Тёмный

"Kana wakanditarisa unoti ndiri mukadzi here...?" Anodaro mudzimai kumurume wake. 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 203 тыс.
Просмотров 35 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 121   
@gamuthegafa3285
@gamuthegafa3285 2 года назад
Vakadzi avo vasingade kubatwa inenge midzimu, either yedzinza or zvikwambo.
@sethumpofu9248
@sethumpofu9248 3 года назад
Makorokotoi DrChoga. Tinotenda Ishe chokwadi
@chengetai5272
@chengetai5272 3 года назад
Dr choga siyananayi nezve kutaura nezve chikoro tambirai dambudziko chete,uyo murume wemukadzi anotaura kuna Mai vake ngaauye kuno todawo murume kkkk
@robertmusekiwa1929
@robertmusekiwa1929 3 года назад
Mmmm vakadzi vezvikwambo vawandisa and most of them are married to good men
@ellenchadambura7240
@ellenchadambura7240 3 года назад
Amen doctor Joga mataura chokwadi panyaya yemwana uyo wepasecret and confessions wekuti baba naamai vake vose havasisipo uyo arikuzviti hanzvadzi avakuda kumutaurira zvaanoti akasiya audzwa nababa kuti mwana ndewavo. Please ngaasiyane nazvo cz anogona kuzokanganisa upenyu hwemwana uyu kwaakaroorwa. İnga zvinonzi wani gomba harina mwana. Kana ivo baba vake vakashaika variivo vanoda mwana kuti auye mune vamwe ngavanorwadza vega vafambe vazviwane mwana ouya kwete kuda kunomuudza hazviite vazhjnji varume vanokambira vana vasiri vavo mangwana vanoenda naye kuma DNA test owanikwa asiri wababa vake anozodii auraya life yemunhu. Baba vake vakamurera vanenge vasisina bond naye cz zvainenge zvabuda pachena kuti mai vake vayiita gumbo mumba gumbo panze anozorarama sei mwana uyu. Siyanai nazvo please
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 года назад
First case - it is important that a DNA be done So she may know her biological family in case of medical challenges Eg Blood transfusion Kidney transplant If needed Or to know medical conditions kwaakabva
@lizzyalidi4863
@lizzyalidi4863 3 года назад
Hayya zvibhakera chaizvo vanhu vanotoshainira varume vanovada shuwa, chokwadi team yanhasi yevakadzi yakatumwa naSatan tjoooo vanhu kadzi musatambudze vana vevamwe
@nyaradzaimabanga5595
@nyaradzaimabanga5595 3 года назад
Yaa mapudzi anowira kusina hari
@lizzyalidi4863
@lizzyalidi4863 3 года назад
@@nyaradzaimabanga5595 taura hako
@chntymnemo3964
@chntymnemo3964 3 года назад
@@nyaradzaimabanga5595 true wena
@robertmusekiwa1929
@robertmusekiwa1929 3 года назад
Vakadzi vezvikwambo vawandisa
@isabelleisabelle7182
@isabelleisabelle7182 3 года назад
1 hour 15 minutes uchisakurwa, pakaipa
@kateluseni5615
@kateluseni5615 3 года назад
Mukadzi yechikwambo she needs deliverance
@joycecharamba6855
@joycecharamba6855 3 года назад
8 yrs sure Doc Choga mataura chokwadi mukadzi wechikwambo
@robertmusekiwa1929
@robertmusekiwa1929 3 года назад
True
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 2 месяца назад
8 yrs wakazviroora kwete kuroora. Baba makadyiswa tumai munyai adzokere nemukadzi kumba kwavo.
@sheppiehungwe8743
@sheppiehungwe8743 2 года назад
Dr choga morning
@Godschosenone-sq4qk
@Godschosenone-sq4qk 3 года назад
Hie tete, you must introduce a program yevarikuda kuroorwa nekuroora, nekut vamwe vanhu mudzimba umu varikupika majere, vazere vanhu kunze uku varikudawo dzimba idzz vachitoshaya anoroora.
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 3 года назад
Tikudzida ehe dzimba kkkkkk tingafare vkaita chirongwa ichocho but l dont think vnoverenga our comments ku U tube kuno
@lovemoretshuma7058
@lovemoretshuma7058 3 года назад
Tete wall dane nebhasa rakanaka ramunoita
@lovemoretshuma7058
@lovemoretshuma7058 3 года назад
Avaiti mazuva ese ere khanazviri zwemazuva ese unogona kudonsa nguva
@Godschosenone-sq4qk
@Godschosenone-sq4qk 3 года назад
@@makanakandinotenda3289 I chokwadi ichocho, hameno kungotaurawo hedu nerimwe, uva Dai vakazoverengawo Tete
@biancachiwenga6685
@biancachiwenga6685 3 года назад
😂😂😂😂
@shm113
@shm113 Год назад
Tilder - I wish you would find another word, other than “PROBLEM”. Call them challenges or opportunities but “PROBLEM” is way too negative and has a stigma to it. Also PLEASE STOP TALKING over the experts you have on your show unless if you are a certified therapist.
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 3 года назад
Apa doctor Choga ndivo pavataura chokwadi. Mukadzi wechikwambo, atori nespiritual husband. Demon racho ndiro riri kutoseka.
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 Год назад
Yooh this show was full of madhimoni evakadzi
@charityngirande1226
@charityngirande1226 3 года назад
I need to invent a device that gives mambama using telekinesis. Some people really need them
@loicemagadzire3388
@loicemagadzire3388 3 года назад
Wakanyanya
@lizzyalidi4863
@lizzyalidi4863 3 года назад
Yah neh 😂😂😂😂 Shuwa wakanyanya
@evelynsatumba3648
@evelynsatumba3648 3 года назад
U can say that again
@chntymnemo3964
@chntymnemo3964 3 года назад
Yaa please do haa tatambura🤣🤣🤣
@Zimaestro
@Zimaestro 3 года назад
Kkkkkkkkk
@loicevitiwa5570
@loicevitiwa5570 3 года назад
Motto: Munhu ngamboende kumba kwavo anozouya ava serious kkkkkkkk zvakaoma kani
@jeniphermumbire3921
@jeniphermumbire3921 3 года назад
Tete tilder mukadzi Uyo muroyi namai vake
@priviledgemabhiza6967
@priviledgemabhiza6967 3 года назад
Uyo mkadzi wekusekenyeka kunge benzi Uyo murambe kaaa ndiye ega hre nhai panyika pano
@chntymnemo3964
@chntymnemo3964 3 года назад
Nhai zvako vanenge vakadyiswa baba avo
@loxlux8118
@loxlux8118 3 года назад
Very sad indeed. Tete you busy na sekuru Choga.very sad.
@melodytom4437
@melodytom4437 3 года назад
So much love aunty❤❤❤
@faithalfonzo4807
@faithalfonzo4807 3 года назад
Mudzimba umu makaoma
@serataruvinga7922
@serataruvinga7922 3 года назад
Cheers 🥂 Aunty Tilda
@exabiotakundwa4965
@exabiotakundwa4965 3 года назад
Mukadzi uyo pane zvaakatakura
@reginamundi2873
@reginamundi2873 3 года назад
Kkkk bhobhiyo
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 2 месяца назад
Zviri mudzimba zvakaoma kuiswa pama sanctions ebonde mumba mako shuwa. Regai varume vazoita masmall house vazhinji vari pama sanctions ebonde. Dzorerai vanhu kudzimba dzavo kusvika vave kuda bonde
@georgenyatsungo3778
@georgenyatsungo3778 3 года назад
Pakaipa
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 3 года назад
Chihure chinorwadza baba avo bekusiya phone mugarage bedzi nhampwa chaiyo kuzvishupikisa for no reason
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 года назад
Izvi zvinechirevo Motowashe huyai kuno
@leeruepeejay7968
@leeruepeejay7968 3 года назад
Aaaaaah 44yrs and 39yrs apa varikut vaane 17yrs vari vese hiiiiiiii imi saka vakaroorana vaine makore mangani
@jeniphermumbire3921
@jeniphermumbire3921 3 года назад
27 e22 yrs
@angelinedzukwa1241
@angelinedzukwa1241 3 года назад
27 murume mukadzu 22
@julietbvekerwa2932
@julietbvekerwa2932 3 года назад
Haaa tete Tilda👊👊may God bless you 🙏
@LadyGee9303
@LadyGee9303 3 года назад
But munot vakadzi vasabata maphone voona sei kuti murume ariku cheater nekuti vakasadaro vanopihwa ma diseases vakangogara
@jerrymakopa9610
@jerrymakopa9610 3 года назад
Gomba/ chikomba hachina mwana, murume akarera mwana ndiye baba. Dai baba namai vaka bereka vari vapenyu ndivo vaigona kuitanga nyaya iyi.
@prosperzvinzanyika9150
@prosperzvinzanyika9150 3 года назад
Kkkkkk haaa nhas tete varikut vanhu ngavadzokere vazouya vave bho kkkkk sure vamwe vanhu havasi serious kutoseka aaah uyo anoda kutodzorerwa sure aaah zvinobhowa kuita kusvotesa murume
@karenmukuku3899
@karenmukuku3899 3 года назад
Anenge mukadzi wechikwambo uyo mai vacho vanoziva zviri pamwana wavo...
@HeAloneIsGod9901
@HeAloneIsGod9901 3 года назад
I doubt she was the one laughing but chikwambo
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 года назад
All those women who are married and denying their husbands should go for DNA. I don’t think the children they have are of the marital husbands. Vose vakadzi ava vane maboy friends chete ndinobheja.
@prosperzvinzanyika9150
@prosperzvinzanyika9150 3 года назад
Yaaah Uyo ndinovhumirana naye ati vanhu Ava vatumwa nasatan.sometimes zvinoitika pano kut vanhu vekusada kutanga varume vanogona kuita 4 or 5 vane same problem or ma 8 years in marriage vanogona kuuyirana
@shelterhwingwiri9855
@shelterhwingwiri9855 3 года назад
Ha musatanist mukadzi uyo anshavi .murume uyu teteTilda mukada kuti amusiye mukadzi uyu anofa
@LadyGee9303
@LadyGee9303 3 года назад
Mumbori neyi muphone macho
@chiedzamatumba1326
@chiedzamatumba1326 3 года назад
Dzimwe nhamo ihama dzinorombesa vana vehama saPamela atakambonzwa vanhu vanoshandisa hama kuti musha uparare nevarume vanosengedzwawo mweya saka chero vakaita bonde 1hr hapana chinobuda mweya wacho unenge waka over powering everything mumuviri vanhu ngava namate mweya svina yanyanya .
@mirriamdanaitatsere1542
@mirriamdanaitatsere1542 3 года назад
Hakuna mutunhu usina mago chokwadi
@progresschishangu3138
@progresschishangu3138 3 года назад
Hie tete makatikoshera seMhuri yeZimbabwe
@evelynsatumba3648
@evelynsatumba3648 3 года назад
Makorokoto kumhuri yaDr mwari vakugonerai
@katiendlovu6982
@katiendlovu6982 3 года назад
8 years and having sex with her husband is still an issue!? I know in our culture we don't like to even think of this but I am wondering if this woman swings the other way and does not like a man inside her. Just a thought.... I had a married friend from Namibia many years ago and she behaved the same towards her husband he complained the same way. They had been married 16 years and 3 children. They ran a successful business together and got along great during the day and they appeared to be a couple to admire. One day she got really drunk and said that she likes women and has never enjoyed sex with her husband....Needless to say they got divorced shortly after this and her family offered him her 18 yrs old niece whom he then married.
@wishbornmupotaringa7409
@wishbornmupotaringa7409 3 года назад
8 years hapana hapana zvako shuwa
@chntymnemo3964
@chntymnemo3964 3 года назад
Ko kungosiya Kuzvipa Basa chairo baba avo
@wishbornmupotaringa7409
@wishbornmupotaringa7409 3 года назад
Taurai zvenyu
@Godschosenone-sq4qk
@Godschosenone-sq4qk 3 года назад
Baba avo ve9yrs varikurambirwa nemkadz ndabatikana ndine munin'ina akarongeka chaizvo arikutodawo kuroorwa varoore havo tete
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 3 года назад
Ummm ndabatikana veduwee nyaya iyi inorwadza hey baba ava vrikurwadziwa ndabuda misodzi chaiyo hambuya noes it all hvadi anatete vatonge nyaya iyiiii mkambozvinzwawo kupi ummm surrender hupenyu mutoro 😭😭😭
@marysamson3891
@marysamson3891 3 года назад
Uuuuu zvakaoma tete ambuya avo uu vakaoma mukadzi uyo ndewechikwambo siya zviende tsvaga mumwe mukadzi
@ottiliahumbira5910
@ottiliahumbira5910 2 года назад
Mukadziwechikwambo.uyo
@Ru5672
@Ru5672 3 года назад
24 years 7 years mumba???
@fmatsveru
@fmatsveru 3 года назад
Mmm vanhu havanganzi ngavarambwe nekuti varamba kutaura paradio. Vane mareasons avo. Pamwe vanogona kutaura nemumwe munhu asiri imimi. Batsirai anenge afona instead of kumanikidza munhu kuti ataure chete paradio.
@shawnshamiso7879
@shawnshamiso7879 3 года назад
hasi ndiwe umwe wach kani rambwa
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 3 года назад
Flo how can they help afona one sided story hazvibudezve plus afona arikuda kubetserwa zva partner wake so hazvibudi
@dephine8815
@dephine8815 3 года назад
Ehe ngavadzoserwe kumusha kwavo havadi bonde so vanobatsirwa sei.ngavaende avo tsvakai vamwe. vakadzi hobho vari serious nekuroorwa
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 3 года назад
Ehe vanoda kugadzirwa kana zviri zvekumusha kwavo ikoko coz iiih mademon acho kutoseka wena chikuwe ndarwadziwa hngu nana baba 2 vane same story iyoyo
@nancyk4303
@nancyk4303 3 года назад
rega vadzorerwe. ukaona murume achi phona kudai ka anoda kugadzirisa imba yake ,anoda mukadzi wake , +ari committed,and type yevarume vakadai havawanike zvekumhanya ,vamwe varume vanongoenda zvisina notice wosiyiwa neka marriage certificate.ngavambodzorerwa vozodzoke vave serious nemba
@pardonmoyo9534
@pardonmoyo9534 3 года назад
Ma1
@Nkomazi
@Nkomazi 3 года назад
The first caller ane dambudziko here 😂😂😂. Ladies tell us. Is it a problem to last an hour or more than in bed?
@sithgasa2063
@sithgasa2063 3 года назад
Of course it is, this woman is loosing an hour or 2 without sleep every night its a health hazard sleeping less hrs every night. This lady will die early at this rate
@Nkomazi
@Nkomazi 3 года назад
@@sithgasa2063 😂😂😂😂 Does sex kill? 😂😂😂😂 But I love your mathematical skills ... If you multiply 2 hrs by 7 days in a week then multiplied by 52 weeks it means she will lose 730 hours in a year 😂😂😂 the equivalent of 30 days = one month 😂. 😂😂😂😂 Maths is math but intimacy in every relationship is important.😎
@sithgasa2063
@sithgasa2063 3 года назад
@@Nkomazi honestly l some of you guys behave like hyper toddlers who will jump in bed and bouncy about ready for sammersot without care of sleeping you have to tell them to pliz try to sleep its night time.
@Nkomazi
@Nkomazi 3 года назад
@@sithgasa2063 Hahaha but sex is not only supposed to be done at night chete sometimes during the day.
@sithgasa2063
@sithgasa2063 3 года назад
@@Nkomazi you are right if you are both home during the day especially in africa but in some countries like the west ppl are busy working uncoordinated times and sometimes shifts in different organisations with varied schedule if there are children worse you have to alternate and work round to fit in child care that day and night business is not so often in some other countries or to other couples it becames rare to have daytime love making.
@dorothymate9820
@dorothymate9820 3 года назад
Aaa.pakaoma.heyi
@racheljackson7146
@racheljackson7146 3 года назад
I love you tete I want to be like you
@marysamson3891
@marysamson3891 3 года назад
Vakadzi varipachiongwa vakanyanya havadaire mastaborn yooo mapudzi anowira kusina hari vemazero deposit vagere
@sandrataderera4487
@sandrataderera4487 3 года назад
Its disrespectful though bantu bakithi😓 kunzi daira phone haudaire kujaidzana kuya . How can u be helped kana usingade to engage in conversations
@placidiamuhera304
@placidiamuhera304 3 года назад
Ndapindawo murisei tete
@Lucas-se6in
@Lucas-se6in 3 года назад
Makaroora lesbian mukuru hana ma feelings nemi anotosema varume
@wishbornmupotaringa7409
@wishbornmupotaringa7409 3 года назад
Tete murisei zvenyu
@joymugwambi3819
@joymugwambi3819 3 года назад
Ava mainini ava uuummm
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 года назад
Hello tete
@africaunite2488
@africaunite2488 3 года назад
Kkkk kushapura mbiti ndozvidawo maLong distance 😂😁😂😁😂😁
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 3 года назад
Ummm.but aah dear pa1 hour here kkkkkkk ummm ma1yooh
@lizzyalidi4863
@lizzyalidi4863 3 года назад
Long distance ndomboma chiranga mapenzi 😂😂😂😂
@africaunite2488
@africaunite2488 3 года назад
@@lizzyalidi4863 kkkk zviri normal kutoshamisika hawo but myself ndotomarowa without any drug or even beer
@africaunite2488
@africaunite2488 3 года назад
@@makanakandinotenda3289 myself I can go up to that only munhu akataura kuti aneta then ndodzika not kudzika nekuReleaser. But I never took drug or alcohol not even circumcision
@briansamazirwe5800
@briansamazirwe5800 3 года назад
Love tete
@shannelmatsaure7657
@shannelmatsaure7657 3 года назад
1st nhc morning tete
@blessingjarati8832
@blessingjarati8832 3 года назад
Zvamoms vaty murume wake anopedza 1hour vasina kurasa murume anenge asinganzwe ma feelings kumukadzi wake
@stellanyadzoka4617
@stellanyadzoka4617 3 года назад
2nd
@loxlux8118
@loxlux8118 3 года назад
The married step sister must not open hell's door. What happenned to adoption. The lady can sort dna when ready. Step brothers must not do so
@shelterhwingwiri9855
@shelterhwingwiri9855 3 года назад
Satan aripabasa.vanhu vanyanya kuromba vachishandisa vanhu.imwe yavesatanisim yawandisa
@kudzaimercy8007
@kudzaimercy8007 3 года назад
Uhmm mynin avo havas srs vari kutoseka zvavo,, my vacho vari kuparadza imba yemwana tete vagona mynin ngavadzoke kumusha havad zvemusha avo
@dorothymate9820
@dorothymate9820 3 года назад
Pakaipa
Далее
Китайка и Красивые Глаза😂😆
00:20
Domestic Issues: Mukadzi wangu airara nehanzvadzi yake.
2:12:21
Update on Madzibaba Ishmael: DNA results out
31:27
Просмотров 15 тыс.
Latest on bamunini veOpen Marriage
30:41
Просмотров 8 тыс.
Diaspora Marriages Complexities
1:38:50
Просмотров 14 тыс.