Тёмный

Kunokera mukadzi wemunhu kuma 4am apa muridzi wemukadzi arimo-Chief Bushu Traditional court 

Manass chibanda
Подписаться 54 тыс.
Просмотров 12 тыс.
50% 1

Kunokera mukadzi wemunhu kuma 4am apa muridzi wemukadzi arimo-Chief Bushu Traditional court

Опубликовано:

 

19 май 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 29   
@manasschibanda
@manasschibanda Месяц назад
Thanks for watching Get in touch with us @ +263 718 992 800 / +263 771 257 515
@ReginaMotsi
@ReginaMotsi Месяц назад
Last year gore rapera for me😂😂😂😂
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Месяц назад
Ayita speak akazotaura 😂😂😂😂
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 Месяц назад
Mambo Bushu nedare ravo vanogona!!!!🙏
@user-uu8lo5en1k
@user-uu8lo5en1k Месяц назад
Kwa chief makoni murume vacho anotobvunzwa kuti vakaroora here,kana vakabvisa mbichana unonzi hausati varoora murikubika mapotokkkk,ngati respect dzimba dzevanhu.
@maxwellsiziba139
@maxwellsiziba139 Месяц назад
"midnight pakati pehusiku kuma4" 🤔
@KripperDuD
@KripperDuD Месяц назад
But sei dare iri richingotongwa chihure chete chete..vanhu vanorima fodya misoro yavo izere chipfambi kupera😢😢
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 Месяц назад
Last year ,gore rakapera kkkkk
@JessicaMukora
@JessicaMukora Месяц назад
Mukadzi uyu anotaura zvinonwisa mvura ane hunhu chaiwo
@natashahweru9479
@natashahweru9479 Месяц назад
Haaaa Ku Shamva nyaya dzechipfambi bodo kune chibvambi chinobhohwa
@EddieMoyo-mc1jf
@EddieMoyo-mc1jf Месяц назад
Mukadzi uyu 100%
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 Месяц назад
🎉🎉🎉
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 Месяц назад
Mambo nedare Ravi vanogona,muchinda uyu Aida kukwira mukadzi wemunhu
@user-nu2nv7qx8b
@user-nu2nv7qx8b Месяц назад
Murume uyo ngasiye tsika yekuti mkadzi abude panze iye aripo koakapondwa
@medina3002
@medina3002 Месяц назад
Fodya rino shandiwa usiku sakavaine mukana wechigororo
@user-sq4pb4hm7o
@user-sq4pb4hm7o Месяц назад
Nofunga mai vanonaka avo zvesvika kunokerwa vakarara nemurume 😂
@courage396
@courage396 Месяц назад
ndi Zigo here uyo ari pa camera
@tichaonakanombirirra3067
@tichaonakanombirirra3067 Месяц назад
Last year gore rapera
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Mambo handisati ndambokunzwai muchitonga dzeland 😅
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Месяц назад
Uko kunodyiwa bota havana basa ne land kkkkkkkkkk
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Месяц назад
Mambo vanotonga dzechihure chete.
@sylvestermahlangu6907
@sylvestermahlangu6907 Месяц назад
Zvakaoma hazvo vakadzi vekuside uku vakaita seiko ne nyaya yechihure vakomana ne kunetsa kuri kuita dzimba nhai
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka Месяц назад
Last year gore rapera 😅😅
@brucemakoni8065
@brucemakoni8065 Месяц назад
Kkkkkkkkkk
@chenaimuzanenhamo8292
@chenaimuzanenhamo8292 Месяц назад
Ndasekawo ndega😅
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Месяц назад
Vapfanha mukuitana sei paChipidza apo
@JessicaMukora
@JessicaMukora Месяц назад
Chibanda urikudzifambira sure chipboard dzokera ku Namibia 🇳🇦 dziriko dziri kuputika dzema Zimbabwen
@manasschibanda
@manasschibanda Месяц назад
Not interested
@Gidazkuku
@Gidazkuku Месяц назад
Kkkkkkk Namibia haisi kids game lol life wise ino humbler 😂😂
Далее
Ndakazvambaradzwa zvakaomarara
19:30
Просмотров 6 тыс.
СПРАВКА ДЛЯ УНИВЕРА
00:44
Просмотров 348 тыс.
CHIEF BUSHU: Akamitisa Mwana Ane 14 Years
10:12
Просмотров 6 тыс.
Mukadzi anoshanda night shift onyima murume bonde
25:42
Karanganda TV
20:47
Просмотров 17 тыс.
Chikomba Chekudya Bota Chauya kudare Chirikupisa icho
10:01