Wakanonoka ndzvo zvinofanirwa kuitwa as leader you provide leadership zimbos shall not fail you stick to basics then we support you President I stand with you Aluta conti nua
Muchizvigona here zvacho zvamogona kubva kare tichingoita zvichishaya basa ...ma politicians achingoita mari nesu .....zvipe nguva yekuronga kuzvishandira
Idzi dzirikutotiona kunge vanhu wadzo , this guy is toying with our emotions, kana akundikana just admit kuti ndakundikana , Sadc yakatokanganwa nezve ma elections emuZimbabwe vakutouya August ku conference
Dialogue can only be done with ccc not this clueless individual supported . U hear someone achiti anorema. SADC can only give advice on how to run our next election and have no power to impose anything on us. He is blinded by this power hungry mentality. Most Zimbabweans are not past the election mode and we are now moving on with our lives. He should have used the courts 1st with his grievance and later another course. There is no community which can impose its will over a sovereign member state. The protest route most Zimbabweans are no longer interested there minding their lives
Nhasi uno hauna bato rawakamirira chairo uye election wakaenda usina portfolio or structure saka waida kuzoita sei kwana iwe ,paMarch apa toda iwe ,mukadzi wako ,nevabereki vako nehama dzeko dzive mberi kana kuri kufa naivo pafewo vako zvigozo nyatsorwadza kwete mhuridzi dzevamwe kufa vako vachisara
@@GladysDube-nb3eu fight myself I'm feeding my family without corruption funding that is fighting not being lazy ,sanctions whether are removed or removing ED does not bring food to your table what brings food its hard working
One man band, one man party, yes 2 million people voted for you but you still lost. Mahere won but quit, you blame that on who. People will never vote for her again, because she showed that she doesn't care about the voters but her desire to have you as President but if uou are not winning should everything stop.
Chokwadi chishoma ku zanupf. Corruption too much. Its time up. Regai timbo tungamirwa nevano ziva mwari. History has shown us the true zanupf and how far it can go. Taneta nemi. Ibvai pachigaro nemadhara enyu arikuramba achichata ivo vakwegura. Ngavambo zorora.
Return the money, you lost the election. Very selfish. You are not the only person who matters in the country, the country and progress is obvious, just because you know that 2028, shame on Chamisa.
Dambudziko ratinaro nhasi rema reforms ndiwe wakati Biti ,Mangoma,Mwonzora vari kuSA wakaudza Morgan kuti mudhara itai vakomana vadzoke mareforms haasisina basa ukatora vana likes of Eric Night from UK ukavapa zvigaro tika loser Maseat akawanda
Vanedzungu vanoti wapera. Vanowona nevanoziva variku kurovera maoko. How can people fail to see kukonewa kwe zanupf vachitengeswa betadine ne maparacetamol muzvipatara. Iyo zanupf team ichiflaya kuenda kuzvipatara kunze kwenyika. All they know is to buy cars, houses and get married every year kkkk. Chamisa chibaba chiri principled and focused. He is very smart and hates violence. He is a darling to us. Even if he has no party, we dont care and we choose to belong ikoko kusina party. Munomu vengerei Chamisa siyanai naye.Time tells an accurate story. Forty years is long enough for us to see who zanupf is.
@@jamesngoma5318 uchiri pwere in politics, ndiudze one Mp ,Senator we opposition anoita donation muclinic ,hospital kana vaine rudo vanopeta maoko voti Zanu chinonzi opposition you lead by example not making noise in media you make noise by working with people in development that's a clear sign kana vakapinda vachaba pachena ,MP, senator vakasarudzwa nevanhu munzvimbo dzzavo vanofanirwa kushanda kwete kumirira bato or leader wavo walking away from parliament that's totally failure