I pray that whoever that had a hand on tormenting that girl shall never find peace especially Marlvine and his mother. To you girl be blessed, i couldn't hold it, i cried
What a sad story ndadzimbikana nemarwadzo emoyo.Handina chekukubatsira nacho dear but ndongoti Mwari vakuchengete .Same situation wena asi be strong.Shuwa ini ndinonofunga pasi pano pane vanhu vakangosikwa kurwadzisa mweya yevamwe vanhu Chete.Shuwa ngirozi dza Satan tirikurarama nadzo pasi pano😢
Upenyu hwenherera handina kana wekuchemera😭😭😭Ndachema sorry ss May God be with you in all this time of need.... Chief Mwari akuwedzerei mamwe Makore ekurarama murambe muchikwanisa kubatsira kudai
Thank you Mambo Taipei contact yake mwana uyu tibatsire awane hupenyu hurinani ndarwadziwa kupa munhu chirwere it's a crime munhu chirwere mawirirana n
Ndabatikana this woman needs to be empowered azvionera nemwana vake, pane kugara nevanhu vasina hanya naye. Sara pavane please don't force amai ava kugarira zvakadai please.
Inhamo chaiyo, dai irinyika kwayo handiti aizvishandira here kana basa rapera opihwa unemployment salary yako ne government, manje zvwdu isu unofa wega