Тёмный

Munhu Akafa Ndinorwera Rute: Ndinoroya, Sekuru Tasvu Ndisunungureiwo 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 74 тыс.
Просмотров 10 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 63   
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi Месяц назад
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Месяц назад
NDINI ZVANGU NDATOISA LIKE YANGU NDISATI NDANZWA NYAYA ❤❤❤
@MarthaMapako
@MarthaMapako Месяц назад
Sekuru Tasvu imi maitiro enyu hatimadi shuwa musadero vanhu taura nevanhu zvakanaka not kuita vanhu semapenzi nhasi mandibhowa pamberi pevana here ini hangu handizvidi
@MarthaMapako
@MarthaMapako Месяц назад
Zvamunoita izvi hazviiti izvi tasvu ngaabhaniwe haana respect kuvanhu ende haatarisi vana ,vana vanoti chii veduwee zvinorwadza zvavanoita mai ava vana varipo
@cassandraker
@cassandraker 29 дней назад
his ego and pride will cost him a lot😢
@FelistasVhombo
@FelistasVhombo 29 дней назад
Taura hako this is too much. Aagh Mwari chaizvo vakasika munhu vanongoti enda zvako mwana usazotadzezve
@MimieRivulet-uj2qj
@MimieRivulet-uj2qj 29 дней назад
Watsikirwa mugadheni mako
@MokaediMaotwe-op5pn
@MokaediMaotwe-op5pn Месяц назад
Mukoma Robert zvakuita sekuru Tasvu hazvisizvo vatovekumanikidza vanhukutiabvume zvaasingazive
@nomsanyika151
@nomsanyika151 22 дня назад
Usatambe nemuroyi hazvibvumike zvekumhanya
@freechipom
@freechipom 28 дней назад
No mercy for varoyi... Sekuru you doing a great job ana mbwa ava vanotitambudza... NO MERCY
@SippeMngam
@SippeMngam Месяц назад
Mukaya wangu ndokwandinobva chikarudzo kumbeveve uko mogendster mission
@djaayskimmie8914
@djaayskimmie8914 29 дней назад
VIVA TASVU TIRIKUVUYAWO !!!
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 22 дня назад
Sekuru tasvu makumanikidza munhu .asi ku church tinoudzwa kuti kuroya mumwe anonotora oga mumwe anochekwa nyora vomutsva ndopaanoroya please sekuru .anofungidzira nekuti hapana chaaiziva sekuru
@makomborerotanhara
@makomborerotanhara Месяц назад
Kurwerwa rute nekunzwa kuti kwaita RUFU here guys Uuummm zvakaoma wena Satan manyemwe acho aanoisa muVanhu so ka
@TendaiHungwe-j2l
@TendaiHungwe-j2l Месяц назад
Sekuru ndakutouyawo zveshuwa chimbosvikai Mumasvingo umu
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 Месяц назад
Shuwa kwedu Masvingo pakaipa varoyi
@AlexGandiwa
@AlexGandiwa 29 дней назад
Ndewekumusha kwangu chikarudzo gwanha muchakata ikoko
@kujamegaizvimlauzi
@kujamegaizvimlauzi Месяц назад
Sekuru Tasvu maitiro enyu ematare enyu haanakidze kuona. Murichiremba anofanira kuziva kuri havasi vanhu vese vanoroya nekuda
@JaphetMakomo
@JaphetMakomo Месяц назад
Muroi ngaafe
@AdwickChikwadze-ro4ws
@AdwickChikwadze-ro4ws 25 дней назад
Mmm but zvaakuitika hazvisi ryt chero ari muroyi respect inodiwa
@loxlux8118
@loxlux8118 25 дней назад
Imbwa iri kuchemei sekuru ndarwadziwa
@MarthaMapako
@MarthaMapako Месяц назад
Mai ava vane mamutsamurimo havaroyi vachida mai ava havana munhu wavanoziva avakadya
@nomsanyika151
@nomsanyika151 22 дня назад
Pane hama hazvitaurike
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 Месяц назад
Ummmmmm zvavaro kuita mukadzi uyo is uncalled for.Kumanikidza hunhu kuti chema.Urege kufa ummmmmm zvakaoma ndosaka vamwe vanhu vasingade zve na'nga izvi?😢😢😢😮😮😮
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire 29 дней назад
Mwana akachema vanhu ngavasimuke vanonyararidze vanhu sekuru padare renyu paneka disoder soo
@MokaediMaotwe-op5pn
@MokaediMaotwe-op5pn Месяц назад
Hazvinà kunaka ngavaitebasa ravonemazvo kwete kumbunyikidza vanhu zvakuzotibhowà
@rebeccamariridza
@rebeccamariridza 14 дней назад
Sejuru tasvu vanowanika kupi
@LevyChoga
@LevyChoga Месяц назад
Tasvu ahupinde denga huroyi umwe ndewemashavi vashoma vanoroya vachida
@AmandaMandy-td3bh
@AmandaMandy-td3bh 25 дней назад
Haa pasi rakatakura kurema veduwe
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 26 дней назад
Chero zvikanzi muroyi apa makuzvinyanya ....hanzi chema ummmm veduwee hongu kubatsira but hah
@SippeMngam
@SippeMngam Месяц назад
Tag me panext part ndoda kuiona kumusha kwangu vanonzi vekwani ?
@NancyTivatyeMandy
@NancyTivatyeMandy Месяц назад
Ndevekupi
@yamudharashashandiwe9053
@yamudharashashandiwe9053 23 дня назад
Rega kurura wauya wega
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 Месяц назад
Ummmm sekuru nyaya yebvudza munhu Kuti wakadya vanhu vangani Kana munhu abvuma chimubatsirai ka
@MusoniMax
@MusoniMax 28 дней назад
But sekuru hapanawo hre vanhu vanoroya vasingazivi vachishandiswa becoz mai avo ndoona sekuti vari kungodaira nekuti murikuvavhundutsira
@chipomashozhera8719
@chipomashozhera8719 15 дней назад
Haaaaah chiiko chamakuita vanhu chero vakanzi varoyi no man
@Nightgamer5_13
@Nightgamer5_13 28 дней назад
Iwe muturuikiri utaure chokwadi chinenge chataurwa na sekuru tasvu kwete kuwedzera
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 Месяц назад
Ummmmmm zvakaoma munyika vanhu varokurarama hupenyu hunotyisa,hunorwadza,,hwakaoma hunosiririsa .Mhuri iyo ngaibatsirwe veduwee. 😢😢😢😢😮😮😮😢😮
@TinasheTinashe-qx4fn
@TinasheTinashe-qx4fn Месяц назад
Koiro ibere here asekuru tiudzei arikuti huwi uyo
@CrenaHove
@CrenaHove Месяц назад
Sekuru tasvu vanogona musavashora varoyi havadi kujaidzwa
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire 29 дней назад
Sekuru Tasvu musazodaro asi hongu muroyi munhuwo vasukei shavi ribve haaaa
@RumbidzaiCharambira
@RumbidzaiCharambira 26 дней назад
Zvitoribho zvirikuitwa varoi avo vanhu ava vane hutsinye kana usat waroiwa hauzvinzwisise varikut abuse pamwe vatori varoyiwo
@tichaonachibgwe5914
@tichaonachibgwe5914 Месяц назад
Haa huroi so ko mhere kkk ngazvife
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Месяц назад
😂😂😂
@thesigmasystems
@thesigmasystems 27 дней назад
Problem is sound always , you cant hear shit . Your sound quality if there are a crowd of people you can hear anything but noise.
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert Месяц назад
Ini handivigwe kuZim no
@LaytonChizema
@LaytonChizema 27 дней назад
Zvimwe ndezvekuda kuonekwa pacamera chete haaaa
@ruthkunyongana2756
@ruthkunyongana2756 Месяц назад
Muroyi anouya kufa kkkkkk
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 Месяц назад
*Masvingo pakaipa varoyi mhani vamwe takatiza misha kutiza huroyi*
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 Месяц назад
Simba handichamuone?😮😮😮
@MollieMapara
@MollieMapara Месяц назад
Vanobva ku Mogenstere😂😂😂
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 Месяц назад
Pamwe ishavi rinovabata vasingaziva
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Месяц назад
Ehe kumwe kushandiswa hako
@TalentTakaindisa
@TalentTakaindisa Месяц назад
Eer vanenge vachitoshandiswawo asi tasvu anenge achida kumanikidza munhu kuti ati ndakauraya ani achida kuita mbiri vamwe vanozongobvuma zvavo asii iiii zvakaoma
@MokaediMaotwe-op5pn
@MokaediMaotwe-op5pn Месяц назад
Saka anonotora chii achitihana chavarikuziva endayi imwimunotora
@djaayskimmie8914
@djaayskimmie8914 29 дней назад
😂😂😂SEKURU TASVU TSCHIBABA ITSCHIEEEE HIYAAAAAH🦬🦬🦬
@djaayskimmie8914
@djaayskimmie8914 29 дней назад
😂SEKURU BANOVONA CHOKWADI😂
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 Месяц назад
Mimwe mibvunzo yenyu hayina musoro
@TariroMarufu-wg9xv
@TariroMarufu-wg9xv Месяц назад
😅😅😅😂😂😂tvimbo😢😂😂😂
@MargieNdlela
@MargieNdlela Месяц назад
😂😂😂
@LaytonChizema
@LaytonChizema 27 дней назад
This is bad sekuru tasvu do u knw vamwe vanoroya vasingazive haaaaa musadaro imi ,kanengoni haadiso haaaa shit
@holywaterzentertainments238
@holywaterzentertainments238 Месяц назад
Hazviite izv it's a abuse
@TendaiHungwe-j2l
@TendaiHungwe-j2l Месяц назад
Sekuru ndakutouyawo zveshuwa chimbosvikai Mumasvingo umu
Далее
BUSHU: (COMPLICATED) Ichi Chikomba Chemukadzi Wangu
24:32
P4 CHIRINDA FAMILY Karanganda TV
2:24:19
Просмотров 56 тыс.