Тёмный

MVURWI Chitunha CheMwana Chaiita Nharo Chichiramba Kuvhara Muromo NeMaziso Vabereki Vakazochifukura 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 72 тыс.
Просмотров 13 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

11 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 237   
@samsonchateuka1996
@samsonchateuka1996 День назад
Amai vaLucia is a good woman and mother who protects her children
@rosechigama6562
@rosechigama6562 День назад
Ngaataure. Nyaya yake ndiamai Avo. Hauiti makwikwi navo haubudiriri Sisi Lucia mavhara mikova. Yema blessing
@CharityMarira
@CharityMarira День назад
Mai Lucia Mwari vakuitirei zvakanaka munemoyo wakanaka mufunge mwana ndiye benzi
@agneszulu3059
@agneszulu3059 19 часов назад
Vamwene ava chatopota chevaroi chaicho neuyo n'anga muroi vanoroya vose zvakaoma veduwe kuuraya mwa ishaisano kuti ubve pamwe zvakaramba zvekuroya nemwana uyu vanoda muroora wavanoroya naye zvakaoma veduwe huroi huripachena uho ngavasungwe ava uye chero zvavakaita muroora ngakufambiwe mopiwa machinda ekwamambo kofambiwa koonekwa kuti vaizviitirei
@ShondaOz86
@ShondaOz86 День назад
Elizabeth l voted for you,you are the best🎉
@Rumbidzaichivhanga
@Rumbidzaichivhanga День назад
She is a real mother ❤❤❤
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 День назад
Sis Elizabeth pamwe mwana uyu akabatwa chibharo nababa vake, kufunga kwanguwo, sei ari kuti haakwanisi kutaura, endai naye kwasekuru Kanengo kana Tasvu avhenekwe mwana uyu
@MaryMucheka
@MaryMucheka 22 часа назад
Wanga wataura zvakanaka wani....zvatasvu zvabvepi
@emelykapita4181
@emelykapita4181 День назад
Ini ndakaitiswa pamuviri nemukomana wandaidadana naye amai vake vakauya kuzonditora kuharare vachienda neni kumusha kwavo ku Wedza paGaraba the very day randakasvika pamusha apa it was after 5pm vamwene vakaenda ku bedroom kwavo ndobva vandidaidza ikoko ndikanzi ndipfugame ndakatarisa kumadokero ndokubva ndaita saizvozvo ndobva vavhura wardrobe ndokuburitsa chibag che khaki change chapera sugar vakatora nyama yaiva muchipepa ichi yainge yakaoma dobva varuma ndokuda kunditambidza vachita kunge vari kureverera kuti ndatambirwa mumusha saka nyama iya vaiti ndeyekusimbisa mushanekudzikamisa hana yangu pane zvose zvandichaona ini ndikati aaaa handisati ndakamboona nyama inogara mu wardrobe uyezve handina kumboona amai vangu vachiita saizvozvo ndakaramba kuitambira ndikatanga kurutsa uyezve nhumbu yangu yaisada nyama ndizvozvimwe zvakandiyambudza otherwise ndingadai ndakatodya nyama iyoyo vakanditi ndaisafanirwa kuudza akana mani zvake kuti vaidakundipa nyama kusanganisira mwana wavo wacho asafanira kuzviziva kurutsa kwakandiporesa ndikazotakurwa kuenda kuchipatara handina kuzodzokazve pamusha apa
@miriam-z1y
@miriam-z1y День назад
Zvakaoma
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 День назад
Haaaa ma1
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 День назад
Dai wakatopihwa huroyi mmmm zvakaoma
@RoseFombe
@RoseFombe День назад
Yowee haaa tenda Mwari
@Beloved5
@Beloved5 День назад
Hey! Imga zvainge zvakaoma nhaiwe 😢
@maimavis
@maimavis День назад
Uuuuummmm benzi remwana uchafira mahara Lucia mai avaitwe izvozvo ufunge hako ukuzvitsvagira chituko muhupenyu hwese
@believebhobho5204
@believebhobho5204 День назад
😢😢😢😢 mwana uyu achazovafunga amai ava ndarwadziwa chaiko
@pamhimuzanenhamo
@pamhimuzanenhamo День назад
mai lucia imbosiyai Lucia akadaro vna ava vnonetsa kutsiura unoita seunomunetsa achazoonawo kukosha kwenyu nekufamba kwenguva
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 День назад
Vamwe tichidemba kuti Dai amai varipo Rusiya ndopaanodai amai vake😢😢😢life no balance
@TambuNechiwowe
@TambuNechiwowe День назад
Zvinorwadza mai vari kubatikana zvechokwadi asi ndiri kuona sekuti dzaLucia hadzisisiri kushanda zvakanaka. Achauraiwa pamsha apa dai ari umwe abva aende hake kunogara ega kwaanoda kwacho otherwise apa hapachagarike
@AvinMuvirimi-qz3cg
@AvinMuvirimi-qz3cg 23 часа назад
❤❤May God protect my Mom handidi kuSuffer
@dreperdliwayo1472
@dreperdliwayo1472 День назад
Hmmmm so touchy I have a daughter like this mama God bless you 😭
@patieymakojanhi101
@patieymakojanhi101 13 часов назад
Sorry dear
@CelestineMeza
@CelestineMeza 22 часа назад
Amai Lucia same WhatsApp group namai vangu ,ndazosiya chi marriage chenema nema
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire День назад
Mama vanonyatsa kutsanangura zvinonzwikwa..endi nyaya iyi irikuvadya vatodzikira mai ava ,asi mwana wacho ummm ibenzi ndosaka akaitiswa zvisizvo ...dai ndaive ini ndatoona vakufukunura speed yandairova ndichi sheedzera
@AmrickMutevhani
@AmrickMutevhani День назад
Uchademba mwana sikana ,hupenyu mai vakakosha
@emelykapita4181
@emelykapita4181 День назад
Mwana uyu ngaaende abve panekuramba achishungurudza amai vake atova iye leader wevaroyi kanjapisi kamwana ak kwake kuda mboro here
@RoshneySasha-fq9fd
@RoshneySasha-fq9fd 21 час назад
Kkkkkk
@busisiwecorneliamsipha4463
@busisiwecorneliamsipha4463 День назад
Pamwe mama ndiye akadya mwana
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 День назад
Keep the good work Ccta Elizabeth
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo День назад
Thank you so much
@ShaniMasedi
@ShaniMasedi День назад
Mmmmmmm mwanauyu ngaasadaro maivake😢😢😢😢😢
@rambochauke710
@rambochauke710 14 часов назад
Apa hapana kujeka pagoda kucheneswa ❤❤❤❤❤
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 День назад
Siyai arohwe mwana uyu izungunde chairo
@marithacarole1518
@marithacarole1518 День назад
Chimusiyai azvionere mama maedza,imboitai tough love tione anodi.wotii kufirwa nemwana woti kufumura mhuri yemurume huroyi,,musiyei anopinda mugwara
@patieymakojanhi101
@patieymakojanhi101 14 часов назад
Akatozungaira uyo, amai vane mweya wekubara kani
@rambochauke710
@rambochauke710 14 часов назад
Pane mhepo apa ❤❤❤❤❤poda Sekuru Tasvu ❤❤❤❤
@CharityChasakara
@CharityChasakara День назад
Aana kujisiwa uyooo,anekupusa kwekutorevesa chaiko
@violetchitambo407
@violetchitambo407 День назад
Amai avo vabatikana shame, Mai vebenzi havana zororo panyika.
@PreciousChikoore
@PreciousChikoore День назад
Haaa mwana uyu akutoshandiswa
@blessblessing9181
@blessblessing9181 День назад
Hanzi ndirikumba kwangu nxxa .musoro wakazara mvura Lucia. Standa usiyane nemhondi
@LucyDudu
@LucyDudu День назад
Kwadzinorohwa matunduru ndokwadzinomhanyira..Lucia
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson День назад
Anopenga mwana uyu akatodzungaidzwa namwene muroyi Eliza batsira mhuri uende navo kunana sekuru Kanengo sekuru Shumba nekuti hhhh moyo wekubereka unogona kuuraya mai ava mwana akadyiswa
@nancymaposa4720
@nancymaposa4720 День назад
Muendesei mwana uyo kuna sekuru vanobatsira anenge akadyiswa naamwene
@TinoMuzen
@TinoMuzen День назад
Mai Lucia munhu ari Boe mwanasikana hapana hapana kushungurudza mai
@SesiMelody
@SesiMelody День назад
Haa taurai henyu chokwadi ukaona kuwanikwa kwakadaro mwana wangu siyananazvo mwana wangu ikaramba uchipikisa hazvimiri zvakanaka teerera mai vako usarwadzisa mai vako tozviziva zvinorwadza
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 День назад
Mainini dzikamai muteerere mai......uchazoiona nhamo kana vasisipo hako....
@busisiwecorneliamsipha4463
@busisiwecorneliamsipha4463 День назад
Mmm guys pamwe this gal was sexually abused thats why she doesn't want to talk, hameno mafungiro angu
@AnnahRukovo
@AnnahRukovo День назад
Endesai mhuri iyo kwa sekuru kanengo
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 23 часа назад
Mama maedza siyai azvigarire ega ,haabatsiriki uyu
@Nightgamer5_13
@Nightgamer5_13 День назад
Luica unofira mafufu sengonzo siya marriage iyi urikur adzisa amai vako hanti mwana ave pasi ndiwe next munhu pausingadiwe ibva
@samsonchateuka1996
@samsonchateuka1996 День назад
Lucia ibenzi remunhu, haabatsirike
@RumbidzayiNgwaru
@RumbidzayiNgwaru День назад
Zim news munodadisa batsirai mwana sikana becoz pfungwa dzake hadzisi kufunga zvakanaka
@AmandaMandy-td3bh
@AmandaMandy-td3bh День назад
Mwana uyo l think atoriwo nemhepo ikumutera cz mubereki hanganyunyute zvakadai mwana oisa zvitanda munzeve .Eliza hello mutori wenhanwu anoita kutsetsemura nemo nemo l like your voice nekakuzvininipisa kauinako
@graciousmufaroziso2759
@graciousmufaroziso2759 День назад
Muregei akadaro chipenzi icho
@CharityMarira
@CharityMarira День назад
Ndarwadziwa nezvinoita mwana uyo munyama waachaona muhuupenyu hwake
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 День назад
Mai Lucia siyai benzi iri achakutsvagai hake ne rimwe gore akapusa zvokuty lucia
@nokthulagift618
@nokthulagift618 День назад
Ngavamusiye type yakadai ine kakudzungaira unoda bonde kudarika hupenyu,
@LucyDudu
@LucyDudu День назад
Kkkkkkk
@TariroNyakabau
@TariroNyakabau День назад
I bonde chete ririkumudzungaidza zvekusvika pakuramba hama dzako
@TariroNyakabau
@TariroNyakabau День назад
Anezimweya mwana uyu anodarubatsiro rwukuru
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu День назад
Apa unoramba achizvarira Mai vake vana
@rosemarychitsatso-g3e
@rosemarychitsatso-g3e День назад
Mwana uyu ngaakumbire amai ruregerero zvinhu zvimufambire zvakanaka amai varikurwadziwa chokwadi
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl День назад
Taura hko ingozi iyi yaari kuzvitsvagara....zim beat tv plz ndiuye hre kubasa ndaiswra ndarova vanhu iji aaaa
@rogerchanda
@rogerchanda День назад
an example of faith that is lethal. kutsvaga mu hookie mwana achirwara then motsvaga muroi
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 День назад
Mwana uyu haasi ega akagarwa uyu
@charitysibanda7306
@charitysibanda7306 День назад
😢mupei mwànaa ayende kunogara Naye ibenzi remhunu mwana wenyu usiyane naye
@TakundaMatonga-r2b
@TakundaMatonga-r2b День назад
Musiyei arikuda kufa uyo
@Patricia-z7b
@Patricia-z7b День назад
Usadaro Mai vako Lucia urikurwadzisa Mai vako pfukwa yacho auyipedzi😭😭
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 День назад
Tsekwende dzese dzaukusangana nadzo Lucia imhosva yekusawirirana nevabereki vako ukarwara uri kwauri unopepwa nani iwe changamuka iwe
@SheilaMusiiwa-ce6jr
@SheilaMusiiwa-ce6jr День назад
Mwana uyo anoda kugara ega achiita zvose zvaanoda asina anotsiura.Regai aenda.
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 День назад
Ummmmmm Amai vakabereka Lucia is woman enough. She's standing by her daughter. 😮😮😮❤❤❤❤🎉🎉🎉❤❤❤😮
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue День назад
Mama Wangu mwana akaenda akadaro maziso akazvurika muromo wakashama sahwira akazomusunha ndakarwadziwa vadikani roorwai mumagrouo enyu asiri enyu hamupagare
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 День назад
UmAmai va Lucia itirwayi Nyasha zhinji na Mwari. Lucia uchafa uchitambuara.wakatadzina Amai vako chausinga varegerere8we Lucia?😢😢😢😢😢😢😢😢😮😮😮😮😢😢😢
@beatricebande8712
@beatricebande8712 День назад
Mmh Zvakaoma mai vareadziwa ava. Lucia uneproblem achakura hake
@beaulahtaz68taz13
@beaulahtaz68taz13 15 часов назад
Mwanayi anotawura namai vekubereka achidaro, inga kabenzi nhsi unotawura namai vakakuzvara uchidaro
@TheresaCHIGUMA
@TheresaCHIGUMA 14 часов назад
My sister siyana naye mugoni wepere ndiye asinayo
@BenardMatenda
@BenardMatenda 8 часов назад
Mai valucia musiyeyi mwana wenyu haachengeteke mwana uyu kana ayine zvomurwadza ngaataure kwete kutenderera kwaarikuita kunzi hausi mwana wangu zvinebsa reyi kabenzi kamwana aka
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue День назад
Kutaura kwa mama ndikukunzwisisa varikurwadziwa and ndakapapinda panorwadza vabereki vangu vakarwadziwa nazvo
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl День назад
And vaonda shame zvakaoma
@LungisaniDuve-ci7oy
@LungisaniDuve-ci7oy День назад
Ummm pakaipa zim news bastirai mwanasikana arustiswe acheneswe akatokanganiswa uyo
@ulithachipungu1144
@ulithachipungu1144 День назад
Mwana uyu ndatya naye sei ayine moyo wakasindimara kudaro kuna mai vake nevese vemhuri yake. Ndarwadziwa mai vane rudo runotyisa naye asi Kana vakazosvika pakumufukatira , hativashore vayedza nepese pa anogona napo kumurwira mwana uyu nekumuitira zvakanaka .Asi chinorwadza iye haazvione. Asi ummmm kumberi uku hakuna kumujekera achatambudzika zvisingaite .Ndasimudza maoko pane mwana 🙆‍♀️
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 День назад
Mwana uyu zvaari kuita mai vake uuuuu zvichamunetsa mangwana ari kurovesa vanhu
@patieymakojanhi101
@patieymakojanhi101 13 часов назад
Lucia ane kachihure, kaupenzi, kakusakwana, mamhepo zvese. Hadzitorimo pfungwa apa
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire День назад
Lucy ane nharo-rukongo musiyei achaurawa
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl День назад
😅😅😅
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 День назад
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙈
@ShondaOz86
@ShondaOz86 День назад
Lucia haana chaakatadzirwa,shes just a rebellious child.Vamwe vanotodawo mubereki anerudo runaway Lucia,achakura hake
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu День назад
Kune vamwe varutoshuwawo rudo rwakadai kubva kunaana mai vawo
@TsitsiMukanyakanya
@TsitsiMukanyakanya 16 часов назад
Mai Lucia vanerudo veduwee asi Lucia wacho hapana zviripo ibenzi chairo
@elizabethmabandi9304
@elizabethmabandi9304 День назад
Vake vana vachashayavo rudo naye mashoko ake atove mu bank re future yake kubva kuvana vake
@AliceGora
@AliceGora День назад
Kakachenana kamwana ako
@garacemanjengwa9792
@garacemanjengwa9792 День назад
Haaaaaaa iwe Lucia kusviba Kuno ndiko saka usingageze mazitsvina futseki iwe Amai mugoti usingasehwi uchaiona zvako nyaya yacho ndipo uchaziva Kuti makandiwa haasi Mwari uye Ziva Kuti Amai haasi shamwari yako usaite kunge Mai mukoma kana munin'ina wako
@busisiwecorneliamsipha4463
@busisiwecorneliamsipha4463 День назад
Mmm amai varambwa ka20 pamberi penyika, what a shame, Lucia zvickakuwana
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 День назад
Nyaya iyi marwadzo
@gladysmundembe7886
@gladysmundembe7886 День назад
Mai mungwarire kuti mwana wenyu kuti anozogona kutadza kubatazve pamuviri kana muzukuru wenyu asina kuzoradzikwa zvakanaka kechipiri aka
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 День назад
Pamwe mwana uyo Lucia akafitidzwa nevamwe vake.Because handisati ndaona resistance yemwana arikurwirwa na Amai vake.But iye asinga zvinone .😮😮😮😮😢😢😢😢😢😢😮😮
@MendyMaminingu
@MendyMaminingu День назад
I think kuti pamwe pfungwa dzichiri diki dzemwana uyu. Amai vakakosha veduwe. Amai Lucia Mwari vakunzwei minamato y3nyu. One day zvichachinja.
@PreciousMawere-h6e
@PreciousMawere-h6e День назад
Akachinji aka munhu akutoziva murume uyu ibenzi iri arina kukwana
@EmmaMahiya
@EmmaMahiya День назад
Ndozvinoita vana Mai rambayi makashinga zvopfuura umwe anototi maimuroyi asi zvinopfuura
@BEAUTYMUTANDWA
@BEAUTYMUTANDWA День назад
Muregeyi kana asingadee kutsuurwa nenyika yese arikuramba zvisiyeyi
@PeeKiyede
@PeeKiyede День назад
Kabenzi kemwana ako hakateerere mubereki,regayi kaende kunogara kega Mhayi ,munoshungurudzwa nekabenzi akoo kanoda kurohwa kambwa kemunhu xaa
@NervyHarris
@NervyHarris 13 часов назад
Ngavamusiye akadaro bhenz
@venenciachabata8380
@venenciachabata8380 День назад
Shame zvakaoma very sorry mhamha 💔😭😭
@ktm9853
@ktm9853 День назад
Sisi don't imitate Robert Tapfumaneyi your boss but find your own way to present your casting. Be natural and build your own profile.
@VmailMudzu
@VmailMudzu День назад
Munamatirei mhai mumuregererewo ane zvinomushandisa
@peenyikayaramba5433
@peenyikayaramba5433 День назад
Lucia dzamisisa pfungwa,kuvadadira kwaunoita uku,rimwe zuva achavafunga amai vako😢
@MafirakurevaMafirakureva
@MafirakurevaMafirakureva День назад
haana kumitiswa nababa here mwana uyu
@PaulineChishandure
@PaulineChishandure День назад
Murume iyeye ari kugara achikurova nokuti wakanyenama zvekuti rorwa zvekuti
@AliceMirazi
@AliceMirazi День назад
Ndozvavanoita vana vacho hamusi mega unotomirawo samai kurwadziwa mumoyo semubereki asi havazvioni vana ava
@LukenChimonyo
@LukenChimonyo День назад
Mutoriro chete ah kuvenga mai kudaro
@Nightgamer5_13
@Nightgamer5_13 День назад
Kumurume hauchatodiwe kufumura huroi haiwee
@CharityChasakara
@CharityChasakara День назад
Kurereka musoro zvisina basa nxaa!
@BEAUTYMUTANDWA
@BEAUTYMUTANDWA День назад
Mwana akazotonhora rondedzera chaizvo
@AlaineNatsaiJimere
@AlaineNatsaiJimere 23 часа назад
Ama2000 vanofunga kuti imba ndiyo achievement yelife
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 День назад
I support you amai gezai maoko she's rough Lucia wenyu uyu Nxaaa nonsense uko !
@Rumbidzaichivhanga
@Rumbidzaichivhanga День назад
Shame be strong mama mwari vachazviratidza ummm this girl anotori ne problem ikutoda mwari oga
@BlessingBopoto
@BlessingBopoto 20 часов назад
Rovai munhu
@PriscillaNyachowe
@PriscillaNyachowe День назад
Panenyaya iripo pane mwana uyo
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 День назад
Musiyei amamiswe afireko ,benzi remwana ,shuwa kurambira mumba manorohwa ,shuwa kufira marriage yemudhoto iyoyo
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 День назад
Anopenga musikana uyo
@cbridges482
@cbridges482 День назад
Tipeiwo number dze mupositori uyo please
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue День назад
Veduwee hama dzangu kuroora musha une zvinhu zvawo zvausina iwe haupagare never kupagara kunge vanofamba husiku vapora kufa . Kana varipo iwe usina kubvuma kuvemugroup haupagareba .
@theebarbiey
@theebarbiey 18 часов назад
Kuzvara uku kwakaoma vamwe hatina anamai vamwe vakutodadira hvo 😢kukosha kwamai unozoona vasisipo kani
Далее
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
Flipping Robot vs Heavier And Heavier Objects
00:34
Просмотров 12 млн
GENIUS FOOD HACKS 🍰 #shorts
00:36
Просмотров 7 млн
Satisfying DIY Earing for the Little Ones! 😲
00:33
MVURWI.....  MWANA WEKUFUKUNURWA NEVAROYI OFUKUNURWAZVE
31:32