Тёмный

Chief Mutasa - Mhuri Yakabva Pamusha 1978 Yadzoka Ichida Musha Wayo 

Nhimbe TV
Подписаться 13 тыс.
Просмотров 16 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 167   
@shamisosandra
@shamisosandra 22 часа назад
Mambo Mutasa chirungu chanyanya onaiwo munhu wamuri kutaura naye, mai vanga vazungaira pakuti "You were a minor" ko kungoti maiva mwana mudiki .
@nhimbetv
@nhimbetv 22 часа назад
🤣🤣🤣🤣🤣 aika
@Shasa-dz7ex
@Shasa-dz7ex 21 час назад
Vana mai Rwizi vangazvizivewo here 😂😂😂😮
@LettyShawty
@LettyShawty 18 часов назад
Wandinakidza wangu😂😂😂😂
@shyletchifamba1833
@shyletchifamba1833 День назад
chief ipai vanhu time vatsanangure murikuvavhiringidza
@gracemupita1801
@gracemupita1801 21 час назад
MAMBO VERY INTELLIGENT NHASI NDAZONYATSOBVUMA MANHE.
@MunasheMaereka
@MunasheMaereka День назад
Unoti Abisha ngaauye kudii iye akafa hanty vana waAbisha ndiwo warikuuya pamba pewabereki wawo here
@oswaldchibwe9161
@oswaldchibwe9161 19 часов назад
Vana vadiki vanobata zvinenge zvaitika uye matare anoita respect umbowo hwemwana mudiki. Ini ndoziva zvaiitika ndiine makore 6 to date
@Chakabyebye
@Chakabyebye 7 часов назад
Psychology dzinozviramba !! One can remember what happened from the age of 7 years
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 День назад
Chief apa marasika henyu. Its either mai avo knows something about u and u are scared she will expose u or mai avo vane mishonga mikukutu.
@gracemupita1801
@gracemupita1801 22 часа назад
Kuti conflicted mambo munoti ana mbuya wa sorobhi anozvinzwa yere mambo. SHONA WANGANZWA
@GibsonMarira
@GibsonMarira 20 часов назад
Mambo mutasa mai zarimba varikunyepa varikutorera vanhu mushawawo nhorondo toiziva
@AntonioDeure
@AntonioDeure День назад
Mambo mambo mambo😢😢😢 maitiro enyu akaoma ndo corruption yamava kuita Mwedzi yapfuura makashungurudza vanhu vai witnessa nyaya yamai Zarimba yekupukuta chitunha chavasina ukama nacho ikezvino mai Zarimba vakaba land yevaMukume mavhiringidza nyaya mukakanya kanya zva 1978 ratova drama
@TheresaMaps
@TheresaMaps 6 часов назад
Mai zarimba vane zvavanazvo
@MariamMuyambo
@MariamMuyambo Час назад
Ndovekupukuta chitunha zviya ❓
@AntonioDeure
@AntonioDeure Час назад
@@MariamMuyambo ndivo and on every Court session vanenge varipo vachipesvedzera mambo kuitira kuti Mambo vamumirire pamhosva dzake 1 day is 1 day Mambo vachazoona kuti vari kuiitiswa
@WadzanaiMutenje
@WadzanaiMutenje 21 час назад
Mai zirimba vaneupembi towaziwa kuzanu
@floet3498
@floet3498 День назад
Avo mai avo vanonzi mai Zarimba vanenge vane zvikuru chaizvo. Paya vakapukuta chitunha vakasiiwa. Nhasi munda mmmmmmmm zvakaoma. Asi zuva ravowo richasvika.
@ChamwaMabhunu
@ChamwaMabhunu День назад
Ndivo hr zviya 😅
@floet3498
@floet3498 День назад
@@ChamwaMabhunu ndivo
@TheresaMaps
@TheresaMaps 6 часов назад
Ndosaka uyo sabhuku akati uchida upenyu usarime
@floet3498
@floet3498 6 часов назад
@@TheresaMaps 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 vane yese
@salomgutu
@salomgutu День назад
Amai avo ndivo vane brother bofu ka vakambopinda mudare Mambo vakatsika tsika nyaya pataurwa zveuroyi hwaamai avo..plus vanobhowa kuda kumirizika mai avo panotongwa nyaya dzevamwe
@josiahnyanda5326
@josiahnyanda5326 15 часов назад
Nhasi Mambo was treading with caution. Panenyaya apa. Moms yanga ichizvi defender iyo inenge yemusangano chete because confidence dzacho dzine padzakatsika.
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk 8 часов назад
Mambo Mutasa dai zvaibvira mirirai nyika kwete dunhu nekuti munotonga zvemhando yepamusoro
@LettyShawty
@LettyShawty 18 часов назад
Hona gogo vanonzi Junior 😂😂😂😂😂😂. Zera racho rikudeedzwa kunzi Jnr haaa onai mazita ekupa vana please.
@floet3498
@floet3498 День назад
Mambo Mutasa ngavave serious, l remember ma incidents ndine maybe kubva pa 4years. Memory dzinosiyana. I have things l can remind my father and Aunt zvaiitwa kana kutaurwa nambuya vangu because l was close to her. So apo l beg to differ, memory hadzifanani.
@enb00025
@enb00025 20 часов назад
Teramirai comrade. Mambo varikuti zera remwana we grade 2 aitaura nyaya dze ownership ye land nambuya Mukome pakayi? So issue haisi yekungoti do you remember your childhood or not BUT facts concerning ownership of the land in question- aitoudzwa here ari grade 1 na gogo nezve mamiriro eminda.
@floet3498
@floet3498 20 часов назад
@@enb00025 l do remember kwedu zvakamboitika zvemiganhu l think ndine 6 years. I remember. Mapurisa aIshe akauya vakatoisa matombo.
@enb00025
@enb00025 20 часов назад
@@floet3498 Tirikuti nyaya haiisi paku remember, anyone can remember. But pakuti kamwana ke primary kaisumwa nezve ownership ye land ndezve manyoka.
@floet3498
@floet3498 20 часов назад
@@enb00025 ok, according to my knowledge it's not only kusumwa that makes you a witness. Even eavesdropping can make you a witness.
@enb00025
@enb00025 11 часов назад
@@floet3498 Chisumukai mubve padare, hamuna nyaya imi..
@TheresaChikara
@TheresaChikara 19 часов назад
Umm kutaure chokwadi vanhu ngavapiihwe musha vavo
@enb00025
@enb00025 21 час назад
😂😂 Zarimba anongogara ari pa ma1 nguva dzose.
@nhimbetv
@nhimbetv 20 часов назад
🤣🤣🤣🤣
@SuperPhib
@SuperPhib 4 часа назад
This gogo is not straight forward. One minute she says she bought it, then says hapasi pavo ndepa ziteya. So how did she buy land that did not belong to them? Now she is saying i can show u their land?
@RosemaryMadhuyuNyoni
@RosemaryMadhuyuNyoni 23 часа назад
Saka zvekuti vaiva mwana mudiki zvine basa rei . Isu Nyaya dzakaitika 1999 todziziva wani
@MunasheMaereka
@MunasheMaereka День назад
Mambo Mutasa plizz tibatsirei kutiudzirawo mai Zarimba kuti aregedze zvaarikuita plizz ashungurudza vanhu uyu and why is that munokakawadza vanhu kana wachitaura iri nyaya iri against Zarimba plizz mutsiurei kuti zvaarikuita its wrong and waya yaarikutaura 4 years dzipi dzaanotaura last year we came for votes pasina waya and waya yakaiswa this year musadaro imi Zarimba anotembei uyu ndizvo zvakamupa zviwindi zvekupukuta chitunha chaasina ukama nacho then Mambo musakanise vanhu kuti nhume yamaituma haiite sei iye ariye akatofonera vamwe kuti musha wakokerwa haaaaa Zarimba dzikama iwee
@anashe.j
@anashe.j День назад
Vanhu varikuvhiringidza nyaya apa
@AntonioDeure
@AntonioDeure День назад
Mai zarimba vachavaparira tukuru mambo favor yavo yamai Zarimba ndeyekuti muzvare plus pakugadzwa kwaMambo ndovaimuridzira Ngoma
@TheresaMaps
@TheresaMaps 6 часов назад
Chero bhudhi wamai zarimba vakuchema navo itsotsi
@proematekwe9334
@proematekwe9334 21 час назад
Bt hamungati Mambo akucutter vanhu munhu achiti ndakatanga kumutsa wire ndine 7years ndiri mukwasha ozoti muzukuru ndiye akaroora😂😂😂😂 neniwo handitereri zvakadaro...umwe ouya oti kana urikuda upenyu usarima😂😂😂chii ichocho
@enb00025
@enb00025 2 часа назад
@@proematekwe9334 hahaha taura hako. Ndezvekungo wachisana chete.
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline День назад
Hamuskupa vanhu nguva yekutaura why
@kenniassarireni7097
@kenniassarireni7097 День назад
The guy who sits next to the chief is intelligent
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 День назад
The way Mutasa interrogates vanhu to get to the bottom of the issue must be same kana achibvunza “mhepo” dzinouya padare rake kwete kungo bvuma zvataurwa nemhepo as a fact. He seems to trust mhepo more than real people. Akabvunza mabvunziro aya kumhepo ne n’anga he will be the best.
@PaloSant
@PaloSant 23 часа назад
But harisi basa raChief kuita interrogate mhepo because ibasa raana Chiremba ndivo vanoona zvese zvemhepo.
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 22 часа назад
@@PaloSant So are you saying munhu wese anouya padare ramambo achiti imhepo gets a free pass yekutaura zvaanoda without questioning yet mambo makes decisions based on what mhepo says. Why then does Mambo interrogate other people yet without verifying genuineness yemhepo is not questioned. Hatifanirwi ku avoider criticism tichihwanda nekuti chivanhu.
@PaloSant
@PaloSant 22 часа назад
@dhavetembo7654 mambo vane mhepo yavasina kumbotaura nayo here? I'm saying zvemhepo hazvisi evidence based iri physical ndosaka vachizoti potai paseri apo pana chiremba mubatsirwe. Kana vabva pana chiremba vanodzoka ne outcome kubva kuna chiremba padare. Havanga swere vachitongesana nemhepo yavasingazivi if its real or fake. In cases of murder ibasa remapurisa to investigate, chavo kungovapa ma named suspects chete. He doesn't question zvakawanda because those are criminal cases. Chavo kungoturira mapurisa kuti awa ma suspects awa.
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 21 час назад
@@PaloSant How does one become a suspect? Are you comfortable kuti kuhumana kwe mhepo is enough for one to be labelled as a suspect and detained. Remember detaining and depriving someone his/her freedom must not be taken lightly. Hearsy of third party information is too low to justify slapping handcuffs on someone. Kuserikwechuru is the same, n’anga will simply endorse zvataurwa nemhepo without providing any evidence other than kungonzi maoko ako akasvipa. Again the n’anga will go without being questioned or interrogated. For someone to move from being a suspect to guilty there must be evidence not just words. Mukotsanjera akangoti makasvipa that’s it, you can’t prove kuti hausi muroyi. Once ukapumhwa you’re done because the system yacho haina mechanism yekuti uzvichenure.
@enb00025
@enb00025 20 часов назад
@@dhavetembo7654 You hit the nail squarely on the head. The thing is, trying to use logic especially in the comment section is like arguing against a radio cassette. The majority of commenters will insult you left right and centre and they are not trolling but they actually believe in all this stuff. They want people to be abused, oppressed and taken advantage of especially when it comes to witchcraft, black magic and voodoo stuff.
@ChamuMasukume
@ChamuMasukume День назад
Haa apa chief andina kukunzwisisa srs
@rowayimaunganidze873
@rowayimaunganidze873 22 часа назад
Pa 21:46 Dhara reVoice yemasese rinogarasei kushaya respect mudare.
@JustinMandipe
@JustinMandipe 20 часов назад
But Mai awo vakaberekwao rinhi uye makeys wamapuhwa rinhi ,hu sabhuku wacho wakahuiita rinhi zvekuti wakazonyorera munhu transfer later
@TheresaMaps
@TheresaMaps 6 часов назад
Vanhu musatize musha mofa mosiya musinakugadzira nhau dzenyu ,vabereki vakafa vakavigwa byo nhasi vana vouya voda musha wakatizwa nevabereki zvonetsa
@tryphinenyamupinga1186
@tryphinenyamupinga1186 2 часа назад
1978 munda wakangomira chete aaaa
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 День назад
Mutasa anogona kukubata neka technicality kadiki diki wobva wanyudzwa.
@Janemacelyn
@Janemacelyn 8 часов назад
Zarimba anofanira kunge aive chimbwido and was responsible for evicting the so called UANC neighbours.
@gracechowe1612
@gracechowe1612 День назад
Ini ndino zviziva ini .chero zvakaitika ndine 5 years .vanhu tino siyana kusikwa kwedu
@lucykwaramba8222
@lucykwaramba8222 18 часов назад
Maland issues anongoda high court coz mamwe acho haatongwi zvakanaka
@lm36339
@lm36339 5 часов назад
yea but problem land yekumusha ndeye state land through maChiefs ndovanogova, unless mune zvima agreement written down
@travormagwenzi2730
@travormagwenzi2730 День назад
Mambo Mutasa💪💪
@GdgdHdhd-kb9vt
@GdgdHdhd-kb9vt 21 час назад
Uyo murume anogara nechekumashure kwamambo uyo anotaura point .aripa side uyo ngaabve aende kumashure
@edwardmironga2011
@edwardmironga2011 День назад
Vana vaabisher vanonyepa
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤔🤭
@AntonioDeure
@AntonioDeure 35 минут назад
Havanyepi vari kuvhiringidzwa chete munyepi ndi Zarimba hamusi kumuziva bvunzai vaTsonzo
@simonmazendame
@simonmazendame День назад
kudzvinyana pahuro chero une ma facts unobva wapusa.chiefs disition is always first priority😅
@HanahGade-s5f
@HanahGade-s5f День назад
Haaa maZimba vabatwa nemweya wekupamba inheritance isiri yavo 🙌🙌🙌🙌🙌
@GraciousMutsvedu
@GraciousMutsvedu День назад
Nyaya yeminda iyi ooooh umwe uchaenda kumakuva
@faithmaguwu5460
@faithmaguwu5460 16 часов назад
Nhasi mambo urikuhlaaaa gaka!
@georgenyatsungo3778
@georgenyatsungo3778 7 часов назад
Mambo ini l remember zvinhu zvaiitika ndirigrade 1 wani sohatizivi
@DreepyFly
@DreepyFly День назад
Nhimbe tv watching from Nigeria ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Thank you very much❤️
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 20 часов назад
Pamutemo (at law) zvapo zvinonzi kana uri under 17 or 18 you a minor (hauna chaunoziva) but that's very untrue. Seems zvinhu zvinoitika munhu angova around 8yrs if you are well exposed to incident hazvibudi mupfungwa.
@MunasheMaereka
@MunasheMaereka День назад
Isu kwedu akazviita kuda kufurira sekuru wake kuti atore half of our land bt takaona kuti tikauya kwamuri munotitenderedza High Court yakangopedza ma sports ........vanhu wekwa Mukome musamupe chinhu Zarimba uyo ngaangokupei land yenyu chete
@chaimuks8759
@chaimuks8759 17 часов назад
Ini nyaya dzinamuzvare dzinekakusabuda zvakanaka
@Chakabyebye
@Chakabyebye 6 часов назад
I feel like pane papotseka apo ! Kune a number of years dzinotariswa even Munhu asina kuita declare land rural land inotorwa
@mavischigumira634
@mavischigumira634 22 часа назад
ummmm mai Zarimba ka 😮
@LovemoreNyamvundu
@LovemoreNyamvundu 3 часа назад
wadii kubvunza gogo awo kti watenga marii stand yacho warikusenzesa advantage yekuti angaari sabhuku
@AnywayMasochaGama
@AnywayMasochaGama День назад
No tarisai varume kutaura chokwadi amai avo vataura but chief vachinja nyaya vavakutaura prof ya 1978
@chikukwachinowawa
@chikukwachinowawa День назад
The issue is nyaya iyi mambo anoiziva zvekutodaro,vana Mukome ava are people who ran away nemhuri dzaive cz vainzi vatengesi vaive vanhu vaMuzorewa muhondo saka pari kutongwa nyaya yaari kuziva chaizvo ndosaka asevenzesa section 70 yeTraditional Leaders' Act yeRight of urban dwellers owning communal land.haakwanisi kurasa mhuri iyo cz they are tracing back their roots yet haakwanisi futi kutorera mai Zarimba cz it seems pakaitwa madhiri vanhu votiza ekuti vanogona kunge vakapihwa land in exchange of mari yaingokwana bus fare munhu otiza kuurawa saka during that time yemadzakutsakutsa nevanhu vaMuzorewa paitorerwa vanhu advantage isingaite cz of their precarious situation.its just unfortunate kuti the Chief is being found in a very tight situation yekuti he should make sure the Mukome kids should have land yemadzibaba avo back but then vana Zarimba were also cunning enough to be conned the Mukomes due to their desperation but anyway i think patongwa zvakanaka vana ava ngavaende vari ivo votaura naZarimba kwete uyo munhu vavari kutambisa front,after all Zarimba said is prepared to engage them nekutovaratidza zvimwe zvezvinhu zvavo vana ava zvavasiri kutoziva kuti land yavo inoperera papi.zvekuti heee written document haa hazvipo izvi ndiani nguva yehondo ave kutiza aimbowana time yekunyorerana pasi even vakanyorerana vamwe madocuments acho are long lost,mai avo vane humbowo hwekey...tge Mukomes error enyu ndeyekukwekweredza vanhu vamakaudza zvekunotaura mudare
@AntonioDeure
@AntonioDeure 10 часов назад
Mai Zarimba hamusi kuva ziva even her own blood brother wanted to testify against her paissue yekupukuta chitunha chavasina ukama nacho and mambo vakamurambidza vachiti uri bofu yet the brother knows very well kuti maitire atete vari kupinza ngozi mumusha Mai Zarimba ndozvavari Havana matyira zvekuti ana Mukome vaiva vekwa Muzorewa iyaya yakagarirwa pasi iyi Mambo maybe haangazivi zvimwe zvacho but he defends Zarimba coz "muzvare " 😅 probably because vanongoera Shumba munhu anokwana pese pese paipisa MDC vaitombovako vakazodzokera kuZanu
@mamahazbaima6732
@mamahazbaima6732 19 часов назад
Too much intimidation from chief nevanhu vake
@tagutalilian9808
@tagutalilian9808 4 часа назад
I agree with u , nhasi vane hasha havasi kupa vanhu mukana wokutaura nyaya dzavo
@nosisamtshali5572
@nosisamtshali5572 День назад
This court if you come here you must know your story otherwise you will be thoroughly embarassed😂😂
@mrsmunaks
@mrsmunaks День назад
Mbuya Junior mabhadharwa marii ? Garai pasi makaroorwa 1994 moda ku witnesser nyaya dza 1980😂😂😂😂
@MunasheMaereka
@MunasheMaereka День назад
Unoshungurudzirei vanhu iwe Mambo pakauya kunomhangqrwa nyaya makati kune vanhu wekwaMukome muuye nema neighbors bt nhasi makuti wauya kunodii ummm musadaro dai mapawo mbuya Terera kuti wataure ndiye munhu mukuru aikuudzai those witness words amamuchida coz she is over 80 years and ndiwo wakatanga kugara ipapo shop yawo iri 1 wekwa Mukome wawapo now mashops akusvika 15 dzimba idzodzo nambuya Terera wawapo now Zarimba oti ndepake haaaaa dhemeti anosvota mukadzi uyo........ vanhu weku Methodist dai musina kupfekedza Zarimba uniform watambudza vanhu iwee
@gracemupita1801
@gracemupita1801 21 час назад
Lkkkkkkkkk Zvakanaka Shumba ndogara pasi
@saMazhanje
@saMazhanje День назад
A third nationalist movement, the United African National Council (UANC), led by the Methodist bishop Abel Muzorewa. Unlike ZAPU and ZANU-both banned and operating only from exile in Zambia and Mozambique, respectively-UANC was able to organize inside Rhodesia and held talks with the government during the 1970s.
@ReginahMangwende
@ReginahMangwende 8 часов назад
Mai vanesimba avo Garimba ndokusaka kwakanzi kana uri kuda kurarama enda worima inzwai mhinduro dzawo vanogurwa musoro
@MarvisMukwiri
@MarvisMukwiri 3 часа назад
Haaaa kwamutasa chero uksvika uchivira unoporaa
@travormagwenzi2730
@travormagwenzi2730 День назад
Panga pari paZiteya Majaire weman'a 🤣🤣💪💪
@TapiwanasheChabata
@TapiwanasheChabata День назад
Wadare please munozvinyanya
@mrsmunaks
@mrsmunaks День назад
Mbuya Sabhuku vakachenjera avo 😂😂😂
@angelanyamayawo9913
@angelanyamayawo9913 День назад
😂😂 chief mutasa manyama 🎉🎉
@mamahazbaima6732
@mamahazbaima6732 18 часов назад
Manyama kudii. Hapana zvaanotaura
@bsanzira
@bsanzira День назад
Hama dzangu vanaMukome
@MariamMuyambo
@MariamMuyambo Час назад
Ziso ra Mai sabhuku is scary
@sinikiwemoyo8017
@sinikiwemoyo8017 День назад
Makurukota vamambo nyararai kusvika manzi taurai namambo. Makurukota u r a shame. Munokanganisa the floor yenyaya.
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤔🤭
@slauschannel
@slauschannel День назад
Haunyepi seuyo aripaside pamambo anongohakira hakira
@AntonioDeure
@AntonioDeure 34 минуты назад
Ibhinya iroo
@owenkufahakutizwi4646
@owenkufahakutizwi4646 День назад
Ko paakatengeserwa ndimukome
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 16 часов назад
Mai vanoroya chete ava kuputa zvitunha , kutaura politics, kuita hu Sabhuku. She's too much vachakuvadzwa.
@gracemupita1801
@gracemupita1801 21 час назад
MAMBO MUNE ZEE WORLD YENYU IKOKO HAHAGAGADAAAAA
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk 8 часов назад
Munhu anorangarira zvaaita kubva pa grade one
@thomaschiwomba3752
@thomaschiwomba3752 22 часа назад
Ambuya avo vakapamba musha usiri wavo
@Ethelsanyanga
@Ethelsanyanga 7 часов назад
vanhu vanonoppndana avo tarisai ndagara ndakuudzai
@slauschannel
@slauschannel День назад
Ko Hama yamambo magariro erudzii a yakaita kukochekera kagumbo pachair ariside pemunhu mukuru 😅
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤭😄😄😄
@AntonioDeure
@AntonioDeure 37 минут назад
Imagine kushaya respect murume mukuru
@anashe.j
@anashe.j День назад
Mambo uyo murume aripaside penyu uyo anovhiringidza
@Pinnycode79
@Pinnycode79 День назад
Very true anovhiringa vhiringa
@adelinendawana7748
@adelinendawana7748 День назад
Anorotomoka
@LovelyDarts-ic1fi
@LovelyDarts-ic1fi 21 час назад
Uyo sakupwanya ariku supporter chido bcz ndevebato rimwe chete chido uyo mu war vheti varikuda kutorera vanhu minda yawo
@AntonioDeure
@AntonioDeure 41 минуту назад
Sakis and Zarimba they are dangerous and imbavha dziri kushandisa hukama hwamambo.vachipamba minda but 1 day is 1 day​@@LovelyDarts-ic1fi
@bosslady933
@bosslady933 18 часов назад
1968 nyays iyi
@ShingiraiSikonka
@ShingiraiSikonka 9 часов назад
Mukuda kutaura chii
@gracemupita1801
@gracemupita1801 22 часа назад
COMMENT SECTION TIDZIKAMIREI
@RodneyGore-yd7gd
@RodneyGore-yd7gd День назад
Mambo wedu❤
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
❤️
@AnywayMasochaGama
@AnywayMasochaGama День назад
Chief must also learn to respect not kutaura nyoso kunana mbuya vedu What type of traditional
@enb00025
@enb00025 20 часов назад
😂 nyoso ndochii manje? Ndiyo pfocho here?
@LettyShawty
@LettyShawty 18 часов назад
Nyoso😂😂😂😂😂😂
@ReginahMangwende
@ReginahMangwende 8 часов назад
Ko ane key ane makore mangani Ari kuda kutora musha wevanhu
@ShingiraiSikonka
@ShingiraiSikonka 9 часов назад
Zarimba
@DavidMukome-i4t
@DavidMukome-i4t День назад
Mambo weduu uyo?????
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 День назад
Wakasimudza waya ne7yrs here😂😂😂
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤣🤣🤣🤣
@kennethmakombe6585
@kennethmakombe6585 День назад
Matare anotivhura pfungwa.. Ndikutodzidza zvakawanda kwaMutasa..Ndakabva kuzim ndangopedza grade 7, zvakawanda ndikuzvidzidza pamatare aya
@AnywayMasochaGama
@AnywayMasochaGama День назад
Varikutiza chii buliwayo kune makuva evabereki vanhu ava
@PaloSant
@PaloSant 23 часа назад
Handiti Chido atotaura kuti family iyi ine chivanhu chayo chakazovasiisa misha. It doesn't make sense kuti age dzaana sekuru nambuya ivavo dzivigwe kuBulawayo ivo vaine musha. Panenge paine reason inodaro.
@batsiraichiripamberi4807
@batsiraichiripamberi4807 20 часов назад
Sando dzenyu mambo vangu
@claytonkodzai164
@claytonkodzai164 День назад
Uyo mdara ari paside pamambo dai ambonyarara
@patiencemunyongani5993
@patiencemunyongani5993 День назад
Yes but I like it when Mambo stands up with what is right
@obertmhute8430
@obertmhute8430 День назад
Anobhaiza mudhara uyo focofo
@AntonioDeure
@AntonioDeure 39 минут назад
Itsotsi Even kugara kwacho makambozvionepi haana respect
@GeorginahMurenje
@GeorginahMurenje День назад
Kana urikuda hupenyu zvinorewa kuti unogona kuuraiwa kkkkkkkk
@enb00025
@enb00025 20 часов назад
😂😂 unokita.
@mrsmunaks
@mrsmunaks День назад
Mukwasha Chidawanyika gara pasi 😂😂😂
@alphioustanda3118
@alphioustanda3118 2 часа назад
😅😅
@anashe.j
@anashe.j День назад
Wemaña uyeuye kkkkk
@ShingiraiSikonka
@ShingiraiSikonka 9 часов назад
68 anyepa
@JeremiahChibanda
@JeremiahChibanda День назад
At grade 7 you know though minor
@gracemupita1801
@gracemupita1801 21 час назад
KUMA MISHA KUNE HOI HOI YEPEKUGARA SURE
@Innocent-i7q
@Innocent-i7q 18 часов назад
Vanhu vazhinji vange vasingade zvemisha. Vavekukuda izvezvi nekuona kuti Development iri kuenda mberi. Vaiti hatigare kuRuzevha.
@ShingiraiSikonka
@ShingiraiSikonka 9 часов назад
Miraipapo
@markmandizha7425
@markmandizha7425 22 часа назад
Ko daddy avo vanenge vachinyorei?
@patiencemudyiwa3711
@patiencemudyiwa3711 22 часа назад
Ndi clerk of court vanonga wachi nyora zvese zviri kutaurwa .I basa guru
@LilliKidy
@LilliKidy 18 часов назад
Mamimutes edare for evidence mangwana
@markmandizha7425
@markmandizha7425 11 часов назад
@@patiencemudyiwa3711 u cn say tht again...'ibasa guru'
@gracemupita1801
@gracemupita1801 21 час назад
DZINE PURPLE SHIRT PANEBASA
@ChokoraMirriam
@ChokoraMirriam День назад
😂😂😂😂🤣🤣 munhu mukuru kudzungaira padare kudaro
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 6 часов назад
Kana zvaramba endai kuti mupiwe batai bhozho anevanhu vanogona kugadzira zveminda izvi vanotiza vega vari kugara ipapo zvedare zvoshupa izvi 😂😂😂😂
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 День назад
😂😂😂😂😂😂 1917 ndakauya namhaiyo apo munhu amboti akazvarwa 1963
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤣🤣🤣🤣🤣 hahaha akauya achiri zai mudumbu mamhaiyo
@MunasheMaereka
@MunasheMaereka День назад
Teerera nyaya zvakanaka panzi 1917 ndepapi
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 День назад
@@MunasheMaereka iwe ndiwe usiri kuterera zvakanaka mother vanyatsotaura newavo muromo kuti 1917 ndakauya namahaiyo vangu vatozonzi nevamwe 2017 terera zvakanaka
@EdmoreMasekesa-y2c
@EdmoreMasekesa-y2c День назад
@@frankmoyo7267that was just slip of the tongue ,she later said 2017 .so l heard
Далее
Unopera Power chokwadi-Prophet T Freddy
10:36
Просмотров 9 тыс.
Izindaba zesiZulu @13H00 l 21 October 2024
21:25
Просмотров 6 тыс.
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
STRIKES ON THE ISRAELI F-35 BASE: THE RESULT
15:33
Просмотров 713 тыс.
MWANAKOMANA ODA BONDE NAMAI MUKADZI PASI TSVEE
37:21
Просмотров 285 тыс.
Vanhu vopera nemapere kwaMurehwa
42:56
Просмотров 50 тыс.