Denga ndiro zvaro; asi zvimwe zvinongodavo kushandisa maSolutions enyama zvazvo. Kana chembere neharahwa dzava kuzvambaradzwa ini ndingakurudzira kuti vashandise makona avo (for those who have them) pane kumirira denga. Inga tinongonzwa kuti harahwa dzedu ndovachine ruzivo rwakasimba gweIndiginous knowledge wani - that knowledge must be demonstrated mhani.
Makadii team yangu, kana nyika yedu ichikoshesa kodzero dzevanhu since Paine nyaya yakadai ministry of police must look at it, uye even our president vari kutoiona vedio iyo he must set an investigation team to that team of police officers who beat that gogo at that place which is highly respect like embassy pa embassy haarohwe munhu kana kusungwa
Asi vanhu madireenyu mari hamusi kunzwa moyo kurwadza makuto advertiser naMhama vachichema varimhamha vako 😢😢unonzwa sei mandirwadzisa vanhu imi. Mari yakaoma kana tazogara 😢😢😢😢
Everything in Zim is taken upside down by zanu pf: vanhu vachifa nezhara vana Chris nana Nik will be telling whole world kuti ZIm had bumper harvest & has excess food; isn't it? So, in Zim, Minimum Force means Maximum Force; varemadzeyi nekurova. Inga Chiwenga manje-manje akataura wani akati "munokura maremara kana mukaramba ZiG rezanu pf" . Hino munoti kuna Minimum Force ingaita kuti munhu asvike pakuremara shuwa?
Ee Inga ma one ngati namateyi nyika yapanduka this is last day yo mashura manenji chaiwo kudyirwamunda nembwa sendakarima nyama ha hazvikoizvi I mean for real kwakurasika uku.
So good that ne n'anga dzatekeshera mu zim, after such treatment the weak and hopeless have now a place to run to, vanoda spiritual revenge anambwa ava
Vana awa wapanduka mazuva ekupedzisira zvinofanira kuitika so that the scriptures must be fulfilled. We need to pray for our children and our country. Satan chikurwisa na Jesu chakakundwa. Through. Jesus will overcome.
Izvozvo ndikokuterutsa dambudziko kunoita mazimbabwians. Gogo wakarohwa vanhu wakarohwa That young lady akatorwa gumbo but kunzwa munhu mutori.wenhau akuti hatizivi kuti akatorwa pachiitiko ichi here?? Kana kuti ichokwadi here . Ndokuto chii ikoko, saka munhu angaberekwa here iye achigona kufamba???
Saka havatenderwe kurwapwa here sure mai avo ,gumbo rakatyoka ,dai vamboonekwa vozoenda ku court,zvisinei ,Mwari havadhakwe nerimwe zuva zvichashanduka chete
Mapurisa emuZim akadzungaira , don't give them free transport and don't rent them in your house tobutsu twakapera pasi .Mazimba monyanya chi christu ko modii kuzvambura vanhu.