Тёмный

Madrugs Akaita Kuti Ndive Mbavha, Chawagona Hapana Jeri ReBindura 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 71 тыс.
Просмотров 4,1 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

1 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 39   
@sandranyakuseka1286
@sandranyakuseka1286 3 месяца назад
Chirungu icho madrugs haasati apera mumusoro😂😂😂
@charitymyredeemerlives5779
@charitymyredeemerlives5779 2 месяца назад
Akuchinja mukomana uyu veduwe tese tinotadza.... God bless you and reunite with your family after rehabilitation.
@MaryChigwende
@MaryChigwende 2 месяца назад
Ndafarira chinhu 1pawati it's a blessing jail chokwadi zvoratidza kuti uri kuona kuti wakatadza asi nekuda kwejail rakuratidza gwara rekufamba naro .Ndinoti Mwari vakuregerere uye vakuchengete upiwe hupenyu hunoenda mberi uzove mupupuri udzidzise vamwe vakarasika
@Leezee-y
@Leezee-y 3 месяца назад
Well done Mkoma Robert, muriku gona ku train ma presenters enyu this one is good, so composed
@FrankWesere-xr7nj
@FrankWesere-xr7nj 3 месяца назад
Thank you so much
@InnocentHusayihwevhu
@InnocentHusayihwevhu 3 месяца назад
@@FrankWesere-xr7nj good interview can you also train Rudhenya please.
@FrankWesere-xr7nj
@FrankWesere-xr7nj 3 месяца назад
​@@InnocentHusayihwevhuthank you so much
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 3 месяца назад
Thank you
@flossym2000
@flossym2000 2 месяца назад
Madrugs haasat anyatsobuda mumusoro shame
@MaryChigwende
@MaryChigwende 2 месяца назад
Ko mukoma Robert ndokumbirawo number dzema Journalists anoendawo kuma jail eBulawayo ndakumbira please. Or anyone ari mucomment section anoziva kindly inbox me
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 3 месяца назад
Very good presenter uyu anogona uyu well done gentleman
@FrankWesere-xr7nj
@FrankWesere-xr7nj 3 месяца назад
Thank you so much
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 3 месяца назад
Well done brother,all shall be well w u and i wish u all the best in life🎉
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 2 месяца назад
Saka ma drugs anoita mupwanye chirungu?
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 3 месяца назад
Team racho kuzoda chirungu..apa chichityorwa futi 🙈🙌🤣🤣🤣🤣
@royalhustler2975
@royalhustler2975 3 месяца назад
English is not a measure of intelligence,it is just a language
@nicholaschikwema8831
@nicholaschikwema8831 Месяц назад
hauna kasensenemia
@ThandiweMhlanga
@ThandiweMhlanga 2 месяца назад
Munhu kwaye akadzidza satan aripabasa shuwa
@pressley_tvy_lor
@pressley_tvy_lor 2 месяца назад
Hanz now im feeling it , hesmhan😂😂
@ElizabethMabande
@ElizabethMabande 3 месяца назад
Hiii madrugs haiite Hona mudzimai. Akaenda tendeuka uzive mwari
@maideyirabvu7394
@maideyirabvu7394 3 месяца назад
Very talented young journalist
@FrankWesere-xr7nj
@FrankWesere-xr7nj 3 месяца назад
Thank you so much
@TheresaMaps
@TheresaMaps 3 месяца назад
Vana vapera nemutororo
@Nazline-y9n
@Nazline-y9n 3 месяца назад
Mutoriro urikugadzirwa zvichinzi ndewekudii chaiko ndewekumwa here or unexvaunorapa
@PaidamoyoMichelle
@PaidamoyoMichelle 29 дней назад
😂😂😂😂kurapa ft ???? Mutoriro was used 1914 nguva yehondo ya Hitler world war so that masoja harare cox haurare kana waubhema saka wakazofamba toti toti kunana america kusvika wasvika kuno ku Africa
@MaryChigwende
@MaryChigwende 2 месяца назад
Journalists well done boy
@FrankWesere-xr7nj
@FrankWesere-xr7nj 2 месяца назад
Thank you so much
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 3 месяца назад
Next time muvaudze kuti vataure havo nerwaamai hanzvadzi... Tinozvinziwisisa 😅
@rejoycebvembe6217
@rejoycebvembe6217 3 месяца назад
Ko kuda broken english chiiko ,ma drugs achakazara mumusoro mavo avo
@LazarusNdavambi
@LazarusNdavambi 3 месяца назад
Tavapo, watching from Johannesburg
@LindaMoyo-w6p
@LindaMoyo-w6p 3 месяца назад
Ma1
@maideyirabvu7394
@maideyirabvu7394 3 месяца назад
18 months it’s nothing to be fully rehabilitated
@KudzairosemaryZvidza
@KudzairosemaryZvidza 3 месяца назад
Intergreat
@TheresaMaps
@TheresaMaps 3 месяца назад
Ma drugs akaipa voice ratoramba riri remasese
@shebs2207
@shebs2207 3 месяца назад
😂😂😂😂😂hayaaa unotuka fani 😂😂😂😂😂😂😂😂 aiwa wakanyanya
@hildamatambanadzo5521
@hildamatambanadzo5521 3 месяца назад
Very good presenter ❤
@FrankWesere-xr7nj
@FrankWesere-xr7nj 3 месяца назад
Thank you so much
@blling8500
@blling8500 3 месяца назад
Great vinterview 🎉
@FrankWesere-xr7nj
@FrankWesere-xr7nj 3 месяца назад
Thank you so much
Далее
MUFUNDISI VAZOTSAMWA
5:08
Просмотров 785
Part 1: Chitunha Chiri Kutaura NeKunwa Mvura Ku Zhombe
52:19
Amwene Vangu Vakanditemera Nyora Dzekuti Ndiroye Navo
28:29