Тёмный

Musikana Wekuroiwa😱💥 Asisataure Otaura Kekutanga Apoterwa Kwauya Mubatsiri Pamusha 

pahashatv
Подписаться 37 тыс.
Просмотров 6 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

26 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 45   
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 2 месяца назад
Daidzai shumba yezvipoko doctor Mukotsanjera, apa muri kuita ma funnies henyu, kuombera kasingapere. Zviro zvacho. Pane akazoti garisa takamirira mbavha nemakudo paye.
@TambudzaiMarewo
@TambudzaiMarewo 2 месяца назад
Shame chiweshe manyanya kuroya, vanhu murikuombera chokwadi amaombera sure😂 aaaaa
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o 2 месяца назад
Izvii azvinzwisisikeba ungati ndezvemanyepo izvi
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 2 месяца назад
Vanhu ava ndevepi vangoombera zvisina order aaaa
@BeautyNyakamha-cu8pi
@BeautyNyakamha-cu8pi 2 месяца назад
Aaah ko munoomberera mhepo here hamuombere chinoomberwa mudzimu wemumusha
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 2 месяца назад
Indisai mwana kwaTasvu kanengo kna mukotsanjera pamwe ingozi
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 месяца назад
Ngozi haidi mapostori kazhinji inoda nanga
@DecideParaffin
@DecideParaffin 2 месяца назад
@@annanyamugudza1327 even vese varipo ngozi inoripwa asi Ava variuomberera chii chaizvo
@PatienceChitagu
@PatienceChitagu 2 месяца назад
Vanzwisisa kt parikuitwei tiudzeiwo ini ndatadza kuzvinzwisisa ini
@PahashaTv
@PahashaTv 2 месяца назад
This is a follow up story the first part is on the channel
@iressemerson7468
@iressemerson7468 2 месяца назад
Inini hangu patients handina kuita 1 hr tichiombera begging kt ataure haa me no handiite,ndosiya ini agochema ndototanga kudhakwa hangu kna akuda kutaura anotaura ini ndakatyora hangu aaaah chii chakadaro 😂😂
@paulineMahureva
@paulineMahureva 2 месяца назад
Unodaro nekuti haasi wako mwana wacho
@balbinamuza1747
@balbinamuza1747 2 месяца назад
Ndezveshuwa here nhaimi
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 месяца назад
Yaaa unogona kudaro nekuti haisi hama Yako pazvichsuya kwenyu ndopauchaona kuti kuombera kwacho hakurwadzi
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 2 месяца назад
Mhepo inofana kubudira pamunhu wayakaiswa ndokut zvijeke
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 2 месяца назад
Muroyi iyeye anoda kuitiswa zvakaitwa Ekedhi
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 2 месяца назад
But Tembo unooona zveshuwa hre
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 2 месяца назад
Anoanoromba maningi
@JohnTarinda
@JohnTarinda 2 месяца назад
Ko muchangoramba muchiuchira here
@edithpamelamakope
@edithpamelamakope 2 месяца назад
Whatever zvirikuita to myself ndinoti maurayiro amakaita amai vangu aye achakupedzai mese zvenyu
@SukaiMasvingise
@SukaiMasvingise 2 месяца назад
Inga zvakaoma sorry hako vainzi vadiiko
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 2 месяца назад
@onekaichikwekwe2433
@onekaichikwekwe2433 2 месяца назад
Daidzai vanozvigona Shumba musapedzerwe nguva
@errynyahundi6823
@errynyahundi6823 2 месяца назад
😂😂😂😂hanty panourairwa huku
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 2 месяца назад
Noise nekuombera
@onekaichikwekwe2433
@onekaichikwekwe2433 2 месяца назад
Ngavambomira kuombera hatisi kunzwa
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 месяца назад
Nyaya yacho tichanzwa sei nekuombera
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh 2 месяца назад
Akatsipikwa uyo
@onekaichikwekwe2433
@onekaichikwekwe2433 2 месяца назад
Ndiri kurwadziwa kwazvo nemwana wangu shame
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 2 месяца назад
Kuombera kwacho hakuperi here
@SibongileBwoni
@SibongileBwoni 2 месяца назад
Mmmm yaa ma1zvkaoma heyi chivanhu chinorwadza
@benjimanmudombo8102
@benjimanmudombo8102 2 месяца назад
Haaa pahasha kana video yakareba munoissawo part one zvichienda mberi kwete kukata kata kwamange muchiita
@PahashaTv
@PahashaTv 2 месяца назад
@@benjimanmudombo8102 part3 ikuuya
@onekaichikwekwe2433
@onekaichikwekwe2433 2 месяца назад
Daidzai Kanengo Shumba
@StobechileGumbanjera
@StobechileGumbanjera 2 месяца назад
Zimbambwe chii Mweya rudziii wapinda
@TinasheKamhapa
@TinasheKamhapa 2 месяца назад
Ingozi chikwambo or varikurombeswa chii chirikuitika
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 месяца назад
Tsvagai vamwe vanotigonei ava ihapsna ihapsna nanga dzeChipinge mahara chaiko
@paradzaimpofu3187
@paradzaimpofu3187 2 месяца назад
Izvi haonekuti kubvepi zvichiendepi
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 2 месяца назад
Parikungoomberwa
@ThamiMats
@ThamiMats 2 месяца назад
Izvi zvoda vana sekuruTasvu ,Kanengo knaMukotsanjera chokwadi chese chinobuda handisi kusvora vabata basa hangu
@errynyahundi6823
@errynyahundi6823 2 месяца назад
Inga ma1 kwaRwere uko
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h 2 месяца назад
Ko mhepo yacho yatadza kutaura seiko 😂
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 месяца назад
Inonetsa kutaura kana mumusha muine hurombwa nekunge akatsipikwa nevaksmuuraya zvinenge zvava kuda kuti apihwe mushonga wekutsipinurwa otaura
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h 2 месяца назад
@@annanyamugudza1327 ok kubva tangatototi ndezvenhema😂😂
@ThamiMats
@ThamiMats 2 месяца назад
Ndoopanodaidzwa Mukotsanjera achidaira pakadai so
Далее
Update on Madzibaba Ishmael: DNA results out
31:27
Просмотров 24 тыс.
ITZY 예지한테 AI 메이크업하기💖 #shorts
00:23
Apasi kudyiwa rinopisa pamba ipopa
1:07:10
Просмотров 106 тыс.
Mukadzi Akarara Nevarume Vese We Village
47:26
Просмотров 35 тыс.
Abel mauchi on another level full interview 2024
42:37