Тёмный

Jacob Akabuda Honye Kusikarudzi Nekuda Kwe Satanism, Uye Ane Buri Pakati Pemakumbo 

Подписаться
Просмотров 70 тыс.
% 815

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849 @SekuruTasvuOfficials @sekurukanengotv

Опубликовано:

 

19 мар 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 407   
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 4 месяца назад
Baba ava ndivo varikutopusiswa vari kushandiswa vmwe vese vanozivana kunze kwababa ava chete
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 4 месяца назад
Manje kwava enda uko vachavafumurisa vese kikkk
@tinomzeni420
@tinomzeni420 4 месяца назад
Ko imimi maka mhanyeyi kutora mumwe mukadzi ko mairambirei muchigara nemunhu akaro uuuummm hapana kumira mushe apo
@giftmarufu
@giftmarufu 3 месяца назад
Poi88lllĺl
@user-gn4or8nc2m
@user-gn4or8nc2m 4 месяца назад
hanzvadzi makamhanya mukadzi anga asina nguva yareba.mototora mumwe ummmm ndakutyai.
@josiemadziwa
@josiemadziwa 4 месяца назад
Same comment I was looking for 19 December to 27 Jan
@LegOfGal001
@LegOfGal001 3 месяца назад
Sure vakamhanya and akashinga kutozoramba achigara nemunhu akadaro may the spell is powerfull yekumupusisa.
@EliasSenthufe
@EliasSenthufe 4 месяца назад
I like this man, he is very calm paari kutaura nyaya yake.
@user-sq3dc1pv7u
@user-sq3dc1pv7u 4 месяца назад
Chero akaita hake hasha achadiiko munhu uyu arikurwara mukaona munhu rume akubuda pachena kudai hazvichina kumira mushe
@user-cl5hv1ep5v
@user-cl5hv1ep5v 4 месяца назад
Asi makadyiwsa here chamuri kuramba muchida mukadzi iyeye endai mega kunobetserwa kwasekuru Tasvu
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 месяца назад
Mukoma ndovakaita kuti mukadzi wako wekutanga aende coz aidakukupa iyeye wemu group mawo😢😢
@ivoree_goddess
@ivoree_goddess 3 месяца назад
Exactly!
@mudzidzi.learner
@mudzidzi.learner 4 месяца назад
stay away from sexual immorality, repent, ask Jesus to help you whole heartedly, resist the devil he will flee from you
@user-fm3yt9be8n
@user-fm3yt9be8n 3 месяца назад
pray sambiri. you need to pray. God loves you.
@user-nr2ip5rz6q
@user-nr2ip5rz6q 4 месяца назад
Nyaya yavo ine chihure dai vakazvipa nguva vasina kusangana nezvakadai
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 4 месяца назад
Kuda ma South Africa uko kunobaira
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 месяца назад
Hmmmm m short of word😢😢😢😢😢...plz Sambiri munofira mahara coz this thing inenge itorimufamily mawovese ivava.vanoziyana vese ndimi murikutopusiswa
@LonnahKasuro-uy2gg
@LonnahKasuro-uy2gg 4 месяца назад
Chokwadi 😢
@user-uw3vw5vi5y
@user-uw3vw5vi5y 4 месяца назад
Muendeseyi Kuna sekuru tasvu mukoma robie
@nyaradzohungwe8664
@nyaradzohungwe8664 4 месяца назад
Sekuru Tasvuu ndinoona vanogonesa varapa vanhu vakawandisa , Sekuru Tasvu ndinovatemba
@ChiheraChihera-hf5eu
@ChiheraChihera-hf5eu 4 месяца назад
Muchinyanya Kuda vanhu vemuno wakabva kumutswana apa wakumupendi changamuka iwe
@anishaDzingirai
@anishaDzingirai 4 месяца назад
Munezvivindi kugara nemunhu anorema kudaroo
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 4 месяца назад
Sometimes ukamuramba zvekumhanya unofa. 😂
@nomsasithole1334
@nomsasithole1334 3 месяца назад
5q 20:00 5 butP​@@mildredmharira8764
@dailyshowtelevisiondstv5585
@dailyshowtelevisiondstv5585 4 месяца назад
Ma1 ako akatangira pakutsvagirwa mukadzi, hauna muromo here sahbuku😅
@user-vi9ns8rv9l
@user-vi9ns8rv9l 4 месяца назад
Apa achiramba achingotsvagirwa
@DC55GP
@DC55GP 4 месяца назад
😂😂Sabhuku
@corleone230
@corleone230 4 месяца назад
Ava vakuru ava vanongoda kwa Tasvu, coz last time nyaya ya Admire yakazongopera yatsikwa tsikwa kwakungonzi muskana uye ndiye anga akashata ega, Admire akangonzi anga a confessor but it wasn't on record saka pakaramba Paine big Question mark. Tasvu is very transparent though, nothing gets swept under the carpet though
@xyz12602
@xyz12602 4 месяца назад
Sambiri is a very clever cool person, hazvidi hasha izvi
@user-ch2we9ny3g
@user-ch2we9ny3g 3 месяца назад
Taura zvako
@lizypella6683
@lizypella6683 4 месяца назад
Ndashaya mashoko apa
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 4 месяца назад
Muendesei kwaSekuru Tasvu vahadzvadzi Robert please.
@user-sq3dc1pv7u
@user-sq3dc1pv7u 4 месяца назад
Hamuoniwo here kuti izvi hazvidi mishonga zvinotoda vanoita zvemweya mutsvene mishonga yesatansim haigoneki neimwe mishonga zvinonetsa
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 4 месяца назад
@user-sq3dc1pv7u Satanism unogona kubatsirwa ndakaona vakawanda vachibatsirwa nana Sekuru eg Achapola , Kanengo and Tasvu
@7674
@7674 3 месяца назад
God loves you seek His face
@gracesibanda1696
@gracesibanda1696 4 месяца назад
These days rivalty nehuroyi hune mapostori is toomuch🙌🏻🙌🏻🙌🏻Mapostori ava kuroya kukunda varoyi
@eppahsinzamala6541
@eppahsinzamala6541 4 месяца назад
Zvakaoma hazvo, vanhu vashata kunze uku.mkoma Robert endesay kwasekuru kanengo
@user-sq3dc1pv7u
@user-sq3dc1pv7u 4 месяца назад
Satanism iyi yakaitwa nemhuri yemukadzi wenyu vanozviziva ibvai masiya mukadzi uyu musamutsvage tsvagai kurapwa kwenyu endai kwaProphet Miracle Paul
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 4 месяца назад
Mkoma Robbie munhu uyu muendesei Kuna sekuru Tasvu kana sekuru Buzamukombe please kwete kwa gogo sekuru shumba
@fortunateshoko1660
@fortunateshoko1660 4 месяца назад
Wataura vnhu vandinoona kugona kwavo kwaSekuru shumba kwana
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 4 месяца назад
@@fortunateshoko1660 yaaa avo vanopedza ma sports kwete vamwe vose kupedza nguva
@ndumisonyathi6048
@ndumisonyathi6048 4 месяца назад
Endai kwasekuru Tasvu or Sekuru Kanengo not gogo shumba
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 4 месяца назад
@@ndumisonyathi6048 ini sekuru Kanengo avanyatso ndiitira hangu
@missgee1981
@missgee1981 4 месяца назад
😂😂😂gogo sekuru shumba manje😂😂
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 месяца назад
Iwe ungati mkadZi angoenda zve one month wakutotsvaga mumwe. Wakanzwa butter
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 4 месяца назад
😂😂
@ChristyMilly-zp4op
@ChristyMilly-zp4op 4 месяца назад
Yanga yamirawo zvee nai
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 месяца назад
@@ChristyMilly-zp4op see now we're he landed himself into....because. Of yanga ya gomirawo .....it's beyond control now
@user-wj6im6mb3k
@user-wj6im6mb3k 4 месяца назад
Endai kwa sekuru tasvu
@JoyceMunhenga
@JoyceMunhenga 3 месяца назад
Sambiri makasimba chaizvo asi tsvagai Jesu vanokuporesai
@prospermanyanda766
@prospermanyanda766 4 месяца назад
He was part of the team to Swaziland 🇸🇿 😀😀😀😀😀
@user-jp2rd5ey8n
@user-jp2rd5ey8n 4 месяца назад
Muchaona ave kwa Kanengo ngaayende kwa sekuru tasvu munhu uyu
@gee9961
@gee9961 4 месяца назад
Usually zve Satanism zvinoenda kwakanengo
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 4 месяца назад
Inga sekuru kanengo vanozvigona wani
@gee9961
@gee9961 4 месяца назад
@@catherinekangoya8964 yes l don't know why vanhu vachivashoropodza kudaro
@user-tn4uc5lr2o
@user-tn4uc5lr2o 4 месяца назад
Baba ava vanezvivindi kugara zvavo nemusatanist.Vakaoma
@user-gn4or8nc2m
@user-gn4or8nc2m 4 месяца назад
shuwa chivindi chacho.kana kuda mukadzi kwacho.kusatya kuti ko akandiuraira family naiyewo.
@user-nz9ik3cc4z
@user-nz9ik3cc4z 4 месяца назад
Ivo vanenge vane zvavakuwanza
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 4 месяца назад
Vatoriwo mu game kuora chete kwavavhundutsa
@user-tw9fu5yw6b
@user-tw9fu5yw6b 4 месяца назад
Vanhu vaipà veduwe
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 4 месяца назад
Zvisingaiti Kani onai kuda kuzora zora vamwe. Pfambi muri kuzviona chenjerai munosiirwa mhepo chii chakadai nekunyengerwa murume rambai vanhu
@rosinachiroodza5078
@rosinachiroodza5078 3 месяца назад
Baba ava vari kuitiswa. Kudyiswa here.ndarwadziwa
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 3 месяца назад
Dzungu baba imi sure papanenguva ere decmbt to january yekut mutore umwe mkadz pamsoro pazvo woita wekutsvagirwa mukadz kut wakaremara.apa kushinga kugara nemunhu akadai unezvivindi
@mekong7529
@mekong7529 4 месяца назад
1. Akanzi nemunigerian akachengetwa nemaAnestors. 2. Anopinda postori. 3. Akaroora musatanist 4. Aakubatsirwa kumaSangoma
@isabelsimango1460
@isabelsimango1460 4 месяца назад
zvakarongeka wani
@pattywangu2650
@pattywangu2650 3 месяца назад
😂😂😂😂😂😂😂...Hes a church leader 😂😂😂😂
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 4 месяца назад
NDARWADZIWA HANGU . SORRY VAHANZVADZI MUNOBATSIRWA
@tarirongondo8765
@tarirongondo8765 4 месяца назад
Sambiri you are strong.We need to repent for sure.The devil is at work.
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 4 месяца назад
So he remarried after 2 months of separation with 1st wife. He hasn't interested in knowing the wife before marriage 🙆🏿‍♂️🙆🏿‍♂️🙆🏿‍♂️ Vanhuvanotora union ye marriage soo simple kunge isina basa. Now aakuchangamikira hurwere. This is sad Brother ava kuchangamuka chaiko chishomasa. Vakatsvagirwa mukadzi vakaigirwa muroyi paduze nekuti ivo havana kuchangamuka havo.
@user-ku6pz3pm7p
@user-ku6pz3pm7p 4 месяца назад
Ko mkadzi wako mkuru akatizei hakuna mnhu anongoenda achisiya murume wake pasina zvawaita
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 3 месяца назад
Vane era baba ava mukadzi akatiza zviito idzi dzakabva dzadhumira
@rosechigama6562
@rosechigama6562 4 месяца назад
True story. Makasimba madzibaba
@user-jp2rd5ey8n
@user-jp2rd5ey8n 4 месяца назад
Nyika yaipa uuuuuummmm😢😢😢😢😢😢kuna mukoma Robert wasvika pa bus stop
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 4 месяца назад
Ndinonzwira tsitsi vanhu vanotungamirirwa nemasatanists vachiti vane mufundisi
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 4 месяца назад
Kuroora ma south Africa munokuvara varume nyika iyi
@tracylyson1371
@tracylyson1371 4 месяца назад
Sambiri kupusa here
@xyz12602
@xyz12602 4 месяца назад
kupusisa chaiko
@pattywangu2650
@pattywangu2650 3 месяца назад
Yes Kupusa to the fullest....
@SerinaMavhangira-xx1qj
@SerinaMavhangira-xx1qj 3 месяца назад
Haaa sambiri mune chipo
@SerinaMavhangira-xx1qj
@SerinaMavhangira-xx1qj 3 месяца назад
@@xyz12602 🤣🤣🤣🤣
@SerinaMavhangira-xx1qj
@SerinaMavhangira-xx1qj 3 месяца назад
🤣🤣🤣🤣
@spencerelton7433
@spencerelton7433 4 месяца назад
All good
@margaretmtewe8454
@margaretmtewe8454 3 месяца назад
Tasvu is the best panyaya iyi
@user-os2wx7iz5s
@user-os2wx7iz5s 4 месяца назад
Bhudh venyu vane hutsinye kuroora sis vamaiguru venyu umm
@user-tr1qw4uw2n
@user-tr1qw4uw2n 3 месяца назад
Mukoma Robert Enock arikupi call him tundzwe kuti ari kurarama sei 🙏 i was watching his videos na Walemba,can you i call him and interview him please please please please please
@babramukanya9197
@babramukanya9197 4 месяца назад
Sekuru vangu tsoka sambiriganda. Endai kwasekur Tasvu munobatsirik
@user-fw6xf2ci8y
@user-fw6xf2ci8y 4 месяца назад
Eish Mwari ngavakubatsire mupore
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi 4 месяца назад
Endai kuchurch kwaProphet Miracle Paul or Prophet Freddy
@user-sq3dc1pv7u
@user-sq3dc1pv7u 4 месяца назад
Yaaa uko hausweri ichidzokera dambudziko rako ronopedzwa ipapo
@forgetmusiyiwa3123
@forgetmusiyiwa3123 4 месяца назад
Did i hear this dude well kuti mkadzi akaenda mwedzi ne2wks watotsvaga umwe
@CynthiaMpofu-uf7bf
@CynthiaMpofu-uf7bf 4 месяца назад
Imagine
@PamelaMupfururirwa-hm7kq
@PamelaMupfururirwa-hm7kq 3 месяца назад
Anga agadzirwa uyu zvinhu zvacho umm zvakaoma
@febbynyanhete2874
@febbynyanhete2874 4 месяца назад
Sambiri you are a star😂
@charitebotsa1318
@charitebotsa1318 4 месяца назад
Sambiri mukazowana nguva mungwarewo
@karisonmutema4502
@karisonmutema4502 4 месяца назад
Unenge wakapusiswa
@EliasSenthufe
@EliasSenthufe 4 месяца назад
Get well soon munin'ina,
@YvoneMahungu
@YvoneMahungu 3 месяца назад
Inocent soul
@julietnyamadzawo7235
@julietnyamadzawo7235 4 месяца назад
Dai wakaramba uine mukadzi wako hako wekutanga hona ma problems awanawo in life nekuda kwebch
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 4 месяца назад
Nhym sure mukadzi akaenda kwe 1month chete akabva atotora umwe mkadzi wekutsvakirwa fty vakamhanya baba ava
@Malvern09
@Malvern09 4 месяца назад
Pakaipa mkuru
@ivoree_goddess
@ivoree_goddess 3 месяца назад
Moving fast like wifi!
@maximillianncube8813
@maximillianncube8813 3 месяца назад
By the stripes of Jesus you were healed . Resist the devil and he shall flee from you. My advice to you is siyai mukadzi uyu mutange hupenyu hutswa munaKristu
@user-os2wx7iz5s
@user-os2wx7iz5s 4 месяца назад
Baba imika musadzungaira kudaro kusuporter satan zvakaipa kutadza kuenda kudeliverance kwana Miracle Paul kuZim
@kudakwakebonzo7517
@kudakwakebonzo7517 4 месяца назад
Yaaa unezviwindi sekuru...sambiri
@febbynyanhete2874
@febbynyanhete2874 4 месяца назад
😂 sambiri ganda
@HanaPhiri
@HanaPhiri 4 месяца назад
And after all why kuzodakutsvagirwa mukadzi kwenyu kurikudagona kupfimba vakadzi here Mmmmmm I don't get you clearly
@TendindechingomaChingoma-wn7qj
@TendindechingomaChingoma-wn7qj Месяц назад
Verry sorry Sambiri, stvagai help zvemukadzi uyu siyai
@HanaPhiri
@HanaPhiri 4 месяца назад
Mkoma Robert mabvunza zvakanaka Kuti kutora Mari kunotora after vaudzwa nezveu satanist Imagen yoooooo baba Ava vanenge vanatwowo
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 4 месяца назад
Vanenge vashandisirwa mushonga mufubge
@user-fu1gm2wr9p
@user-fu1gm2wr9p 4 месяца назад
Muendeseyi kwasekuru Tasvu mukoma Robi
@LoloMixer
@LoloMixer 2 месяца назад
Zvechisatanist hauna chaunonzwisisa vanokuvhiringidza pfungwa wotaura zvisinganzwisisike ayaa tangonzwa Sambiri , bamnini , mukoma , everton , jubheki
@PhillipKanyayi
@PhillipKanyayi 4 месяца назад
Marwadzo chowadi. Anatezvara havana kurongeka coz vaifanirwa kutora danho rokuti zvijeke pamukwambo wawo
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni 4 месяца назад
Madzibaba Ngoni ndakambokuenda Evertone
@EmeldaMangwiro
@EmeldaMangwiro 3 месяца назад
Ngavamboinda kwa Prophet arikubatsira vanhu ava Paul Miracle ana T Freddy zvimwe vakabatsirwe vabiswe dabudziko riri pavari uyo mkadzi ngavasiyane naye muurayi
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 4 месяца назад
Baba awanoda kutorutsiswa chaizvo ....maiwirirana panga pasina problem ...saka iyo yaiwa problem shoma hr
@user-nt3sg6hn4d
@user-nt3sg6hn4d 4 месяца назад
Endai kumupositori madzibaba vanonzi babaRami vanowanikwa kuBudiriro ,Sunningdale or kwaHunyani kuSt Marys iyeye muporofita ukamira naye achakubatsira semabatsiriro aanondiita ndakafamba kwakawanda but ummm avekumberi asihaade kuti uzanganisa kana waakuita zvekubatsirwa naye wombomira naye chete anechipo inini ndamira naye zvemakore apopedza masports ese zvatosiyana.
@meddymhundwa5236
@meddymhundwa5236 4 месяца назад
Ndarwadziwa vanhu vane utsinye. Bmdki na maiguru makaoma sure kuuraya vana ve vanhu
@selinakakunguwo2550
@selinakakunguwo2550 4 месяца назад
This life no balance 😢
@priscillamurenjekwa539
@priscillamurenjekwa539 4 месяца назад
Haiwawo Sambiri sambiri kudiikovo uchigara nemuroyi Uchafira kuda kudanwa nemutupo nxaaah Sambiri sambiri kuita sei uchiitiswa zvinhu zvisina basa
@givenmakaza1043
@givenmakaza1043 4 месяца назад
Kufira kuda kunzi sambiri..dhemeti
@givenmakaza1043
@givenmakaza1043 4 месяца назад
akazungaira stereki..anobhowa
@febbynyanhete2874
@febbynyanhete2874 4 месяца назад
😂
@Magumbo58
@Magumbo58 4 месяца назад
​@@givenmakaza1043😂😂😂😂😂😂😂😂 ah
@CynthiaMpofu-uf7bf
@CynthiaMpofu-uf7bf 4 месяца назад
Duzvununu raSambiri😢
@86Bh701
@86Bh701 Месяц назад
Mkoma Robie baba ava vakazorapiwa here
@ChristyMilly-zp4op
@ChristyMilly-zp4op 4 месяца назад
Kunoromba ku Swaziland here
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 4 месяца назад
Uuuum asi waitya kurara wega.....less a month wange watotsvaga mumwe mukadzi 🙌and it's a lesson to my Zim guys monyanyoda soft life😂
@drippiecpt3064
@drippiecpt3064 4 месяца назад
🤣🤣🤣🤣🤣
@MsMachuma
@MsMachuma 3 месяца назад
Can you imagine...at first I thought maybe 2yrs panga achita akagara agara mukadzi asina kudzoka
@user-jp2rd5ey8n
@user-jp2rd5ey8n 4 месяца назад
Pakaipa😢😢😢😢😢😢😢
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 4 месяца назад
22:58 after all the confessions u still got the guts to go and pay roora nxaaaaaa baba imi musatambe ne pfungwa dzedu.....mange makutodawo Satanism since makaudzwa kuti ndakagadzwa huroyi hwemari...... Zimba panongonzi Mari unokanganwa zvimwe zvese ndosaka vamwe paZim apo varikurombeswa in the name yekupihwa dzimota nxaaaa
@user-zb6li1ii2g
@user-zb6li1ii2g 3 месяца назад
Pakaipa ma1😊
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 месяца назад
Baba imi mune moto mubrugwa. Kuda zviro kudaro
@monnietaah9583
@monnietaah9583 4 месяца назад
He moved on too fast like wifi 😂😂😂
@NatalieMusekiwa
@NatalieMusekiwa 4 месяца назад
Vanhu pamuromo unenge uchizive handi vaina munhu hre
@OscarMutsvanga-md1xc
@OscarMutsvanga-md1xc 3 месяца назад
Bba ava ndashaya kt ndovati chii bcz zvinota sekunge vange vachitoshandiswa nemweya yetsina,or kupata chaiko ungasiiwa nemukadzi zvisina reason kwaakutotsvaka umwe usati wafambira nyaya yemkadzi wekuta nga.Huye pange pasati papera chero three months manga matove kutsvaka umwe mkadzi. Imi pachenyu munezvamunoziva.
@miriamphiri7204
@miriamphiri7204 4 месяца назад
Really kupa murume kuti arare neumwe mukadzi ,mmm something does not add up mukadzi haadi murume uyu
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 4 месяца назад
Anoziva tsoro yake uyo
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 месяца назад
Bro Robert endai navo kwasekuru Tasvu
@user-nt7uu7lp2l
@user-nt7uu7lp2l 4 месяца назад
Sekuru tasvu ndovanopedza masports
@tendaimabvura-hi9xo
@tendaimabvura-hi9xo 4 месяца назад
Umummm things are tight its part of life
@breem5414
@breem5414 4 месяца назад
Zvakaoma veduwe.Ndonamatira mwana wangu mukomana kuti kana akakura asasangane nezvakadai veduwe
@susanchaza2930
@susanchaza2930 4 месяца назад
Yoooo my Junior eish zvakaoma
@DrKays
@DrKays 4 месяца назад
Mkoma Robbie, chironda mwanyatsochiratidzwawo here? Nyaya yacho iiiiiiii
@muchasamuz3781
@muchasamuz3781 4 месяца назад
Siyanai nemvana varume
@mupandazofficial1580
@mupandazofficial1580 4 месяца назад
😢😢😢😢this is sad
@NaomiBanda-wr2ri
@NaomiBanda-wr2ri 4 месяца назад
Saka iye atozoramba achirara naye apa awudzwa zvotyisa kudiyi 😊
@teresateresa6875
@teresateresa6875 4 месяца назад
😢😢 zvakaoma
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 месяца назад
Honye dziya ndendende muumwe mukadzi😢😢😢😢
@kundaimuzongondi9868
@kundaimuzongondi9868 4 месяца назад
Kkkk
@ChristyMilly-zp4op
@ChristyMilly-zp4op 4 месяца назад
Mahikeng to Mpumalanga Emelo kuresa
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 4 месяца назад
Ko iye azonoroora achiziva kuti mukadzi uyu ndozvaari muuum plus kuzotsvakira murume umwe mukadzi. Uyu murume akatovhiringidzwa shem sry hake
@memorypeters2925
@memorypeters2925 4 месяца назад
Kuputirwa chaiko uku
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 4 месяца назад
Kuroora munhu akakukanganisa akapusa zvake uyu
@LisaKundai
@LisaKundai 3 месяца назад
Mushonga here hauzvione mufunge
@sibongilemutamba5244
@sibongilemutamba5244 4 месяца назад
Shit kuroorwa kwave kutoda mweya mutsvene ukubatsire kushandisa munhu just like that heartbroken 💔
@alicemagondo5572
@alicemagondo5572 4 месяца назад
Zvakaoma .dei wawana rubatsiro hanzvadzi
@lindiwemutsago4248
@lindiwemutsago4248 4 месяца назад
Uuum Sambiri siyai Amai awa munofira mahara . . please siyai hamusi kutya here...hamusikuzviona here Kuti makatojoniswa Satanism...akomana kurara nemukadzi Kuti Maronda apere ..vakadzi please becareful musangorara nevarume wamusingazive....ndatya zvangu nyika yashata...Sambiri tizai nehupenyu hwenyu.....
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 3 месяца назад
Baba ava vakatodyiswa nekupusiswa zvakasangana nekuzungaidzwa zvese pamunhu 1😢
@user-zl2rz1io6n
@user-zl2rz1io6n 4 месяца назад
Sekuru Tasvu basa iro
@maulinecharingwa2166
@maulinecharingwa2166 3 месяца назад
Endai kwaProphet Miracle Paul
@pattywangu2650
@pattywangu2650 3 месяца назад
Baba ava havanakukwana ibenzi guru ....😢