Тёмный
No video :(

Mukomana akapisa imba yatete vake mushure mekunge mwana wake afa, Kuti angava aivapumha huroyi? 

Destiny TV
Подписаться 83 тыс.
Просмотров 18 тыс.
50% 1

Mukomana akapisa imba yatete vake mushure mekunge mwana wake afa, Kuti angava aivapumha huroyi?

Опубликовано:

 

5 ноя 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 58   
@tinomzeni420
@tinomzeni420 9 месяцев назад
Zvinoratidza kuti amai ava vanoudza mwana wavo kuti tete muroyi zviripachena varikutomureverera
@shupichimedza7218
@shupichimedza7218 9 месяцев назад
Mwana uyu since anga ari muhombe kudaro maShoulder ake akaita stuck (Shoulder dystocia) Recommendations yebig babies Caesarean Section.
@user-kz6cf4qx1f
@user-kz6cf4qx1f 9 месяцев назад
Ko why munhu ane 5,9kgs anzi amirire kupinda mulabour.Handiti aifanirwa ku refeyiwa oitwa ceaser yake.That baby could have been saved.
@marblejori3569
@marblejori3569 9 месяцев назад
Good morning Aunty Stella . Thank you for your programme . You are such a humble woman . The way you dress it shows dignity . Keep up Aunty
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 9 месяцев назад
That's very true, you can say that again and again hama.
@edgarblessednhokwara9690
@edgarblessednhokwara9690 9 месяцев назад
I grew up with Micah..we went to school together ..his problems started when he joined zvigure
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 9 месяцев назад
Yowee inga zvakaoma
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 9 месяцев назад
So I think joining zvigure contributed to such behaviour.
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 6 месяцев назад
Pamwe ndozvakauraya Mwana zvigure
@eddiemudzingwa9532
@eddiemudzingwa9532 9 месяцев назад
Tete Stellah, the way you ask the questions is excellent. You are the best and very calm
@wadzanaimukize9510
@wadzanaimukize9510 9 месяцев назад
That boy is danger to the society akadzoka anovatema nedemo chairo
@user-df2tk2lu8f
@user-df2tk2lu8f 9 месяцев назад
Thank you Destiny T.V. May you pls realign your central logo so that we can view the faces of pple clearly!
@user-yl7td5if2c
@user-yl7td5if2c 9 месяцев назад
Mmmm zvakaoma this one l can't judge because taida kuziva wo side ratete plus fut Mai vemukomana nezvataura nasabhuku there is a big difference, amai vane zvavarikuita havo
@tmatz6467
@tmatz6467 9 месяцев назад
Arson is treated very seriously and carries a prison sentence. Young man will rot in prison obuda mkadzi atorwa nemunhu arinani.
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 9 месяцев назад
Imi mai ndimi makatunhidza mwana wenyu kupisa msha watete nhasi ava ku jeri moti dai tataurirana ngaadzidziswe hunhu kujeriko .And according to sabhuku mwana akaipa.
@ishmaelmudare2487
@ishmaelmudare2487 9 месяцев назад
Nyaya dzekupumhana huroyi dzakanyanya mu Zimbabwe , mwana akanonokerwa because of our poor health delivery system , this baby could have been saved by doing caesarean section
@user-pg4yu8ej4g
@user-pg4yu8ej4g 9 месяцев назад
Taura hako dai akakurumidzirwa ikuitwa oppo
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 9 месяцев назад
Aaaaa xaaa saka amai vemwana varikurwverera mwana wavo asi iye ane record yakashata kudaro shuwa ngavasadaro benzi remai ndavatsamwira amai ava kabenzi
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 9 месяцев назад
Ngagareko vanojayira Vana vehamunzvadzi Kuti kana Tete vadzoka pamusha zvonzi wamuroyi ngapihwe life chayiyo Kuti vadzidze
@shebs2207
@shebs2207 9 месяцев назад
2 years atonzwirwa tsitsi kupisa imba imhosva hombe 10yrs zvichidzika
@monicaaustine1226
@monicaaustine1226 9 месяцев назад
Please remove the logo that is blocking the people's faces and place it in one of the corners.
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 9 месяцев назад
Tete stella and tete tilder ndovana tete vari down to.earth. bless u guy's
@user-vo4zx1nk7f
@user-vo4zx1nk7f 9 месяцев назад
Set up ye Destiny tv yakandinakira hangu munogona basa renyu
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 9 месяцев назад
Aunt Stella to the fullest
@abigailsaunyama5060
@abigailsaunyama5060 9 месяцев назад
Iyi imhosva ka5 years after kubvisirwa 5 dzako unadzo unehutsinye amai vako taking sides,Amai imi musaudze vana mashoko shoko rikabuda mukanwa maamai mwana anochengetedza ,Makamuti tete muroyi chete imi amai so mwana akati tete ndomuroyi vroya mhuri yangu
@user-qj9qb7rb1f
@user-qj9qb7rb1f 9 месяцев назад
akambopisirei imba yatete amai musasapote mwana kana ari wrong
@charity6629
@charity6629 9 месяцев назад
Anga akarohwa nedombo uyo
@nomsamapiravana
@nomsamapiravana 8 месяцев назад
Amai vemwana komana varikureerera mwana Waco,akatadza
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 9 месяцев назад
Chasara kuti azopisira mai vake imba vachimusupporter
@flossym2000
@flossym2000 9 месяцев назад
Mukomana after 2 yrs anodzoka ava bhoo aendeswa ku rehab, amai vakureverera mwana wavo.
@Fadzai-ns4px
@Fadzai-ns4px 8 месяцев назад
Wodiiko veduwee kana wakabereka tete vaifanira kuregerera
@CarolMaseko
@CarolMaseko 9 месяцев назад
Aaah kumusha kwanguu ukooo
@lydiandhlovu7641
@lydiandhlovu7641 9 месяцев назад
Matauriro amai vemwana zvoratidza kt vanhu ava vagara havanzwisisane Ko kutadza kutarisa kuti chii chatsva Hee cement.yanga yaoma
@nothandomakiwah8165
@nothandomakiwah8165 9 месяцев назад
Mai vanopenga ava
@user-uc9go2xb5c
@user-uc9go2xb5c 9 месяцев назад
Uuuuum zvinorwadza saamai but uum mwana infact akashaisha kupumwa uroyi kunorwadza kana tozogara zvedu uye ukaguta doro riregere
@MilliciousyNails
@MilliciousyNails 9 месяцев назад
Mai Ava she is very wrong vairegerera mwana wavo achiita zve hubenzi vanomureverera but he is wrong ngagare ku jail he must stay there for good
@sandraedward7454
@sandraedward7454 9 месяцев назад
Hesi sis Stella
@user-jr4vg1xv2t
@user-jr4vg1xv2t 9 месяцев назад
Yaaa, I can't judge hangu nyaya dzemumhuri. BUT muroora on antenatal visits and scan aiudzwa kuti mwan is big , aitoda hospital delivery in case ceaser yaizodiwa but they ignored kwakuzoenda ku clinic late, ndokuzononokerwawo kuwana ambulance. Dai vakamboteedzera zvavainge vaudzwa.
@Achifedza
@Achifedza 9 месяцев назад
I think you don’t know our healthcare system really well. Chawora chinhu
@mekong7529
@mekong7529 9 месяцев назад
ichocho chaipa muroora nharo inogona kunge iri mhepo futi, witches are clever
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 9 месяцев назад
@@Achifedza taura hako
@cc35506
@cc35506 9 месяцев назад
​@@mekong7529As long as we keep blaming spiritual hapana kwatinosvika. This lady needed to be hospitalised earlier on achiitwa observation and probably ceasarian. Im sure the baby reached birth weight before full term which is a big red flag. Unfortunately healthcare in Zim is bad and ticharamba tichipumhana hedu.
@tawandamatonga5589
@tawandamatonga5589 9 месяцев назад
zvonetsa anouya akaponda tete asanyepere doro ngambonotwasurwa hunhu kwarikuenda uko
@ganyaz
@ganyaz 9 месяцев назад
Mai imi makawana mubairo vekupembedza mwanakomana venyu zvisina basa , court ipi inoti endai munoregererana , mkadzi werudzii anoita maPlates 2 chete ???
@preciouskofi5782
@preciouskofi5782 9 месяцев назад
Ko dai akapisira vatete Mumba imomo maizotii? Kupisa imba kuuraya mica hamba uzofela igangeni enda kujeri unopararirawo ikoko une moyo wakaipa mese namai vako
@jenniferndlovu-pn1dw
@jenniferndlovu-pn1dw 9 месяцев назад
Mukomana uyu ngaapike 2yrs dzake atori nedzimwe nyaya behind dai akatopiwa 20yrs anehutsinye
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 9 месяцев назад
Kti tete wa meregerere pakaoma nokti boys idzi dzikamwa ma drugs unouya akauraya tete awa becarefull ma drugs munhu anoita yeseyese
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 9 месяцев назад
Chokwadi ichocho akambovharirwa anouya aita munhu kwaye vakamuregerera anodzokorora futi
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 9 месяцев назад
Amai ava is covering up for her son
@user-zz7vt5no2u
@user-zz7vt5no2u 9 месяцев назад
Muri benzi mai imi akamboipisirei ndimi makamutuma
@abigailsaunyama5060
@abigailsaunyama5060 9 месяцев назад
Amai vakaipa
@norestmuganhu6354
@norestmuganhu6354 9 месяцев назад
Saka ibenzi remunhu ngaamboenda kujail anodzoka ane oder
@user-oo3xx4xz7x
@user-oo3xx4xz7x 9 месяцев назад
Hpenyu mutoro shuwa
@sashamoyo9779
@sashamoyo9779 9 месяцев назад
Mukomana anga asina kunamwa nemukozodo here?
@mablegwiza6452
@mablegwiza6452 9 месяцев назад
Mai avaka
@mekong7529
@mekong7529 9 месяцев назад
Sabhuku haana number dzemaNeighbourhood..... ozoti nhau yakaferefetwa nema CIO 😂 How are these guys elected??? 😂
@tawandamj2421
@tawandamj2421 9 месяцев назад
Sabhuku in most cases are not elected but ndezve mhuri ...
@charity5422
@charity5422 9 месяцев назад
​@@tawandamj2421chokwadi
Далее
Sekuru va Ruth Hwara uyo wekuita kidney failure votaura
10:48
❌Ему повезло больше всех #story
00:41
до/после Знакомо?
00:16
Просмотров 14 тыс.
MHONDORO....... CHITUNHA CHAIROVAROVA BHOKISI
20:38
Просмотров 27 тыс.
DOMBOSHAVA....CHITUNHA CHAKAMHANYA PAMUSORO PEMVURA
51:23