Vana ava zvavanotiitira ka 😢😢...RIP Munyaradzi...naiye anourayira mwana mudiki iyeyu huku nhaimi ...kubirwa kunorwadza yes but ingozvimbisa munhu dumbu anzwe butter chete oripa zvopera ...ko kuurayira mwana huku ...boys will be boys esp at that age ...sad indeed
Zvosiriisa hazvo Baba vachemesa avaa i felt his pain ..dai vakamuita havo zvimwe kuti varipwe pane kuuraya mwana kudaro ..i hope God forgives you and your father heals from this
Mwari pindirai kuvana vamakatipa vanotisvitsa pakaoma zvinorwadza hazvo asi dai vasina kuuraya havo varidzi vehuku dai vakaita zvekungoti avhunduke voripwa havo
@@user-kk2rs2vl6v afa hake nechekuchera hama imhosva yake iye aibirwa aitorwadxiwawo nekubirwa never know pamwe aito breeder huku achitengesa achichengeta vana vake ndopapaneraramo yake iye achibirwa kuda zvisri easy kunouraya ini ndakambobirwa kavirini know the pain ini ndikatomuwana anogona kudaro ndoda vafe stereki coz munhu unofa nekushanda munhu ongoitirwa nyore nekungotota it's a good lession kunevamwe
Zvinhu izvi zvakaitikira papurazi rinonzi ATLANTA FARM pachipfumbi paturn off yeARCADIA LITHIUM near JURU growth point. Mwana uyo akarwadzisa baba wake akazotaura kuti ndakaba huku nguva yatopera ASI Haana kutaura kuti akabira Ani ???chishungurudzo chikuru Kuna baba vake
Ngavarege kuba aaa vachimbobureyi nxaa ini ndakabirwawo ndiri kurwadziwa saka ndikafa neshungu haiyisi ngozi wo here nyangwe ndisingagoni kugadzira munhu iyeye