Тёмный
No video :(

MHONDORO.......SABHUKU MADZIVA ONETSANA NEN'ANGA. 

Drewmas Media
Подписаться 224 тыс.
Просмотров 45 тыс.
50% 1

SEKURU KASANJE PART 1........
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Опубликовано:

 

5 фев 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 377   
@user-zz8hv7wc5h
@user-zz8hv7wc5h 6 месяцев назад
Musabvunzavanhu imi udzai vanhu zvamaona kwete kubvunza vanhu
@JamesM-bz3cl
@JamesM-bz3cl 6 месяцев назад
Yes true
@user-be6uu1ii9l
@user-be6uu1ii9l 6 месяцев назад
Haiwawo tuna'nga twenhema utwu varikumanikidzirei munhu
@iressemerson7468
@iressemerson7468 6 месяцев назад
I don’t understand 1 thing,munobvuma zvekuti munhu akaroiwa akafa,akuzoitwa gondwa but kana zvakunzi takubvisa mushonga wamunawo ukuuraya vana nezvikwambo munotanga kuti kunyepa🤦🏻‍♀️
@sara5026
@sara5026 6 месяцев назад
Ko n'anga dzakapfeka hembe dze chichewa vanotaura Shona Sei? Ngavataure chichewa.Fake!!!!!!😖😖😖😖
@sara5026
@sara5026 6 месяцев назад
Kunyepesaaaaaa.
@tafadzwamaguma3101
@tafadzwamaguma3101 6 месяцев назад
Sabhuku akangwara uyu mazuva ano kwazara n'anga dze fake dzine nzara yemari, dai akatukwapura
@batsiraitoronga4773
@batsiraitoronga4773 6 месяцев назад
I can’t wait vanhu chimbomirai kutaura sekuru avo varikupedzera mhuri yekumadziva ma sports
@gilbertmagondo2284
@gilbertmagondo2284 6 месяцев назад
Sabhuku chibaba
@simbarashemakumbe7530
@simbarashemakumbe7530 6 месяцев назад
I applaud this sabhuku for standing his ground against these fraudsters
@ktm9853
@ktm9853 6 месяцев назад
Wait for the next episode when your Sabuku is finally humiliated.He's as guilty as Sin.
@chingombedaries
@chingombedaries 6 месяцев назад
Matsotsi ayo ndovanoisira vanhu zvinhu Sabhuku is clever dance yake nemunhu asina chaanotya
@user-rb2eo4hc9g
@user-rb2eo4hc9g 6 месяцев назад
L Lll I0​@@chingombedaries
@wilbrodmadzura8456
@wilbrodmadzura8456 6 месяцев назад
Am amazed that some human beings buy into this charade. Nothing but lies and blustery idiocy coming from the so called prophets and n'angas.
@benmushoni1318
@benmushoni1318 6 месяцев назад
Imagine this nonsense...
@RoselineNoku-dv6fg
@RoselineNoku-dv6fg 6 месяцев назад
KO sekuru nevabatsiri vavo magemenzi echimozilem anodai pamasvikiro
@ktm9853
@ktm9853 6 месяцев назад
Chiyi chinonzi svikiro ?A Simple answer in English is Prophet.
@sammysammy2887
@sammysammy2887 6 месяцев назад
​@@ktm9853ma moslem don't do that, in short
@DRRZOE09
@DRRZOE09 6 месяцев назад
Same same 6 &9
@innocenttsikaimabwe1240
@innocenttsikaimabwe1240 5 месяцев назад
Kana neniwo zvambondi netsai bcz magemenzi ndeye Church ko masvikiro
@LovenessNzenza-du8uc
@LovenessNzenza-du8uc 6 месяцев назад
Haaah sekuru ngavaise back to sender chete
@Mamatt-9tk2sg3v
@Mamatt-9tk2sg3v 6 месяцев назад
Sabhuki Inharo hadzo but pane nyaya pavari
@user-wc9xm4ic7v
@user-wc9xm4ic7v 6 месяцев назад
Dreams media muri rudadiso makanyanya ndaisa maoko 👏👏👏 mudare
@chingombedaries
@chingombedaries 6 месяцев назад
Dance yaSabhuku nderechifinhu and I like his confidence
@ktm9853
@ktm9853 6 месяцев назад
Kachanyarara chachaya ka Sabhuku kenyu
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 6 месяцев назад
Always another level definitely mandlovu special
@snelichapangara34
@snelichapangara34 6 месяцев назад
I like sabhuku standing his ground
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 6 месяцев назад
Madhara aya arikutaura nyaya dzaainzwa paina mambo wekunwa doro uya
@user-po7xx1os4o
@user-po7xx1os4o 6 месяцев назад
Nharo idzi that’s too selfish pane zvavanazvo vanhu ava they need Uncle Tasvu or Kanengo
@patrickmadubeko
@patrickmadubeko 6 месяцев назад
Awo ndiwo maboss manje havana chinokona ndomaziviro angu
@tashwinclaasen4117
@tashwinclaasen4117 6 месяцев назад
Kana munhu asiri haasi baba avo ndoona vari innocent
@debbiechikomo-jx1nn
@debbiechikomo-jx1nn 6 месяцев назад
Sabhuku chibaba ungavadii kkk
@kimberlytshonisa8182
@kimberlytshonisa8182 6 месяцев назад
Drewmas media, tinokumbirawo kmbozamirwa sekuru Taswu kana sekuru Kanengo
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 6 месяцев назад
Muchawa akamira ndakuvenga unebvebvepfe nfimi munoisira vanhu kuda kuba mombe nehuku dzevanhu
@Shava120
@Shava120 6 месяцев назад
GOOD ONE SABHUKU
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 6 месяцев назад
Zvamama zvimadhara izvi
@judithmutseura8014
@judithmutseura8014 6 месяцев назад
sabhuku anenyaya, mishonga chaiyo. ipapa kunenge kuri kurombera husabhuku nxiii.
@PraiseChibhoyi-pf7zm
@PraiseChibhoyi-pf7zm 6 месяцев назад
Shumba endai motora sekuru Tasvu...hurombwa hwekwaMadziva ahungaperi...nenhoroondo idzo
@chipochipo8415
@chipochipo8415 6 месяцев назад
Sabhuku i salute you ,mvura iyo inoita ubvume zvausingazive dai musina kubata nxaaa
@clotildatekere7572
@clotildatekere7572 6 месяцев назад
VaNeshamba musazotora vanhu vanodheererwa nevaroyi kudaro sekuru Tasvu variko shamhu yevaroyi.
@urielchance8692
@urielchance8692 6 месяцев назад
N,anga dzaNeshamba dzinobvima kudhererwa zvinoda Tasvu neTsvimbo yake
@user-ek6ro3ir9t
@user-ek6ro3ir9t 6 месяцев назад
Vanhu ava vanofanira kuenda kwaTasvu.Sabhuku vanoziva zvavakabata chete
@Shava120
@Shava120 6 месяцев назад
Tasvu wacho ano gona kurapa maybe asi kushopera ummm anenge fake.
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 6 месяцев назад
Good baba imi musavapa chinhu vajaira kubira vanhu
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 6 месяцев назад
Sabhuku anoda mubatsiri uya akabata katsi, babamukuru vakazoti munhu akatora katsi ndinoda kumupa mombe 6 andidzirere katsi yangu. Masports ese anopera
@user-kr8ct4hu5j
@user-kr8ct4hu5j 5 месяцев назад
Neshamba urikushaya n'nga chaidzo here.
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 6 месяцев назад
Ummmmmh hasha ndochii manje
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 6 месяцев назад
ane dzungu uyo...pamusha panga hapaitwe mashura akadai
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 6 месяцев назад
Aah anedzungu
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 6 месяцев назад
Nharo dzababa ava ndedzemuroyi
@tamiranashemupinda6469
@tamiranashemupinda6469 6 месяцев назад
Saka mukuda kuti abvume nhema
@sammysammy2887
@sammysammy2887 6 месяцев назад
​@@tamiranashemupinda6469 whoever stands their ground atoroya, some people are super stupid
@knowlleedubee3619
@knowlleedubee3619 6 месяцев назад
Taura hako wangu​@@sammysammy2887
@waynemahachi8854
@waynemahachi8854 6 месяцев назад
​@@sammysammy2887exactly! even if someone does not believe it, and doesn't want to be subjected to it ato muroyi. same mentality of that stupid and corrupt headman chigodora
@charleskaguda2686
@charleskaguda2686 5 месяцев назад
Nganga ngadzisiye vanhu vagere zvakanaka. Nhemha dzega dzega apa. Kudyara ruvengo muvanhu. Ngazvipere kunyengedza vanhu. Pasi nazvo.
@user-mz8ql9rc7e
@user-mz8ql9rc7e 6 месяцев назад
Drewmas.imi vanhu Ava.vatsvaki vemari Ngavasiye tsvimbo yavanhu vanoidii ndivo varoyi avo Baba imi rambai nayo vanoda kunoishandisei
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 6 месяцев назад
Hanzi na sabhuku wese atora Edzi yake anongonzi ndini ndiri kumuroya😂
@patpateey2414
@patpateey2414 6 месяцев назад
Imagine edzi inouraya😮
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 6 месяцев назад
Uyo n'anga haana chaanoziva team re feja feja
@LovenessNzenza-du8uc
@LovenessNzenza-du8uc 6 месяцев назад
Family iyi yakaoma musoro
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 6 месяцев назад
Zvisingaite aah vanenge vakabata bata vese
@rheya541
@rheya541 6 месяцев назад
Mazuvano maprogram enyu haana mongo. Chimboendai kunogezeswa kuMadziva kuda mungashavirwe todzekera to being taken to another level.
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂 muri kuitiswa imi 😂😂😂😂
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂
@gracioussinoluma1984
@gracioussinoluma1984 6 месяцев назад
Idzoo n'anga idzii dzinoita hashaa haha
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 6 месяцев назад
Big up baba nyadzisai n'anga idzo dzajaira kumanikidza vanouya nezvinhu mudzimba dzevanhu even nyoka vanouya nadzo voisira vanhu iwe muchawa bvumai kuti manyadziswa majaira kuita zve fake
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 6 месяцев назад
Saka ndiwo musha wa Sabhuku iwoyu ere ummmmmm guys zvosiririsa
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 6 месяцев назад
Yaa; akawandisa maSabhuku ane misha yakadaro muZimbabwe; just like any other ordinary people. But apo hapasi ipo pamba paSabhuku hapo. I think pamba pehama ine urwe hwacho hwaita kuti n'anga dziuye.
@rambochauke710
@rambochauke710 6 месяцев назад
Tibvireipo panoda sekuru Nyangatayana vanopedza dare
@sithabilejuweri9186
@sithabilejuweri9186 6 месяцев назад
N'anga iyi yaizivi basa rayo arikungobvunza vanhu pane kuti ataure zvaanoona aaaaa nhema idzi anoda tasvu uyu haagoni
@brightonmakame2582
@brightonmakame2582 6 месяцев назад
Sabhuku manyama hona jaivhi sando dzenyu sabhuku musadyiwe nembavha idzo
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 5 месяцев назад
Ndakarara ndamuona Kuti tumatsotsi tun'anga utwu
@candile7663
@candile7663 6 месяцев назад
Tun.anga twekupenga utu
@user-vc6vl3jf1f
@user-vc6vl3jf1f 6 месяцев назад
tinoda Tasvu auyee...anopedzerana nasabuku...
@user-zz8hv7wc5h
@user-zz8hv7wc5h 6 месяцев назад
Musavhutsira vanhu amurikuita kumbunyukidza vanhu ucharohwa hamuna P R imi vanhu
@user-nz5ol6vh3k
@user-nz5ol6vh3k 6 месяцев назад
Kamudhara aka kanoda sekuru Tasvu
@JamesM-bz3cl
@JamesM-bz3cl 6 месяцев назад
Yes sure
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 6 месяцев назад
Kanoda kutasvurwa kkk
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 6 месяцев назад
Surprisingly ana Andrew ivava nana karanganda they know kunopedzwa masports bt vanoramba vachitenderedza vanhu
@user-om3cn4xe9m
@user-om3cn4xe9m 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂 mazuvano husabhuku haupindike usina mushonga kwaaaa itai henyu mhiko
@chamumubvaz1691
@chamumubvaz1691 6 месяцев назад
Handirambe kuti Sabhuku akamboita mushonga achiita tsikamutanda nekuti ndiye akazvitaurira ega, but pafeya chaipo judging on this episode ONLY, if I were a member of this family and being present, mbavha idzi dzaipamhanya chete!!!
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 6 месяцев назад
Uyu haana Simba uyu zvinoda Tasvu izvi
@jimjames9305
@jimjames9305 6 месяцев назад
He is right this sabhuku
@pkchims8565
@pkchims8565 6 месяцев назад
Andrew usangokavhe zvin'anga zvisina kana nebasa izvi,kudheererwa nevanhu vese kunge ishe chatibwege
@user-st6dj4ji3q
@user-st6dj4ji3q 6 месяцев назад
Sabhuku vatoyera kare simba ren'anga vakatoona kuti haana simba😂
@patpateey2414
@patpateey2414 6 месяцев назад
Imboridzai ngoma😅😅😅 nxaaa idzi n'anga mapenzi
@mitchelzvoma175
@mitchelzvoma175 6 месяцев назад
Ini hangu, n'anga idzi kwete ndedzenhema asi Sabhuku muroi mumbishi anotoda n'anga dzakasimba ava mhondoro ndokumusha kwangu kune varoi apa ndosabhuku Naka muno pera
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 месяцев назад
Uuuuu Mmmm iyi n,yanga icharohwa iyi munhu wese arikungonzi ane mushonga 😮
@trustmisi
@trustmisi 6 месяцев назад
Drewmas media siyai kna zvaramba zvimwe zvamakutitorera ummm zvkadhakwa
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 месяцев назад
Sabhuku varikutotamba zvekusvotesa chaizvo 😂😂😂😂😂
@batsiraitoronga4773
@batsiraitoronga4773 6 месяцев назад
Varume muroyi anenge atoona kuti vauya havandibate ndosaka kakudherera
@calvinobo9018
@calvinobo9018 6 месяцев назад
Vanoda Rumamiso twuma porofita utwooo
@zimgossipcenter
@zimgossipcenter 6 месяцев назад
Sekuru ava vakadhakwa
@user-ij7jy6wb8h
@user-ij7jy6wb8h 6 месяцев назад
Ava vanoda tasvu kana kanengo.
@user-zl2rz1io6n
@user-zl2rz1io6n 6 месяцев назад
Musazoenzanisa sekuru Gusvi nevamwe ava nxaaa
@user-gy5ds4bk5b
@user-gy5ds4bk5b 6 месяцев назад
Sabhuku anoroya Uyo ndiye apedza Vana mhuri yese afamba anomubata
@TaygenIsley-wb8zm
@TaygenIsley-wb8zm 6 месяцев назад
Idzo imbavha dzemandiriri sekuru gusvi varinani pane matakanana aya
@user-in1ie9mf1k
@user-in1ie9mf1k 6 месяцев назад
Mdara uyo Sabhuku haadi n’anga dze 2 cents uyo anotoda mikono chaiyo
@MelodyHokonya-gq7ne
@MelodyHokonya-gq7ne 6 месяцев назад
Sumudzai musoro mwana anofa uyu tsvskai imwe n'anga inoziva yechokwadi
@jescamataure1504
@jescamataure1504 6 месяцев назад
Hahahahah zvatopera 😂😂
@gerald1mada31
@gerald1mada31 6 месяцев назад
Anhuweee musapedzerwa nguva nevanhu vasina zvavari kuita pls kutowedzera vanhu nhamo izvozvi mombe dzinoenda nevanhu avo Ngwarai kani veduwe Uyo aramba pafare munoitiswa rambai kana muchinyeperwa
@LovenessNzenza-du8uc
@LovenessNzenza-du8uc 6 месяцев назад
Mukoma Andrew mhuri iyi irikutitambisira nguva vanhu ava vakaoma musoro varoyi musha vese
@tashwinclaasen4117
@tashwinclaasen4117 6 месяцев назад
Fake n'anga idzi
@godly4908
@godly4908 6 месяцев назад
Ahaa ava dayi ndiri ini handishande nezvakadayi
@lawrencemutwani8095
@lawrencemutwani8095 6 месяцев назад
Iyi n'anga ndeye kunyepa iyi
@FaithDhori-sw8hu
@FaithDhori-sw8hu 6 месяцев назад
drewmas asi murikushaya n'anga nhy veduwee chiiko ichochi zvisekuru zvakaneta izvi
@talietalie5412
@talietalie5412 6 месяцев назад
Kkkkkkkkkk
@richardmuswavinda1741
@richardmuswavinda1741 6 месяцев назад
Pandangonzwa rwiyo irwo pakuparurwa kwechironga ndabva ndatoziva zvichaitika mberi .
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 6 месяцев назад
Zvoda kumurmiswa zvimadhara izvi
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 5 месяцев назад
Chenjersi n'anga idzi
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 5 месяцев назад
Mukasachenjera vsnhu vemalawi ava vachasiya vsparsdza mhuri nemhuri
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 6 месяцев назад
Im sure ndi Baba veuyo ari kupengawo nekuku. 😂😂vafurirana
@cleofay9346
@cleofay9346 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@user-pp6yv4mg8k
@user-pp6yv4mg8k 6 месяцев назад
Uuuu nharo idzo kuvhara n,anga kudakuti idzumaidziswe
@vimbaimakosa4390
@vimbaimakosa4390 6 месяцев назад
Sabhuku sabhuku sabhuku kkkkkkkkk kwaaa
@maryagneskaingwe6286
@maryagneskaingwe6286 6 месяцев назад
A vaNaneshaba sabuku av ndakatovaonazwangu ne dance racho aaaa zwinoita muroi pakaipa
@sleshoslesjo4515
@sleshoslesjo4515 6 месяцев назад
Kuzvisimbisa kuti vanhu vati haasi kutya kubatwa saka akachena🤣🤗
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 6 месяцев назад
Vaneshasha ma D R C aya varikutipedzera data hapana zviripo
@cdeChirasa
@cdeChirasa 6 месяцев назад
Iyi n'anga ndiyo inonzi n'anga mupovore chin'anga mapundu hachina kusimba chete😂😂😂chimbavha
@faithchitera5948
@faithchitera5948 6 месяцев назад
Mwari chiuyai
@shyleenngwarai8134
@shyleenngwarai8134 6 месяцев назад
Akuna vaprofita.vakadai tsanangurirai vnhu
@ChristopherJavangwe
@ChristopherJavangwe 6 месяцев назад
Matsotsi ayo abvapoo
@user-kb9vx8wr1m
@user-kb9vx8wr1m 6 месяцев назад
Iyo shope iyo ndiyo inonzi torai mari united
@shyleenngwarai8134
@shyleenngwarai8134 6 месяцев назад
Vanoda shamhu maporofita aya ,munombovaonepi nhy vaneshamba
@debbiechikomo-jx1nn
@debbiechikomo-jx1nn 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@SmilingCoastalBeach-lp3es
@SmilingCoastalBeach-lp3es 6 месяцев назад
Vatori venhau imi murikuita Mari neN'anga dzeFake.munofonerai first neN'anga muchidziudza dambudziko riri mumhuri yozosvika iine information yese yotanga kungodzamba dzamba zvenhema.big up kumhuri iyi nekuramba kuitiswa
@richardnyamunda-oy6ec
@richardnyamunda-oy6ec 6 месяцев назад
Zvimwene izvi zvonyeba
@elishamuranda5793
@elishamuranda5793 6 месяцев назад
Kukungoenda kunoona sekuru tasvu Harare kwete movie ramurikuita iyi
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 6 месяцев назад
Anoda sekuru kanhengo uyo ......varoyi vano dheerera guys a otanga kut musaenda kumaporifita anoparadzanisa hama ....heee afa nenguva yamwari moda kufambirey siyanai nezvekufamba izvi apa achiziva hake kut aneyese xaaa ...kwedu zvirikowo izvi vanhu weee
@user-gu2eu3vb8q
@user-gu2eu3vb8q 6 месяцев назад
Haa team iri hpana zvozikanwa nxaaa
@user-by2cj7gd2w
@user-by2cj7gd2w 5 месяцев назад
Ndakuda kutotambawo Ngoma ndizvoo
@juniorjazi7252
@juniorjazi7252 6 месяцев назад
Yooo varikutoidawo tsvimbo iyoyo shame n"anga dzenyu idzi endai mega kkkkkkk
@user-lk6yk4zn4y
@user-lk6yk4zn4y 6 месяцев назад
Inhema sabhuku ndiye apedza vanhu uyo tovaziva vanhu vakadai
@LovenessNzenza-du8uc
@LovenessNzenza-du8uc 6 месяцев назад
Zvakuda sekuru kanengo izvi
@calvinnhutsve4413
@calvinnhutsve4413 6 месяцев назад
Machawa here kana kuti inanga idzi. Varikudyira vanhu pfuma
@edmoretamanikwa1554
@edmoretamanikwa1554 6 месяцев назад
Drewmas payakakoniwa maisafanira kuunza ana sekuru ava paye paitaurwa nyaya mambo varipo.Zvakuita kunge ana sekuru vakanga vaonera chi card.Even now handisi kuvatemba bcoz varikuita kunge vakanzwira kusara kwe tsvimbo yavaburitsa chete
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 6 месяцев назад
Mhoroi kubva paCapa
Далее
MHONDORO............SABHUKU MADZIVA VOTIZA DARE
1:36:14
CHIRUMANZII FINAL....  VORIPA NGOZI
21:59
Просмотров 5 тыс.
НАША НАСЫЩЕННАЯ ПОЕЗДКА В КИТАЙ
1:32:55
CHIRUMHANZU.....[PART 2] MAURAIRWO AKAITWA MUFI
42:25
SEKURU GUSVI VODZINGWA KWAMADZIWA- MHONDORO
1:15:00
Просмотров 47 тыс.
Nyaya Yadzoka Mudare Matsotsi Abatwa Chief  Mutasa
1:05:39