Team Chapepa hoyee chitanga kuita zvako wega uite mukuru we company nekuti iwe unoto rema kudarika munhu arikuku shandisa uyoo siyana naye Mari unoshanda imwe nyama yamai avo yaora yakanguri yasharwa itotsvaka umwe mari wangu uri munhu wa headmaster shandisa chikoro chete toku supporter isu NB muri huchi I can't wait for episode 49
Bho here jonga nharo idzo kusada kusiya madam Inga wakanyura. Mai cleo kadhiri kamunofunga hakaite chaps atova Kuna svinurai kkkkk keep it up guys. Watching these episodes ndiri mu S. A paMpumalanga Witbank. Makanyanya
😅😅😅haaa mai cleo brain dzacho sooo but I like her vano actor mai cleo haaaaa she is sooo good in her role yeumai kana ye kunzwisa tsitsi or kuita mbuya haaa keep it up mai cleo Chero apa henyu chaps asiri kuterera zvichemo zvemhara😂😂😂😂