Тёмный

DOMBOSHAVA 6.......SABHUKU HAVANA KUCHENA VANE TSVIMBO YEKUURAYISA VANHU 

Drewmas Media
Подписаться 227 тыс.
Просмотров 114 тыс.
50% 1

GOGO MAGUMBO VOVHENEKA SABHUKU

Опубликовано:

 

10 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 717   
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Год назад
Yeeee Gogo is back💃💃💃💃💃💃💃💃💃sweet voice Gogo,,, haaaaa masports anotopera chete naMchembere...chokwadi Tumai kupeeeeenyaaa💃💃💃💃
@primrosenhira9434
@primrosenhira9434 Год назад
Gogo vanofamba pore pore zvavo coz dai vakangosvika nekubata nyoka mhuri yanga yakasungwa yaingoramba yakasungwa isina kusunungurwa stage by stage tosvika chete wl done Drewmas
@miriammuterere6506
@miriammuterere6506 Год назад
Ichokwadiii ichocho
@nancychlomai6743
@nancychlomai6743 Год назад
Ndochokwad kwet kumhanyira zvirimberi vnhu vchisar vachirwar vasin kusunungurika
@alicechigwaza2016
@alicechigwaza2016 Год назад
Tru
@liliansamson3761
@liliansamson3761 Год назад
Nyoka hamuione because inoonekwa nemuridzi wayo ende kuiuuraya makutouraya sekuru ava..problem vanhu murikuda kungoona nyoka chete..inga vataura kuti havaite zvemapipi wani..let her do basa digging kubva kumidzi ndochaiko
@doricahmarevanhema4388
@doricahmarevanhema4388 Год назад
Mbuya vanenge gogo vakazvinakira face zvese ne voice👌🔥👏
@rumbidzaijinjika4649
@rumbidzaijinjika4649 Год назад
Mhuri iyi ndaifarira. Inekakubatana kandada so. Dai mhuri dzose dzakadai nyika yanga dziri ka. Pamberi ne chivanhu.
@leechimbi3047
@leechimbi3047 Год назад
i also wish to meet gogo Magumbo rimwe zuva, vane donhodzo reupenyu
@sophiamarufu5064
@sophiamarufu5064 Год назад
Sekuru taurai chokwadi musunungurwe nevedzinza renyu
@taiziveipaganga2437
@taiziveipaganga2437 Год назад
Gogo munonyatsotsanangura chaiko.well done
@giftpwanyes3596
@giftpwanyes3596 Год назад
Thanx Drew murikuratidza mhuri ye Zimbabwe 🇿🇼 kuti hurombwa hwakaipa hama dzangu
@melisachirwa2675
@melisachirwa2675 Год назад
Nyoka haioneki ne maziso uye ne munhu wese wese ya spiritual inga yanzwika wani,uye kuurayiwa kwayo ivo baba avo vanofawo nkti chinhu one nenyoka zvakuda vano hwisisa nyaya dze matare kwete mapipi
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 Год назад
azviko wangu chinhu chinobatwa chibude pachena
@Loh_Manex7915
@Loh_Manex7915 Год назад
Eish gogo vanotaura saMai tt.
@dulseniachina5013
@dulseniachina5013 Год назад
Kkkk K Ufunge nhai so sweet voice mbuyava
@lillysham3395
@lillysham3395 Год назад
😂
@knowledgetichagwa
@knowledgetichagwa Год назад
Ndivo ndivo ndosaka vati havadi kubuda vanoziva kuti munoti I skit kkk vakushandira
@eunicedangare8568
@eunicedangare8568 Год назад
🤣🤣🤣🤣
@blessingchikwaya9845
@blessingchikwaya9845 Год назад
Maita basa gogo madzoka thank you drewmas once again ndanga ndakangomirira 6
@emilianono3713
@emilianono3713 Год назад
Gogo magumbo ndinovada havamhanye asi vanobata basa stage by stage sando dzenyu gogo
@joycemutara8990
@joycemutara8990 Год назад
Drewmas you did it well done Tanga tingori pawaiting
@matthewkupe6934
@matthewkupe6934 Год назад
Toda kuona face yagogo ndsvabude pachena
@jefiasmukuze7344
@jefiasmukuze7344 Год назад
Thank you gogo batsirai mhuri iyi shuwa
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 Год назад
Ini hangu ndongofarira voice ragogo chete nyangwe vakatadza kubata nyoka ndongovati vanogona
@joycemutara8990
@joycemutara8990 Год назад
Love you gogo for coming back thanks gogo
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 Год назад
Gogo Havana zvavanozivawo endai munotora sekuru Tasvu muone kuti nyoka nezvidhoma hazvibatwe here apo, mukuita zvekutamba imi.
@cloverkanengoni7650
@cloverkanengoni7650 Год назад
Vanototya kuuya idzi inyaya dzikuzivikanwa kaa not dzavanongokupai musingaziv kt zvabvepi
@apostle.m.mugadza4263
@apostle.m.mugadza4263 Год назад
Nyoka haizowonekwa it's a spiritual. but Damburai connection yavo nenyoka chete musha wochenurwa .Hama neshamwari vofara .
@matchmorekalizi7635
@matchmorekalizi7635 Год назад
Gogo vane voice vanogona kuimba💕
@annyzinzombe9865
@annyzinzombe9865 Год назад
Nyoka mainzwa here guys ndevemashuwa gogo ava kana sekuru vakataura vega nemuromo wavo kosabhuku nemuninina wavo twumadhara utwu hapana mutsvene
@chinaketv
@chinaketv Год назад
Ndevema sure how iyo nyoka yadaidzwa nemuridzi gogo vari panze
@samuelnyikahadzoi5701
@samuelnyikahadzoi5701 Год назад
Haaaaa...mbuya vava kurebesa nyaya vachidenha zvakawanda-wanda and it seems nyaya chaiyo yanzwengwa. Otherwise togona kuvaisa mu same bracket naMadzababa veGuruve
@petechinake6193
@petechinake6193 Год назад
Haaa gogo avoo vamunoti nyanga avo hagone avo vanowanza nhoroondo chete avo havabate nyoka avooo
@maxchixk7355
@maxchixk7355 Год назад
Mr Neshamba show us gogo's face. We want to match the talented voice to the person. She is an absolute beauty listening to. God gifted in dealing with people. She can be a manager of any big organisation and can make it.
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Год назад
Vakati havadi kubudiswa pacamera
@sithembilemaruva410
@sithembilemaruva410 Год назад
Havade kubudiswa pacamera
@mekong7529
@mekong7529 Год назад
she sounds like a pombi.
@PaloSant
@PaloSant Год назад
Hanzi I'm not here to market myself saka handidi kuonekwa paCamera
@elizabethmujuru2733
@elizabethmujuru2733 Год назад
Gogo ngavashande nasabhuku vangapedza vanhu
@sandrampofu1755
@sandrampofu1755 Год назад
I’m happyMadzimai is back to save this family 😢
@kudzaishemunakandafa8810
@kudzaishemunakandafa8810 Год назад
Ndigogo kwete madximai
@eunicenguluvenicesong4170
@eunicenguluvenicesong4170 Год назад
Gogo ngavayite basa ndinovadawo ndebhudhi vanorwarwa
@Olcool
@Olcool Год назад
Nyoka haife yakabatwa ichioneka nemaziso. Its spiritual and hapana achaiona. Kana yangobvisa ichabviswa spiritual chete
@chinaketv
@chinaketv Год назад
Hatisi kuramba but gogo vadii kushedza pane kuti munhu sheedza wega yey vari ivo vauya kuzogadzir
@Olcool
@Olcool Год назад
@@chinaketv mashandiro anosiyana wangu. Kana mada vanosheedza torai vemapipi vanouya nenyoka dzavo. Iko kuri kuda kuona nyoka here imi vanhu
@sharonmazhura3575
@sharonmazhura3575 Год назад
Ambuya ava vakapenga shuwa
@noxcyshortman7039
@noxcyshortman7039 Год назад
Thank gogo mabvuma kudzoka kunobatsira mhuri iyi
@rejoiceenock48
@rejoiceenock48 Год назад
Family iyi ihombe bt madhara Acho hapana mutete weumwe haa🙌
@gingerwingerful
@gingerwingerful Год назад
Umwe neumwe ha akasenga
@tafadzwatapeza7840
@tafadzwatapeza7840 Год назад
True that this family ine madhara akawanda chaizvo of which madhara acho isvinu dzese hadzo
@charlestongara7974
@charlestongara7974 Месяц назад
asi hanzi sekuru avoo havana kuenda kuskul wani,handwriting iyo yakanaka wena
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 Год назад
Mkadzi wamunoti gogo uyu ngaarege kubatabata zvakawanda nyaya ndeyekubatsira sekuru venyoka ngaabatenyoka zvetsvimbo izvi second chapter
@loicevavi2968
@loicevavi2968 Год назад
Uuuuugh ndambotanga ndichateerera mbuya ava ndakutoona kunhu ndakuenderera manje nekutadzira musiki
@memorygoche2574
@memorygoche2574 Год назад
Thank u gogo nemoyo wenyu murefu
@mufaromagara4391
@mufaromagara4391 Год назад
Zimbabwe yakatakura sure 🙌🙌
@talentchibaya4302
@talentchibaya4302 Год назад
Gogo ngava ite nyaya yenyoka chete kwete yasabuku yato imwe nyaya plus gogo vari kuwanza nhorondo kwekupedzisira hatisi kuwana answer and nyoka yakufanira kuti ichibatwa mhuri iyo nguva yareba vakaungana vakufanira kuti vabatsirikane vakwanise kuita zvinotevera Ndatenda hangu
@nickywulffen552
@nickywulffen552 Год назад
Ndaindzwa and ndikandzwa hana yangu kurova
@tanatswa9458
@tanatswa9458 Год назад
Thank you Drewmas media for taking us to another level. Thank you gogo for coming back.
@libtychaka5726
@libtychaka5726 Год назад
Democracy took place allowing fack Madzibaba. Madzibaba vakati vanoda 10mins chete asi almost gone over 35mins. Inside that 35mins zvipfeko zvaka paradzwa, Chino fadza madzibaba vakazo rarama neburi retsono
@tanatswa9458
@tanatswa9458 Год назад
@@libtychaka5726 can you imagine
@libtychaka5726
@libtychaka5726 Год назад
A brave useless man
@petrostavengwa6279
@petrostavengwa6279 Год назад
Ko jacket harisiriro here rakatsva rakapfekwa namdara shown
@libtychaka5726
@libtychaka5726 Год назад
@@petrostavengwa6279 Pane akatsva aye handifunge kuti pane richa dzoka baba
@shapilondava4591
@shapilondava4591 Год назад
Vaneshamba tipeiwo #dza Gogo keep op the good wrks
@mpadare7
@mpadare7 Год назад
Gogo basa varikugona havo but nhoroondo dzawanda people will loose interest and begin to doubt. Dai vachingoita zvinopera
@mpadare7
@mpadare7 Год назад
@@giftmakina167 taura hako, everyday vanoenda kunoita nyaya vachingotanga zvitsva everyday but kubatsira vanhu hapana
@beehrsolutions9315
@beehrsolutions9315 Год назад
Haaaa hapana zviripo. Vagwambiswa nasekuru vane jacket reblue gogo ava. Haaaa hapana zviripo gogo ava.
@mpadare7
@mpadare7 Год назад
@@beehrsolutions9315 munhu anogona basa haapedzere vanhu nguva zvavari kuita izvo
@tandaibwanya6852
@tandaibwanya6852 Год назад
Haunyepi nhorondo dzekare dzinebasarei tsveeee kuyambutsa vanhu problem yavainavo kungo dzokera kumashure chete these pple they need solution zvehistory izvo ndezve kupenga nhai drewmas media endesai mhuri iyi kwasekuru tasvu mhani he don't waste pples time.
@merlinbingudza2804
@merlinbingudza2804 Год назад
Nhoroondo dzinowandisavo pana mbuya ava havazvigoni izvii
@iceechips6468
@iceechips6468 Год назад
I love Gogo's laugh... Reminds me of my late girlfriend.
@annahloicemafunga4642
@annahloicemafunga4642 Год назад
Aaaaaaaaahhh Jesu kkkkkkkkkkkk old girifurendi kkkkkk ndachema zvangu nhasi
@annahloicemafunga4642
@annahloicemafunga4642 Год назад
Zvakaomawo zvapano mandibayaa lkkkkkkkkkk old girifurendi kkkkkklkkkkkkkllkkkmmkm
@cleofay9346
@cleofay9346 Год назад
Aikaka🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@bleemoyo5976
@bleemoyo5976 Год назад
Handizivi hangu zvinosekesa here wati my late girlfriend kureva akatotisiya ka
@annahloicemafunga4642
@annahloicemafunga4642 Год назад
Aaaa imi kana gogo vacho vakazviona kana kuzvinzwa kana ndimiwo aaaa
@leeroyndlovu9286
@leeroyndlovu9286 Год назад
Haaaaaa zvaratova Drama nhy , Tichatosvika kuEpisode 12 chaiko
@faithcharewa1228
@faithcharewa1228 Год назад
Mainzwa here guys ichiuya ahaa anogona mukadzi uyu
@lookout1234
@lookout1234 Год назад
gogo ava vanoita sevanobhadharwa pazuva nekut marebesero avanoita sandi emnhu anoitira mahara
@josephlupiya6626
@josephlupiya6626 Год назад
Tautahako haaaaa too much
@nokutendaroyal3308
@nokutendaroyal3308 Год назад
vakauya one day kkkkkk its for views
@lookout1234
@lookout1234 Год назад
@@nokutendaroyal3308 maya maday akawanda ayo tarisa zvakapfekwa nevanhu ksyana
@pamelahwenga
@pamelahwenga Год назад
Taurai henyu aaaaa zvanyanya
@PaloSant
@PaloSant Год назад
Havasi kubhadharwa nefamily iyi. Vakavaitira mahara
@mphoomlilo4882
@mphoomlilo4882 Год назад
Amen amen drewmas media batai basa
@cathymakoni7114
@cathymakoni7114 Год назад
Gogo ndizvo kwete Vaya vemapipi thank you mkoma Andrew for taking us to another level mhuri iyi isunungurwe panenyaya apa nyoka ndainzwawo sure
@lesleyruswa6095
@lesleyruswa6095 Год назад
Gogo vanoziva basa ravo wow
@christinemuzondo5041
@christinemuzondo5041 Год назад
Drewmas media thank u.madzosa gogo.gogo endererai mberi tinokutendai nekudzoka batsirai mhuri iyi gogo pliz
@sibongilemashesha2667
@sibongilemashesha2667 Год назад
Vakaranwa risati rapiswa kkk
@tracykume9689
@tracykume9689 Год назад
Gogo variku. Ngoti iyinyaya bate tsve bate tsve uum zvenyoka vaita mutete
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 Год назад
Haaa gogo matare vanoita asi ummm vaita mutete
@akadee8355
@akadee8355 Год назад
Kule yacho itori funniest inokanda tuma statement 😂😂😂 thank u gogo nekudzoka
@maideitakawira3531
@maideitakawira3531 Год назад
🤣🤣🤣🤣🤣wavanzwa hr khule hanzi iyo yauya mainzwaka bataikaa kkkkkkkk pavanga vakurara hanzi Ini ndakutokotsira zvekuendaa chaizvoo 🤣🤣🤣🤣🤣
@graceparadza5143
@graceparadza5143 Год назад
Kkkk kwai rega ndirare manje manje ndinenge ndatove somewhre 😂😂
@romeogondo4440
@romeogondo4440 Год назад
Kkkkkkkkk
@brendaziyenge9182
@brendaziyenge9182 Год назад
Problem vanhu vanoda kuona nyoka vogutsikana kuti dambudziko ropera asi ari mapipi anotwa nevanhu pane confession yandakanzwa mumwe muporofita achiti ndikasvika padambudziko rinenge richinzi mumusha mune nyoka tsvimbo yangu yandaifamba nayo ndiyo yaichinja kuita nyoka vanhu vototi pabatwa basa🙌🙌🙌
@amandasibanda5552
@amandasibanda5552 Год назад
Thank yu gogo for coming back kumhuri iyi
@dulseniachina5013
@dulseniachina5013 Год назад
Kuva muzukuru Kwakaoma
@petechinake6193
@petechinake6193 Год назад
Anonyepa mukadzi uyoo zvinhu. Zvake ndezve kubatanidza batanidza
@beautyshonhiwa2408
@beautyshonhiwa2408 Год назад
Ende unotaura chokwadi iwe hako unoziva chokwadi
@merlinbingudza2804
@merlinbingudza2804 Год назад
Ndakazvionavo apa hapana chavanogona mbuya ava kungohwereketa too much
@mishydhliwayo6375
@mishydhliwayo6375 Год назад
Gogo kana makonewa kbata nyoka siyai vanogona vaite musawanza munamato sadza richipora ,how many days muchingouya ,,,aaa taneta isu
@jescawaya
@jescawaya Год назад
😂😂😂taneta zveshuwa kkkkkk
@merlinbingudza2804
@merlinbingudza2804 Год назад
Vazvikonewa ava van'anga
@cloverkanengoni7650
@cloverkanengoni7650 Год назад
Vanhu vari kuti madii kutora sekuru tasvu munoti avana kuudzwa here iyi inyaya yakauya pamhepo saka vakawanda avaendi coz nfopanobuda chokwadi vamuri kt vadanwe maziva sei kuti vanogona coz nyaya dzavo dzavanoita dzinongotangira kwavari tinoziva sei kana dziri dzechokwadi. Vamwe vamukutaura vanoda mari itai konde konde mubhadhare mari dzinodiwa vadanwe tione
@truthhurts4100
@truthhurts4100 Год назад
Apa mareva chokwadi.Munhu anobuda nevanhu vake nematambudzo avanotiudza, zvisina humbowo akutonzi anogona. Kana vachigona iyoka nyaya isinawo kutangira kwavari ngavaende tiwone.
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Год назад
Vakaramba sekuru tasvu
@user-fj6qz3ez5m
@user-fj6qz3ez5m 10 месяцев назад
Voice ragogo rinotaura zvakawanda luv u gogo
@faith296
@faith296 Год назад
Nyoka yakabatwa hr
@preciouskofi5782
@preciouskofi5782 Год назад
Gogo's voice hey ndaridza muridzo, very calm but powerful mazvita gogo nekudzoka mudare
@zimbabwenaturalherbsredemy3221
Vanonzani pa Facebook
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em 3 месяца назад
Tirikuda kuona n"anga irikutaura irikuhwandeyi asi ifake.
@shareenjack8878
@shareenjack8878 Год назад
Dreamas you are number 1 taking us to another level
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 Год назад
Gogo vakatotengeserwa nyoka nasekuru here zvavakubata batatsvimbo dzavanhu
@lisapeters5114
@lisapeters5114 Год назад
Gogo ngavagadzirise chinhu one. Toziwa kuti ichi vagona vapedza.
@oniascharambira2711
@oniascharambira2711 Год назад
Gogo avo kumberi ngavarambe vakadaro
@majachanigodfrey
@majachanigodfrey Год назад
Gogo havana simba ngavangobata nyoka
@anniemunofa7882
@anniemunofa7882 Год назад
Mdara akudada nehuroyi hwake uyu arikuitisa vanhu uyo chimbomusekererai muone munepera imi
@talentmakina3994
@talentmakina3994 Год назад
Gogo sando nyoka ndainzwa
@tinotendataka7844
@tinotendataka7844 Год назад
Data pliz zvinhu zvacho ave madramma chaiwo
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 Год назад
ndezvemudzimba episode 2
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 Год назад
Haa nyoka iripo here kanakuti drama
@memoriesmadoda
@memoriesmadoda Год назад
Vhunza hako
@Erube-pr7bb
@Erube-pr7bb 8 месяцев назад
Ummm ndigogo vapi avo vanoziva mwari
@sylvestert7490
@sylvestert7490 Год назад
Please please musaparadzanise hama ne fembera fembera irikuitwa iyi
@mishydhliwayo6375
@mishydhliwayo6375 Год назад
Nhau yatoda kubviswa kwenyoka chete
@sylvestert7490
@sylvestert7490 Год назад
@@mishydhliwayo6375 do you know how many people have have been to that family claiming kuti vanobvisa nyoka and only left family divided?. Dremas haidi kubvunza opinion from bible believing Christians. Their prejudice is influencing things. Kumazoe kwakanyura mapositori nekumusami fire same confusion
@NoxichitovaGorimbo
@NoxichitovaGorimbo 3 месяца назад
Chirungu mochihwanza bambo muchiona vachibvuma vega
@sylvestert7490
@sylvestert7490 3 месяца назад
@@NoxichitovaGorimbo don't be too simplistic. Can't you see manipulative tendencies here
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 Год назад
Mhuri yakakura iyi ndinoshuwira kuti dai kwedu takawandawo kudai
@abigailnyakonda2332
@abigailnyakonda2332 Год назад
Thank yu gogo nebasa chenesai musha
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 Год назад
Ini hangu everything it's just drama mwari batsirayi mhuri ye zimbabwe gogo ava ini hangu hapana zvandirikuona zvine musoro
@maideitakawira3531
@maideitakawira3531 Год назад
Aiwa nyoka yauya tainzwa kufamba kwayo chokwadi..gogo vanogona basa avo batsirai Sekuru avo please
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Год назад
thanks Drewmas nebasa ramuri kuita kuyedza kubatatsira mhuri iyi rambai makadaro
@sosanamkandla8288
@sosanamkandla8288 Год назад
Maita basa gogo maita moyo munyoro
@witnesschivhiya252
@witnesschivhiya252 Год назад
Yeah
@luciagomo2823
@luciagomo2823 Год назад
Ambuya avo havana chavanogona varikuda vanhu vatsanangure kunze kwekuti vabate zvinhu
@PaloSant
@PaloSant Год назад
Munoshora nekuti hanuzive. Majaira matsikamutanda eFake or kunyeperwa. Vanhu vanoita matare zvakasiyana and hazvirevi kuti munoona chinhu physically icho chiri spiritual. Vanhu vanogona kudzura chinhu pamunhu ndevave vane shavi rebveni and rinotodzura rega. Mashavi ebveni mashoma vanhu vanawo havabatike zvekumhanya. Musazonyeperwa nevanoti tinobata tinobata
@libertyunganai6662
@libertyunganai6662 Год назад
Kana zvisina Jesu weNazaretha zvese zvirikuitwa mafunnies. No other name can set us free except the NAME OF JESUS. Gogo neDrewmas Media neComment section huyai kuna Jesu.
@trustmatizanadzo9585
@trustmatizanadzo9585 Год назад
Amen amen
@chenaimatogo3687
@chenaimatogo3687 Год назад
Ndakazvitaura ini kt nyoka haionekwi nenyama kumweya ndokune basa vanhu kuunganira kungonzwao nhoroondo
@cathrinekwarambamajore4276
@cathrinekwarambamajore4276 Год назад
Gogo ndivo vakatumwa kuzopedza dambudziko mumusha umu ...itai basa gogo musha uyu usunungurwe
@shareenjack8878
@shareenjack8878 Год назад
Pfeee muEpisode 7 chatiri kuda kusunungurwa mmmm sabhuku vakarema
@barbrachikomboya7883
@barbrachikomboya7883 Год назад
Sabhuku ane nyaya ngaashandwe naye gogo wish to meet you one day
@Erube-pr7bb
@Erube-pr7bb 8 месяцев назад
Gogo ndevekupi ava
@tkg3085
@tkg3085 Год назад
Ndaona rwuoko rwaGogo
@josephlupiya6626
@josephlupiya6626 Год назад
Mbuya avajapana hapanaa mmmmmm kupedzerwa data maharaa
@naumezacharia1561
@naumezacharia1561 Год назад
Ko kabhache kasekuru akoo handiko kakapiswa nemupositori wemapipi uya hr
@ChipoManhando
@ChipoManhando 9 месяцев назад
Pamberi naGogo ndavafarira
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Год назад
Musha wakatakura kurema uyu ndapa kutenda...nyoka yauya zveshuwa sound yanzwikwa inototyisa
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 Год назад
Imika imi nyoka ipi yamaona dai mainzwisisa science you wld understand kuti it's all rubbish
@maideitakawira3531
@maideitakawira3531 Год назад
Nyoka tainzwa zveshuwa ende patoita sound yekufambwa pamusoro Pemba vachazviramba Zvazvavo izvo
@beaularguya-yt2gu
@beaularguya-yt2gu Год назад
Sekuru nyanya avo nyaya dzose vanadzo ngavasunungure mhuri
@gracehavazvidi7962
@gracehavazvidi7962 Год назад
Yakabatwa here nyoka
@emsonmuson3465
@emsonmuson3465 Год назад
Makadii mukoma Neshamba ndokumbira #dza gogo
@trishmandeya7150
@trishmandeya7150 Год назад
Ko nyoka ngaibudekaa nhayi gogo
@oniascharambira2711
@oniascharambira2711 Год назад
Haaaaa iyo havaibate inyaya chete
@faithmurwira7479
@faithmurwira7479 Год назад
Nhai gogo tovawanawo kupiko tibatsirwewo
@yvonnezondani6090
@yvonnezondani6090 Год назад
Juzi harisi imi riya raiva pink yakati bhaa
@maikamonera3056
@maikamonera3056 Год назад
Eye tiudzeyi zvejuzi iri tatove ne confusing
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 8 месяцев назад
Pane akazowanawo #dza gogo ava here?
@marianmuzivei9813
@marianmuzivei9813 Год назад
Jacket rina skru harisi rekupiswa hre nemashura boys
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 Год назад
Nhai zvako ka kkkk
@edwardmoyo
@edwardmoyo Год назад
Ndiro, we need explanation there kkkkk
@precioustafirei7394
@precioustafirei7394 Год назад
Hapana kujeka apa tikutambiswa 10 note
@carolinechingosho5457
@carolinechingosho5457 Год назад
Taura hako ko razobvepi isu takaona richibvira
@tatendachibira9372
@tatendachibira9372 Год назад
Àaaah ndazvionawo ini ummm vanhu here ava vanotyisa ava
@eddiechikoto1011
@eddiechikoto1011 Год назад
Guys nyoka mainzwawo here yauya pamusoro pemba and sound yaichibuda apo irikutaridza kuti nyoka iyi yakakura kwete zvekutamba
@linetymabika9807
@linetymabika9807 Год назад
Drewmas wedzerai kutenga ma 🎤 enyu zvimwe hatizvinzwi
@user-ur7qm9ng7y
@user-ur7qm9ng7y 10 месяцев назад
Ngozi haiperi nekuripwa here izvi zvematombo kuvhara ngozi ka uku ummmm help me I'm lost.
@sibomhone7316
@sibomhone7316 Год назад
Dedzai sekuru tasvu or sekuru kanengo,gogo varikutya nyoka vaita mutete
@tracychipendo7066
@tracychipendo7066 Год назад
Hakuna zvakadero chero iye madzimai asabvudze zvisinabsa anobvunzwa vakafa unovadini
@felistasmurapa7183
@felistasmurapa7183 Год назад
Drewmas media taking us to another level
@keresenciazivanai6467
@keresenciazivanai6467 Год назад
That's gogo
@kumbulanimudubi4956
@kumbulanimudubi4956 Год назад
hapana zvirikumboitwa apo gogo varikupedzera vanhu nguva.we love u guys drewmas media but tsvagai vanhu vanopedza masports vana Tasvu.ZVIBVUNZEI KUTI SEI VANHU VAKAWANDA VARIKUNGOTI SEKURU TASVU
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 Год назад
vanotivanoita zvemapipi
Далее
MHONDORO............SABHUKU MADZIVA VOTIZA DARE
1:36:14
Вопрос Ребром - Булкин
59:32
Просмотров 683 тыс.
Что думаете?
00:54
Просмотров 560 тыс.
MT DARWIN........... AKAITA BONDE NECHITUNHA
1:10:56
Просмотров 109 тыс.
DOMBOSHAVA 4  ------ HONDO YEKUBATWA KWENYOKA YATANGA
42:15