месяца назад
Be blessed Chief Nyamaropa
@nomiavongaimakonese9880
@nomiavongaimakonese9880 4 месяца назад
Chief mogonesa God bless you nevarikubatsira be blessed
@concilliatigere7152
@concilliatigere7152 4 месяца назад
LONG LIFE CHIEF MWARI VAKURANGARIREI NEVESE VABATSIRA
@Sandramkunyade266
@Sandramkunyade266 4 месяца назад
I end up crying arikurwadziwa
@mussabriansabao3876
@mussabriansabao3876 4 месяца назад
Very painful
@lydiat7636
@lydiat7636 4 месяца назад
Chief Nyamaropa to the world 🌎 ndatenda hangu ,
@blueline32able
@blueline32able 4 месяца назад
Chief Nyamaropa Mwari akuropafadzei.🙏
@GladysSansole
@GladysSansole 2 месяца назад
Tears of an orphan 😭.
@TineiChiriwo
@TineiChiriwo 4 месяца назад
Mwari komborerayi vose vane Moyo munyoro . This is a very sad story😭😭. God bless Chief and his team , also media thanks very much 🙏
@TineiDodo
@TineiDodo 4 месяца назад
This is touching. Thank you kune avo vabatsira.
@bongim-mj8vc
@bongim-mj8vc 4 месяца назад
It's so sensitive
@DORCASNDLOVU-b8u
@DORCASNDLOVU-b8u 4 месяца назад
NYARARA DEAR MWARI VANEWE STOP CRYING DARLING 💔😭
Далее
TEAM SPIRIT: НОВЫЙ СОСТАВ. SEASON 24-25
01:31