Тёмный

KUDZWAI - Alick Macheso 

Samuel Musarika
Подписаться 6 тыс.
Просмотров 288 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 219   
@theodosiasmakota8836
@theodosiasmakota8836 Месяц назад
My morning prayer before i start anything. Macheso ndibaba vedu
@simbarashenoelnyekete8506
@simbarashenoelnyekete8506 2 месяца назад
wonzwa umwe achiti ngwazi anokunda macheso aaaaaah bikai doro muri kurota chaiko. isa like tione pana baba shero
@bujubuju-wt2lk
@bujubuju-wt2lk 25 дней назад
😊
@filipeernesto2666
@filipeernesto2666 День назад
Ngwazi ndi ngwazi, macheso ndi macheso
@shalomgwanyangwanya4005
@shalomgwanyangwanya4005 6 лет назад
Ndaiiti sungura I music yezvidhakwa chete kuri kusaziwa feeling blessed ngawakudzwa Yahweh nechipenyu chese sando dzenyu baba vaShero ngazviende mberi
@planet263suweta4
@planet263suweta4 4 года назад
Mwari Wenyasha, Samasimba, Yave, Kudzwai, Nguva Yekutenda are all Gospel Songs. Motiisa munyasha baba shero
@thelady2379
@thelady2379 Год назад
I love apo panoti "vana venyu makatida Ishe pasina rusaruro kuti ndiani ". Zvechokwadi makomborero haana muridzi anongopihwa Chero munhu. I love the message.
@steviezimuto
@steviezimuto 10 месяцев назад
God's ever unconditional love
@selloletlalo5000
@selloletlalo5000 2 года назад
Kudzwai nesu vana venyu Baba Samasimba pakufamba nesu toga hatigoni ndi mwi matisvikisa pana EBENEZER MWARI WEDU MATIGONERA KUTI SVIKISA PANOPATIRI NHSI NDAI TA PERERA MUDZHIRA MUNDZIRA AMEN MWARI WANGU MATIGONERA NE ZWAKAWANDA ZVINOREMA ZVEHUPENYU NE CHIHEERE CHATUMBUDZA PASIROSE KORONA MUKA TIPA KORONA YENYU YEHUPENYU KWRTE KORONA YE CHIHERRR CHEMARUDZI CHISI NGA RAPIKI PODZAI PASIRENYU PODZAI VANA VENYU VAPEI MUFARO NENDARAMO YABKANAKA NE HUTANO HWAKAZARA MAMBO WANGU ISHEWEDU AMEN RUMBIDZWAI MUKUDZWE TATENDA AMEN.
@phemoraynoldphelo2959
@phemoraynoldphelo2959 3 года назад
Botswana approves I can't understand the lyrics but um in love with the song😍😍😍😍😍
@GlendaSethoga
@GlendaSethoga Год назад
The man him self,my one and only baba sherooo❤❤❤ since I fall for your music and your team orchestra mberekizwayo first day I hear your song in Pretoria marabastaad,big up aleeeeecke hireee,hireee all about life and Rudo,Maka piwa
@ascendspecialist7749
@ascendspecialist7749 3 года назад
God has been so gracious in giving Macheso more years of life so that you can continue to bless the nation of Zimbabwe and the world at large. Dai maramba muchichengetwa for at least five more decades.
@selloletlalo5000
@selloletlalo5000 2 года назад
Yave Yave Yave Yave Yave Yave Yave muri Mwari moga moga ndimwi Mwari Mwari moga pakati pa va mwari vose amen kudzwai Baba kudzwai ISHEWE KUDZWA YAVE YAVE KUDZWAI NEKUSINGAPERI AMEN.
@selloletlalo5000
@selloletlalo5000 2 года назад
YAI YAI YAVEPO YAI YAI YAVEPO YAVE YAVE IVAPO PASATI PAVE NE CHINHU MUNYIKA IYE MUDARA WENGUVA M7DARA WE MAZUVA YAVE YAI VEPO NGWANIWAPO AMEN NGA A RUMBIDZWE MWARI NGAONWE AMEN.
@peterkurura1578
@peterkurura1578 4 года назад
The greatest of all the time I mean the best in the world I can't compare him to anyone in the world thank you Baba Shero and Mai Muchengeti
@bvondobvondo2647
@bvondobvondo2647 3 года назад
Agreed
@gracesndoma4239
@gracesndoma4239 5 лет назад
"Mhuri dzedu makatida Mwari wangu pasina rusaruro kuti ndiyani..." I never imagined myself ever listening to Macheso or Sungura zvayo. But I can't believe I'm head over heels with this album....fallen too deed in love with this album. It's just so dope. Baba Sharo kuseri. Shuwa Yahwe ngaakudzwe!
@presentationsable
@presentationsable 5 лет назад
Thats MAcheso for you. Try to listen all his songs from 90s you will certainly have a different view of Sungura..pure sound, show case of talent, embroidery of melodic voices, rich in meaning, full of edu-tainment, exuberant in our local taste..thats the sound of a genius Maestro..hats off Macheso...and welcome Shekainah to the world of Sungura were we only know best of our nature
@felixmusweweshiri3025
@felixmusweweshiri3025 3 месяца назад
Number ma1 iri 2024 tiripo
@eversonmawadze
@eversonmawadze Год назад
Powerful mssg and l listen to this each and everyday
@maunganidzetakunda5140
@maunganidzetakunda5140 2 года назад
That Noel SOLO IS DANGEROUS
@Marky33
@Marky33 6 месяцев назад
very!
@innocentmahembe9933
@innocentmahembe9933 6 лет назад
Shuwa ndozozviona kuti dhodha iri ari pererwiba. Arume ndikushaye kuti munozvifunga muri papi chaipo. Baba shero mwazunguze makomo kuno.
@lawrencenyatwa9361
@lawrencenyatwa9361 2 месяца назад
Kana tirikumusha tichida kuita family meeting tinotanga taridza song iyoyi tozotanga kutaura manje .nyatwa Buhera
@kellyvee7306
@kellyvee7306 2 года назад
Listening to this hit in 2022 ...I really enjoy the massage behind this track 🎸🎸🎸🎸🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼
@betchlitebi3140
@betchlitebi3140 Год назад
This man is something else, he's talented. I'm a Zambian i need lyrics of this song please
@michaelchapeyama7163
@michaelchapeyama7163 Год назад
I will try my best to help you Just be patient as it might take me some days since i am a bit busy
@solomonhopewellkembo
@solomonhopewellkembo 9 месяцев назад
God You Are the only one who can exorcise evil spirits, because of that let your name be praised(kudzwai) God You are the only one who has deep love which can last the long distance, because of that let your name be praised(kudzwai) God You are the only one who has deep love that you instructed to be with us so that we may live in love, because of that let your name be praised(kudzwai)
@ataliamubaiwa5857
@ataliamubaiwa5857 3 года назад
Ndasvitswawo pano nemukomana uya arova gitare nemuromo. Ndati rega ndimbononzwa rezvigumwe ndione kut hw far
@bagremhosva
@bagremhosva 6 лет назад
Noweroooo ndakazoridzira muzukuru wa Queen kwahi akauya mu Hingirandi toenda tese murume anorova waya uyu.
@delightchewe3496
@delightchewe3496 4 года назад
Powerful Words and Guitar strings fused well producing a timeless Hit. Kudzwai
@steviezimuto
@steviezimuto 3 года назад
Baba Shero iyi album yakarukwa!you are the sungura maestro
@owenmilanzi
@owenmilanzi Год назад
I like the sound of cars in this song
@gulaz000
@gulaz000 2 года назад
Doing my road trip to Zimbabwe it’s always on repeat especially after crossing the Zim boarder
@simonchoruwa6841
@simonchoruwa6841 10 месяцев назад
2023 I am still here for this master peace 💥💥💥💥
@rachelgonye6206
@rachelgonye6206 3 года назад
Pakapenga panonzi ndimi mega ..... rwekusungura pakasungwa nemweya yerima
@dassymudonhi8230
@dassymudonhi8230 Год назад
2023 and this is still my favorite song from baba Shero
@thandiwechinaa5453
@thandiwechinaa5453 Год назад
2023 muripo hre
@afrimindstories.7044
@afrimindstories.7044 3 года назад
Who is with me on this track today on the 31st of December 2020. Kudzwai Mwari ndakupinda kugore idzva ndiri mutano... Special thanks to the living legend Alick Macheso , can't wait for the next album ♥️
@godfreyzisengwe8192
@godfreyzisengwe8192 6 лет назад
History repeats it self , good work ba shero
@brucegwauya5412
@brucegwauya5412 5 лет назад
best ever from Macheso, Zim1 yesungura ndimi baSharo
@rachelgonye6206
@rachelgonye6206 3 года назад
😭😭😭😭umm yandibata song iyi lots of love ba sherooo
@tafarapaul
@tafarapaul 3 года назад
Ma lyrics aya akasimba, ane meaning, powerful....combined with the 🎸🎸🎸🎸 it's a bombshell 💣
@cephasjoka8526
@cephasjoka8526 4 года назад
I gave my daughter the name of this song Kudzwai I liked the msg and decided to use it lol
@chowechowe9630
@chowechowe9630 4 года назад
8*(9s8(96s99*s98s896(96s9(8889988899998s98a99S889s9898968r9998a98(8999s8898999997996979a996999979^979979969797899r999999799t979s899979799796979979797997997997979rtt dirty 98979979*9999s98997989979798s97979³
@givenmpoto2511
@givenmpoto2511 3 года назад
You're mad
@renymanmasukume_files4950
@renymanmasukume_files4950 3 года назад
Great inspiration!
@mushangwetaurai3144
@mushangwetaurai3144 3 года назад
I also derived Matipa from this song originally wanted Makatipa
@steviezimuto
@steviezimuto 3 года назад
I will bear mine and make it a middle name
@lloydlloypikpikani8551
@lloydlloypikpikani8551 6 лет назад
Macheso wandinoziva.... Voice voice voice voive.... exellent work
@hiltontkugotsi9817
@hiltontkugotsi9817 2 года назад
Oskid brought me here 👏👏
@shepherdgumbo2684
@shepherdgumbo2684 Год назад
Haaa amana chesoo powerr!💯🔥🔥🔥💯💯
@emmanuelmawarire7957
@emmanuelmawarire7957 2 года назад
kudzwai kudzwai mwari zvinomwisa mvura....
@phillipmurota8663
@phillipmurota8663 6 лет назад
Sando dzenyu Baba Shero makazvipengera .Hanzi ne mwana wangu anemokore mashanu ," handisati ndakambonzwa magitare akadai ."
@jethronare8654
@jethronare8654 6 лет назад
mwana iyeye mwana arikukura zvakanaka kkk
@davidnyagumbo3174
@davidnyagumbo3174 3 года назад
Kudzwai Musiki wedu.. Cheso power 🔥🔥🔥
@nigelandrewnyabvure9450
@nigelandrewnyabvure9450 4 года назад
Noel nyazanda
@blessingmunyawiri5982
@blessingmunyawiri5982 5 лет назад
I LIKE THIS.Its a mature and exciting masterpiece from Baba Shero
@ConstantineChikandamina-wg5tq
@ConstantineChikandamina-wg5tq Месяц назад
That's awesome ❤❤❤
@selestinonepfumbira5609
@selestinonepfumbira5609 6 лет назад
baba shero kwave kumberi ndimi munoita sungura ifayee
@louistatsvareyi2012
@louistatsvareyi2012 6 лет назад
The sungura king is back in action. Heavy track Baba shero. chimudhara kubva kudhara
@steviezimuto
@steviezimuto 3 года назад
Kasong kakabikwa aka
@lisonmhishi6010
@lisonmhishi6010 3 года назад
Macheso makomborero kumhanzi ye Zimbabwe
@McPoyte
@McPoyte 6 лет назад
Sando dzenyu baShero makagona pamakazviitira mabacking vocals apo you remind us dzenyu dzekudhara kuzoti lead iro reminds me weeeeeeemakonzoooooo
@selectoredson8211
@selectoredson8211 Год назад
2023 still jamming to this❤
@barclarmabhiza9331
@barclarmabhiza9331 2 года назад
jake brake iro ma1 kudzwai 👏
@obviousbiswick553
@obviousbiswick553 5 лет назад
ndimi chete baba shero
@rutendogloria3026
@rutendogloria3026 2 года назад
My sound track as I count down to the end of 2021❤
@Mushavishe
@Mushavishe 2 года назад
Ahusi wega ipapo, 2022 i wl b playing the song,
@selloletlalo5000
@selloletlalo5000 2 года назад
YAVE YAHWEH YAVE YAVE YAHWE AMEN.
@solomonchirwa3371
@solomonchirwa3371 6 лет назад
Baba Alick,voice number 1
@lucksonmadakadze7048
@lucksonmadakadze7048 5 лет назад
Uumm Alick Macheso, you're the best
@reasontizora395
@reasontizora395 3 года назад
Song yaiimbwa nempfanha atenderera pasocial media...from 9 minutes 40 seconds following
@MUNYAmukaringe-h5c
@MUNYAmukaringe-h5c 2 месяца назад
This band don't have a competitor, lets rate them themselves . Nowero ma 1
@thendomasuma8875
@thendomasuma8875 4 года назад
This is my alarm tone, ring tone and message tone
@providencekadiki4681
@providencekadiki4681 6 лет назад
gud wek baba Sharo.bt th instruments seem 2 b slow a bit here.twz mo lit kuma live shows w instruments a bit quick.my thnkng.bt al th sem chakaipa chingoma
@victorticharwa7357
@victorticharwa7357 6 лет назад
Good message there. Excellent work Macheso
@stuartjack6981
@stuartjack6981 5 лет назад
You still the Sungura King Baba Sharo, sando kunemi mdharaaa
@ntandokhumalo2788
@ntandokhumalo2788 6 лет назад
That recognisable rhythm of Nowero is there and sounding good. Had Innocente Mujintu been there and a well Lucky been part of this song, it would have been a monster hit like Tererai. Good track all the same.
@SamuelMusarika
@SamuelMusarika 6 лет назад
Noel plays lead on this song. The rhythm is played my Michael
@clevertawe6179
@clevertawe6179 6 лет назад
simbi yebasa tavamirira kunokuguruve baba shero
@lenmaxcom1175
@lenmaxcom1175 Год назад
Alick macheso anogona kungoburitsa joker makarivara kuvepo kana kusapo kwavo😊
@patrickmirirayi4025
@patrickmirirayi4025 Год назад
@@SamuelMusarika and sekuru poto
@beshinerondozai4185
@beshinerondozai4185 6 лет назад
gospel music according to baba shero...fire..
@lenarmakanda7845
@lenarmakanda7845 6 лет назад
amen
@TheStandardHotelBulawayo
@TheStandardHotelBulawayo 4 года назад
Yahweh
@collencharwadza6307
@collencharwadza6307 5 лет назад
Chovhai ngoma baba shero
@godfreymashawa5856
@godfreymashawa5856 7 месяцев назад
kudzwai mwari thanks to baba shero
@brianmumba1292
@brianmumba1292 5 лет назад
You are talented Baba shero..I.like you
@steviezimuto
@steviezimuto 3 года назад
He is naturally talented - voice , guitarist , lyriics and dancer
@mikaire
@mikaire 5 месяцев назад
Baba ndibaba
@tafarapaul
@tafarapaul 3 года назад
This is Maikoro's favourite song if you didn't know.....so I'm paying attention to the guitars kkk, beautiful 🔥🥳
@patrickmirirayi4025
@patrickmirirayi4025 3 года назад
Strong rhythms
@everistomadembo9520
@everistomadembo9520 2 года назад
Ya kwahi ndofarira majerks ari ipapo apo
@casillascasim9885
@casillascasim9885 5 лет назад
kudzwai wat a rocket ochestra mberikwazvo
@lovemorenhubu9108
@lovemorenhubu9108 6 лет назад
King of sungura well done keep it up cheso power.Lovemore Takavada chitown
@normanmazana404
@normanmazana404 5 лет назад
Pane shoko apa baba thnx
@lovenessmapurisa7588
@lovenessmapurisa7588 3 года назад
Ndyan anonyepa iyeye mdhara achiri kurova uyu cheso kumberi shame
@owenmilanzi
@owenmilanzi Год назад
This is too much...I was thinking teraaririni was the best ichi awe
@ishmael452
@ishmael452 10 месяцев назад
Vibing all the way
@stanleymarodza3920
@stanleymarodza3920 3 года назад
Good sound baba Sharo
@privilagehove7862
@privilagehove7862 6 лет назад
magona baba sharo kwete mazinoise amanga mave kuita since 2010
@percydhliwayo3363
@percydhliwayo3363 5 лет назад
Noel Nyazanda u got the fire 🔥
@reymondmapakata8900
@reymondmapakata8900 6 лет назад
Hunyanzvi uhu baba Sharo
@bonganibongani7680
@bonganibongani7680 5 лет назад
Good work Baba Sharo
@planet263suweta4
@planet263suweta4 4 года назад
Since day one until today
@PavsonChinovainzva
@PavsonChinovainzva 8 месяцев назад
Nice song kudzwai
@Mbiriyababaproductions
@Mbiriyababaproductions 3 года назад
Powerfulaaaaaa.....!!!!
@simbamukandatsama6333
@simbamukandatsama6333 Год назад
I would like to name it to my last born
@jorammatenhese8823
@jorammatenhese8823 Год назад
Kudzwai baba namai
@achirambamhanda
@achirambamhanda 6 лет назад
Remember my prophecy Alecke Machiso idhara Kibvira kudhara Rino kakata wire Kuti vanhu vafare
@deltamandishona84
@deltamandishona84 3 года назад
I love that songs 🙏💯
@tinashetafira5986
@tinashetafira5986 6 лет назад
baba shero you are the best
@nathanieldozva-vn9gy
@nathanieldozva-vn9gy 10 месяцев назад
G. O. A. T
@dubekilenkomo5070
@dubekilenkomo5070 6 лет назад
Yaze yamnandi ingoma #Baba Sheron come December
@dubekilenkomo5070
@dubekilenkomo5070 6 лет назад
Nice one
@tafadzwamuchenjekwa7698
@tafadzwamuchenjekwa7698 6 лет назад
Chibaba ichi guys. Im his great stuff
@humphreyjacque541
@humphreyjacque541 5 лет назад
KUDZWAI ALMIGHTY MATIPINZA MUNA 2019
@stanslausmadende4628
@stanslausmadende4628 4 года назад
Good music , good to listen and dance. However my only worry is that at times the drums seem to be too hard for museve
@TAKUBOKA
@TAKUBOKA 2 месяца назад
2024 who is wth me
@ajayjamal3451
@ajayjamal3451 6 лет назад
Munondigonera baba shero
@moyojeremiah6895
@moyojeremiah6895 6 лет назад
nice one baba shero
@anoldhluyo2864
@anoldhluyo2864 6 лет назад
AYAYAH!!!!!!!!!!!!!!!!!!! HANDE BABA SHEROE !!!!!!!!!!!
@livingstonegazana8351
@livingstonegazana8351 6 лет назад
hayaaaaaya ,i knew i wld meet someone like you here,,,,,
@anoldhluyo2864
@anoldhluyo2864 6 лет назад
+Livingstone Gazana kkkkkkkkk
@livingstonegazana8351
@livingstonegazana8351 6 лет назад
kkkk mukuita sei,tichikukuzivai muchirova madances mulecture theatre
@anoldhluyo2864
@anoldhluyo2864 6 лет назад
+Livingstone Gazana kkkkk tichirova "tsedebuu yaFranco"
@OnesimoMukwende
@OnesimoMukwende 8 месяцев назад
Baba shero mondigonera
@michaelnaledzani9049
@michaelnaledzani9049 Год назад
I like the sound of vihicles
@faraimutanga6410
@faraimutanga6410 6 лет назад
I can feel the absence of Obert Gomba on the drums. Then this slow motion kind of speed. Then the lack of intensity on the guitars (thinking of Wemakonzo and Madhau). The pitch on the solo is high (compare with the Chitungwiza live show). Otherwise lyric rakasimbisa Baba.
@molskywuzytiey276
@molskywuzytiey276 6 лет назад
You correct ther i support you Give chokumanyara is okae bt on this song ba shero should have put Obert gomba...
@gavamaster3045
@gavamaster3045 5 лет назад
The slow tempo is deliberate and its to bring a calm and composed feel to the song, which is refreshing given the other songs on the album have faster beats it brings diversity to the style of the songs making up the album which is genius. I have since learnt to ignore the new songs he plays at live shows before he actually releases them, they always come out different and for a moment they leave you disappointed and confused until you adjust to the actual recorded version. For me this is perfect the way it is.
@tatendachikonaz4521
@tatendachikonaz4521 5 лет назад
Even the Kudzwai at Borgburh hotel yaive netempo kudarika this one
@eliasngwenya5677
@eliasngwenya5677 3 года назад
You are right the drummer is very slow even on live shows. It's so boring
@seansectorjr4202
@seansectorjr4202 2 года назад
Am in Zambia am enjoying the music macheso on fire 🔥 mwana wa mai
Далее
Alick Macheso Madhuwe
15:43
Просмотров 162 тыс.
ALICK MACHESO - KUDZWAI 2018
15:15
Просмотров 47 тыс.
новое испытание
00:40
Просмотров 115 тыс.
Dembo Tokumbira kurarama
15:42
Просмотров 1,7 млн
Alick Macheso  & Orchestra Mberikwazvo - Tariro
11:02
Просмотров 531 тыс.
ALICK MACHESO LIVE AT THE KADOMA MUSIC FESTIVAL 2024
1:14:37
Alick Macheso - Nguva Yekunda | Official Audio
14:46
Просмотров 3,1 тыс.
Teererai
13:00
Просмотров 396 тыс.
Gungwa
14:42
Просмотров 640 тыс.
Mutadzi Ngaaregererwe
15:41
Просмотров 2,2 млн
новое испытание
00:40
Просмотров 115 тыс.