Tsoka itsoka inofamba nebasa pachokwadi Mbuya Mwedzivachena ndeve nhova/zvipande zvevacheche maybe nekuuchika pamatare ngavambogara pasi or vomboita musondosi wakule Mukotsanjera. Uyo wenharo dai adzikama hake asi mhepo dai yagadzikwa paari
Inga zvataurwa wani pakutanga-tanga kuti mbuya avo was hired bymuchinda wetundebvu uyo. Saka mbuya vauya kuzoita gweta remuchinda uyo. Hapana kana nyaya pana mbuya avo - today she is more of a lawyer than anything else.
Why is our film industry dead isu tine mafirimu akadai. Tinonyanya chirungu ndosaka film industry yakafa. These are potential scripts to be acted. Chero ma prison diaries anoitwa na Tete Tilda are potential films. Tipei ma serious vanhu vakaita zve fiĺm production mhani
I think problem yaitika mukotsajera akuda kuti we green uyo ataure sezvaanoita iye but n'anga yega yega ine maitiro ayo, soo mukotsajera aisafanhira kubvunza zvaanga achiita pekutanga, munhu nemunhu ane maitiro ake mhiko dzake dzakaratidza wani why vakupomera asina kubudirwa
Apa problem yaitika ndeyekuti mundawu apihwa mukotsanjera seems like mukotsanjera arikuvheneka mundawu of which hazviiti dai vasiya mundawu aita face to face neFamily iyo not kuisa mukotsanjera pakati ipapo wrong 100%