Тёмный

Kuda kuroorwa naOga zvakwazoita double trouble chaiyo-Prophet T Freddy 

GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Подписаться 62 тыс.
Просмотров 92 тыс.
50% 1

Kuda kuroorwa naOga zvakwazoita double trouble chaiyo
To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email
goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270

Развлечения

Опубликовано:

 

19 май 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 380   
@user-et2jt9pr2u
@user-et2jt9pr2u Месяц назад
Mwana uyu na mai vake vese imbwa haaa why unoda baba vakadini nhai iwe musikana aaa ndarwadziwa shuwa ungatenga rudo kumukomana uri benzi iwe haaa why uchida kuti baba vako vafe baba am very sorry shuwa mwari vakupei kushinga baba be strong baba
@user-ws5xi4nt6f
@user-ws5xi4nt6f Месяц назад
Hapana akambovigwa ari mupenyu nokuti haana kuroorwa, dzikamai vanhukadzi.
@nyashas4673
@nyashas4673 23 дня назад
I’m filled with tears for this dad. If only my dad were alive to do such for me. Such fatherly love is priceless. It’s sad you married a witch that turned your kids into empty vessels. Dear man: when you choose a wife to marry. Seek for Gods guidance to show you the one to marry. I’m a fatherless daughter, I’m disgusted by these women.
@EustanciaNhamo-vl6gm
@EustanciaNhamo-vl6gm 23 дня назад
Zvakaoma chokwad help me Lord to make my father and my husband to be proud of me..nditye kutadzira Mwari
@user-mc4fx3cl1w
@user-mc4fx3cl1w Месяц назад
😢😢😢😢 ndarwadziwa hangu , baba don't worry penyu makapedza. Totenda Prophet machenjedza Baba Kwanga kwasara kutengeserwa imba yamugere maizongoona vanhu voti budai takatenga imba kuna Mai. Mochingwarira kuurayiwa nemkadzi nevana vake. Uyo atengesa yake ngaachino lodger akura
@sweetrose362
@sweetrose362 Месяц назад
Haa wife yamuporofita TFreddy vakanaka hamawe, she is a beauty
@DorothyPhiri-ff8pd
@DorothyPhiri-ff8pd Месяц назад
Ngavandi adopte havo baba ava veduwee what a responsible and loving dad
@CraciousMakina
@CraciousMakina Месяц назад
Manhanga anovira kusina hari shuwa mai ava nevana vavo inhudzwa tudzwa chaidzo
@user-ps5fy4rj6w
@user-ps5fy4rj6w Месяц назад
Iiii ndarwadziwa ndiri mukadzi but mai avo vanyadzisa💔💔💔
@benimbewe1811
@benimbewe1811 Месяц назад
God ministering to His own children.. The Nigerian boy has down a seed that he will reap from one day..
@frankkudzaimuchineuta2018
@frankkudzaimuchineuta2018 Месяц назад
Baba wodyirwa munda nembwa sevakarima nyama. Unosvika pachikamu chekuzorora. Baba mhosva yavo ndeyei
@MonicaSembezeya-om6cm
@MonicaSembezeya-om6cm Месяц назад
Ndarwadziwa dei baba avo varega kuzvitongera rufu,vana mai wy tichirwadzisa kudai.moda kudiwa kwakadii,
@stanzitify
@stanzitify Месяц назад
Murombo harovi chinenguvo chokwadi. Mwari itiraiwo baba ava nyasha
@yvanmatake422
@yvanmatake422 Месяц назад
Vanhu ngavarege kurwadzisa vamwe so. Count your blessings guys
@natashahweru9479
@natashahweru9479 Месяц назад
Zvorwadza shem mapudzi anowira kusina Hari sure havasi vese vana baba vakadai vanovakira vana pekugara
@mclareenful
@mclareenful Месяц назад
Very painful I wish I can hug this man .
@angelinezim8440
@angelinezim8440 Месяц назад
Zvinorwadza Baba try his best asimudzimai havana Mwari pindirai
@user-nr7yb6ss3b
@user-nr7yb6ss3b 28 дней назад
Pray for me pastor lv u so much always on RU-vid because of you
@gladyskatesi3993
@gladyskatesi3993 Месяц назад
Ndashaya rekureva baba zvatinoitirwa nevana ndarwadziwa
@thomaschipinda6952
@thomaschipinda6952 Месяц назад
Dai vamwe vanhu ava musingadzime faces. What a curse for musikana uyu
@faithmarvis
@faithmarvis Месяц назад
Muchaurayisa munhu nebp veduwe mai nemwana zvese here 😢😢😢
@progressmutandwa6724
@progressmutandwa6724 Месяц назад
Vanhu vakadai musavavhare kumeso prophet
@johanneschisasa1141
@johanneschisasa1141 Месяц назад
I pray my daughters to never be like this. Cant say much about my wife
@DeriaMatematema-mn4ls
@DeriaMatematema-mn4ls Месяц назад
Kupusa zviri legendary
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l Месяц назад
Musha uyo wakazara mapenzi chaiwo kupa Mari munhu wamusingazive yooooo changamukai mhani
@tatirachaputsira1565
@tatirachaputsira1565 Месяц назад
Sure the truth is mapudzi anowira kusina hari what a loving father to the family
@maclouds-ru4ey
@maclouds-ru4ey Месяц назад
Jesus..Lord of mercy ana mai tisadaro..apa mwana anopa munhu waasingazive mari haaa zvimwe zvinhu soo..thank you man of God maisa zvinhu pachena
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 15 дней назад
😭😭😭 Saka Waida kuzviroora here nhai mwanasikana zvakaoma hazvo nhaiwe chii newe hauna kuona kuona zvakaitwa Felly here Nigeria haritambisi Kani iwe. Iko kuzoda marudzi ndiko kudinikowo ikoko.
@user-iy5oj6mu2z
@user-iy5oj6mu2z Месяц назад
Vamwe tikutovashaya vana Baba vanokuitiraira zvakanaka kudai ndarwadziwa ini 😢dai Mwari vavaitira zvakanaka Baba ava
@christinamuswe7020
@christinamuswe7020 Месяц назад
Thank you Prophet.
@vimbaibere4605
@vimbaibere4605 Месяц назад
Kana ndakamboperwa nezviito zvenamai nevana vavo vasikana prophet iyi yandiita ndisazvinzwisisewo neniwo sezvo ndiri munhukadzi ndingasvike pakudai mwari ndibatsirei zvakaoma izvi
@user-ho3pr1cx5d
@user-ho3pr1cx5d Месяц назад
Ngatigarei paminamato nguva dzese Jehova vatirwire pahondo dzerima nokuti zvimwe mweya yerima isingadi chakanaka uye mishonga isatidzimaidza zvakaoma
@tawananyashachitena-ol5js
@tawananyashachitena-ol5js Месяц назад
Ndarwadziwa zvangu May god heal this man
@EvaZulu
@EvaZulu Месяц назад
You are too much Prophet ......i can't wait to come kuzokuonaio chokwadi
@user-px9uo4vg4e
@user-px9uo4vg4e Месяц назад
Haaa prophet varoveyi mambama vanouraisa munhu ne strock.....my prophet my everything.
@carolynekheitsi1562
@carolynekheitsi1562 9 часов назад
Praise the lord pastor watching from Kenya
@chipochiwaza3926
@chipochiwaza3926 Месяц назад
🎉Nhai Mwari wangu mwana benzi
@nomskapumha-oi3mr
@nomskapumha-oi3mr Месяц назад
Hey zvinorwadza izvi unenge wagonera vana but iiiii
@memorymutotinicesongkeepit3470
@memorymutotinicesongkeepit3470 12 дней назад
I feel for papa ,may God give him strength
@user-uo8rp7lp5h
@user-uo8rp7lp5h Месяц назад
Taura Tenzi ndakaterera I love it
@cathrinemanyeruke6028
@cathrinemanyeruke6028 Месяц назад
So touch 😭👀
@user-pr5os1iv2z
@user-pr5os1iv2z Месяц назад
Pakavhurwa hombe apa🙌
@TatendaMazhakata-ku6wp
@TatendaMazhakata-ku6wp Месяц назад
Mwari muchaiteiko na mai nemwana ava,ndarwadzirwa
@elseynkeneza2497
@elseynkeneza2497 Месяц назад
What a responsible dad but look wat he got as a family a disgrace God keep blessing this man and keep him away from BP sugar depression im so so dissappointed
@williamschunga1357
@williamschunga1357 Месяц назад
Kkkkk, has mambama shuwa. Thank you neInfo yemaTrust Baba
@tawandazindere
@tawandazindere 12 дней назад
Prophet these pple are very brave
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k Месяц назад
Taurai tedzi ndakaterera
@emmaculatekuchata4614
@emmaculatekuchata4614 Месяц назад
Makanyqnya Prophet T Freddy
@gracebute5639
@gracebute5639 Месяц назад
Mwari ngavasimbise baba mukurwadziwa iii zvakaoma hazvo muskana uyu namai vake mwari ngaavenaye
@TinotendaSamantha
@TinotendaSamantha Месяц назад
Iiih my gender tinezvivindi...wonders chaiwo
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 Месяц назад
Mai ndivo muroyi ndachema neshungu kuchemera baba avo 😭😭😭😭😭
@priscillakabo7619
@priscillakabo7619 Месяц назад
I love that kkkkkkk ndonzwa Kuda kundomoka boys rangu
@PaulineChirembwe
@PaulineChirembwe Месяц назад
Uuuh ndarwadziwa hangu baba Mwari vakupei simba
@tawananyashachitena-ol5js
@tawananyashachitena-ol5js Месяц назад
May god heal you
@CharmaineLuus
@CharmaineLuus Месяц назад
God have mercy I can feel the pain
@VimbaiJaunda
@VimbaiJaunda Месяц назад
Ndarwadziwa hangu dai Mwari asimbisa baba avo
@LinaHwingwiri
@LinaHwingwiri Месяц назад
Ndapererwa haaa zvakaoma
@lilychipazi8390
@lilychipazi8390 Месяц назад
Amai ava nevana vavo vasikana mapenzi chaiwo. How many fathers would really do what this father did? I hope baba ava vachazvigamuchira kuti vasafa ne high blood pressure? Zvinorwadza chokwadi.
@Nokutenda774
@Nokutenda774 Месяц назад
Maine vatema vane blouse regreen nemacornrows is so beautiful. Natural beauty.
@user-db3qr9rd6c
@user-db3qr9rd6c Месяц назад
One day it's one day I will be there ❤🎉
@user-bz1lv2bz4v
@user-bz1lv2bz4v Месяц назад
Rovai prophet vangware shame ndarwadziwa
@thembachikwanha6380
@thembachikwanha6380 Месяц назад
Baba ava vanofa haaaa makanyanya prophet Mai ava ndivovakakodzeresa
@williamschunga1357
@williamschunga1357 Месяц назад
Ummm, ayas. Haa zvakaoma. Ko dai musiko Prophet
@YvonneChabvuta
@YvonneChabvuta Месяц назад
Sorry baba ndakurwadzirwayi dai mukasazoia BP. Sorry baba
@user-dy2ze7qk3w
@user-dy2ze7qk3w 23 дня назад
Mwari ngaave mubatsiri wedu vana Mai.
@JoyceMunhenzva
@JoyceMunhenzva Месяц назад
💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭 sorry Baba vangu chibvayi manotorera vasikana vaviri avo dzimba dzenyu muise muzita renyu
@user-ys9ro3ty3g
@user-ys9ro3ty3g Месяц назад
Haa ndarwadziwa zvangu ini
@BridgetMtonga-tn4tk
@BridgetMtonga-tn4tk Месяц назад
Prophet pakaipa👏👏👏
@sarahmadzana7717
@sarahmadzana7717 Месяц назад
Haaaa zvinorwadza vana Mai ngatisadaro
@GlamwithShamy
@GlamwithShamy 23 дня назад
Mskana uyu so 🙌🏻
@sithembileshaba960
@sithembileshaba960 Месяц назад
Mhaiweee zvangu nekuda kungonzi Mrs mhingi here? Manje waita muruza kwese🙆‍♀️🙆‍♀️
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h Месяц назад
Kkkkkkkkkkkkk hanzi hamudi Oga here. Stand yakatengeswa ne mwanasikana achida kuroorwa., amai ne vanasikana ma secrets avo is too much
@progressmutandwa6724
@progressmutandwa6724 Месяц назад
Baba vebenzi havana mufaro 😢😢😢😢😢
@simbamoyo9802
@simbamoyo9802 24 дня назад
😢haaaaaa mhani mai benzi mwana benzi. Zvamouraisa munhu eish ndarwadziwa
@CraciousMakina
@CraciousMakina Месяц назад
Musikana uyu anoda kurohwa ibenzi remwana
@joy-ur8ct
@joy-ur8ct Месяц назад
Ummm vamwe vanowanirwa nyasha vachitsika nemakumbo, @44 handina anotebgera kana chingwa zvacho @Prophet T. Freddy please help me
@rddzingai7180
@rddzingai7180 Месяц назад
Ummm zvakaoma izvi.Dai Mwari vabatsira baba ava.Ndarwadziwa hangu
@tracyraquelmaponga4306
@tracyraquelmaponga4306 Месяц назад
Ndarwadziwa ini 😢Mwari tibatsirei
@user-yp9kc3uw7f
@user-yp9kc3uw7f 23 дня назад
eysh kuwana baba zvakadai I lucky ummm ndarwadziwa hngu isu vedu vana baba vakatiramba tikatadza kuenda kuchikoro vamwe vachiwana ana baba vane rudo kudai
@PATIENCESYMON
@PATIENCESYMON Месяц назад
Ndapera power
@memochikus4011
@memochikus4011 Месяц назад
Uuuuu shem ndarwadziwa.amai ka mauraya murume mega.kana kuvaisira mushonga baba ava munozviita
@preciouschavinda4698
@preciouschavinda4698 Месяц назад
Hmmmmm ndarwadziwa weduweeka l feel for that father Amai awo haaaa nda surrender hangu ma qualities of a mother ndamashaiwa ini 😢
@StellaMudzingwa
@StellaMudzingwa Месяц назад
Ndapera zano ini 😮
@PanasheTrinity-ob2ex
@PanasheTrinity-ob2ex Месяц назад
Kumwe kupata kaa unonzwa hasha shuwa.... Mwari itai kt ndisaita kutenga rudo ndingowana munhu a no did a genuinely
@user-jb9qj6jo1n
@user-jb9qj6jo1n Месяц назад
Munobatsira zvakanyanya profet
@christinamuswe7020
@christinamuswe7020 Месяц назад
Ummm ndarwadziwa hangu umm zvakaoma hazvo Mwari pindirai.
@VictoriaMangoma-ws9cz
@VictoriaMangoma-ws9cz Месяц назад
Kubereka kwakaoma desperation mwari izotobatsirai
@user-iy2tj2nh6p
@user-iy2tj2nh6p Месяц назад
Ko vakange vagona wani baba ava aaaaa zvinonzwisa tsisi zvinoda mwari kuti vazvigamuchire💔💔💔💔
@abigailuzizo6798
@abigailuzizo6798 Месяц назад
Ndarwadziwa zvekutodaro.
@CleoMudzonga
@CleoMudzonga 8 дней назад
Baba vebenzi havana zororo sure mmmm ndrwadzirwa ini😢😢
@user-dx2dn4lk2d
@user-dx2dn4lk2d Месяц назад
Mwari vanhu venyu vaparara nokushaiwa zivo
@memorymakwindi3177
@memorymakwindi3177 Месяц назад
Aaaaah nhai Mwariweee😭😭😭😭😭baba penyu makaita makapedza,, musafunga nezvazvo
@Nokutenda774
@Nokutenda774 Месяц назад
Ndanzwa misodzi yangu kuda kubuda.
@tafadzwamungwari2405
@tafadzwamungwari2405 Месяц назад
Marabishi emwana
@user-pt7lh5jx4n
@user-pt7lh5jx4n 9 дней назад
Ndarwadziwa zvakaoma ndinotenda munhu washer mwari ngavawedzere simbakwamuri
@user-zz8iw3zr6j
@user-zz8iw3zr6j Месяц назад
Mai ava ingirozi yasatan bcz dai vakaramba.kti imba haitengeswi zvse izvi pasina
@MonicaSembezeya-om6cm
@MonicaSembezeya-om6cm Месяц назад
Prophet ndadzamirwa
@LindahPheobe
@LindahPheobe Месяц назад
Prophet ndinamatireiwo ndarwara nemudumbu
@jeanmajor1daughtermadziva
@jeanmajor1daughtermadziva Месяц назад
Ndarwadziwa 😭😭😭
@user-iy2tj2nh6p
@user-iy2tj2nh6p Месяц назад
Makanyanya prophet mwari n ngavandisanganise nemwi ndibatsirike ne mhuri yangu
Далее
Stepfather Manyama-Prophet T Freddy
8:13
Просмотров 35 тыс.
Я ВЫЖИЛ ПОСЛЕ УКУСА ЗМЕИ!
22:56
Просмотров 1,1 млн
Ngaarorwe ne Lay-by 😂😂Hakuna Tete vakadai Aaah
6:09
Ndirikunzwa kuda kudhomoka boys rangu-Prophet T Freddy
12:48
Murume haadyiswe ana mai honai Manje-Prophet T Freddy
21:54
Chamvari chemunamato-Prohet T Freddy
16:00
Просмотров 50 тыс.
Thank you 30M subscriber❤️IB:@hagimeshacho
0:23
Can this capsule save my life? 😱
0:50
Просмотров 2,8 млн