Тёмный

Kufa kwa Sabhuku 

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Подписаться 198 тыс.
Просмотров 133 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

30 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 421   
@Karanganda
@Karanganda 8 месяцев назад
Remember to Subscribe kana usina you will thank me later . Comment,like & Share iwe woti kwete , woshoora kkkk
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 8 месяцев назад
Kuti chuuuuuuuu iwe weshora😊
@alowismusodza
@alowismusodza 8 месяцев назад
Waivepo ere!!!!
@Samanyanga3022
@Samanyanga3022 8 месяцев назад
Ehe ticha Subscriber asi tsiurayi magandanga arikwaChigodora anozviita anoziva Mtemo stereki. Headman Chigodora should apologize for humiliating that old man vairwara vekuzviitira weti. Chivanhu chedu hachikurudzire kudisrespecter vatana vakura Nomatter how wrong they can be. He should apologize.
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 8 месяцев назад
Tauya taiyepo kuti chuuuu machuulest
@IsaiahMarange
@IsaiahMarange 8 месяцев назад
I agree with you but I think vanhu wavano bata navo vachine tuhasha
@EdithChingoma
@EdithChingoma 8 месяцев назад
Mambo Mutasa,great man full of wisdom.What a great way of tackling this issue.Ndizvo Shumba
@Progress-z8b
@Progress-z8b 8 месяцев назад
Muzukuru sando dzako, vaudze vazive
@zulusondhliwayo127
@zulusondhliwayo127 7 месяцев назад
Kkkk was looking for this comment
@chipomusuka8479
@chipomusuka8479 7 месяцев назад
Muzukuru manyama haada
@princemhlanga5130
@princemhlanga5130 6 месяцев назад
Tokumbirao number dzawo kani
@ethelchitiyo2734
@ethelchitiyo2734 3 месяца назад
Ndamufarira muzukuru 😊
@magretchowa2203
@magretchowa2203 2 месяца назад
Muzukuru handei haufe uchàténdwa nengozi
@tinnymhlanga8162
@tinnymhlanga8162 8 месяцев назад
900usd yakawandisa nyangwe muchibatsirika.
@michaelpinielkonjiwa2369
@michaelpinielkonjiwa2369 8 месяцев назад
Ishomasa iyo, $9000 bhooo
@CarolineRitsire-nm4hh
@CarolineRitsire-nm4hh 8 месяцев назад
Headman Chigodora murikuonao here mutongero unoitwa padare .mambo Mutasa vane machinda pane wamanzwa here anotaura mutauriro unoita ana Allan and guchi .Mutasa kingdom munotidadisa
@RumbidzaiMazengero
@RumbidzaiMazengero 8 месяцев назад
Allan naGucci wanenge wanoita zvemutoriro
@CAMEIATV
@CAMEIATV 7 месяцев назад
That guy of Fake Gucci is too nervous 😂
@JamesPaisy
@JamesPaisy 4 месяца назад
Vachigodora pane uya unotaurisa uyu wekusunga tie idofo
@PoliteMuzenda-de8lv
@PoliteMuzenda-de8lv 8 месяцев назад
My karanganda my best radio munotepfenyura kudarika radio dzose muzimbabwe kusapiwa chimuti igodo renyika
@Tapera-c2q
@Tapera-c2q 8 месяцев назад
Ko baTaps chipikiri paguva kwaheadman Chigodora yakapera sei.Tasvu akavhura dare
@mavismarange9837
@mavismarange9837 8 месяцев назад
HanI irikuuya
@obertdube6165
@obertdube6165 4 месяца назад
Good question
@ernestdzrusoso4104
@ernestdzrusoso4104 8 месяцев назад
Mambo ini ndoda kukupai pi Amburela ne big chair 💺 Remind me end of March
@TrustSharara
@TrustSharara 8 месяцев назад
Kudenga kurikufara nemashoko enyu anerudo netsitsi
@ernestdzrusoso4104
@ernestdzrusoso4104 8 месяцев назад
@@TrustSharara totenda
@Tapera-c2q
@Tapera-c2q 4 месяца назад
@@TrustSharara yakazoenda here big chair neumbrella zvatiri kungoona Mambo vachiita dare vari paold chair wani
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 8 месяцев назад
Welldone ba Taps , Sekuru Mukotsanjera ,na Mambo Mutasa. Chivanhu chiriko kana tazogara. Ndatenda zvangu❤
@regienene1127
@regienene1127 8 месяцев назад
Chief Mutasa is a man of wisdom. Dare ravo rakarongeka. Vanhu vanopihwa time to explain. There is mutual respect. Headman Chigodora and his team must attend dare ramambo vodzidza kuti matare anotongwa sei. Hapana kudzvinyirirana apa. Fair n straight ❤
@johnmutambanuki2082
@johnmutambanuki2082 8 месяцев назад
Chigodora haazi ishe here?anotaura wani kuti handitenderwi kuendesa vanhu kwakati but mambo anotenderwa.kana ndisngarasike zvangu Chigodora anenge anotovewo pasi paMambo Mutasa nyaya dzkundikana anotokwidzawo ikweyo.
@desdazdb
@desdazdb 8 месяцев назад
mabatirwe ematare anosiyana hazvienzaniswe
@babrachakawata5992
@babrachakawata5992 8 месяцев назад
Chigorora ndi haedman anotinga murume uyu agadzirisa misha yakawanda anogona. kukunda mamwe madzishe
@babrachakawata5992
@babrachakawata5992 8 месяцев назад
Murume uyu anotonga zveshuwa ndishe wena zvirokwazvo anotonga asi chigorora anotonga kwete zvefani taura chokwadi chigorora pama headmana anotonga
@regienene1127
@regienene1127 8 месяцев назад
The way he conducts dare rake headman n chief mutasa are different guys. Chigodora is like a thug his team haipe vasungwa mukana wekutaura their side of the story. Chero munhu akaromba zvakadii must be heard. Unlike kwa chief everyone is heard and given an opportunity to be heard
@PrettyTiengane
@PrettyTiengane 8 месяцев назад
Long live Mambo Mutasa
@Sokostar-le9jp
@Sokostar-le9jp 8 месяцев назад
Chief Mutasa, a man full of wisdom. A respectful chief, a very knowledgeable chief❤
@tindotings7892
@tindotings7892 8 месяцев назад
Mambo Mutasa always done and dusted, without resorting to exo-theologic reasoning.
@Mr1966james
@Mr1966james 8 месяцев назад
Chief Mutasa approaches his cases professionally.
@collinsmatewere9904
@collinsmatewere9904 8 месяцев назад
Mukosanjera ndakambopinda mudare rake anopedza masports
@leeroyjohnkadungure
@leeroyjohnkadungure 8 месяцев назад
Chief mutasa vanogona kubatsira vanhu...uyo anonzi chigodora ne vamwe vake ngavadzidze kwavari...kutaura zvinyoro nevanhu.....keep up Chief
@johnmutambanuki2082
@johnmutambanuki2082 8 месяцев назад
Chigodora ndiHeadman/ Ishe,Mutasa ndiMambo/Chief .msafananidza baba namukoma
@Mukubvu
@Mukubvu 8 месяцев назад
Vanhu vake vanomubatsira vanomurasa
@MrKuda2008
@MrKuda2008 8 месяцев назад
Chief Mutasa is wisdom personified, you cannot compare them with those other ones.Chikoro chakakosha.
@TapiwaKepekepe
@TapiwaKepekepe 8 месяцев назад
Very intelligent chief
@nyashahodzi6030
@nyashahodzi6030 8 месяцев назад
Chief mutasa he is so calm even ma side man ake haana dzungu like kwa headman chigodora keep doing good chief mutasa 👊🏽
@SashaKalima
@SashaKalima 8 месяцев назад
Headman chigodora vanotonga zviri fair only vadare vake ndivo vanozomukanyira dare(too judgemental & disrespect ppl) otherwise dare rake riri oky by me
@MrKuda2008
@MrKuda2008 8 месяцев назад
The Chief has made me respect Chivanhu again...
@OPARDEWA
@OPARDEWA 8 месяцев назад
Ndafarira dare ramambo Mutasa ❤❤❤
@tatendazoromera5930
@tatendazoromera5930 3 месяца назад
Haaa mambo uyu chibaba. Wisdom dziri apa haaa ndapakutenda
@sallyshiri6128
@sallyshiri6128 8 месяцев назад
Yeah mhuri iyi yakaremerwa mushonga we ngozi kuiripa hapana imwe nzira
@Olcool
@Olcool 8 месяцев назад
ndoopanoti vamwe kuromba hakuna, varoyi hakuna.
@TatendaGregioriohMapondera
@TatendaGregioriohMapondera 8 месяцев назад
Soft and honorable (respect to chief mtasa)
@mamzo38
@mamzo38 8 месяцев назад
This mambo is so respectful to his subjects 👌🙏🏽🙏🏽🙏🏽
@tmatz6467
@tmatz6467 8 месяцев назад
Mutasa shows respect to the audience, a good Chief. Chigodora kutyityidzira vanhu threatening kuvadzinga padare.
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 8 месяцев назад
Sabhuku uyu anofanirwa kutogara mujeri nenyaya ye merder
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 8 месяцев назад
Chigodora z equally wrong as every idiot in this case. Angadai ateerera zvataurwa nemurume uyo akazcikoshesa zvekuti ngozi haingoripwi iyo isina kutaura svainoda or kufambirwa kuno bvunzira. Zvavari kut ngairipwe varikuti inoripwa sei pasina aziva ma demands ayo
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 8 месяцев назад
Well done muzaya you are such a blessing to the family
@Margaret404
@Margaret404 8 месяцев назад
Maya to the pple
@gloriakapfu
@gloriakapfu 8 месяцев назад
This family appears they have spirit yekuponda vanhu. Oh Jesus. God have mercy
@LillianChiwanda
@LillianChiwanda 3 месяца назад
Ishumba dzinodzvova .Tongai shumba
@talentmunapo
@talentmunapo 8 месяцев назад
Karanganda is the best wayiyepore🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@estelgonga5333
@estelgonga5333 8 месяцев назад
Chigodora should take notes from this Chief
@madamboss7216
@madamboss7216 8 месяцев назад
Yaaa ava vakanyanya ava vanoratidza kudziidza chaiko kwete mamwe mahumbwe atinomboona
@talietalie5412
@talietalie5412 8 месяцев назад
Wisdom ya Chief iripo..Asi kwa Headman Chigodora kune ka ... That🎉🎉
@ganyaz
@ganyaz 8 месяцев назад
Chief Mutasa anoshanda zviri professional ,anekaruziwo nezvemitemo , Chigodora anogona but his cabinet inombovhiringa zvinhu
@DjVeeZW
@DjVeeZW 7 месяцев назад
In Zimbabwe so far Mutasa 🎉 is the best and intelligent anopikisa izvi idofo
@jeremiahchikwekwete5683
@jeremiahchikwekwete5683 8 месяцев назад
Vese vanogona Chigodora and Mutasa saka usasvore.
@bkmash5907
@bkmash5907 8 месяцев назад
Chokwadi. Uye vanhu kwaChigodora vane kakudheerera,nekuti vanoti takatongwa nababa vako Chigodora.
@Kudzymutema
@Kudzymutema 7 месяцев назад
Vekwachigodora havanzwe vanotoda chigunvosta hant unoona allan anenge achingoti order order asi ava vakazvinyararira havo
@Olcool
@Olcool 8 месяцев назад
Musha wakatakura uyu. Urombwa huri mumusha umu ka. The two big brothers are not good at all.
@Henry-me1fm
@Henry-me1fm 8 месяцев назад
Mabhinya chaiwo
@Henry-me1fm
@Henry-me1fm 8 месяцев назад
Nezvitokwani vakatotsvaga kutsigira musha nenyaya yekuda bhuku uku vachideura dhemeti yemadhara
@mineatdjk
@mineatdjk 8 месяцев назад
Muzukuru apedza zvese. Every family needs a muzukuru like this. 👍
@mavisdadirai2353
@mavisdadirai2353 8 месяцев назад
Muzukuru no1 dai misha yese yaiita vazukuru seuyu
@MichaelPedzanai
@MichaelPedzanai 8 месяцев назад
Karanganda munotigonera ko kwa chief makoni hamusvikiwo sei
@KudakwasheEdwellNyakwete
@KudakwasheEdwellNyakwete 2 месяца назад
Headman Chigodora torai ma...Notes
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 8 месяцев назад
No No us blacks we don't need a soft spot
@enniemazonde5876
@enniemazonde5876 3 месяца назад
Chirf Mtasa you are the best
@godknowsmoffat2857
@godknowsmoffat2857 8 месяцев назад
Muzukuru uyo akanyanya ndoo type inodiwa pamusha anoita kuti zvinhu zvifambe
@businkala2554
@businkala2554 8 месяцев назад
Chogodora and mutasa are the moon 🌙 and the sun 🌞 mangange wisdom and equally gifted their way of dealing with these issues are accordingly different just as they are issues and individuals that bring cases are different ok it's not wise and fair to compare the two
@divinecomputers2789
@divinecomputers2789 8 месяцев назад
Karanganda is doing the Lord's work ❤❤❤
@HokuGokune
@HokuGokune 14 дней назад
Hoyi hoyi 👻
@Mai_Ashy
@Mai_Ashy 8 месяцев назад
Nhai muzukuru uyu ari kumbotembei 😅
@NyashaMhandiwa
@NyashaMhandiwa 8 месяцев назад
😢😢😢😢😢Ngozi ndoozvairi . Iwewe Mari iyoyo mupenyu haiziye asi pangozi inptobuda ndoosaka vachiiti ngozi haisi dambe ndanzwa kurwadziwa kunge ndini
@auxilliakamuzonde975
@auxilliakamuzonde975 8 месяцев назад
Ko vasina mari totofa nematambudziko edu here
@SibonokuhleNcube-yb3vu
@SibonokuhleNcube-yb3vu 7 месяцев назад
Mzukuru😂😂big up
@prosperchinhengo4479
@prosperchinhengo4479 8 месяцев назад
900 it's too much aah
@michaelpinielkonjiwa2369
@michaelpinielkonjiwa2369 8 месяцев назад
Iwe ungavabatsira ne 2 dhoras nhy?
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet 7 месяцев назад
​@michaelpinielkonji wa2369 bvunza hako 😮
@leahfauconier9275
@leahfauconier9275 8 месяцев назад
Baba wangu ndiye aiwe sabhuku
@IvaneMusekina
@IvaneMusekina 7 месяцев назад
Ndomadzishe aya tinotenda
@LloydPanashe-gt5gj
@LloydPanashe-gt5gj 8 месяцев назад
I respect you chief ,makafunda from tatelious voice
@evidenceshopera4478
@evidenceshopera4478 8 месяцев назад
😂😂😂😂 mzaya kuimbisa vanhu chorus😂😂😂😂😂
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 8 месяцев назад
😅😅😅😅
@MargretNcube-c5i
@MargretNcube-c5i 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂❤muzaya ,muzaya haaaa uchamedzwa muzaya
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 8 месяцев назад
Akomana $900 hey yakawandisa ahhh
@amaitinashe6731
@amaitinashe6731 8 месяцев назад
Munoda ashamed mahaea, imi munoshandira mahara here😂😂😂
@BeatriceKupeta
@BeatriceKupeta 8 месяцев назад
I respect this man he's different from headman Chigodora he's not judgemental 😊
@ELLAHMHERE
@ELLAHMHERE 8 месяцев назад
Ko kasi icompetition here?
@namo206
@namo206 8 месяцев назад
Haisi competition but sachigodora ane kakugodora
@nkululekomakhowa-en3qd
@nkululekomakhowa-en3qd 8 месяцев назад
Plus chigodora haana respect
@alowismusodza
@alowismusodza 8 месяцев назад
Kuti kudaro. I like them both guys...
@TonderaiChimbo
@TonderaiChimbo 8 месяцев назад
Izvozvo zvawezvakoo i love them both
@gloriakapfu
@gloriakapfu 8 месяцев назад
Ma bhinya
@ernestdzrusoso4104
@ernestdzrusoso4104 8 месяцев назад
Uyo mzkuru ndomubikira dorooo uyo . Anechokwadi chaicho . Anogona asinganamati asi haana mushonga wakashata. Hakuna muroyi sne chokwadi sechrmuzukuru uyoooo 39:02 39:05
@LeeSengere
@LeeSengere 8 месяцев назад
Uyu godobori uyu ahana zambutso anongoporofita chete
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 8 месяцев назад
Shuwa ere xaa.toda kutoendawo ko
@giftmashingaidze543
@giftmashingaidze543 8 месяцев назад
Tsvimbo yotyisa iyo
@getrudebwerinofa8717
@getrudebwerinofa8717 8 месяцев назад
Haisi tsvimbo njee VaMukotsanjera vanot chikwambo.
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 8 месяцев назад
Chigodora anogona mhani imi vese neteam rake
@LloydPanashe-gt5gj
@LloydPanashe-gt5gj 8 месяцев назад
Haaaaa muzukuru ane bepa
@RosemaryRose30katerere
@RosemaryRose30katerere 2 месяца назад
Ndikati gare gare ndongotarisa Kuti sekuru mukotsajera nhas vatibatireyi Sando dzenyu sekuru mukotsajera
@Hlakamakore
@Hlakamakore 7 месяцев назад
To compare the two Mutasa and Chigodora is traverse of justice avo ndimambo
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 8 месяцев назад
Mukotsanjera to the fullest yoooh kkkkk
@EdmoreMawine-jn3ev
@EdmoreMawine-jn3ev Месяц назад
Haaaa ana Mukotsanjera vanobatsira vanhu matambudziko achotopera here haaa ???????,Ngozi inoripwa hapana zvino darika izvozvo
@chinyakarechedukuvanhu4446
@chinyakarechedukuvanhu4446 8 месяцев назад
Mambo uyu ndamufarira daré rake riñe rukudzo uye rotongwa nevanhu vakuru vadare vakarongeka kubva kumunyori
@frankantonio3336
@frankantonio3336 8 месяцев назад
Long life Bingaguru. Long life Shumba Solomon of our time.
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 8 месяцев назад
Mzukuru manyama😂
@EdithChingoma
@EdithChingoma 8 месяцев назад
Chiremba Mukotsanjera nemo nemo Havana nhema.Up to the point.Varume vakuru vanyara,vafumurwa.
@chirambacreations
@chirambacreations 8 месяцев назад
Batai mabhinya kkkkk😅
@westonmutizha8693
@westonmutizha8693 8 месяцев назад
Best Chief ❤
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 8 месяцев назад
Wamanyika woyeeeeee
@TonderaiChimbo
@TonderaiChimbo 8 месяцев назад
Tiriwadi hasu 😂😂
@febbynyanhete2874
@febbynyanhete2874 3 месяца назад
Ehunde tiriwadi mambo imwe
@joymufema6271
@joymufema6271 6 месяцев назад
Number yachiremba inowanikwepi Mukotsanjera
@LovelyDarts-ic1fi
@LovelyDarts-ic1fi 8 месяцев назад
Tayiyepo baba taps Kwa chief Mutasa gud chief Mambo Mutasa wisdom & intelligent
@leahfauconier9275
@leahfauconier9275 8 месяцев назад
Tsawa ndiye Manyau
@RoseChidawanyika
@RoseChidawanyika 8 месяцев назад
Eish yeah mkoma wangu Francis akafa zvinorwadza
@michaelpinielkonjiwa2369
@michaelpinielkonjiwa2369 8 месяцев назад
This Mambo is very intelligent
@alisonzuva8822
@alisonzuva8822 3 месяца назад
Nhai muzukuru huyawo kumba kwedu uri mafirakureva. Misha idzi haaa nengozi idzi bodo.
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 8 месяцев назад
CHENESAI NYIKA KARANGANDA TV BATAPS WAIYEPO ERE
@ganyaz
@ganyaz 8 месяцев назад
Mambo mutasa vanhu vanenyaya dzakadai ngawaende kwaSekuru Kanengo or kwaSekuru Bunzamukombe or kwaSekuru Tasvu or kwaSekuru Achapola kuHarare those sangomaz works perfectly
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 2 месяца назад
tasvu fake
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 3 месяца назад
Ngozi ainakumira mushe tete avo nekunaka kwavo ikoko bt varikutsva 😂😂😂
@thobelikhayandlobvu765
@thobelikhayandlobvu765 5 месяцев назад
Baba taps ndipewo number dzawa mukotsanjera pliz
@BetseraiMachimbirike
@BetseraiMachimbirike 5 месяцев назад
Tinokutendai ndokubatsira vanhu mkanyanya tokudaivo kubikita kwedu
@edsonmazira4656
@edsonmazira4656 7 месяцев назад
Family iyi so, it's an embarrassing family. Sure kurwira usabhuku?
@Tatendanemuseso
@Tatendanemuseso 7 месяцев назад
Mazimba kana pane chamunokanganisa inyaya yekuda compare vanhu dzidzai kuti vanhu vakasiyana ndosaka vachinzi vaMutasa umwe achinzi Chigodora zvatosiyana.Vese vane magonero avo.
@GraceCharlotte-hw2zn
@GraceCharlotte-hw2zn 3 месяца назад
Ichokwadi ichi Agripar Ratsakatika akafa zvinorwadza
@GraceCharlotte-hw2zn
@GraceCharlotte-hw2zn 3 месяца назад
Vanozviziva zvava kaita mzukuru vakarwadzisa mai james Ratsakatika vnhu vekwamanyau itai sevanhu vkuru
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 8 месяцев назад
Muzukuru manyama , mumusha umu mune ropa rakawandisa rakadeuka .vavakusundirana mhepo .
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 8 месяцев назад
Ooodhaaa mudare Ooodhaaa 😂😂😂❤
@memoryhofisi4283
@memoryhofisi4283 7 месяцев назад
Order iyi is because this is a chief's court and people respect the level rachief ,kwachigodora vanhu vanodherera dare vachiita noise nekusa respecter headman
@ShadreckRambanapasi
@ShadreckRambanapasi 5 месяцев назад
Kwachigodora hakuna dare asi kuti kune ma gangsters.
@reginaphiri3487
@reginaphiri3487 8 месяцев назад
We don't compare asi suggest
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo 8 месяцев назад
Mambo Mutasa excllent aah sekuru Njera kuseri chaiko thumbs up
@mavisknight4522
@mavisknight4522 8 месяцев назад
Order order one person at a time please 😢
@prosperchinhengo4479
@prosperchinhengo4479 8 месяцев назад
mukaita vazukuru vakadai munenge muri pamaone
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 8 месяцев назад
Mhuri dzakatakura zvinorema!
@tadumell842
@tadumell842 8 месяцев назад
Zvotyisa
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 8 месяцев назад
Munhu harowi shuwa
@HanaPhiri
@HanaPhiri 8 месяцев назад
Kurowase nyoka sure munhu kwaakufa Mmmmmm very bad
Далее
Dare raChief Mutasa .Kufa kwa Jowero part1
45:11
Просмотров 72 тыс.
CHIKWAMBO Headman Chigodora
1:14:08
Просмотров 166 тыс.
Bearwolf - GODZILLA Пародия Beatrise
00:33
Просмотров 271 тыс.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
Просмотров 13 тыс.
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
Mhirizhonga, ruwengo, kupumhanha, N'anga
36:58
Просмотров 1,2 тыс.
Ndakaisirwa Chikwambo chechikadzi Headman Chigodora
1:07:15
Headman Chigodora arikuzhamba mukomana
44:48
Просмотров 150 тыс.
Headman Chigodora .Mr Matimba & Wife
1:40:29
Просмотров 200 тыс.
Bearwolf - GODZILLA Пародия Beatrise
00:33
Просмотров 271 тыс.