Тёмный

Mumwe achangoti vale ndiye dhi-Prophet T Freddy 

GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Подписаться 74 тыс.
Просмотров 68 тыс.
50% 1

Mumwe achangoti vale ndiye dhi
To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270

Опубликовано:

 

29 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 186   
@violetweja1071
@violetweja1071 7 месяцев назад
Vale vale ndiye dhiii kkk thank you Prophet
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 7 месяцев назад
Dzungu remukadzi uyo rikubhowa
@nnyarry
@nnyarry 7 месяцев назад
Ratomubatsira asi kkk
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 5 месяцев назад
Veduwee ndarwadziwa na mom's ava ummm
@EsnathMugutso
@EsnathMugutso 7 месяцев назад
Thank you prophet tivhurei maziso
@giftmurasi7801
@giftmurasi7801 7 месяцев назад
But prophet ndinemubvunzo inini zveVale izvi ndevamwari here munototendawo kuti Kune chinnzi Valetines here Munhu wamwari ?!
@TafirenyikaMateta-kl7om
@TafirenyikaMateta-kl7om 7 месяцев назад
Ndagara ndazviona dzungu racho raitwa naamai ava rakanyanya rambai makadaro prophet T
@LoiceZuze-u2f
@LoiceZuze-u2f 7 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 7 месяцев назад
Umm Amai ava Dzungu chiiko umm Bwodo kana😮
@abigailmuneka442
@abigailmuneka442 7 месяцев назад
Hey, mai vemakeys avo shame ndavanzwira tsitsi, kutonhodzwa kwaChauruka chaiko. Thank u prophet
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 7 месяцев назад
😂😂😂😂😂 i ddnt except that yaz😂
@abslomchigede5131
@abslomchigede5131 7 месяцев назад
kuchechi uku kurikuvhurwa hombe
@kedibonemolefe916
@kedibonemolefe916 7 месяцев назад
😂 kuzarura huru
@brightonmakame2582
@brightonmakame2582 7 месяцев назад
Bt dzungu rakanaka akuziva chokwadi
@talentmatenga7061
@talentmatenga7061 7 месяцев назад
Kutonhodzwa kwachauruka chaiko
@casperkid
@casperkid 7 месяцев назад
Eish yah yah yah yah pakipa ndamboda kukunzwirai tsitsi but ndazofungawo zvamakaita kumashure uuuuuum munechivindi, vakadzi vese let me tell you nhasi ukabatwa unechikomba nemurume akakuti ndakuregerera kunyepa azvibude mumusoro nedu izvozvo nyangwe zvikadiii, ukangononoka kudaira 4n or kudzoka kwawanga waenda tinotofunga kuti atanga futi hiiiiiiii l think ukabatwa rongedza hako nekuti trust aide yakadzoka
@benimbewe1811
@benimbewe1811 7 месяцев назад
Kana andzvwa kudha kudhomhoka,panenge pane nyaya!
@emenjildavioletdzama8886
@emenjildavioletdzama8886 7 месяцев назад
😂😂😂
@tafarabingandadi
@tafarabingandadi 7 месяцев назад
Fear Man😂
@NannyMaria-l5n
@NannyMaria-l5n 7 месяцев назад
Kusanganisira nemabhanga.chokwandini munhu wamwari ndirikufara..murume manyama.
@blesssednhamo7236
@blesssednhamo7236 7 месяцев назад
Kkkkkkkkkkkkkk dead hey,,imba haingotengwe kunge madomasi pamusika
@loycemazhindu8782
@loycemazhindu8782 7 месяцев назад
Zvakaoma iwe uri kt ndatengerwa imba ipo hapana chinhu
@CheerfulTreeSwing-lq5es
@CheerfulTreeSwing-lq5es 7 месяцев назад
Kumadzel-dzel😅😅😅
@ReginaShoko
@ReginaShoko 7 месяцев назад
Hmmmm ku cheater..hakuna kunaka kkkkkk...mufaro wazova kusuwa ahaaa ...vavakafarisa kuita kuzhangandira chayiko.vanyara chokwadi zvonyadzisa kkkkk
@robsonartscenterr.a.c1737
@robsonartscenterr.a.c1737 7 месяцев назад
Uyo murume wekupa ma key i type yangu handijaidze hure ndichifondoka kushanda ndoregerera hure vaitofanirwa kupinzwa mu chikwereti chaimo
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 7 месяцев назад
Mhamha Munhu waMwari😂😂😂😂 Mhamha Munhu waMwari😂😂😂😂 eeeh😂
@chiccogm41
@chiccogm41 7 месяцев назад
Ku church kune drama ndichakusvika uku, early present dzungu nguva isiri yema testimony
@PriscillaMapini-wi7ph
@PriscillaMapini-wi7ph 7 месяцев назад
Haaa dzungu rese hwaaaah, Mwari hweeeh
@PelaChibvongodze-wq6mc
@PelaChibvongodze-wq6mc 7 месяцев назад
Apaaaa nedzungu ravavaita.hama dzese unenge waudzaaaaa pakaipa
@loveviyazhero1701
@loveviyazhero1701 7 месяцев назад
😂😂😂😂😂 laughing laughlingcally before finish watching
@rattiezw9227
@rattiezw9227 7 месяцев назад
From high volume to low volume..mama wooo
@Anashe254
@Anashe254 7 месяцев назад
😂😂😂😂😂 low volume wandinakidza iyi kkkkkk kwaaa
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 7 месяцев назад
Yuwiii vakadzi mahure ndatiii😂
@brightonmakame2582
@brightonmakame2582 7 месяцев назад
Kna wakahurirwa ukakumbirwa ruregerero wobvuma kokuzoramba wakatsamwira munhu btr kusiyana kna uchiona ruregerero rusingaite kwauri
@ruthrura9971
@ruthrura9971 7 месяцев назад
Vale yeyi kuBhishu 😂😂😂😂😂😂
@mmatapalinda3229
@mmatapalinda3229 7 месяцев назад
Kkkkkkk dzungu
@SinodiaAlfredo-f2c
@SinodiaAlfredo-f2c 7 месяцев назад
Wanakirwaa ..shiti demet .... Dzungu imbwa yemhunu hureee
@eugeniamukumba9262
@eugeniamukumba9262 7 месяцев назад
Acting manyama
@rosechigama6562
@rosechigama6562 7 месяцев назад
Ndibatsirei prophet ndinoteerera shumiro yenyu tambanudzaiwo hupenyu hwangu ❤❤❤❤
@adriankangoma
@adriankangoma 7 месяцев назад
Makeys emba kkkkkkkk,revenge is sour
@Lindastar835
@Lindastar835 7 месяцев назад
Kkkkkk kumadeldel kkkkk Zvakaoma zviri mudzimba umm
@Ruth-v4f
@Ruth-v4f 7 месяцев назад
She was so fast kupaparika
@RuniaDengu
@RuniaDengu 7 месяцев назад
Kkkkk handiiwani murume wangu akadzingwa basa mosquito
@aliceteveraishe6989
@aliceteveraishe6989 7 месяцев назад
Huuuuuu pakaipa Gore rino kofenda hobho 🤭😢
@sheilamurove5303
@sheilamurove5303 7 месяцев назад
Dzungu ramai ava rakanyanya ndagara ndazviona
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 7 месяцев назад
Hanzi imba inemastove..magas stove...kusanganisa nemapanga😂😂😂😂😂 Haaa dzungu racho soo kaa...surrender😂
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 7 месяцев назад
Yoweeeee ...tonyarirepi nhy wakudirwa mvura muchurch 🤭🤭🤭dzungu racho was too much.
@sandrahmaturure593
@sandrahmaturure593 7 месяцев назад
Ummmmm hanzi kuchina kuchurch kwedu ..saka uku vangouya kuzotaura yeimba here ....
@politenkomo6626
@politenkomo6626 7 месяцев назад
😂😂😂😂😂 handisiseka but momz vaye kaaa. Ummm zvakaoma. Veduwe. Varee iyi. Dhii ziiii negotsi
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 7 месяцев назад
😂😂😂😂😂, mosquito, charge office, ndakaba mari heee 🙌🙌🙌🙌🙌, valentine unotiparira wakambobvepiko
@greatmanmakipa3129
@greatmanmakipa3129 7 месяцев назад
Akomanaka kah ndeipi yamunenge muchiita iyi
@melaniaschirongoma4032
@melaniaschirongoma4032 7 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂 Ko dzungu manjeee😂😂😂
@saidayidhliwayo6405
@saidayidhliwayo6405 7 месяцев назад
Dzungu ranga rakawanda apo, kutonhodzwa kwachauruka. Anga achiuruka manje zvati tonhooo. hanzi makey emba awa neremote.
@faraidzingai5055
@faraidzingai5055 7 месяцев назад
Women should understand its difficult for a man to forgive cheating...once wabatwa the best way is to leave munhu iyeye especially vanhu vasingaiti hondo newe seni so, the first mother of my kid vakazviita umfortunately she took her life only because l couldn't forgive..haaa cheating yemukadzi affects us deeply zvekutodaro. Uyu murume uyu akangofanana neni hatitambire nonsense
@rattiezw9227
@rattiezw9227 7 месяцев назад
Haa I don't know why am laughing veduwe apa dzungu
@ThandiweJabulani
@ThandiweJabulani 7 месяцев назад
😂😂😂 rakanyanya ummm
@Tatendachikadzi-o4t
@Tatendachikadzi-o4t 6 месяцев назад
I think mukadzi uyu hachada kunzwa ft chinonzi vale yoo,,,,
@anymoremakani360
@anymoremakani360 7 месяцев назад
😂😂😂😂dzungu rabva rapera kkkkk wakahuraka
@mellisarambanapasi5123
@mellisarambanapasi5123 5 месяцев назад
vanhu vese varikuti dzungu saka mukatengerwa dzimba imi moramba makagarisika here nxaaaa umwe kusenderwa airtime chaiyo moita kunge mahwina lotto
@VimbaiMoyo-nk9yl
@VimbaiMoyo-nk9yl 5 месяцев назад
Ipo pakubatiwa apo ma1. Ini ndorongedza ndobuda sheme
@florencemapolisa7315
@florencemapolisa7315 7 месяцев назад
Isu takazvitambira kare kuti rudo izita remunhu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mhamha vakada vale nemoyo kusvika pakuda kupa ka testimony kema 10 days
@NannyMaria-l5n
@NannyMaria-l5n 7 месяцев назад
Hapana vale mama..asi mukadzi uyu ma1 ndiye akatanga musindo murume akati ndichakubata chete pakatoipa.vakabva varova pasi nekunyara apa kuita kutaurisa pavanhu kuti neromote yegate ..taurai yenyu munhu wamwari dzakangwarira thatha amachance 🤔
@juniorjazi7252
@juniorjazi7252 7 месяцев назад
Watching from SA Kkkkkk makanyanya Prophet
@lolomapfumo2553
@lolomapfumo2553 7 месяцев назад
Ende futi unosvika pachikamu chekuzorora 😅
@valeriebani3802
@valeriebani3802 7 месяцев назад
Munhu wa Mwari handinawo chero akandirangarira pa Vale kkkkk hapatorina munhu wacho
@nyaradzohungwe8664
@nyaradzohungwe8664 7 месяцев назад
Asikana imiii zvakawoma ,, thank you Prophet.
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 7 месяцев назад
T Freddy vanobhadharisa here uye vanoonekwa ma days api?
@melodykushupika606
@melodykushupika606 7 месяцев назад
Ndokunonzi kunyadziswa manje apa dzungu racho
@loveviyazhero1701
@loveviyazhero1701 7 месяцев назад
Asi ka happiness aka manyama chaiwo
@christieultd
@christieultd 7 месяцев назад
Ko speed abd volume mama ava. Aaa sorry havo
@loycemazhindu8782
@loycemazhindu8782 7 месяцев назад
Zvakaoma iwe uri kt ndatengerwa imba ipo hapana chinhu
@daughterofzion7634
@daughterofzion7634 4 месяца назад
Haaaa 😂😂😂 kamusikana kane mwana Ako ma1😂😂😂😂 ndafara hangu.
@rosechigama6562
@rosechigama6562 7 месяцев назад
Baba. Handina remuromo batsirai hwai dzenyu
@nomsanyika151
@nomsanyika151 7 месяцев назад
Kkkkk pataurwa zvecheating vabva vatonhora
@SilviaSello-ee8li
@SilviaSello-ee8li 7 месяцев назад
Pampanga pandivuraya kkkkkkkkk
@VimbaiMoyo-nk9yl
@VimbaiMoyo-nk9yl 5 месяцев назад
😂😂..... Arume vanombotiitisa sheme
@StellaBentoManice
@StellaBentoManice 7 месяцев назад
🎉🎉 ❤ papa munogona ngazvinake muyimba yangu papa munogona ngazvinake ❤❤
@tsungayifurayi1677
@tsungayifurayi1677 5 месяцев назад
Ukanzwa vati ndikunzwa kuda kudhomoka haaaa ma1 atanga kkkkkk
@grammymakore1495
@grammymakore1495 7 месяцев назад
Pandanzwa prophet vachiti ndakuda kudhomoka Hana yangu yarova
@monicashangwa4781
@monicashangwa4781 7 месяцев назад
Hey kuburirwa hombe chaiyo. May God open our eyes
@AishaMunemo
@AishaMunemo Месяц назад
Kakadzi kekufenda kamama iko kakahura
@waltonmagenga775
@waltonmagenga775 7 месяцев назад
Doctor manyama live long Prophet
@JulietChihota-h3w
@JulietChihota-h3w 7 месяцев назад
vari forward zvakanyanya .
@lindawakatama1457
@lindawakatama1457 7 месяцев назад
If dzungu was a person 😂😂😂
@hazvineimbwezo-9564
@hazvineimbwezo-9564 5 месяцев назад
Sorry mother may God be with you
@AnnaKugara
@AnnaKugara 6 месяцев назад
Mai hwee ndanyarira Mai awo dzungu ,
@LibukaMatandika
@LibukaMatandika 7 месяцев назад
Handina remuromo prophet ❤
@fortunatedzingiso6043
@fortunatedzingiso6043 7 месяцев назад
maihweee 😢😢
@florencemutero4171
@florencemutero4171 7 месяцев назад
Uuuuum munhu waMwari you're too much
@AnitaMavotsa-dw6ec
@AnitaMavotsa-dw6ec 7 месяцев назад
But why vakadz mchinyadzisira kudai
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 7 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂 Ha pakaipa vatanga nedzungu
@thembachikwanha6380
@thembachikwanha6380 5 месяцев назад
Makanyanya prophet
@Bill123-s8n
@Bill123-s8n 7 месяцев назад
😂😂😂amai ava vane dzungu risingaite
@TabethRutendoMapfumo-yn1fj
@TabethRutendoMapfumo-yn1fj 7 месяцев назад
Kusanganisira nemapanga 🤣🤣🤣🤣🤣
@TawanaNyasha-j6r
@TawanaNyasha-j6r 7 месяцев назад
😂😂😂😂😅😂😅😂😅😂😅 Hayas
@esnathmathe5765
@esnathmathe5765 5 месяцев назад
Atleast now she know the truth
@SusanGatse-bc6pc
@SusanGatse-bc6pc 7 месяцев назад
Dzungu kkkkkk
@grammymakore1495
@grammymakore1495 7 месяцев назад
Ko hanzii nacharge office 😅😅😅😅
@MoslineZunde
@MoslineZunde 7 месяцев назад
Kutonodzwa kwachauruka kkkkkkkkkkk
@NyaraiMashingaidze-j5i
@NyaraiMashingaidze-j5i 7 месяцев назад
Kkkk apa kuzoonererws 😂😂
@NgonidzasheOliviaMupfudz-bw4oy
@NgonidzasheOliviaMupfudz-bw4oy Месяц назад
Your God is too much.
@rattiezw9227
@rattiezw9227 7 месяцев назад
,😂😂😂😂😂😂😂
@VioletTirivangasi
@VioletTirivangasi 7 месяцев назад
Oh my God 😢😢😢😢
@NetsaiScott
@NetsaiScott 7 месяцев назад
Toda zivo prophet nechokwadi
@ElisonChatikobo-b6u
@ElisonChatikobo-b6u 7 месяцев назад
Dai taiziva zvinhu zvemweya
@AmosMambewu
@AmosMambewu 7 месяцев назад
Mupedza dzunku 😂😂
@Fafie-c6c
@Fafie-c6c 5 месяцев назад
U are the best Ever
@edinnahmuchirahondo8369
@edinnahmuchirahondo8369 7 месяцев назад
Ndazoperawo nekuseka panamai we mosquitio Aiwa ndabatika hangu asi musoro wenyaya handina.kutounzwa kutu chii chanetsa chaizvo.
@SimonMaposa-i6u
@SimonMaposa-i6u 7 месяцев назад
😂😂
@daughterofzion7634
@daughterofzion7634 4 месяца назад
Yoweeeee nhai Jesu Kristu wenazareta nhai veduwe. Haaa mjolo unokufendesa.
Далее
Zviriko futi asi zvinopera-Prophet T Freddy
10:30
Просмотров 57 тыс.
ХОККЕЙНАЯ КЛЮШКА ИЗ БУДУЩЕГО?
00:29
Bearwolf - GODZILLA Пародия Beatrise
00:33
Просмотров 219 тыс.
Qalpoq - Amakivachcha (hajviy ko'rsatuv)
41:44
Просмотров 358 тыс.
kwazvinoperera kumutumwa wamwari
14:43
Просмотров 9 тыс.
Pain Yekuroyewa hamusi kuiziva imi- Prophet T Freddy
10:24