Тёмный

Madzibaba vakatemwa nedombo ndokufa vachienda kunoshandira munhu 

Destiny TV
Подписаться 87 тыс.
Просмотров 129 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

2 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 300   
@molleenpule9104
@molleenpule9104 Год назад
Rip madzibaba dambudziko ndere kuti makakurirwa ne mhepo yemunhu wamaida kunoitira munamato
@sarudzaimutsvangiriserah4520
Ichokwadi Hondo yavairwisana nayo ynga Ina masimbaa chaiwoo, mdzibaba vaida kuitirwa mteuro varipai izvozvo
@MelodyMasunda
@MelodyMasunda Год назад
Haaa taura hako amen
@nyaraichikumba7620
@nyaraichikumba7620 Год назад
Chokwadi chaicho kune dzimwe mhepo dzinoty hatinzwaro zvakaoma
@TryphineNduru
@TryphineNduru Год назад
Ichokwadi ichocho mhepo yemunhu wavaiitira munamato yakavakunda Shem zororai murugare madzibaba .mafa rufu rinorwadza asi hapana zvatingaite kutonga kwatoitika 😭😭😭😭😭
@hustleandheartsa
@hustleandheartsa Год назад
Munhu arikutaurwa was my neighbour and childhood friend . Rest In Peace phidza😢
@lovenesschirara3317
@lovenesschirara3317 Год назад
Matombo iwayo anouraya zveshuwa ukanzwa paridzwa pito hwanda or kuenda kure munotsvaga muroi pasina RIP madzibaba
@hermieposani8915
@hermieposani8915 Год назад
true
@privilegembano656
@privilegembano656 Год назад
Matombo ekorokoza here hama ndikutadza kupabata
@SiphelaniMikishoni
@SiphelaniMikishoni Год назад
True
@heasi6640
@heasi6640 Год назад
This is my family . I never in my life imagined we could be here. Zororai Sekuru.
@martychamba5589
@martychamba5589 Год назад
Im so sorry,...may you and your family find comfort in the Lord🙏
@tinashepink4602
@tinashepink4602 Год назад
..
@keithnyoni2574
@keithnyoni2574 Год назад
Very sorry henyu zvakaoma
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 Год назад
Very sorry my dear mwari akunyaradzei
@hellenmuchafuruka3169
@hellenmuchafuruka3169 Год назад
Very sorry Mwari vakunyaradzei
@idahmatshoba5885
@idahmatshoba5885 Год назад
Stella you need more training to be a good reporter. The way you ask questions leaves us with more questions about your way of reporting. l mean you have no punch am sorry.
@tariromuduzi6407
@tariromuduzi6407 Год назад
Arikuedza wani
@pamelaphilile9226
@pamelaphilile9226 Год назад
She trying instead of critics just type advice thats why our community is being destroyed because of people like you shame on you dear
@gertrudemutandwagertz7213
@gertrudemutandwagertz7213 Год назад
Atoo na ni asi pane paakatanga
@babyhuey1656
@babyhuey1656 Год назад
she is the worst i tell you
@preciouskofi5782
@preciouskofi5782 Год назад
😢😭😭😭 rest in peace I don't know him but ndarwadziwa chokwadi vana vachayarutswa nani
@ngaatendwemachingauta7866
@ngaatendwemachingauta7866 Год назад
Shame zvonorwadza kani
@matichidanhamabwe184
@matichidanhamabwe184 Год назад
Kufa murawo wamwari,ende kana nguva yakwana kunoendwa zvisinei nekuti uripapi
@pokellokingz
@pokellokingz Год назад
Parirenyatwa parinani zvamanje manje kana uchida kuona deathrow enda paHarare hospital 🏥 doctor anoenda break na10 am odzoka mangwana sanika doctor weXray puuuuu
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106
Saka pakaipa
@Nonkumbulo
@Nonkumbulo Год назад
I can relate to the pain that the family is feeling may his soul rest in peace sometimes we could wonder and sick answers from but we won't get them I remember the other year I lost my father coming from church he meet the accident and died at the the spot while my mum and brother watching but they couldn't help him we had so many questions that needed answers from God but until today we dnt have which is what I think thise family is also seeking answers .
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Год назад
Uuuuu Mmmm ZIMBABWE iri kutanda botso ravamugabe ndatopedza
@ElsieMillion
@ElsieMillion Год назад
Takaroiwa nekafa chete
@nimrodgonyora9449
@nimrodgonyora9449 Год назад
Zvakaoma
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Год назад
So sorry family and friends, zuva rengozi harizikanwe, mafiro anosiyana .
@ElsieMillion
@ElsieMillion Год назад
Aaaah ma1 aya mmm dombo kunge ratumwa shuwa
@Following76
@Following76 Год назад
Vakakomborerwa vanoramba vakabatira panamwari kusvika murufu komborerwai broe mafira panamwari 😢
@rojamillerover
@rojamillerover Год назад
RIP to this man. Mwari dai vamutambirawo kudenga
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Год назад
Eish zvinhu zvacho so mwari tanzwa nekuchema nezvitiko zviri munyika medu
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Год назад
Avabude pachivhitivhiti yet kana ari ma campaign tinovaona wani?
@rangamahosi9611
@rangamahosi9611 Год назад
Mapostori anosiyana, kune vakutsvga kudya nemusangano, vamwe vanochengeyedza mitemo yese
@nancychlomai6743
@nancychlomai6743 Год назад
Avasi vese vanemakaro ekuda zvnhu
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 Год назад
Health and safety yakatoitwa according to zimbabwe standards remember our country is not the a world also ava vakafambira rufu vaihwanda chii chokwadi which means they were in a bad area traditionally, modern term he was caught in the wrong place at a wrong time. Very sorry m.y.s.r.i.p
@Blissfullife1
@Blissfullife1 Год назад
yes wrong place at the wrng time.. may he rest in peace
@PrayerNinja
@PrayerNinja Год назад
Zvinorwadza izvi. Ko dhaikoro Na ginatsiyo mweya yekumasowe yakatadza nei kumuudza kuti abve panzvimbo. Ndarwadziwa zvisingaite. Masowe auraisa vanhu vakawanda mu Zimbabwe.
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 Год назад
Taura zvako ndopaunoona Kuti hapana zviripo Kunze kwekupesanisa ma families chete
@rojamillerover
@rojamillerover Год назад
Ummm taurai zvamunoziva imi
@Tecla-bg4yc
@Tecla-bg4yc 10 месяцев назад
😢 ndarwadziwa hama nherera dzasara nemukadzi akazvitakura
@paulmadimu5586
@paulmadimu5586 Год назад
He was my good friend in high school learning kuOriel Boys and I was at Allan Wilson. Was actually looking for his number. Am deeply hurt. RIP Phillip my brother
@MagretMangweka-uk2tj
@MagretMangweka-uk2tj Год назад
Mai vaee
@MagretMangweka-uk2tj
@MagretMangweka-uk2tj Год назад
Mai vee
@dephinemanamike4990
@dephinemanamike4990 Год назад
May his soul rest in peace 🙏🙏
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Год назад
Imi chiiko chakuitika munyika medu
@MercyTMangisi-cb9pm
@MercyTMangisi-cb9pm Год назад
Vakakurirwa nemhepo baba vainge vasina kunyatsokwanira Kuna Mwari mhepo inokukurira shuwa nekuera kwenzvimbo unofanirwa kureurura zvakadzika dzika nekuti unosakana nazvo
@sqrd3536
@sqrd3536 Год назад
This was PRIVATE LAND NO TRESPASSING. It's a tragedy. May he RIP. Sekuru vataura chokwadi. Mapostori churches should be regulated and should use church buildings like all other churches.This is not the first tragedy.
@BridgetZivira
@BridgetZivira Год назад
Zororai murugare munhu WaMwari tichasangana kurumuko 😢
@tarisaimubvuri968
@tarisaimubvuri968 Год назад
Umm Dominic musha wake une chikwambo arohwa nenyanga ,musapote muchidzura ,
@angellamunyanga6442
@angellamunyanga6442 Год назад
Dominic ndiyani?
@BEAUTYMUTANDWA
@BEAUTYMUTANDWA Месяц назад
Eish, kana iri nguva yacho??? Kubva zvakaoma, Zvinorwadza vasara mufunge so sad
@BarbaraChirimuta
@BarbaraChirimuta Год назад
Shem mwari ngavakunyaradze murora wangu mai Lucy 😢
@lydiamanda4669
@lydiamanda4669 Год назад
Zvakaoma tete
@StanleyMbambo-w6n
@StanleyMbambo-w6n 11 месяцев назад
Nhamo nechinamato chanyanyisa muZim pose pose angova masowe zvanyanya Zimbabwe yatova sodhoma chaiyo
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Год назад
Munhu arikut arikuyamura munhu otemwa chii chakadaro
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Год назад
Zvakaoma hama yangu
@JamesKasoro-v4g
@JamesKasoro-v4g Год назад
Nhai zvako iwe haa maporofita enhema
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no Год назад
Mweya wakadii kuzviona nhaimi ummmm
@MiriamPanavanhu-nh1ye
@MiriamPanavanhu-nh1ye Год назад
Zvakangooma Mwari vanyaradze mhuri yasiiwa zvinorwadza
@violetcharry8478
@violetcharry8478 Год назад
Imhepo yemunhu waauda kuitira muteuro akakundwa nemhepo
@nyaraichikumba7620
@nyaraichikumba7620 Год назад
Chokwadi
@idahmatshoba5885
@idahmatshoba5885 Год назад
May his soul rest in peace
@rachaelmucharira2458
@rachaelmucharira2458 Год назад
Mhepo yemunhu waaida kuitira muteuro ndiyo yakamukurira , zorora murugare
@Hungwe
@Hungwe Год назад
Ayitadza kutambura sei iye achiita zvemasowe? Learn to work. Uyo aramba technology kwai hatibudi muchivhiti vhiti. These people must perish completely. We don't want such religion apa hamuverengi Bhaibheri nxaaa
@tariromuduzi6407
@tariromuduzi6407 Год назад
Vari Mentally disturbed Kani
@mamadee2657
@mamadee2657 Год назад
Sorry maningi
@michaelmoyo8901
@michaelmoyo8901 Год назад
Shame RIP
@namataimatsveru9306
@namataimatsveru9306 4 месяца назад
Shame Rest in peace
@MarthaMucherera-h5w
@MarthaMucherera-h5w Год назад
Jeso munyaradzi ngaakunyaradzeiwo zvakaoma chokwadi😢😢
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 Год назад
People must learn to worship the only one God,, don't worship the idols and God same time May his soul rest in peace.
@evemudungwe168
@evemudungwe168 Год назад
Dai munyika mune mabasa zvose izvi pangadai pasina Phliip aisambosangana ne tsaona iyi ainga dai ari kubasa nekuda kwe zanu pf vana vedu varikufa zvisina tsaruksno😢 rip Philip
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Год назад
Politics is irrelevant in this case!
@tariromuduzi6407
@tariromuduzi6407 Год назад
Nonsense everything u want to politice everything
@evemudungwe168
@evemudungwe168 Год назад
@@tariromuduzi6407 nxaa rubish saka unofunga kuti dai isiri zanu mwana uyu aifa here nguva idzodzo aisadai ari kubasa na 12 masikati asi nkuda kwenyu varoyi vezanu makonzeresa matsmbudziko akawanda mu Zimbabwe nxaa nonsense
@LillianChoto
@LillianChoto 9 месяцев назад
Zororai murugare madzibaba
@rumbidzaitongofa6657
@rumbidzaitongofa6657 Год назад
😢 r.i.p madzibaba marwadzisa handikuzivei bt ndarwadziwa
@LinetChipfurutse
@LinetChipfurutse Год назад
Mwari wekudenga vakunyaradzei panguva yakaoma kudai ,RIP madzibaba
@RuquiaRichade-kq4xi
@RuquiaRichade-kq4xi 11 месяцев назад
Rip
@prachie937
@prachie937 Год назад
Rest in peace madzbaba ....njiva chena yabhururuka 🙏🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️
@prachie937
@prachie937 Год назад
@@propro9957 pro ndeip unagarapasi iwe
@abigailsaunyama5060
@abigailsaunyama5060 Год назад
Ndine urombo
@brendatondaya7003
@brendatondaya7003 Год назад
😭😭😭😭
@tabethmukombe
@tabethmukombe Год назад
So sad
@Tecla-bg4yc
@Tecla-bg4yc 10 месяцев назад
Company iyi ikuziva hr kut vakauraya munhu
@jjmambendure4816
@jjmambendure4816 Год назад
Mapositori ane nharo.they believe in spirituality instead of reality
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no Год назад
Mweya wakadii kuzviona nhaimi ummmm
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Kufa kuriko hatirambi. Uye zvinorwadza. Vanhu vakambofambawo here kuona kuti chikonzero chii. Tarirai mudzimai akafa, baba vakafa iye nhasi watisiya. Zvimwe zvinoda kufamba asi it's maybe nyaya dzezvitendero chedu chisingabvumidze kuenda ku n'anga.
@patriciagutuza5037
@patriciagutuza5037 Год назад
Plus pakaita ignorance wanzwa whistle yewarning meaning danger is still in progress why kuda kuramba muri panzvimbo pane kubva moenda kure .Muteuro can wait hupenyu hunoraramwa kamwe
@heasi6640
@heasi6640 Год назад
This is my family. You don't understand the whole circumstances. Pray for your families.
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Год назад
Nyaradzwai nashe veduwe 💔
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 Год назад
Mapositori dzimwe nguva zvichengetedzeiwo kutya how come kuenda munzvimbo iri kubluster that whistle is the signed for worning people to get out from the danger zone
@Headworknews
@Headworknews Год назад
Kuti vanhu vaanga anavo havasiriivo here vakamuponda then use propaganda yematombo adonha! , Akadonha pai matomb acho uye paiitwei
@NapsEntertainment102
@NapsEntertainment102 11 месяцев назад
My His Soul Rest in Peace my Brother
@audreymurandu1122
@audreymurandu1122 Год назад
Zvinorwadza shame RIP mushakabvu asi pane njodzi vekumasowe tambirai kure veduwe
@christinechihota2608
@christinechihota2608 Год назад
Shame inga zvakaoma. Kutemwa ne dombo..ende akarwadziwa MHSRIP
@AdmiraSozinha
@AdmiraSozinha 11 месяцев назад
Ugamuchirwe jinda
@moesyszlack1233
@moesyszlack1233 Год назад
How can you blast quarry rock without protecting residents from flying rock? Standards have really plummeted munyika ino.
@Keith_kazoe
@Keith_kazoe Год назад
But mapito nemabhero airidzwa yaisave sign yavaiziva here kuti vanhu vakuita basa endai kure
@heasi6640
@heasi6640 Год назад
Clearly, it was not enough . I lost someone who u grew up with . Who after the whistles stood up to see if was safe for other people. And he died .
@norahmudiwi3028
@norahmudiwi3028 Год назад
Kana nguva yakwana hapana anopikisa vangadai vakatiza pavaiona matombo nekunzwa pito
@nellymuzunze-ir2mx
@nellymuzunze-ir2mx Год назад
Vairidza pito kuti vanhu vasasvike padhuze wotozvishaya kuti vaizohwanda cy padhuze
@nellymuzunze-ir2mx
@nellymuzunze-ir2mx Год назад
​@@Keith_kazoenharo dzevanhu chaidzo
@giftmukonho
@giftmukonho 11 месяцев назад
😂😂 amai avo uumm kudazviro
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 Год назад
Ummmm rest in piece madzibaba munzwi wengoni
@paidamoyomuusha8672
@paidamoyomuusha8672 Год назад
Zororai murugare mkoma zvinhu zvinorwadza kusiya mhuri nemudzimai akazvitakura dai mwari vabatsira mhuri igonewo kuwana rubatsiro rwakakwana nekuvasimbisawo hana dzavo vakasike kukanganwa nekuti hazvichachinje afa aenda haachadzoke
@sharonngwenya1203
@sharonngwenya1203 Год назад
RIP Madzibaba
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 Год назад
Mabasa e Zanu pf ,kucherwa kwenyika kupfuura matombo zvisina order we are tide of Zanu nyika yedu yaora munangagwa must go
@ceciliathomson2659
@ceciliathomson2659 Год назад
Makarwa kurwa kwakanaka mushandiri waShe makachengeta kutenda mukafira mukunamata.Tasara tichichema asi ngirozi dzinopembera.zvasariresu kuti nguva iyi ichatiwana tiripanzvimbo inofadza musiki here
@ChinaeMazara
@ChinaeMazara Год назад
Zororai murugare
@ndaitsoro3941
@ndaitsoro3941 Год назад
Rest in peace madzibaba ndarwadziwa mufunge
@mekong7529
@mekong7529 Год назад
ko tetez zvekuti munhu aitambura anga asina kana chinhu zvinei
@sevykanondo7186
@sevykanondo7186 2 месяца назад
😅ende futi soo kaa
@spartnessbwanjira5790
@spartnessbwanjira5790 11 месяцев назад
Rip madzibaba😢
@EstherMatongo-g1g
@EstherMatongo-g1g 11 месяцев назад
RIP madzibaba
@jahpractice1978
@jahpractice1978 Год назад
Eish ngazorore murunyararo
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 Год назад
Ko kutambira nzvimbo dzakadaro chii chakadaro
@patriciamusizvingoza1754
@patriciamusizvingoza1754 Год назад
Zororai murugare madzibaba mhepo yemunhu aiitirwa muteuro yangayakasimuka zvinesimba asi nguva yamwari kana yakwana hapana anoramba zororai henyu murugare
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Год назад
Mutemo wekuchechi wekusabuda pachivhiti-vhiti vakatanga riini? Zvavanongo buda wani nguva nenguva
@mariahn8446
@mariahn8446 Год назад
Mwari rangariraiwo vana vasiiva ava. Nedzimwe nguva futi vanhu vemasove vari too ignorant. Vaitoonq kuti zvirikuitwa zvine njodzi asi vakatosarudza kuhwanda kuti vazoite zvavaida. Nzvimbo dzinoyera ngadzingokosheswe please
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh Год назад
Maposito anopenga , dambudziko nderekuti vanoshandisa zvikwambo, hanzi unodya chawakarima
@virginiachirumbi6032
@virginiachirumbi6032 Год назад
Woti munhu ukutambura wotoswera kumasowe pane kuti atsvake basa kuuta Gardener chaiko life goes on
@rojamillerover
@rojamillerover Год назад
Kwanai
@rojamillerover
@rojamillerover Год назад
​@@virginiachirumbi6032kunamata kwakashatei
@ShingiraiEverGomani-o7f
@ShingiraiEverGomani-o7f Год назад
Moti mapostori anopenga masvikiro arikungofa wani
@ShingiraiEverGomani-o7f
@ShingiraiEverGomani-o7f Год назад
Dzimwe mhinduro chenjerai kuzvicaser zvimwe dzidzai kunyarara kuda kunzi mataurawo here kubva takuonai imi masvikiro mapostori anopenga
@RumbidzaiManatsa-lp6bd
@RumbidzaiManatsa-lp6bd Год назад
So painful may his soul Rip
@lettymambondiani2031
@lettymambondiani2031 Год назад
Shem RIP MADZIBABA 😢
@mncedisinyathi2046
@mncedisinyathi2046 Год назад
shame zvorwadza asi mwari vanoziva
@jaidenbwoy5355
@jaidenbwoy5355 Год назад
Mmmmm ndarwadziwa shame 😭😭😭 R.I.P madzibaba zvakaoma hazvo
@ceciliathomson2659
@ceciliathomson2659 Год назад
So sad ngavazorore murugare
@dzidzisomuchike8584
@dzidzisomuchike8584 Год назад
Rip
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 Год назад
Chokwadi baba munhu akafa achiziva Mwari zvinotendwa
@maryfarai1713
@maryfarai1713 Год назад
RIp madzibaba ndarwadziwa though ndisingavazive
@JamesKasoro-v4g
@JamesKasoro-v4g Год назад
Ko akadii kungozviona kuti akunofa
@heasi6640
@heasi6640 Год назад
He did. You lack understanding,and compassion for people . We lost a loved one .
@TungamiraiChisunga-ez9pg
@TungamiraiChisunga-ez9pg Год назад
Aaaaa
@afronews7034
@afronews7034 Год назад
Nhamo yokonzeresa zvekuteedza matondo nojobs
@Dorkie-pb5ou
@Dorkie-pb5ou Год назад
Asi kana pito yakaridzwa nemota dzichiridza mabhero it was a warning enough..inguvawo yakange yakwana
@vimbaimakosa4390
@vimbaimakosa4390 Год назад
So painful may his soul Rip
@TadiosManyadze
@TadiosManyadze Год назад
Tsananguro dzinotii nyaya dzemakomo
@IdahChikombe
@IdahChikombe Год назад
Hangaiwa chena yabhururuka hangaiwa chena hakusisina
@tabethmapfumo-fp6sq
@tabethmapfumo-fp6sq Год назад
May his soul rest in peace
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert Год назад
Munhu akaita emergency anomhanyiswa kuhospital not clinic not primary care
@bosslady933
@bosslady933 Год назад
Haisi private hospital here
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert Год назад
@@bosslady933 I don't know I have never lived in mabvuku and I left Zimbabwe a long time ago so I don't know much about many areas
@bosslady933
@bosslady933 Год назад
@@NotJuliaHerbert its a good private hospital dear mai vangu varwapwa ikoko very Good team unogutsikana wega vairwapwa for more than 6 yrs ikoko
@barbaratapiringana7361
@barbaratapiringana7361 Год назад
So sad RIP Madzibaba
@Chiravirwa
@Chiravirwa Год назад
Very sad veduwe 😢😢 Unenge wakabereka dzemadzinza .
@eddmorempindiko7105
@eddmorempindiko7105 Год назад
Kusvika mapositori ati mhaaaaa,hapana kunamata apa
@TadiosManyadze
@TadiosManyadze Год назад
And so sad
@lovesecrets1563
@lovesecrets1563 Год назад
MHSRIP
@preciousnhau2866
@preciousnhau2866 Год назад
Shem zorororai murugare muranda washe 😢😢
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 Год назад
Shame Mwari vekudenga vakunyaradzai
@auntiechihera8665
@auntiechihera8665 Год назад
madhobhi anouraya guys
Далее
#慧慧很努力#家庭搞笑#生活#亲子#记录
00:11
Goromonzi : Mukwasha akaroora ne $30 akauraya Tezvara
1:01:26
MATSANGA OKONZERESA BONGOZOZO MUMUSHA (ZIM COMEDY)
15:34
HWEDZA RUZHINJI RWEVANHU RODA KUROVA VANA MADZIBABA
17:34
Tezvara Nemuroora Vakatyora Mubhedha Vachiita Lulula
45:26