Тёмный

KUKUMBIRIRA/KUKANDA FODYA PASI 

Tsika Dzevatema+
Подписаться 3,6 тыс.
Просмотров 4,3 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

26 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 41   
@lovenessmoyo2652
@lovenessmoyo2652 Год назад
Tinotenda ne dzidziso👏👏👏
@yanoswhisky-garlounge8113
@yanoswhisky-garlounge8113 Год назад
Kana urimunyika yevatorwa , toti mumba mako paunorojawo, unokumbirira kuvene venzvimbo here kana kuti ungoriwo mumba mako?
@stenfordmurashiki2353
@stenfordmurashiki2353 4 месяца назад
Ko kana baba vangu, vasina kugadzirwa uye baba vavo vasina kugadzirwa futi poitwasei uye variivo vandinoziva chete?
@bybitdube69
@bybitdube69 Год назад
Taisa maoko Nyati 👏👏👏
@tsikadzevatema1381
@tsikadzevatema1381 Год назад
Kwakadiniko madube...
@gudorekwasvosve1483
@gudorekwasvosve1483 Год назад
Tinotenda Nyati nedzidziso yakanaka iyi. Pamakatsanangura machira nemudzimu hamuna kubata nezvejira iro ririkumashure kwenyu pamakagara. Tinoziva kuti ndere vashavi asi ndatizivi kuti vashavi vapi. Makatsanangura nejira reshumba shanu. Ndinokumbirawo kuti mutitsanangurirewo nezveiro ramakatsamira rinenhovo nemapfumo. Ndatenda.
@tsikadzevatema1381
@tsikadzevatema1381 Год назад
Ihawu nderimwe fuko remadzviti, asi madzviti aya akanga asiri veboka riya rainzi Abezansi, asi vaye veboka rainzi Abenhla, muboka umu maive neverudzi rwechiSwati... so the nguni with the Swati royal ancestry are the ones that wear that cloth. Sezvandareva ava vanhu vaivepowo pamadzviti akapinda muno.
@gudorekwasvosve1483
@gudorekwasvosve1483 Год назад
Tinotenda 👏🏿👏🏿@@tsikadzevatema1381
@nancysharaunga3684
@nancysharaunga3684 10 месяцев назад
Tinotenda nedzidziso
@tabeth-dh5sh
@tabeth-dh5sh Год назад
Ndino tenda sekuru nekutidzidzisa tanga tisingazivi tatodzidza mudzoke ne part2 sekuru yekuti tokanda fodya pasi kangani pazuva nekuti hatizivi totoda kuudziwa nemi sekuru musarega kutidzidzisa kuti fodya tinokanda kangani pazuva ndatenda hangu🙏🙏
@rascocky6366
@rascocky6366 3 месяца назад
@tabeth-dh5sh ChiVanhu chakasiyana nema Abrahamic religions. Mwari wedu, haasi yaweh, jehova, god, uyezve he doesn't demand to be "worshipped" daily, weekly or even monthly. Once a year is usually enough. Midzimu inogona kukandirwa fodya more regularly but also not on weekly basis. Kana ndisingakanganise Sekuru Makoni vakati kukanda fodya zvinoitwa pano ne apo (once in a while)!! Furthermore we NEVER have direct contact naMwari so we can't even worship him. We go through our parents, who in turn go through theirs, etc, etc until the word reaches those who must hear it. That means we don't even know who the final recipient of our request or gratefulness will be!! That says a lot about how practical, authentic, genuine and very advanced our ChiVanhu is!!!
@lillycee5054
@lillycee5054 Год назад
Umwe mubvundzo... patinopira hatizodani dzimwe hama dzaiva mhondi or varoyi here? Panesefa inoketa vakanaka chete varinyikadzimu. Tinotya kuzodana hama dzakaipa. Please advise. Ndatenda
@tsikadzevatema1381
@tsikadzevatema1381 Год назад
Kana munhu akarohwa guva chete, kuitirwa doro, tine kodzero yekusamunyenyeredza. Kumuti svitsa shoko kunanhingi hakusi kumugamuchira. Hurongwa hwechivanhu kuti shoko rinofamba neukuru. Kama matare arikumatenga asingagamuchiri munhu iyeye, haakurukuri pane vamwe asi anonzwawo mafambiro anoita dare. Ndosaka vakuru vaiti chenurai munhu musati marova guva kuti akwanisewo kuzotaura panotaura vamwe
@lillycee5054
@lillycee5054 Год назад
@@tsikadzevatema1381 mazvita ndapabata
@zuvamahohoma9378
@zuvamahohoma9378 Год назад
Totenda Nyathi👏👏👏,ndange ndichikumbirawo dzidziso yeChiremba kana pane padiki pamungazivawo
@tsikadzevatema1381
@tsikadzevatema1381 Год назад
Hongu pane zvishoma zvandinoti zivei hangu nekuti ndakambogara nemuremba, asi zvinoda kuti ndizomboona kuti zvine rutsigiro here... kana paine zvamunoziva, handirambi kuti munditambidzewo ruzivo rwenyu
@zuvamahohoma9378
@zuvamahohoma9378 Год назад
Kutotsvaga Nyathi chero zvishomazvo zvamungazive,kutsvaga kwepwere isina kukurira mudzinza mayo👏👏👏
@colleendirwai
@colleendirwai Год назад
Ndiroro Hombarume
@adlaiharid9854
@adlaiharid9854 Год назад
Ndatenda sekuru ndadzidza zvakawanda
@ElvisMuneri-f9q
@ElvisMuneri-f9q Год назад
Tinotenda chose nedzidziso yakakosha kudai. Dzidziso dzenyu dziri kutibatsira kuti tikure pamatare.
@PrincessHloni
@PrincessHloni 7 месяцев назад
Tinotenda sekuru ndinokumbirawo kbvunza kuti zvinoita here kt ndingabudirwe nemudzimu wekunozvarwa amai
@angellamunyanga6442
@angellamunyanga6442 Год назад
Ndatenda nedzidziso ndanga ndichitoita zvangu ndega ndine mubvunzo fodya ndozongoisa ka one chete pasi here. Nekuti kunmwe kwandakadzidza ndanga ndichiisa ka5 varidzi venzvimbo kwababa, Amai, machembere , neva shavi? 👏
@tsikadzevatema1381
@tsikadzevatema1381 Год назад
Zvinosiyana nenzvimbo, kuchindau vanogona kutanga kukanda fodya kamwe, votaura zvavanoda, vozokanda kekupedzisira... asi vazhinji ndakaona kuti havaverengi, vanongokanda fodya pavanenge vachidetemba... saka dzidziso dzakasiyana kwazvo.
@angellamunyanga6442
@angellamunyanga6442 Год назад
​@@tsikadzevatema1381Tinotenda Sekuru 👏👏👏
@lillycee5054
@lillycee5054 Год назад
Tinotenda nedzidziso ndokumbirawo mutidzidzise kuti tinotaura sei pakukumbira the actual words we use. Uye hupfu hunoshanda sefodya here? Ndakamboona vamwe vachisandisa hupfu.
@tsikadzevatema1381
@tsikadzevatema1381 Год назад
Kukumbirira hachisi chinhu chatingaite crame the words nokuti its communication from the heart, chakakosha kuziva salutation(who are you addressing), the body(what you are asking for should come from your heart, not cramed words), then the conclusion should be inclusive. I don't encourage people to Cramer but rather to know dare iri
@tsikadzevatema1381
@tsikadzevatema1381 Год назад
Nyaya yeupfu ndichaibata pachirongwa chinotevera ndichitaura semaziviro andinoita
@patiencemandizvidza8679
@patiencemandizvidza8679 Год назад
Taisa zvanza mudare
@rascocky6366
@rascocky6366 4 месяца назад
Ndinotenda neruzivo rwamurikutipa. Asi ndine muvhunzo panyaya iyi. Makarekare pakwangakusina fodya chii chaishandiswa sebute?
@rumbim7460
@rumbim7460 3 месяца назад
Fodya yepamuti..It's more authentic
@rascocky6366
@rascocky6366 2 месяца назад
@@rumbim7460 Ko nyatsotsanangura tidzidzewo. Inobva pamuti upi? Munhu anohetsura nayo here? Inogadzirwa sei? ETC,ETC!!??
@rumbim7460
@rumbim7460 2 месяца назад
@@rascocky6366 handizive zita remuti wacho but I remember kudhara taitamba pamuti iwoyo kuchikoro..haigadzirwe nekuti inomera pamuti wacho. Ndakatombonobvunza about 2 years ago zvichinzi mukapainda masango akawanda munouwana. I just know munotonzwa kunhuwirira kwefodya within 3metres of that tree. Taitorambidzwa kutambapo zvichinzi "ma.allergies" but tisingatozive deeper meaning and paigara makudo nemabutterfly,makudo acho asingatombonetsa vanhu. This was kuNorton..kuma90s. Ndakauwonafuti around 2012 kuHwedza/Marondera area asi time iyoyo ndendisati ndakuziva zvechivanhu.Pamwe mukabvunzawo vanhu vekare mogona kuwudzwa ndirikutowutsvagawo. Ndikanzwawo zita racho ndinodzoka to your comment. Zvinonzi kuBinga kunefodya inoita asi distance ma1
@rasras2263
@rasras2263 27 дней назад
Fodya yakanga irirko but not commercially farmed Check out video ya gogo mavhu pa slymedia, she clearly explain,
@rascocky6366
@rascocky6366 24 дня назад
@@rasras2263 Please give me the link!
@helgachikuku3797
@helgachikuku3797 Год назад
Tinotenda Nyati nedzidziso
@mrcool4real504
@mrcool4real504 Год назад
Munoda kudzidziswa zvizhinji sekuru nguva iyoyo yakadarika hakusisina zvemidzimu chasara chirikutaura ma demons ma black Angels zvakauya Jeso Christu nzira yechivanhu yakabva yavharwa nekuti yaimbova midzimu satan akauya akaitawo sezvaiitwa nemidzimu saka vanhu vakutevera satan nekusaziva.handituke handishore asi ndrikutaura zviripo.
@tsikadzevatema1381
@tsikadzevatema1381 Год назад
Uuye undidzidzisewo zvaJesu Kristu wako iyeye...
@bernardzulu2140
@bernardzulu2140 Год назад
@mrcool4real504------brain dzako dzakafa, iwewe uritori demon risina zvarinoziva , demon risingazive identity yaro handisati ndambowona munhu akarasika sewe kkkkkkk unonyadzisa l hope vadzimu vako vakunzwire tsitsi. rega isu titekaidze repasi chigare wakadhakwa brain . Anyways urikumbodei pa channel ino.
@mrcool4real504
@mrcool4real504 Год назад
@@bernardzulu2140 hazvina mhosva hama yangu nekuti zvaakauya Ishe Jeso Christu marimwezuro vakamuramba vakabatirira patsika dzavo vakapesana nenyasha dzaBaba kudenga
@stellamwanza100
@stellamwanza100 9 месяцев назад
Chimbokura mhwere iwe
@Angeltoday2010
@Angeltoday2010 5 месяцев назад
Haunamutupo hereiwe
Далее
ZVINOVHARA KUKUMBIRIRA KWEDU
17:34
Просмотров 8 тыс.
Kukumbirira pachivanhu chedu
17:55
Просмотров 20 тыс.
ITZY 예지한테 AI 메이크업하기💖 #shorts
00:23
Бокс - Финты Дмитрия Бивола
00:31
Китайка и Красивые Глаза😂😆
00:20
Varoi Vanoroya Nenzira Dzipi
23:11
Просмотров 3,6 тыс.
Vochekana Hukama KuDare KwaMambo Nyamaropa
24:29
Просмотров 11 тыс.
Kutaura KweVadzimu
17:20
Просмотров 5 тыс.
HOPE NEDUDZIRO
26:40
Просмотров 26 тыс.
Mwari Nevadzimu - Kupira Mwari
21:11
Просмотров 1,9 тыс.
Kuvimba Nevadzimu
23:08
Просмотров 2,6 тыс.
Kuvhurirwa makomborero
19:42
Просмотров 3,6 тыс.
ITZY 예지한테 AI 메이크업하기💖 #shorts
00:23