@Drewmas Media....please please we beg you ,nyaya yemwana wekushaikwa yavapapi at this moment .Can you make it a priority tiwane closure kuti mwana uya akaenda kupi . I believe everyone arikuda kutozivawo kuti zvakafamba cei mwana achiri mupenyu here ...we have a lot of an unanswered questions.
Makunakuna kutadzira vadzimu naMwari. Saka kuripa kuchenesa nyika nyangwe Munun’una aka firwa nemwana aka kanganisa dunhu.Handiwone mukoma kuti aripwe mombe kana achiziva kuti munu’na akanga ari paku shushikana neku firwa nemwana. Mbudzi kana huku ndomuripo waifanirwa kuwana sezvo pari paukama.Munin’na ano fanira kuita KANDA NDIKUKANDEWO (go back to sender)vowona kuti zvinopera seyi.