Idi kadadu ndizvozvo mataurisa baba ndine bvava re njiva rakapinda nepa window pane safo iri pa window paburi diki diki so rika donhera pa pillow yangu and ndakatadza kuri nhonga for more than 20 minutes ndaka zarirwa nekufunga ndakufunga kuti ngirozi yandi siya asi ndanamata ndakari bata after three weeks ndaka winner R50k pa betting account yangu handicha ziva kuti inhau yamwari here yakandi komborera kana kuti ndezvimwevo.