Тёмный

Manenji chaiwo akaitwa nevanditi wekwa Mhazha 

Manass chibanda
Подписаться 67 тыс.
Просмотров 6 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 47   
@MelodyMharapara
@MelodyMharapara Час назад
Havana ma previous yere, ko sei aivatsanangurira mafambiro avakaita ku Mozambique kana anga asikuvada pamba pavo.kupedzera vanhu nguva 😢
@CelestineMeza
@CelestineMeza 8 часов назад
Muridzi wemusha haana kumira mushe ,kunamatirwa kwemurwere kune basa rei ,vanhu vakatoita zvakanaka, baba ava vanezvinhu zvairwarisa mukadzi wavo
@ndumiyanakudakwashe6469
@ndumiyanakudakwashe6469 Час назад
Dare iri harisina order ,nyaya ngaitaurwe nemativi ese ,next time give both parties mukana wekutaura
@TariroTaruona-vn6gu
@TariroTaruona-vn6gu 4 минуты назад
Iyi nyaya mambo maikonewawo kunamata kwakaita vanhu vakangoshandawo nerekuti isai maoko pamusoro pevanorwara vapore kunamata hakuna kumboshata uye kana vachingonamata Mwari mumwe hapana chavakamboshandisa
@ndumiyanakudakwashe6469
@ndumiyanakudakwashe6469 Час назад
Nyaya dzacho dzimbori ngani
@perpetualshumba9815
@perpetualshumba9815 8 часов назад
Chief vanenge vatoputidzwawo nemishonga yababa avo chavari kugura gura munhu chii zve basa rei rekuti munhu anamatirwe
@edwardchirimudiwa2293
@edwardchirimudiwa2293 4 часа назад
Vanhu ngavapiwe mukana wekutaura kwete kuitwa kunge pwere
@jrns1844
@jrns1844 3 часа назад
but zvimwe zvinenge zvisina bearing on the case kuti varwara rini
@enockchirikure6137
@enockchirikure6137 3 часа назад
Kunamatira murwere kana kuparidza vhangeri akuna kushata, asi ini ndofunga kuti tikateedza tsika nedzidziso yaKristu zvingatibatsira. Panoda kuti pave nerespect unosvikaoka wokumbira kana wagamuchirwa wochiita zvaunoita. (Mateo 10:11-14)11 Muguta kana mumusha pose pamunopinda bvunzai kuti ndiani urimo wakafanira mugarepo kusvikira muchibva. 12 Kana muchipinda mumba muikwazise. 13 kana imba yakafanira, rugare rwenyu ngaruvuye pamusoro payo asi kana isina kufanira rugare rwenyu ngarudzokere kwamuri. 14 Aninani usingakugamuchiriyi kana kunzwa mashoko enyu, kana muchibva paimba iyo kana paguta iro, muzuze guruva riri patsoka dzenyu.
@blaziodhawukire8285
@blaziodhawukire8285 52 минуты назад
Baba ava muroyi
@enitatrust6933
@enitatrust6933 4 часа назад
Umm munhu unokosora padare pamambo uyo umm ngaainde kuchipatara avamavhiki matatu tichingomunzwa achikosor
@MandieMunetsi
@MandieMunetsi 3 часа назад
😂😂
@DeanHendricks-zd1wy
@DeanHendricks-zd1wy 2 часа назад
😂😂😂😂
@godfreyzwidza1543
@godfreyzwidza1543 58 минут назад
Mamboooo
@AlphiousMufumi
@AlphiousMufumi 5 часов назад
Mambo ngavape vanhu vose nguva yokutsanangura zvakaitika. Sei mambo muchigura gura vanhu vachipa umboo hwavovo, let us be fair mambo.
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 часа назад
Kunamatira munhu kunorambidzwa here ummm baba avo vane error
@OswellMudautsi
@OswellMudautsi 8 часов назад
Kkkkkkkkkkkkkkk Mambo Mutasa😅😅😅😅😅😅😅 vanhu vakauya ndiani ,vannhu varikushaya wavakauya naye 😅😅😅😅😅
@MemoryNongerai
@MemoryNongerai 7 часов назад
Baba ava vane uroyi ava sei vari kuramba vanonamatira pamba pavo. Vaitofanira kufara kuti mukadzi apora
@DebraBasikolo
@DebraBasikolo 4 часа назад
Mambo musavhiringidze vanhu vachidakutsanangura
@rulanimaluleke
@rulanimaluleke 3 часа назад
haaa baba avo vanenge vakamaka mapostori coz kana vanhu vabvuma kuti vakanganisa mai nyakurwara vatsanangura zvakanaka
@ripaindisengeyi5445
@ripaindisengeyi5445 4 часа назад
Dare racho zvarisina order wani pakutaura plus nyaya inotanga yaongororwa
@piniasmoyo2444
@piniasmoyo2444 10 часов назад
Mambo ipai vanhu mukana vataure muridzi womusha ngaataure chokwadi zvinhu zvavo zvakafumhurwa munamato nebasa rei
@SenzeniGanyani
@SenzeniGanyani 10 часов назад
Taura hako Aida Kuti mukadzi afe akaramba ,mambo ipavanhu Vose nguva vataure kwete kuvhara handiti vaibvisa Mari dzavo dzedare Kuti muvatonge
@kudzaimutari9415
@kudzaimutari9415 Час назад
Ngatirei kuda mari kusvika pakadai kusungisa vanhu vauya kuzoita munamato
@TariroTaruona-vn6gu
@TariroTaruona-vn6gu 4 минуты назад
Muridzi haadi nei kuti murwere anamatirwe anoda kuti vafe
@TroyieMaddie
@TroyieMaddie 5 часов назад
Kukata vanhu kunoita Mambo kunonosvota sei baba ava vakuuya kuzorepoter nyaya yaitika vakadii kuvamisa pavakaona vekwaMwazha vachiuya nehuwandu hwavo nyika yaoma iyi kuuyisira munhu kwaMambo kuti aisa munamato chaiwo ummmm baba handivachenesi
@rulanimaluleke
@rulanimaluleke 3 часа назад
haa mambo kunenge kwanga kuri kungo kurudzira munhu mwana akaona kuti mai havasi kunwa mvura
@pirukaijinya148
@pirukaijinya148 9 часов назад
Baba avo vanezvavanazvo zvakafumurwa
@patiencebadze7338
@patiencebadze7338 Час назад
Wizard
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 8 часов назад
Apa kwava ku complicator nyaya zvako.. Baba avo ndovane zvavakaita kumukadzi.. handione nyaya inoendesa vanhu kwaMambo ini. Munamato une basa rei? Baba vanoroya avo, Period
@TalentMawere-hc5ff
@TalentMawere-hc5ff 6 часов назад
Mai ava vakanorombeswa kuMozambique nemrume vanamatirwa akrwadziwa Kane mudzi kadhara aka iri pachena mambo afuridzirwa nedare rake rese knamata kwapisa satan nemhuri yake
@nhachimoses8693
@nhachimoses8693 6 часов назад
Hapana mashura apo mukadzi wakatoponeswa ngemvura yekwaMwazha.Alpha na Omega mupedza zvose.mudhara uyo ngaende konamata kwaMwazha kwete zvake zvekuda 50 usa
@CelestineMeza
@CelestineMeza 8 часов назад
Baba ava endai navo kuseri kwechuru ,vanobatwa ava ,kurwadziwa nekunamatirwa kwe mukadzi chete chete ,hazviko izvi ,
@CleverMarongwe
@CleverMarongwe 5 часов назад
Isu tiri Vekwamwazha vacho ko vari kuenda kunoteurira munhu asinganamate navo sei tsvatu i ndomene haichemedzi uye tevedzerai zvakarairwa ne Muranda waMwari
@TarisaiDzidzisai
@TarisaiDzidzisai Час назад
Amen
@edwardchirimudiwa2293
@edwardchirimudiwa2293 5 часов назад
Hapana nyaya apo,
@myronmagavadera1310
@myronmagavadera1310 4 часа назад
Ko kunamatira varwere kwakazoita mhosva riini
@kudzaimutari9415
@kudzaimutari9415 Час назад
Reva hako munhu akarwara vanhu vakazviziva vanongouya vachiita munamato
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue 8 часов назад
Asi vekwa Mwazha havanamatire munhu asiri wekuchurch kwavo Mwana wa baba ava akaona hurwere hwamai vake akadeedza vekuchurch kwake . Baba pane ???????
@ChristinaMukute
@ChristinaMukute 6 часов назад
Kwachief Mutasa kwakutongwa mahumbwe manje
@Ceciliamapiramapiracecilia
@Ceciliamapiramapiracecilia 5 часов назад
Baba avo varoyi
@gsmzone1709
@gsmzone1709 8 часов назад
Muridzi wemusha hadzina kutokwana
@EdsonMarufu-ho8tj
@EdsonMarufu-ho8tj 9 часов назад
Baba avo ndivo vairoya mudzimai
@PortiaPurazi-sd5eg
@PortiaPurazi-sd5eg 6 часов назад
Order muDare
@mashallduwa
@mashallduwa 6 часов назад
Kkkkk
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 часа назад
Regai vanhu vatsanangure kuti zvakafamba sei tsanangure
@pardonmpofu7893
@pardonmpofu7893 7 часов назад
Ivo vekwamwazha ngavaite order
Далее
These Are Too Smooth 😮‍💨
00:57
Просмотров 2,8 млн
Munda, Huchenjeri hwaMambo Mutasa
57:20
Просмотров 2,1 тыс.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
Просмотров 15 тыс.
These Are Too Smooth 😮‍💨
00:57
Просмотров 2,8 млн