Тёмный

MHONDORO NEUSO........ VANHU VOTANDANISWA PARUFU NEMATEMO 

Drewmas Media
Подписаться 227 тыс.
Просмотров 33 тыс.
50% 1

HUROMBWA MUMHURI HOFUNGIDZIRWA

Опубликовано:

 

7 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 138   
@adelaidebenyu9000
@adelaidebenyu9000 9 месяцев назад
Ndakagarira pano ndinzwe kt chii chakaitika veduwee nyika yatawa kurarama mazuvaano yazara huipi kubata Bata mwari tibatsire
@tindotings7892
@tindotings7892 9 месяцев назад
PaChivanhu chedu, mukaona mariro oitwa batai-nokoko sezvirikutaurwa apa, zvinoreva kuti rudzi ngarucheneswe nekuti kwese kunemariro kutori nevakaromba murudzi rwavo. Dai kuri kwedu Kanyi taingoiendesa kwa Headman Chigodora, inoitwa straight nyaya iyi. Watching from Texas
@stars1531
@stars1531 9 месяцев назад
Saka zvekuti watching from texas zvebasa rei ? Do you think there's someone watching from the grave?
@estheresther1963
@estheresther1963 9 месяцев назад
​@@stars1531kkkkk kkk l always laugh vanhu vakanyora nzvimbo dzavari chii nhai kkk
@stars1531
@stars1531 9 месяцев назад
@@estheresther1963 nhai zvobhowa kani
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 9 месяцев назад
Inoda Chief chigodora nevanoshopera nyaya ibude pachena iyi
@OtiliaMberikunashe
@OtiliaMberikunashe 9 месяцев назад
​@@stars1531😂😂😂?
@user-dz2db5su4f
@user-dz2db5su4f 9 месяцев назад
Satunst chaiyo wakaromba vakomana awo dai watongerwa kugara mujeri
@belindachimele9876
@belindachimele9876 9 месяцев назад
Mufi (Taffy) ndakashandanaye, aiva akanyarara zvenoise aisazvida, chandokuudza fight back usarambe wakanyarara mai kim ndarwadziwa you dont deserve this😭😭😭😭
@PortiaBizabani
@PortiaBizabani 9 месяцев назад
Kudzinga vanhu kwaiita vaida maparts pamufi Kuromba ndekwavo zviri pachena tsvimbo ndedzei
@MaggieMombe
@MaggieMombe 9 месяцев назад
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva ❤❤❤
@user-vq8st2ye6z
@user-vq8st2ye6z 9 месяцев назад
Seskhona sesilinde ukuzwa izindaba
@user-tb7yn5tn9j
@user-tb7yn5tn9j 9 месяцев назад
Sikhona sibili silindile
@user-nu5mo4hf8q
@user-nu5mo4hf8q 9 месяцев назад
Drewmas Media inedzidziso inotipa isu gwara reupenye😅 missing this song kwaMusami with Opha AKA Chihera
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 9 месяцев назад
Mmmm vaitoita zvavakaudzwa kwavakaromba, saka havana kusungwa sey, police yakadii
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 9 месяцев назад
Thank you drew mass media rambai makadero Mr Shumba murikuita basa hombe
@fortunatekashambe9796
@fortunatekashambe9796 9 месяцев назад
Vazhinji vakunzi cancer varikuuraiswa nevanoromba
@nokueganya6258
@nokueganya6258 9 месяцев назад
I agree with you ,two months ago I lost my aunt coz of retual cancer
@marita5398
@marita5398 9 месяцев назад
Very true I lost 2 family members in a period of 3wks nedzinongonzi cancer. Very sad.
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 9 месяцев назад
​@@nokueganya6258even me i lost my aunt last month
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 9 месяцев назад
Chiround chemota chiri kutoonkea
@shumbashava247
@shumbashava247 9 месяцев назад
my area.mhondoro neuso
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 9 месяцев назад
Mmmm imi tsvagai mkomana akabaiwa nemabhotoro akafa ngozi, it seems lyk u didn't care to go n check on him yet akabairwa pamba penyu
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 9 месяцев назад
Vakaromba vana ivavo iye mwana wenyu ndiye akadeedza chikwata chake ndiye akauraya tete ivavo
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 9 месяцев назад
MaZimba nyemwerero kana pakaita veMedia😂😂😂
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 9 месяцев назад
Mmm mashura chaiwo
@isaacmaremudze9602
@isaacmaremudze9602 9 месяцев назад
Ndiripo Mancue wangu hapasi kunyoreka dear kwangu kuno
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 9 месяцев назад
Makorokoza kuromba ipapo varikutoda ropa remumhuri kuti vanoita mari kumakomba eGold
@FainaGorerazaM
@FainaGorerazaM 9 месяцев назад
Waiting Mhondondoro ndokumbaaaa.....Murikugona basa Sekuru Shumba and team
@NestorMutimbanadzo-sk8fj
@NestorMutimbanadzo-sk8fj 9 месяцев назад
Hec kani
@tinashechigama9949
@tinashechigama9949 9 месяцев назад
muna Mahabha imomo pfeee
@FainaGorerazaM
@FainaGorerazaM 9 месяцев назад
@@NestorMutimbanadzo-sk8fj ndyp kurcy
@FainaGorerazaM
@FainaGorerazaM 9 месяцев назад
@@tinashechigama9949 yesayeah inga ukuziva wani kurcy
@user-bi1pr4ev7g
@user-bi1pr4ev7g 9 месяцев назад
Pamwe vakaromba nemufi
@reasonmasiyiwa5059
@reasonmasiyiwa5059 9 месяцев назад
Well-done mkwambo pamberi nebasa
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 9 месяцев назад
Ndinotenda baba
@Dorkie-pb5ou
@Dorkie-pb5ou 9 месяцев назад
Kumwe kusarohwa..dai pakaita mazijaha 5 or 6 vakabata tuvakomana utwo vakarova chaizvo twaizvirega..netumwe tusina hukama nemhuri iyi twaidzidza a lesson...Next time danai dunhu rose murove stereki
@trymoremutandwa8317
@trymoremutandwa8317 9 месяцев назад
Nyika yaipa iyi
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 9 месяцев назад
Ummm zvakaoma
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 9 месяцев назад
Sahwira woye gara muberere.....zvirikoere izvi
@tsitsimuchechetere1742
@tsitsimuchechetere1742 9 месяцев назад
Tiripo pano ❤❤
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 9 месяцев назад
Zvakaoma
@emmahbulazi
@emmahbulazi 9 месяцев назад
My brother Andrew murirudadiso
@Veronica-xk3so
@Veronica-xk3so 9 месяцев назад
Mazera iwaya ayipa zvikuru kuromba chaiko
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 9 месяцев назад
Ngavasabudiswa mujeri veduweeee
@AshleyMasamba
@AshleyMasamba 9 месяцев назад
Mhondoro huroyi ndobsa
@elephantstreetprinting874
@elephantstreetprinting874 9 месяцев назад
Another level of news
@NyashaChoga-jp8cd
@NyashaChoga-jp8cd 9 месяцев назад
Zvorwadza
@MilliciousyNails
@MilliciousyNails 9 месяцев назад
Ngavagare ku jere ndivo vakaromba hayi ndivo varoyi vacho
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 9 месяцев назад
Hurombwa vaida kuromba vakomana ava ndosaka vaiisa bute nemari muguva.zvakamboitwa kupi izvozvo ko tsvimbo.hurombwa uhwo
@WayneMakisi
@WayneMakisi 9 месяцев назад
Nyika yaipa iyi veduwee
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 9 месяцев назад
Unotonzwa munhu achipokana nezvatikuratidzwa izvi wotoshaya kuti munhu rudzwai anotsigira zvakadai maface ngabuditswe enhubu musarega henyu chikara ....mhoro Andrew ...soko na nzou
@damascozvihobvu
@damascozvihobvu 9 месяцев назад
Boss Dhama wekuMbare here?
@user-kv5vt2yp7n
@user-kv5vt2yp7n 9 месяцев назад
ndavazvifambire vabereki vemwana uyo because vakangogara vachiti akasungwa ,vanogona kutobuda anytime vakauya ndakapedza mhuri yese ipapa because zvinoratidza kutii vane mhiko yavakapihwa yekudeura ropa kuti vaiite vari
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 9 месяцев назад
Hurombwa straight.vanhu tsvagai Jehovha achawanikw
@user-qb1cu3wg9h
@user-qb1cu3wg9h 9 месяцев назад
Vakaromba asi kuti vanenge vakaresva mhiko dzacho ndidzo dzava kuvapengesa
@user-pk3nn8dl8d
@user-pk3nn8dl8d 9 месяцев назад
Neuso
@rambochauke710
@rambochauke710 9 месяцев назад
Apa poda sekuru Tasvu vanobviswa huroyi ihwohwo
@fadzosadiki4364
@fadzosadiki4364 9 месяцев назад
Shamhu inoshota kuvana mazuva ano
@user-kp9vt1ll3s
@user-kp9vt1ll3s 9 месяцев назад
Connected
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 9 месяцев назад
Boys rechikorokoza roda kukiiwa
@sirclassics
@sirclassics 9 месяцев назад
Hapana kana kusvikirwa apo.Batai murove vapfanha avo nxaa kutoita hunhu hwakaipa.
@mikepound874
@mikepound874 9 месяцев назад
Mutoriro
@ChipoSigauke-nd3sm
@ChipoSigauke-nd3sm 9 месяцев назад
Zvakaoma apavanhu varikuchema
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 9 месяцев назад
Mhondoro yanetsa zvinyaya nyaya. Ko vanhu vanodarireiko kushungurudza vamwe
@user-nz9ik3cc4z
@user-nz9ik3cc4z 5 месяцев назад
Haisi ngozi hre mumusha ndoma simtoms engozi
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 9 месяцев назад
Gara muberere
@egeniachigwende9924
@egeniachigwende9924 9 месяцев назад
Mwana akaromba vanhwanda nekupomera huroyi vakaromba avo
@fungaitheresagoreraza6264
@fungaitheresagoreraza6264 9 месяцев назад
Kumusha kwangu
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 9 месяцев назад
Aaa witchcraft chaiyo vakanoromba vakomana ava
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 9 месяцев назад
Haaa mukoma Shumba haitize zvisina basa kkkkkkk
@destinyconstruction8423
@destinyconstruction8423 9 месяцев назад
Shumba makadii
@mariazulu6805
@mariazulu6805 9 месяцев назад
Ma Zimbabweans itai kuti munhu anenge auurayawo mupusei nevanomanya vapisei nekukurumidza..kana mbava chaidzo itai kupisa nekukurumidza musamirire mapurisa .because mapurisa vakuda mari chete
@user-bo8fg2nd6l
@user-bo8fg2nd6l 9 месяцев назад
connected
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. 9 месяцев назад
Boys dze rombing
@richardbhunu7075
@richardbhunu7075 9 месяцев назад
Vana vanyanya hurombwa
@vivianmazorodze9207
@vivianmazorodze9207 9 месяцев назад
Ndafara ndanzwa voice rakule vangu paneuso apo
@preciousmabhurukwa
@preciousmabhurukwa 9 месяцев назад
Makadiniko sekuru shumba chikara
@patricianyamhanza
@patricianyamhanza 9 месяцев назад
Neshamba voyeee gara muberere usandione kunonoka ndenge ndichiuya
@KudzasheChidhuza-pm5sb
@KudzasheChidhuza-pm5sb 9 месяцев назад
Makanika ungwarire cz zvikabuda zvivanhu izvika
@afronews7034
@afronews7034 9 месяцев назад
Nziyo yedu vanayahwe makorekore tegani
@BeautyMugawa-wz5qd
@BeautyMugawa-wz5qd 9 месяцев назад
Ngavainde kwamambo
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 9 месяцев назад
Chigodora nemapurisa ake havaitirwe zvisina bsa apa hqnzi mambo akatotukwawo
@isaacmaremudze9602
@isaacmaremudze9602 9 месяцев назад
Gire Grace neniwo ndavharirwa panze shaa
@Briancharumbira793
@Briancharumbira793 9 месяцев назад
Ngavavharirwe zvachose
@tamyzhou1757
@tamyzhou1757 9 месяцев назад
Kana vamuri kuita interview vakakumbira kuvharwa mafaces avo vharayiwo please.
@mercygambiza8590
@mercygambiza8590 9 месяцев назад
Vaifanira kutaura b4 vdio vanovharika after haivhariki
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 9 месяцев назад
Dai mataura before interview zvekuvharwa face.
@ronnienyoni9804
@ronnienyoni9804 9 месяцев назад
Vaida kurohwa
@MiriamChiraya
@MiriamChiraya 9 месяцев назад
Zvakaoma😢
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 9 месяцев назад
But why why can't you respect people they are 😭😭😭 crying
@godfreymapuranga4070
@godfreymapuranga4070 9 месяцев назад
Drewmas media muri rudadiso
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 9 месяцев назад
Takudzwa uyu ndiye wakauraya mufi iyeye so kuuya nevanhu vake yaitove strategies issue
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 9 месяцев назад
Thank u drewmas media
@chihorowacho1950
@chihorowacho1950 9 месяцев назад
Shame, mutoriro wauraya nyama chokwadi
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 9 месяцев назад
Ini ndoona sekuti muzukuru uyu ndiye akauraya Mai wake takudzwa iyeye atori kuita zvema rituals
@langmakweldingservices5027
@langmakweldingservices5027 9 месяцев назад
Uuummmm panenyaya iri seri apa vakaisa mutemo mumaoko avo Panoda kuongororwa havana kubata mishonga ane mishonga anovanza Vhendenurai pese pese zviripo zviri kuitika -mufi wacho akafa sei -hapana kumboitwa gumbwa here kumashure Mukomana atsvaka Mamonya vadhakwa nemushonga zvavo asi pane nyaya *****Hakuna mutorwa anorova munhu pasina nyaya asi kana zvine politics mukati zvingadaro Tongai zvenyu asi ivai nemoyo Kwedu kwaChivi zviriko zvekunongedzana asi nekutya mutemo hauzosviki pakadaro mumoyo uchitsva Hama dzedu dzakabata kare, vakomana vachiri kukura vanoda counseling chete vasavarirwa
@marychigumira6419
@marychigumira6419 9 месяцев назад
Ummmm zvakaoma weduweee
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 9 месяцев назад
Hanzi majuzu futi huye
@shupikaicharlesmwashusha6471
@shupikaicharlesmwashusha6471 9 месяцев назад
atori muSatanist uyo ndiwo wakatouraya
@user-ui4ck8zi4h
@user-ui4ck8zi4h 9 месяцев назад
Shumba murirudadiso
@estherechikovore-zs2mq
@estherechikovore-zs2mq 9 месяцев назад
Waiting
@TracyZvakavapano
@TracyZvakavapano 9 месяцев назад
How much form 1 fees for 2024 for that school
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 9 месяцев назад
Ngavavharirwe varase ma key
@LilianMutongwizo
@LilianMutongwizo 9 месяцев назад
Ma drugs ayo makokoza
@eleanordziike212
@eleanordziike212 9 месяцев назад
Vakaromba avo
@margiendlela8356
@margiendlela8356 9 месяцев назад
vakaromba boys iri
@netsietumu7767
@netsietumu7767 9 месяцев назад
Kugadzema kuchegutu uko
@norahmudiwi3028
@norahmudiwi3028 9 месяцев назад
Vakato joina satanism vakomana aya.
@shalommakwerere980
@shalommakwerere980 9 месяцев назад
Vakaromba vakomana ava ndivo vakauraya Tete zve cancer ratove drama
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 9 месяцев назад
Vakomana avo vakaromba avo varikutsvaga ropa
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 9 месяцев назад
❤❤❤❤ DrewMas Media murirudadisoooo❤❤
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 9 месяцев назад
Kana newe muzukuru
@ChristyMilly-zp4op
@ChristyMilly-zp4op 9 месяцев назад
Neuso kumusha kwa Chikuni
@franciscademberere-6653
@franciscademberere-6653 9 месяцев назад
Manje ma face enyu atobuda ma1
@rambochauke710
@rambochauke710 9 месяцев назад
Viva mechanic
@Dorkie-pb5ou
@Dorkie-pb5ou 9 месяцев назад
Kana vakapihwa target why kuzobata mumwewo aizvitambira hake
@emelykapita4181
@emelykapita4181 9 месяцев назад
Urombwa chete
Далее
SADZA......MURUME WEKUVIGWA ARIMUPENYU ARIKWAMREWA
22:12
MHONDORO MUBAIRA.......... AKATEMATEMA CHIKOMBA NEDEMO
31:23
OG Buda - Сабака (A.D.H.D)
02:19
Просмотров 119 тыс.
MT DARWIN......MHURI YOPERA KUFA NEMANGO
36:52
Просмотров 32 тыс.
Illegal miners use house as entrance to mine shaft
7:05
Headman chigodora Muteuro paDare
25:40
Просмотров 54 тыс.
GURUVE........MWANA OURAYIRA BABA VAKE HUROYI
40:31
Просмотров 15 тыс.
JURU......... AKABA AKAFA ACHICHEMA HUKU MUDUMBU
27:29
Dare ra Headman CHIGODORA _NGOZI
23:55
Просмотров 53 тыс.
MHONDORO.............MUKADZI OVHIYA MURUME  NEBANGA
27:40