Ndambodawo kutaura kupenga mmmm zvakaoma I think murwere wepfungwa zvinorerutsa rurimi plus even hama dzake dzimgazofarawo ere dzikaziwa kuti munoziwa kuti anopenga saka mukumushandisa kuti muwane mari pa youtube even apo paakatoti zivai anopenga anodya muma bin dai makapadimbura zvoitawo chimiro .coz munogona kuzonzi makamutorera advantage coz imi hamupengi kwacho