What I think is....kana ukaudzwa kuti someone especially your friend was saying something bad about you or whatsoever... You need to go and ask each other kuti 'ko nhai sha ndanzwa kuti this howfar' not kuudzana like this..what if that someone wants to break your friendship...you need kubudirana pachena muri two privately...this won't fix anything... It will rather cause more chaos
no wonder why God withdraws certain blessings from us women because we find it hard to forgive and hold grudges against each other yet we hide it all behind smiles and hugs. and yet she’s so comfortable saying “ ndinoenda kudenga ndisina kubvunzwa ticket 🙌🏾🤔” idenga rekup iroro 😹
True zvako iwe. Kana vanhu maimbofambidzana mukanetsana, zvemasecrets ngazvigare mumoyo. The world is too small ufunge....munonetsana nhasi asi mangwana panoita mumwe mukana wwrunyararo. Mukasafumurana munotobuilder a stronger relationship. Vese varimushowbizz so they need each other. Mabhoi takapusa ndosaka tisingaende kure.
My mother's Child well said.. how many friends couples siblings families vatadzirana zvitori worse but people solve it privately.. l totally understand her pain but how she expresses the pain manje
#Team madam boss.... Why is mai tt kana votaura nyaya dzavo vanenge vachingocompeya.. Vanga vakutaura zveVisa ravo rekuAmerica but we all know visa ramadam Boss rekuAmerica ndezvekuchurch and she was invited by a female Pastor. Vanosanganisa nyaya zvobhowa. It's not nice to destroy all your friends. One day she will be left with no1. Vanozviita perfect.. No one is perfect it's just we were lucky kuti unenge usina kubatwa like other people. Ndiyani mukadzi asinganyeyi panyika pano.
At one point I commented kuti matambisiro anoita madam boss magaro avo hazvidi a married woman, i also advised the husband kuti he should encourage his wife to focus on comedy Dudzai and the wife should desist from dancing shaking her body like that it's not good,... Ndikatukwa nevanhu after that comment, look nyaya dzakubuda manje, all the same imimi mai titi this issue is very sensitive yu were supposed to solve this issue pasina social media... Yu are wrong ma titi
Gaza Kim I don't believe her she's not right in the head. Why bring the story for everyone to hear. She just want to ruin madam boss' name and it won't happen. I smell jealousy from Mai Tt. I hope madam boss won't respond to this nonsense.
Mai Titi musade kushamisira kunge zvinonzi you are perfect. Vanhu vanonyeyana muupenyu it's normal. Iwewe wazonyanyoshamisirei usigade kunyeiwa. Kwana une dhimoni.
Wozoburitsa nekuti mavengena panguva yekuwirirana zvaifaya, Maititi you will never win, munegodo amai imi. Demurume wamadam boss akasazviterera munyare
Chingotora ka Laptop yako nhai Mai TT tione kuti madam vanoita broken ladie here ....... Mhofela musateere zvekuudzwa izvi kana bbe wenyu achirovesa lula-lula ku side do your own findings.
Ava Amai ava is always screaming for attention chai!!! Mai tt vanoita kubhowa, 2018 zvekuti munhu anohura zvingashamise? As long as the outcome is income wangu usarwadziwe. Mai tt do your thing siyana naMadam Boss. What kind of a friend are you, vanhu havakudei kudarika Madam Boss get that.
if u are HIV +ve for sure then ummmm l think mane HIV encephalopathy coz hazviitwe neanedzakakwana izvi.simply cause someone said mune voice remasese kkkkkkkkk apa dzirisure futi lolest.....
basa renyu rakupedzisira makufumurana ends up makuputsirana dzimba negodo. Tyra has gone far mai Tt dzikamai makukundwa jealous .Tyra is talented from maternal birth mai Tt. .kundwa kuno rwadza.
Haiwa bva apa Mai TT unegodo iwe kunyeiwa watanga nhasi here iwe inda uchiita semunhu asina kudzidza nxaa chii chinyowani pamakuhwa unoti hausi hure iwe uchitaura zvinonyadzisa live. Washaya.
@@nigel1989 Aww shame.Vanhu vakazvarwa nababa mai vandohura munorwara nepfungwa fani. Kuswero wawata pa RU-vid kunge mai titi ndozvega zvamunogona. I'm out here I've got a real life to live ✌🏿
Mai Titi is right....there was no need for madam boss to say what sh said cz nothing hurts more than someone attacking your insecurities...sorry hko mai titi, will always support u 💯
taura hako iwe l wonder why vanhu are blaming mai tt for standing her ground if she was mai tt's "friend" ayimunyeyerei dai ndirini mai tt ndaimu rova ah ah kujairirwa
This is nonsense... Total nonsense... Ukanyeiwa wonyarara unobvei... Actually mai TT monyadzisa imi... You stoop low.. chii choshamisira nekunyeiwa.. how do except to live usinganyeiwi
Used to like this lady... still call her lady though she goes the opposite of ladies. Live Your life.. everyone can't be wrong... do asses yourself & concentrate on your work that has made you who you are.
Mai tt talks too much. Ndiyani asingataure/ nyeye zvinhu nehama yake. Are you that holy? So matoti ndamuwanira ipapa? Just because zvanzi voice rako ndere masese waona zvakakodzera kuedza kupunza imba yeumwe.We al need Jesus. Lord have mercy
But kuti voice rema sese ndizvo zvingabva zvaita kuti vadai aggh vanhu vanongowanzira ......Guys Mai tt vanga vane jealous nema succes a Madam boss kuenda kwavo kunana Dubai ...USA...Canada ...Australia gore one ivo vachingo invitwa kunana Bulawayo nana kwekwe zvaivarwadza but the issue was she couldnt find the appropiate time to show her true colours manje izvezvi vazobuditsa zvavari ma titi ....... COZ mashoko avo aya zvinhu zvavaitorwadziwa nazvo ....GUYS MUSAITE MA CLOSE FRIENDS BECAUSE THE ENEMY IS ALWAYS CLOSE TO YOU...
Even chero tyra akasvirisa hanty akashandisa nyinyo yake hr iwewe warwadziwa neiko mazidofo emuzimbambwe ndomashaira zano ini endai kwa ED amuendese Ku school mundodzidziswa mhani iwe munhu problem yako urikurwadziwa ndi mai titi na madam boss chete unegodo imbwa yemukadzi urirombe remukadzi uchafa nenhamo kana uriwe mai titi mwari ngakurove nezishamhu but I know hasi mai titi voice ra mai titi ndinoriziva mhani
I hope madam boss keeps it the way she's doing. Don't give mai Tt undeserved attention. Varikurwadziwa nelife and talent yako. Ndosaka chichirambwa nevarume. Ndeupi murume angade chimunhu chisina training... nxaaa. Manje madam boss chironda.....ukarwadziwa navo haupori. Ndoproblem yenyu madofo yekusafunga. Just because someone has sponsors otonzi arikuhura. She has sponsors because she has talent and they are in a win win situation. Kuda kupunza imba yeumwe nekuti iwe wapedza nyika uchiita tuvana tunemutupo wakasiyana. Dzokera kwaMagaya anokugadzirira mushonga wenjere.
Pa laptop manyeba ini ndiri maid asi ndine laptop kkkk dai wataura zvimwe zvinhu laptop imarii guyz ha wadii kunomuudza urikurwadziwa nelife yake ha! ha!
Did you know kuti iwewe unogona kutopihwa chinhu chisina basa ne friend yako wotorega kutenga chako coz wakapihwa ne friend. Kana zvaipa friend inenge yakuti ndechangu not because haukwanise kutenga but nyaya iripo ndechake simple
umm i dnt think mai titi was guarding tyra achiitwa but i think its one of those things wen your frends does stuf and take cover yekufamba newe ..unongonzi ndikuda kumboona nhingi 2 minutes apo obva wapinda ororwa ma legs otodzoka uchinzika kunhuhwa kuti umm apa pane zvaitwa ....lol
mai Tt l now understand y better. Tyra was wrong anybody wld be hurt after hearing this from yo close friend. Zvaratidza kuti Tyra ari selfish. keep up the good work mai TT y r very professional. that guy doing the interview is very rude makashinga to answer all those rude questions we thank y 4 that coz now we undetstand how the beef started.
Mai TT for the why why Amai TT zvamataura izvo handione zvichiitwa nemunhu anofunga ndiani Mukadzi wekumba anoti kushamwari ndiperekedze ndinokwirwa Uri kuzviwanza feridhongo ufunge wazvinyanya hako.hakuna munhu anonamata akaita sei you will not see heaven dear Mwari chaiye anoti chandabatanidzwa naye chisawane munhu anoputsa why Kuda kuputsa imba yeumwe even Tyra akakunyeya iwe wakanyeya Melly ndatete Tate wani warwadziwa nei it's not like hauna hako voice remasese unaro wani chokwadii chinorwadza ndazviona bt kana achivhura gumbo Tyra zvinei newe iwe vhurawo kana wada Siya munhu
All those people saying Mai tt is wrong KEEP QUIET. If madam boss vamuri ku protector was really a good person then why did she betray Mai tt. Those are the consequences of kuita makuhwa.
Right um not taking sides asi i will say wat i want to say... i have people i dont fuck with anymore buh their secrets never left my mouth...Arikushandisa nearikushandisirwa makumbo its not our problem we got different talents nhai....ndiye azvitangawo here ndimi matanga kunyeiwa mukabvei.ukasanyeiwa ungave munhu here...
We all know Madam Boss’s jokes are good . She is a great comedian and she has better style than Mai Titi . She is even prettier so Mai Titi should just shut up . This whole feud is unnecessary drama
mai tt must grow up,,dai kunyeiwa kwaiuraya vazhinji tingadai takafa kare....takasikwa zviriko zvekunyeiwa.so wats so special bout u mai tt kuti ndazonyeiwa...une bitterness
Inonzi shamwari iyoyo.Sharing your deep secrets haaaaaaa musi wamunoburana ndozvanotanga kushambadza kuti akunyadzise.Truly it is better to love from a distance mongomhoresana zvizhinji nyarara. God never said choose someone you trust in life.He said trust in Him alone.These two people Mai TT and Tyra are not real friends.Cause friendship shows love and no hatred.
I love both mai tt n madam boss,,,,,n i think wat mai tt is saying z somehow true however,, as friends kah mukatadzirana haisi passport yekubuda musaga,, if u are a true Christian lyk u said mai tt dai musina kutombo mirira Tyra wacho achihura coz u know kut its wrong,, i think u guys maiita chihure chenyu mese muchi mirirana now makuda kutinyaudza telling us kut heee im a Christian,, if u are a Christian u would have never entertained a friend achiita hupombwe,,, plizz grow up vanhu imi musatinyaudza apa