Тёмный

Makore 7 mimba isina kuzvarwa, dumbu rakango zvimba! Kuti zvingave zvemushonga here? Ngatizvinzwirei 

Destiny TV
Подписаться 77 тыс.
Просмотров 40 тыс.
50% 1

Makore 7 mimba isina kuzvarwa, dumbu rakango zvimba! Kuti zvingave zvemushonga here? Ngatizvinzwirei

Опубликовано:

 

28 ноя 2022

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 240   
@mercyg4397
@mercyg4397 Год назад
Dai Sisi ava vamboedzawo kuchivanhu kwaSekuru Tasvu or Sekuru Kanengu. Kuhospital vasarega vanoramba vachienda zvavo, Just incase zvinekushinhirwa sezvo kuine vanhu vanoshinhwa nenzira dzakadai ndokusaka waiti paunenge waenda kwanachiremba vasingaone problem. Makore akawanda kudaro nedambudziko rakadai, uumm zvinorwadza. Zvinhu zviedzwa, imboedzawo kwaSekuru unogona kubatsirika. Dai mwari vakubatsirawo. Stay blessed.
@kelsykellybanda4099
@kelsykellybanda4099 Год назад
Mwana watete wangu akamborwara soo tikafunga kuti kuroiwa but akazoenda ku hospital akabviswa growth yakarema 15kg akaaonda kupfuura this lady
@memorysipiringani
@memorysipiringani Год назад
Watete vangu atoshaya nhasi anga aita kuonda apa dumbu richingokura
@angelamahlaule835
@angelamahlaule835 Год назад
Ngaende kuchipatara atariswe liver,heart and cancer can have such symptoms.Married women stop bewitching innocent ladies Roya murume wako
@heldkanyurira8048
@heldkanyurira8048 Год назад
May you be healed in the Mighty Name Jesus' Christ of Nazareth
@netsaitalentkaseke345
@netsaitalentkaseke345 Год назад
Umm yaah life yakaoma, LORD hev mercy
@patriciavimbaizvaita8370
@patriciavimbaizvaita8370 Год назад
I'VE FALLEN IN LOVE WITH YOUR INTERVIEWING TECHNIQUE. KEEP IT UP
@michaelbillionskinneblaq8548
In God we trust faith moves mountains... Nekutenda u will be fine
@VashetKamuzonde-rp6xb
@VashetKamuzonde-rp6xb 9 месяцев назад
Liver problem can cause this. My uncle sufered the same and my sis too. There are some draining tablets frusemaide and klc
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Год назад
Nyaya iyii inorwadza endayi naye kwaSekuru Tasvu
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Год назад
Dear God heal heal🙏
@mornegibbons2365
@mornegibbons2365 10 дней назад
My sister have the same problem bt azobatsirwa ku hospital iri kwamutoko but i don't remember kuti inonzii chii karando or chiranda i forget
@melodykapfunde2065
@melodykapfunde2065 Год назад
Ummm zvinotswisa tsitsi veduwee. Zvino kana chiri chokwadi kuti akaroiwa akamuroya wacho zvaakatofa achimusiya wani. God will heal you my sister .
@aydinkhwixa762
@aydinkhwixa762 Год назад
For with God Victory is certain ......unopora
@vkjfv
@vkjfv Год назад
with Zim health care this is serious if in UK would have been treated and surgery most likely fibroids
@easycafe1369
@easycafe1369 Год назад
Endai kuna Sekuru Tasvu thanks
@progresstambara6674
@progresstambara6674 Год назад
Ichokwadi anobatsirwa zvichipera asi iii zvinodzwisa Tsitsi chokwadi
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 Год назад
l love your voice Stella, suitable for journalism ❤ 💙 ♥
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 Год назад
You have greatly improved your questioning techniques
@famiana
@famiana Год назад
Only God knws
@mwaleinvestments1982
@mwaleinvestments1982 Год назад
A touching story.
@joinahmukanangana2993
@joinahmukanangana2993 Год назад
It could be liver problem or fibroids veduweee musamhanysa chivanhu .toparara nekushaya zivo
@emmahmashava3891
@emmahmashava3891 Год назад
Hameno vanhu ava vanoshungurudza vanhu mudzimva umu ASI Mari ngaachisunhura wazwa hachazviiti
@simbamak6181
@simbamak6181 Год назад
True, looks like Ascites.
@joinahmukanangana2993
@joinahmukanangana2993 Год назад
@@emmahmashava3891 haachazviiti zvei ,zvekuita liver problem here or fibroids aya matambudziko anongouya pasina kuti munhu aitei .
@jessicanyaman8295
@jessicanyaman8295 Год назад
Spot warova iwe van
@fortunatemandaza1462
@fortunatemandaza1462 Год назад
True needs a gynae
@daarealbaby_Kay
@daarealbaby_Kay Год назад
Whaaat??? 🙆
@patriciasaramusi8758
@patriciasaramusi8758 Год назад
Mmmmm ngaende kwasekuru Tasvu
@sharondonga
@sharondonga Год назад
Kwedu kwaimbovawo nemukadzi akadai handina kiziva angaaitwa SEI hake asi akazoshaya haka so sad wake up cc fight for your life so sad may the almighty God heal you
@brightoncharisa8622
@brightoncharisa8622 Год назад
Kumwe kuroya kwakaoma iye nemurume wese wakafa chaakaroyera munhu chiii .Government yedu must do something nyaya dzen'anga idzi dzinogadzira vanhu vasina mhosva bcoz munhu kana arambwa nemurume why kuzotsvaga mushonga wekukuwadza mkadzi mutsva anenge aroorwa nemurume .This issue in Zimbabwe its serious. Some people are treating their partners bad wachitemba mishonga .
@cephaskanyuchi4674
@cephaskanyuchi4674 Год назад
Ngaende kwasekuru Tasvu mwana uyu, asapedze nguva achienda kuchurch kunobatsirwa, akakwadzwa nemunhu saka zvinodawo chivanhu. Kana achida kurarama ngavaende kuchivanhu
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 Год назад
Kuroiwa uku my sister .... ini ndakambozvimba dumbu kudaro 2005 ndaitova grd 3 handina kwandisina kuenda ndichibatsirwa zvichiramba mai vangu atoneta tangogara .... pakazongoita vana Sekuru vaivaifamba vachitsikisa mutanda .....Sekuru vaya vanobuda pa Durmas handina kana kuita two day's vandibatsira zvichibva zvapera Sekuru vaya Vaibata varoi kuGokwe ndovakandi batsira dear zvinoitwa navanhu zvinopera
@maideitakawira3531
@maideitakawira3531 Год назад
Ndopaunonzwa mumwe achishora anaTsikamutanda but vamwe vakutobatsirwa navo vachiyambuka ufunge
@jetgada
@jetgada Год назад
Dont worry zvinorapika cyst or fibroid daizvaigona ambodzoka kuSouth Africa wavanarubatsiro kuzvipatara zvekuno ukwanisakubatsirwa Hapana kanachiwanhuchiripo ipapo usapedzerwenguwa newanhuwasinga zive wachitaura zvisipo chirwerechinowanikwa kuwanhukadzi.
@AnnaAnna-cv3kq
@AnnaAnna-cv3kq Год назад
Ndabatikana zvangu sorry mukadzi warwadziwa shuwa endai kwa Sekuru Tasvi
@mphoomlilo4882
@mphoomlilo4882 Год назад
Inyaya dzevarume vevanhu ngaende Kwa sekuru Tasvu
@euserbiamatadirappoppyt6130
Taura hako
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Год назад
What a load of rubbish more like fibrosis
@forgiveforgie8187
@forgiveforgie8187 Год назад
Ummmm mwari ngaapindire
@user-eq2cc7xy4t
@user-eq2cc7xy4t Год назад
Shemu 😭💔 ndarwadziwa hang asi nezita rajesu unopora
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 Год назад
Hakuna kwamuobatsirika kunze kwa sekuru tasvu ndivo vakabatsirawo mumwe wandoziva
@nomatternhuta3018
@nomatternhuta3018 Год назад
Ummm very sad brother yangu yekushaya akaitasaizvi akatombodrenwawo mvura yemudumbu but heyyy takasvika kumurasikirwa naye this issue makes me to cry 😭 Mwari plz help this lady Mwariwenyasha pindirai
@spelilemadure8665
@spelilemadure8665 Год назад
Ndakazviona pane friend yangi murume wake akatofa aita kunge akazvitakura 9 months
@vongaichidobera556
@vongaichidobera556 Год назад
Nyaya dzekutora varume vevaridzi zvinokuvadzisa Apa mwana Mudiki futi mazuvano vanhu vogadzira maSize ose
@amandafish3022
@amandafish3022 4 месяца назад
Chirwere ichi ndakanganwa Zita racho but anofanirwa kuenda kwa doctor anoitwa operation chete
@simbamukandatsama6333
@simbamukandatsama6333 Год назад
Ma one
@obviouschimbudzi391
@obviouschimbudzi391 Год назад
its so sad
@thefire3465
@thefire3465 Год назад
sekuru Tasvu
@dhliwayocharlotte1582
@dhliwayocharlotte1582 Год назад
igrowth riri mudumbu enda unobviswa before it's too late ratokurisa hapana n'anga kana chiporofita chinokwanisa kukubatsira ipapo enda ku chipatara
@aliedube120
@aliedube120 Год назад
Sekuru tasvu ndekupi ndokumbira number kana pane anayo
@nakisomadzivire6915
@nakisomadzivire6915 Год назад
Solution iripo muudzei aende kuchurch pa Railton club kuna 4th kuseri kwe Road pot. Church inonzi Victoria International
@momomankosi3548
@momomankosi3548 Год назад
ndarwadziwa ini, vanhu ngatisiyeyi hutsinye - Mwari pindirayi and set free this little sista of mine!
@musimanguluvhe8310
@musimanguluvhe8310 Год назад
Ngaenda kwa tb Joshua anorarama
@emmaculatematambo8537
@emmaculatematambo8537 Год назад
arikuziva reason yakamuitisa uyu ,pane kakusabuda pachena kari kuitwa
@margretkalaba9190
@margretkalaba9190 Год назад
True pane nyaya
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Год назад
Pane nyaya pana sis avo
@nyadzisaisixpence7585
@nyadzisaisixpence7585 Год назад
Endai kwasekuru Kanengo kana Tasvu
@peterrichardbanda6132
@peterrichardbanda6132 Год назад
Very sorry my sister
@munyaradzimutetwa5308
@munyaradzimutetwa5308 Год назад
Guys I know our healthcare system is not the best but please huyai kuzvipatara muonekwe. MaCentral hospital edu anokuitai mascan nemablood test uye munoonekwa nemaspecialist. Complaining about long queues is not a reason yekuti mungagare 7 years nedumbu rakadai. As a doctor ndichitoona this person I have picked enough information to make a diagnosis. Please musarere hurwere kudzimba!
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 Год назад
Facilities may not be the best but the Doctors in gvt hospitals are the best.Zimbabwean doctors are excellent.
@lizziefombo7800
@lizziefombo7800 Год назад
Imbozamai kuenda kwasekuru Tasvu
@tamiranashemupinda-ls7yd
@tamiranashemupinda-ls7yd Год назад
​@@lizziefombo7800 mnnnnn
@rojamillerover
@rojamillerover Год назад
I think sometimes it's lack of funds for even consultation or ct scans but l think it might be a cancerous tumor
@moreblessingmashizha9699
@moreblessingmashizha9699 Год назад
So sad sua
@snn1257
@snn1257 Год назад
Sad
@Maimelodynyabadza
@Maimelodynyabadza Год назад
Umm zvakaoma
@lynglobal
@lynglobal Год назад
Get Tumeric for that girl. She will be drinking a table spoon with warm water on an empty stomach early morning. And before she sleeps. We did it for my gogo it worked. I feel for her. Eish. Let there be light in her life. She will live not die.
@josephnyagona7946
@josephnyagona7946 Год назад
Zvichifambidzana papi munhu akabviswa mwana mudumbu huroyi
@lydiakokera3548
@lydiakokera3548 Год назад
Ngaayende kwasekuru Tasvu
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th Год назад
Ndaenda kwasekuru tasvu kana ka Sekuru kanengoni
@user-ch9kw6er5s
@user-ch9kw6er5s 7 месяцев назад
Zvivindi zvacho 22 yrs kudanana nemurume wemunhu zvino wazvionaka
@naisonchari3633
@naisonchari3633 Год назад
apa tavakuda help makagona makashanyira hama ndirwo rudo rwatinoda mukurarama cz 7 years aisi nyore kugara une dumbu apa akaenda kwa sekuru tasvu anobatsirwa ndovimba achawana help
@gamuchiraitichaona1797
@gamuchiraitichaona1797 Год назад
Nemavanga ake takaporeswa poreswa nezita raJesu.
@sithabile3632
@sithabile3632 Год назад
Enda kwa Prophet Magaya!!!
@Giresigee8628
@Giresigee8628 Год назад
Are you for real 🤣🤣🤣
@jackiemawoko9191
@jackiemawoko9191 Год назад
Something is wrong apa
@dadiraimukandi5556
@dadiraimukandi5556 Год назад
Pane wandakaonawo akadai atove Munhu wechikuru zvikandinetsa kuti inhumbu here nezera ravo ndikazohwa kuti Havana nhumbu ndakatya srs zvakaoma zvowanikwa izvi
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Год назад
Endai kwa sekuru Tasvu
@mwaleinvestments1982
@mwaleinvestments1982 Год назад
Sekuru ngavainde nomwana kuMangochi kuMalawi.
@abbey63603
@abbey63603 Год назад
Poor interviewer keeps pushing narrative that kuroyiwa instead of asking lisa to explain the medical aspect . She could have interviewed the doctor too and used this channel to educate people
@gladysshangarai7721
@gladysshangarai7721 Год назад
Sekuru Tasvu ndizvo
@daphnenyamande7818
@daphnenyamande7818 Год назад
This lady needs medical attention not Sekuru Tasvu
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 Год назад
Ufunge hako wena medical conditions aya haatodi chiprofita or n'anga
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 Год назад
Izvi zvave kuda skru Tasvu izvi endai ikoko inga muri mu Harare vani , hapana chavasingagone.
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 Год назад
Anenge akachenama wo iye ane dumbu uyu🙄
@lilyosarnyakudya6176
@lilyosarnyakudya6176 Год назад
Ndatozvionawo and I thot ndini ndirikuona zvangu ndega
@ruthphilip5837
@ruthphilip5837 Год назад
Hapana kuroyiwa it’s a medical problem. It’s very sad asi Mwari vachapindira chete.🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽
@lloydtavengwa7090
@lloydtavengwa7090 Год назад
Munogano kubatsirwa pachena kuna Sekuru Tasvu ndezve chivanhu izvi
@peterbhebhe4008
@peterbhebhe4008 Год назад
Uuumm mushonga uyooo
@alphamangwiro6429
@alphamangwiro6429 Год назад
Iyi problem haichadi chipatara nkti chipatara chacho varikuti havana chavari kuona ngachoita zvechivanhu zvakuda tateguru Tasvu
@user-kh3we2yy6g
@user-kh3we2yy6g 7 месяцев назад
Sorry hako but you know what you have to pray for your self pray without counting 😢Mwari anobatsira munhu wese
@rumbisayimusiyiwa2976
@rumbisayimusiyiwa2976 Год назад
Sister try kwa Prophet Magaya
@brightoncharisa8622
@brightoncharisa8622 Год назад
Tinoda government idzike mutemo wekusunga vanhu vanoshandisa mishonga mumarriage rather uende kucourt kut watorerwa murume or kugara pasi worse kuvanhu vanenge vakarambana kutorerwa murume kwacho kuripapu uye munhuvangasungirirwa kugara nepartner isingamubati zvakanaka here nekutya mishonga .
@mediamatimba4888
@mediamatimba4888 Год назад
Zvinonzwisa tsitsi but haasi kutaura chokwadi anoziva kwazvakabva, a lesson siyanai nevarume vevanhu , Gogol vari kutaura chokwadi . Kuroiwa neakafa
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Год назад
Zvakaoma hazvo😢sorry for her .
@thembincube1975
@thembincube1975 Год назад
Kana iri mvura iri mudumbu inodrenwa one day chte
@lilyosarnyakudya6176
@lilyosarnyakudya6176 Год назад
It depends kuti iku drainwa how cz kana zviri zvema tablets zvinotora time
@brightmawoko4600
@brightmawoko4600 Год назад
Can be cancer ♋
@rojamillerover
@rojamillerover Год назад
Exactly
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Год назад
Pada ane chirwere che moyo
@prettychimutengo9538
@prettychimutengo9538 Год назад
Sekuru tasvu and sekuru kanengo ndavaende ikok toda kuhwa kuti zvapera ende zxinotopera ahusi hupenyu uyu haaa nono mhani
@matsverudorothy1513
@matsverudorothy1513 Год назад
Ndarwadziwa nenyaya yko yadii kumboenda kwasekuru Tasvu vabatsira vanhu vakawanda
@memoryzengeya4020
@memoryzengeya4020 Год назад
Zvinonzwisa tsitsi mwari pindirai
@Elpatron242
@Elpatron242 Год назад
Inda kuna SEKURU TASVU
@lilyosarnyakudya6176
@lilyosarnyakudya6176 Год назад
Kunoda mari kaa kuye
@mercydenga8816
@mercydenga8816 Год назад
My sister had the same condition for 2 and half years almost 3yrs. Akaitwa operation kukaranda February 2022. Vakati its growth pakabudiswa chinyama weighing 10.5kgs
@musashoko1389
@musashoko1389 Год назад
reduce ma KGs enyu nyaya yenyu inzwike zvakanaka
@mercydenga8816
@mercydenga8816 Год назад
@@musashoko1389 mukutiiko vakuru. Tarasika. Be clear
@Jaicee
@Jaicee Год назад
@@musashoko1389 kkkk musadero ,haasi kunyepa , fibroids or cycist inokura musadero hanzvadzi
@easycafe1369
@easycafe1369 Год назад
Chikwapuro Sekuru Tasvu ndovanozvipedza two mins two seconds
@amandaamishmasawi7162
@amandaamishmasawi7162 Год назад
Haaaa izvi Zvinoda Tateguru Tasvu 2 days anenge a hooo uyuu
@primrosemarimirashiry8460
@primrosemarimirashiry8460 Год назад
Zvakaoma
@alfredchapo5474
@alfredchapo5474 Год назад
Guys hapana kuroiwa apa, this is a medical condition
@blessingmutopo
@blessingmutopo Год назад
Kuroiwa uko
@abbey63603
@abbey63603 Год назад
Haana kuenda kuma doctors . This is a medical condition that can be treated
@rudobee6137
@rudobee6137 Год назад
It might be a liver problem or cancer.
@chipochingaru5414
@chipochingaru5414 Год назад
Bt zvinhu izvi ndezvemushonga zvakaitika ko akamboenda ku Kakande ministry of Synagogue tikungoona pa youtube vamwe mazimba varikutoindawo tichivaona even vamwe vekunedzimwe nyika vane maproblem rkuroiwa awa asi vachibatsirika ini ndine hope ykti zvake zvinogona kuita sezvatikuonawo ku youtube
@user-mn3kv6jt5r
@user-mn3kv6jt5r 10 месяцев назад
Kokana aine dumbu remasauth African ngaanobiswa mafuta kuzim
@evelynmashiri1709
@evelynmashiri1709 Год назад
Alisa enda kwasekuru Kanengo kana sekuru Tasvu zvinoita chete
@veronicawekwadick8182
@veronicawekwadick8182 Год назад
Ummmm zvakaoma ko Zimbabwe zvayave kuita kunge Nigeria coz this kind of stories unidziona pama African movies 😭
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Год назад
These conditions are world over only in Africa we have weird interpretation
@naumezacharia1561
@naumezacharia1561 Год назад
Ngava ende kwasekuru Tasvu zvinopera
@patiencechimhanda3734
@patiencechimhanda3734 Год назад
Dai amhanya kwa sekuru Tasvu nguva ichiripo pane kufungira kuti panwe ndeizvi or azvisi
@blessingmbofana9004
@blessingmbofana9004 Год назад
I feel for you but will see you through
@kingjamesZW
@kingjamesZW Год назад
Wanonzwa mweya huyai tichione mabasa enyu kwete zvekudzigirirana nenyoka kana kuunzirana zvikwambo here basa nyika inoda kuona kuti ndiani achapedza dambudziko iro
@dasilva8081
@dasilva8081 Год назад
Mfombi papi nhay .iii nyikw yakutyiisa
@beautyngondi544
@beautyngondi544 Год назад
Zvakaoma mufunge chimbozama chivanhu
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 Год назад
Gross ascites ,could be liver .mafibroids or tumor yakurisa..
@saka5135
@saka5135 Год назад
Handiti doctor minoziva kuti oath haibvumidzi kutaura zvamaita izvi
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 Год назад
@@saka5135 kuisa pasocial media kutsvaga rubatsiro ..Oath ipi manje iri kutaurwa apa.
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 Год назад
@@saka5135 Havasi vese vari that privilledged to access the medical facilities like you.Wakanganwa kuti tese takararama covid neinformation we shared on social media..Instead of commenting on the issue at hand wakutaura nezveOATH .zvabatsira chii zveOath yawave kutaura
@nigeltakue843
@nigeltakue843 Год назад
Chokwadi anochiziva uyu nemunhu wakamufonera anomuziva arikungovanza
@prettychimutengo9538
@prettychimutengo9538 Год назад
Akaenda kwasekuru tasvu kana kwasekuru kanengo chokwadi chichabida pachena
@luciadudu6871
@luciadudu6871 Год назад
Shame.. be well in Jesus name my dear
@dainahmoyo3499
@dainahmoyo3499 Год назад
Ngaanotariswa kuhosp pamwe iproblem yemoyo futi
@thembincube1975
@thembincube1975 Год назад
Yaa zvogona kudaro
@josephnyagona7946
@josephnyagona7946 Год назад
Only Tasvu or Kanengo ndovanhu vanobatsira mwana uyo
@SabinaGwirizha
@SabinaGwirizha 2 месяца назад
Une nhema iwe haubatsirike
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Год назад
Hapana mushonga fibroids, ngavayende vooperatwa, sisi vangu vakazviita vatova bhoo zvekuti
@pamelaphilile9226
@pamelaphilile9226 Год назад
Fibroid
Далее
Телеграмм-Колян Карелия
00:14
Просмотров 126 тыс.
아이들은 못말려 〰️ With #짱구
00:11
Просмотров 514 тыс.
DOMBOSHAVA....CHITUNHA CHAKAMHANYA PAMUSORO PEMVURA
51:23
Zvinopisa Tsitsi Dare Ra Chief Makon
34:18
Просмотров 12 тыс.
Телеграмм-Колян Карелия
00:14
Просмотров 126 тыс.