Тёмный

MADZIVA: Muzukuru Akadisappear Akarara MuBedroom MaSekuru Vake Akazowanikwa Akafa Akutonhuwa 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 74 тыс.
Просмотров 7 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 44   
@nomsanyika151
@nomsanyika151 День назад
Haisi nyaya yakabuda kuDrewmass media here iyi vakambosheedza maporofita akasiyana siyana but yaisava yekuHwedza here
@roderickmushaya8296
@roderickmushaya8296 22 часа назад
Ndrikunzwa Kuda kutorirovawo zimudhara Nyarugweviro kushaya kumeso nemoyo wese
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika День назад
Nyaya iyi takamboina zvakare lats year
@Rene-u5r
@Rene-u5r День назад
Yessss Mambo mazvita idi. Mwana deserves a decent burial ivo voita basa rekurwa kuti mwana asavigwe honestly
@morganmakanyaire9305
@morganmakanyaire9305 День назад
Endai kwaProphet Miracle Paul
@vimbaigumunyu2137
@vimbaigumunyu2137 12 часов назад
Kuneyi?
@DescentShala
@DescentShala 17 часов назад
Mambo matadza ku7onga nyaya mufunge ndinokudai
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 2 дня назад
Apa panoda shasha dzekuronda matare sana Sekuru Nyangatayani , Bunzamukombe , Tasvu kana Shumba yengozi Mukotsanjera. Kana Prophet Miracle Paul vane network inokakata
@alicejakachira9684
@alicejakachira9684 День назад
Aishandisirei mushonga ariega
@morganmakanyaire9305
@morganmakanyaire9305 День назад
Nyarugwe anofanirwa akabata mwana chibharo ndokuzomuuraya
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve День назад
Chokwadi nekut hushingi hwake hwakaoma. And akatoramba kut andidi kubatsirwa,and why akakurumidza kushandiswa mushonga vamwe vasati vauya
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 2 дня назад
Nyaya iyi yakutongoda magodobori kwawo vakaita sana Tateguru Tasvu nana Sekuru Nyangatayani I think ndivo zvikara zvandinonyanyo nzwisisa vamwe vese zvinenge zvinovaremera
@sdshippers9332
@sdshippers9332 День назад
Wasiya sekuru Mukotsanjera ipapo haiwa vanopedzerwa 😂😂
@Maitanyamasvosva
@Maitanyamasvosva День назад
Tasvu itsotsi
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 20 часов назад
Ummmmm I disagree with you, kuti Tateguru Tasvu itsotsi, ndicho chikara chevaroyi chiye
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 2 часа назад
Chief ndovatemba ava vanotonga zvandoda
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve День назад
Nyaya iyi ichiko nhy hapasati pawanikwa mhondi. Sekuru knows ndovakaurayisa Mwana wemwana wavo,nharo dzine kadhara aka
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 День назад
Part 2 please
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 2 дня назад
Shumba yengozi Mukotsanjera huyai netsvimbo yenharo
@PortiaJemwa
@PortiaJemwa День назад
Maresults ekugomo please
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 2 дня назад
Nyarugwe wakati haudi anokubatsira panyaya yemwana uyu sei
@GetrudMayi
@GetrudMayi День назад
Sekuru ndivo vakauraya mwana
@maideyirabvu7394
@maideyirabvu7394 День назад
How do you know? Stop being speculative
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 2 дня назад
Nyaya iyi yakatombobuda pa Drewmas media. Mwana akawanikwa padhuze ne chi dam kunge zvainzi are ye Goromonzi here? Andina kutoziva kuti nanhasi mwana haana kuvigwa.
@preciousmusemwa7534
@preciousmusemwa7534 День назад
Ndakaionawo. Ndanga ndisingazivi haasati avigwa
@maressaaron5480
@maressaaron5480 День назад
Ndiye ahasati avigwa
@ClaudiusKurungedje
@ClaudiusKurungedje День назад
Itsotsi murume uyu akabatwa zvakanaka unotaura chokwadi
@shingaimukokota150
@shingaimukokota150 2 дня назад
Waiting for part 2 of this
@nomsanyika151
@nomsanyika151 День назад
Dai vakaenda kwaTasvu aiswera azvibvanyangura
@Eunikat-i2b
@Eunikat-i2b День назад
Uyu mambo hameno matongero akesoo
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 День назад
Mr chief
@maideyirabvu7394
@maideyirabvu7394 День назад
Amukuringayi vakaganhira
@PedzieShoniwa-mu5cb
@PedzieShoniwa-mu5cb 2 дня назад
Vanhuwee tisaita kutamba nehupenyu hwevanhu
@maideyirabvu7394
@maideyirabvu7394 День назад
The child might have wondered alone
@bensautopanelbeaters6254
@bensautopanelbeaters6254 День назад
But mudhara tsotsi uyu anoziva nyaya
@cassandraker
@cassandraker День назад
Nyarugwe uyu is a suspect what is he doing outside ko mushonga Aida kuushandisa ega😢
@kelvinmarwizi8769
@kelvinmarwizi8769 День назад
Nyaya iyi panepandakamboina
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve День назад
Kudrewmas media last year
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve День назад
Hakuna Tembo yakadaro tisiyei
@nomsanyika151
@nomsanyika151 День назад
😅😅😅😅😅wajamuka
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 дня назад
Mudapakati adzoka
@JoeMagavhe
@JoeMagavhe День назад
Siya wakiya door
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 дня назад
Waiting ✋ ✋ ✋
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve День назад
Hakuna Tembo yakadaro tisiyei
Далее
Unopera Power chokwadi-Prophet T Freddy
10:36
Просмотров 10 тыс.
Шок-контент! 😱
00:50
Просмотров 1,3 млн
BUSHU: (COMPLICATED) Ichi Chikomba Chemukadzi Wangu
24:32