Тёмный

Ngozi Yeku Gwesha: Baba naAmai Simba Vauya Harare 263785984537 to assist them with busfare and food 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 74 тыс.
Просмотров 69 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 814   
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 8 месяцев назад
+263785984537 To assist Ba and Mai Simba
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 8 месяцев назад
Tasvu kana Kanengo ....haaaa nhasi ndafara zvekurevesa...Robbie ndiye mupedza zvose.ndainzwa hasha mhani nababava Taps kuti y vachitadza kuudza vanhu ava kwekuenda.m so happy zvamasangana na Robbie pakatsvuka manje😢
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 8 месяцев назад
Ndaiteera nhau yavo kubva ku dare ra Headman Chogodora pa Karanganda TV. Basa ramuri kuita riri kuyamura mhuri dzakawanda. Ndiri mumwe aisavimba nematare echivanhu asi kuburikidza nemi ndave nemuono kuti huroyi is real and life is spiritual zvekurevesa.
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 8 месяцев назад
Ayiwa tinotenda matakura mutoro uyo Mwana abatsirike
@talithadube6468
@talithadube6468 8 месяцев назад
Nemari here or what
@Jujumunongi22
@Jujumunongi22 8 месяцев назад
​@@talithadube6468ndofunga Mari yekuti vatenge chikafu nesipo
@LovelyDarts-ic1fi
@LovelyDarts-ic1fi 8 месяцев назад
Magonesa chaizvo baba Simba gud move thnx mukoma Robert nekugamuchira mhuri iyi please Simba atambura ngaabatsirwe
@peterphiri9590
@peterphiri9590 8 месяцев назад
Thanks Robert for taking over this story vanga vachitambisirwa nguva .
@tadiwanashejangano
@tadiwanashejangano 8 месяцев назад
Kutambisirwa nguva nani iwe
@talithadube6468
@talithadube6468 8 месяцев назад
Nxaaa unopenga iwe
@talithadube6468
@talithadube6468 8 месяцев назад
@@tadiwanashejanganonhai hako
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. 8 месяцев назад
​@@tadiwanashejangano vautambisigwa nguva kumusha..ukamuziva ukuda kuzoodiii
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 8 месяцев назад
​@@tadiwanashejanganonamambo marange ,aisi secret
@ZimLivesMatter
@ZimLivesMatter 8 месяцев назад
Umwe wangu uri baba, wakasiya basa kuSA kuti urapise mwana. Big up my bro
@JosephineMutengwa-uh9fu
@JosephineMutengwa-uh9fu 8 месяцев назад
Shuwa ndovanonzi vana baba ava
@HygieneChakuma
@HygieneChakuma 8 месяцев назад
Chokwadi we Salute him coz vamwe varume vanomhanyira mabasa vachisiya vana vari in a bad situation kut mukadzi sara uchifamba wega
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 8 месяцев назад
Perfect! 👍 by the moment I saw this couple because I’ve been following their sad story, then I saw Zimnews slogan! I said! YES!!🙌 because I now know that with brother Robert you’ve definitely sure gone to the right person to get help! Please! Brother Robs! Take them to ZitateGuru Tasvu! He can sort out Charles within a second. And that child can come to normality back in his life. Nice! I can now watch the video happily!
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 8 месяцев назад
Yes tafara mwana atambura veduwee
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 8 месяцев назад
@@alicybakeki9803and to listen to Charles talking nonsense him and his wife yesterday pa Ba’Taps interview at their home, I didn’t really like it. They were talking nonsense about them claiming that his brother Baba Simba had raped someon then ran away to SA and Simba was a thief he stole blah! blah..! Blaaaah..! Nonsense! He should just agree to what he did and everything be fixed then this young man, can be released from this ngozi he’s suffering from.
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 8 месяцев назад
Kuhumana nezve mwana akabva nhumbu hee vakabvisa mwana nhumbu. Sure zvinei nemwana ari kutambura. 😢
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 8 месяцев назад
@@emmiesmit1241imi think about it! That has nothing to do with the ngozi that is terrorizing that family paSimba. They’re just looking for mistakes from them to cover themselves! Are they themselves perfect..???
@doreenmushowo1409
@doreenmushowo1409 8 месяцев назад
Please mukoma Robert take amai Simba na baba vaSimba kwaSekuru Matakanure or Sekuru Tasvu Please please before it's too late 🙏
@porciarutsvara6953
@porciarutsvara6953 8 месяцев назад
Magona veduweeee kuuya kuzotsvaka help, chakuzobvondoka manje bmukuru maakuigochera pahutsi 👏👏🤸🤸🤸💃💃💃💃💃💃💃
@lloydnechipani2376
@lloydnechipani2376 8 месяцев назад
Sheedzera 😊😊😊😊 chakuzoputika manje
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 8 месяцев назад
Ohhhhh yeeesssss chabvondokaaaaa ndafara pandaona vasvika kwamkoma vedu Roby ndovatemba manje
@catherinetozivei8710
@catherinetozivei8710 8 месяцев назад
Tamirira final thing chokwadi ngachibude💃💃💃💃💃💃💃
@samsontendwa7343
@samsontendwa7343 8 месяцев назад
Thank yu mkoma Sly ,vanhu ava vatambura mwana anetseka munhu achingoramba akashinga moyo
@loicysibanda9925
@loicysibanda9925 8 месяцев назад
Thank a million times mukoma Robert for taking over this case in ndinoti kwasekuri Tasvu please endayi navo ikoko mukoma Robert mhuri iyi yatambura veduwe. Baba na Mai Simba masvika kune zambuko renyu musadzore tsvimbo🙌🙌
@tayanamutede7049
@tayanamutede7049 8 месяцев назад
Thank you, mukoma Robert, for taking this issue onboard❤ kuna mai nabaSimba mwari ngaakuyambutsei your story is heart-felt
@emilymushukuto781
@emilymushukuto781 8 месяцев назад
Thank you mukoma Robert nekubatsira mhuri iyi vanhu vatambura heyi.You are a star brother thumbs up for you Robby
@lovemoremuverengwi1268
@lovemoremuverengwi1268 8 месяцев назад
Pamasvika pa one stop shop.munobva ne slution.charisi nemudzimai wake ngavazive kuti nhasi zvapera.
@lloydnechipani2376
@lloydnechipani2376 8 месяцев назад
Louder!!!! 😂
@RingisaiMapuranga
@RingisaiMapuranga 8 месяцев назад
That's right mazoenda chaiko chaiko kune zambuko thanks Robert
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 8 месяцев назад
Yooo taurai zvenyu,l was do angry keep on wasting time with Marange and Charles The war has just begun
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 8 месяцев назад
Pachirungu tinoti case closed manje. Vekupumha tsoka ne hat vaya dakuzviona manje
@lovenesskanzamba1055
@lovenesskanzamba1055 8 месяцев назад
Aaaa ndafara
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 8 месяцев назад
@@freedomchitake5552yessssss yesssss mkoma Robie ndizvooo
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 8 месяцев назад
@@lovenesskanzamba1055kana neniwo heyiiij
@EmilyMakurumidze-v4q
@EmilyMakurumidze-v4q 8 месяцев назад
1TASVU TAMIRA VACHATASVURWA WELL DONE JOB BABA NAMAI VASIMBA Masports
@DelightMupezeni
@DelightMupezeni 8 месяцев назад
Vagona veduwee
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 8 месяцев назад
Sekuru Kanengo Tateguru Tasvu Bvunzamukombe Nyangatani Sekuru Shumba Vachapola Mutsanjere Varume avo Aiwa ndodada navo ,uye ndovatemba big time. Muroi ngaafe vanaSekuru l support you all Are the greatest wizards in our time ,varoi gore rino hamuwine .....makairasa rwendo rwuno
@EllenKusema
@EllenKusema 8 месяцев назад
Zvakuda Bunzamukombe kana 1Tasvu Robert watifadza apa
@sinosmajayaya1112
@sinosmajayaya1112 8 месяцев назад
This is what you should have done from the start kwete mahumbwe amaitiitira . Let's hope it's not too late. Thanks mukoma Robert Tapfumaneyi.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 8 месяцев назад
Haasi mahumbwe but kana muroyi aripo anokutenderedzai and kwamunoenda kudya munenge muchifunga kuti zvinoita
@ralphchikotera6103
@ralphchikotera6103 8 месяцев назад
Thanks Robert...kindly assist these people...👏👏👏
@primrosechikowo7836
@primrosechikowo7836 8 месяцев назад
Thxs mukoma Robert nekugamuchira mhuri iyi. Regai Vachitasvurwa natateguru tasvu sando dzenyu tateguru
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 8 месяцев назад
Finally thank you so much mukoma Robert.....takatembisirwa nguva ndibaba Taps nxaaaaa.hv been asking them to look for u pese apa ndafara zvekurevesa.babanamai Simba masvika pazambuko chairo.mukoma Robbie last bus Stop ❤
@moyowity
@moyowity 8 месяцев назад
Kuti muzive nyaya ndibaba taps maida vaitesei vaitevera zvaidiwa na mambo...journalism inotambidzanwa ba taps vatambidzawo sly weharare basa richitofamba musasashore
@RufaroZiki
@RufaroZiki 8 месяцев назад
Good move ba Simba ...sly media inopedza ma sports manje.Issue ya Tambu akatosunungurwa thru sly media am happy dambudziko renyu raa kupera manje🎉🎉
@tembanzounhenda3341
@tembanzounhenda3341 8 месяцев назад
Baba Taps vakatambisa nguva papi, musadaro. Ba Taps ndovakaita kuti nyaya ibude, uye vaitevera nyaya ichiitwa namambo Marange.
@ShawnSpraga
@ShawnSpraga 8 месяцев назад
Not kuti baba taps vakapedza nguva. N,anga dzaifambiwa ndidzo dzakapedza nguva ba taps. Vadiii
@talks1000
@talks1000 8 месяцев назад
Well done Robert, not zvaMambo Marange dununu remunhu.I wish mhuri iyi all the best in their travels. Mwari avaitire nyasha.
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 8 месяцев назад
Yoooo finally yooo m super happy and excited at the same time Our God heard of our prayers
@virgymoyo6174
@virgymoyo6174 8 месяцев назад
Me too cant believe ndachema nekufara kuti Simba akuzorapiwa veduwe yaichindirwadza nyaya iyi.Mwari vapindira
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 8 месяцев назад
Wow magonesa baba namai Simba apa makuzobatsirwa manje
@gladysmaurukira8969
@gladysmaurukira8969 8 месяцев назад
Thank you so much mukoma Robert you are now assisting baba na mai Simba
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 8 месяцев назад
Please assist as a matter of urgency Simba ari kurwara zvekurevesa.
@RuthMupfugami
@RuthMupfugami 8 месяцев назад
Thank you Robert Tapfumaneyi ndafara chaizvo pandaona mhuri iyi yauya kwamuri wayendeseyi kwaTateguru Tasvu hapasi kudiwa mumwe munhu apa Sek Tasvu ndoo the best ...
@PersuadeMuskwe-r2u
@PersuadeMuskwe-r2u 8 месяцев назад
Musangoti tasvu tasvu imi n,anga idzo dzakangofanana idzo vese zvavo
@freechipom
@freechipom 8 месяцев назад
Finally they are at the right place. Mkoma Robert thank you in advance for agreeing to assist family. Please take them to tateguru ndivo vanopedza ma sports plus ava negotiate nemuroyi
@talietalie5412
@talietalie5412 8 месяцев назад
Ndiri kunzwa kufara kuti sekuru tasvu vakuzopedza ma sports ose manje🎉🎉🎉
@PatriciahNgwenya
@PatriciahNgwenya 8 месяцев назад
AMEN
@EllenMudawose
@EllenMudawose 8 месяцев назад
Me 2
@talithadube6468
@talithadube6468 8 месяцев назад
Haiwawo
@talithadube6468
@talithadube6468 8 месяцев назад
Mai Simba is very beautiful vane black beauty yavo yakanaka chaizvo
@talietalie5412
@talietalie5412 8 месяцев назад
@Talithadube ...uzama ukuthini wena. One minute, Haiwawo, the other minute you are talking about Mai Simba's black beauty
@zintleparaffin8313
@zintleparaffin8313 8 месяцев назад
Big up mkoma Tapfumaneyi my wish was for this family to get hold u my bro ❤
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 8 месяцев назад
Thank you bro Robbie God bless you n enlarge yo territory
@Fivestar5227
@Fivestar5227 8 месяцев назад
Kunamukoma Robert munoriwana rubatsiro. Vanhu vekwamarange sarender 😢
@everistomakwena6823
@everistomakwena6823 8 месяцев назад
Vanoroya vese mhani utsinye tomuch
@EshmaelMuchena
@EshmaelMuchena 8 месяцев назад
Hàaa ndafara chose kuti mIta good move kwacheif marange mungauraigwa mwana Mukoma Robert nyaya iyi endesai kwasekuru Tasvu
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 8 месяцев назад
Hapana mombe inoenda kwaMarange never taramba Charles you are going to pay heavily.......matakanana awaitira your young brother......m seeing the begging mode starting as from tomorrow
@Seke482
@Seke482 8 месяцев назад
​@@freedomchitake5552mombe dzakainda 2 wani 1 ndoyakadzokera kumusha pababa vavo kwadzakabva mombe dzacho
@FlorenceTafadzwaMagaisa
@FlorenceTafadzwaMagaisa 8 месяцев назад
Gud Move plus punishment for Charles magona bana mai simba mwana atambura
@annamabheura7030
@annamabheura7030 8 месяцев назад
Nyaya dzacho dzirikunyanya kuExposwa pasocial media. N’anga dzacho dzichangotedzera zvirikutaurwa.
@mavischikudza8917
@mavischikudza8917 8 месяцев назад
Iam so happy mabata mkomana Robert
@pureHazvi
@pureHazvi 8 месяцев назад
Tateguru Tasvu Chigona varoyi without wasting time. 1Tasvu ngaanopiswa Charisi .I can't wait to see the next episode
@CiceliaMatore
@CiceliaMatore 8 месяцев назад
Tasvu anotasvuraaa Well-done Baba naMai Simba
@mandi4400
@mandi4400 8 месяцев назад
Lies. He drugs people iye chaiye anenge akadhakwa . One day you will see all this nonsense is made up
@EllenMudawose
@EllenMudawose 8 месяцев назад
Tasvu anobata oga Haiwa Tasvu anobata my best song
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 8 месяцев назад
Good move maenda kurubatsiro manje
@peterphiri9590
@peterphiri9590 8 месяцев назад
ROBERT PLEASE usavaendese kwaKanengo kuya kunefake dai mavasvitsa kwaTasvu.
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 8 месяцев назад
Tasvu wacho ari kutonzwa nyaya yese pano saka chii chaachatiudza chisina kutaurwa pano
@nomsanyika151
@nomsanyika151 8 месяцев назад
Heede haasi fake uya
@nomsanyika151
@nomsanyika151 8 месяцев назад
​@@samuelngirazi9636Tasvu haana nguva iyoyo wait and see
@chipomarange9920
@chipomarange9920 8 месяцев назад
​@@samuelngirazi9636nyaya akatoiwana kare chiripo kuda kutobatsira mwana zvibve paari zviende pamuridzi
@mandi4400
@mandi4400 8 месяцев назад
@@samuelngirazi9636 So true . that’s why tichitongwa ne Zanu . Zimbabwe one mabharanzi veduwe . Fake chinga’nga on drugs
@busisiwecorneliamsipha4463
@busisiwecorneliamsipha4463 8 месяцев назад
I cant wait for part 2 kwa sekuru Tasvus the Tasvuraz
@ndumisonyathi6048
@ndumisonyathi6048 8 месяцев назад
Yaaa magona manje this time charisi anozviitira madhodho
@paulnyarugwe7118
@paulnyarugwe7118 8 месяцев назад
can you carify for me kuti Charlse akauraya sei munhu here? uye ngozi inoripwa nemombe2 here?koiyo ngozi yacho inotaura pamutorwa here? ini zvangu hazvina kundijekera
@StanleyGumbo
@StanleyGumbo 8 месяцев назад
Dai mava endesa kwaSekuti tatsvu or bunzamukombe
@noreenmunjanja4279
@noreenmunjanja4279 8 месяцев назад
Thank you mkoma Robert nekubatsira mhuri iyi yatambudzika
@thembinyoni1880
@thembinyoni1880 8 месяцев назад
I love this couple, i have been following their sad story from day 1 and I'm happy to say that it is finally coming to an end because they are now in the right hands of our brother Robert who will take them to the rightful person to deal with this matter and sort out that evil man Charles. May God guide you and keep you safe, we pray for you.
@OttisChikuni
@OttisChikuni 8 месяцев назад
Neni ufunge
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 8 месяцев назад
Thank you mukoma Robert ndafara kuti mhuri iyi yasvika ikoko
@BeautyTepera
@BeautyTepera 8 месяцев назад
Very good maenda to the best people
@kilfordgomba8279
@kilfordgomba8279 8 месяцев назад
❤❤❤ pashata APO💪💪💪💪💪
@williamelia7889
@williamelia7889 8 месяцев назад
Thank you mukoma Robert for taking over Take them to Sekuru Tasvu tateguru mupedza zvose
@SylviaHove-v4g
@SylviaHove-v4g 8 месяцев назад
😢siyabonga nkosi yami sekuru Tasvu Tasvu ndizvo
@nettykuwodza3776
@nettykuwodza3776 8 месяцев назад
Mwari nevadzimu venyu ngavakusunungurei baba namai vaSimba. Akabata zvaakabata asangane nemhosva dzake. Thanks mkoma Robert for taking this issue on board. Mwari nevadzimu vakuitirei zvakanaka
@JeslineHove-z4x
@JeslineHove-z4x 8 месяцев назад
Thanx mkoma Robert batsira mhuri iyo tatambura shuwa dai wavaendesa kwa sekuru tasvu vaoneswe moto bhudhi Charles avo nemukadz wavo
@Chinogiya
@Chinogiya 8 месяцев назад
Ziyambi kaporepore Bunzamukombe hero basa.
@tabethmukombe
@tabethmukombe 8 месяцев назад
Hokoyo na skru Tasvu imi bamkru
@rosemuzenda3714
@rosemuzenda3714 8 месяцев назад
Well done baba na mai va Simba
@LukeMudewairi
@LukeMudewairi 8 месяцев назад
Dankie bro Robbert high 5. Kwete zvaMarange zvekupenga .
@ThobiasMuyambo
@ThobiasMuyambo 8 месяцев назад
Better Mr Robert.Mhuri iyi yanga irikutambisirwa nguva.Chief vaitonga nyaya iyi vakura ngavape siire vamwe.Vaporofita vaye vainyeba. Ngozi iya yanga isikutaura chindau.Ndrimundau in.Muchavaona vanobatsira kwete vose vamakasangana navo.
@eunicemationi980
@eunicemationi980 8 месяцев назад
Thank mukoma Robert,nyaya yaita zvakanaka yapinda mumaoko menyu,Tateguru Tasvu hero basa
@BeverlyJongondi
@BeverlyJongondi 8 месяцев назад
Thanks mukoma Robert
@ZvieZviezvie
@ZvieZviezvie 8 месяцев назад
Finally yavamumaoko anesimba thank you mkoma wangu Robert ❤🙏🙏🙏🙏
@veronicamudzengerere1170
@veronicamudzengerere1170 8 месяцев назад
That was my request from the very first days for them to come kwasekuru Tasvu,im glad they come bcz the situation needs sekuru Tasvu himself 🙏🏾Thank you bab' & mai'Simba 🙏🏾Im praying for this to backfires to that bab'mukuru to taste the chill and dance to the music
@mollytarova1055
@mollytarova1055 8 месяцев назад
Zvakaitirwa sister yangu family inoronga huroi behind your back I support Mai Simba Na baba simba
@princessmamthe
@princessmamthe 8 месяцев назад
Selenze kahle manje. Good move 👏 👌
@monicamatambiko3710
@monicamatambiko3710 8 месяцев назад
Apa mazogona BABA naamai Mkoma Robert batsiridzai mhuri iyi
@MarthaBhachi
@MarthaBhachi 8 месяцев назад
Plz plz mukoma Robert ndinonyengeterera mhuri iyi maikumbirirawo vaende kwaTateguru Tasvu
@SinodiaAlfredo-f2c
@SinodiaAlfredo-f2c 8 месяцев назад
Endesai ..kwa Tasvu pliz plizzz
@Fivestar5227
@Fivestar5227 8 месяцев назад
Mambo marange sei bachirera chirwere. Mambo marange banezvavo avana kuchena trust me guys. Tikatarisa nyaya iyi kudara akayigarira
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 8 месяцев назад
NaMarange unofire muimba yematare
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 8 месяцев назад
He’s very old dare rake rakadhakwa
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 8 месяцев назад
So happy kunzwa muchitaura namukoma Robert Tapfumaneyi, zvavakuda kutanga manji.
@DanielMufari-xr7wh
@DanielMufari-xr7wh 8 месяцев назад
I hope mauya na simba
@EllenKusema
@EllenKusema 8 месяцев назад
Mukoma Robert thank you so much may the good Lord continue to bless you,,,,at least tava nehope kuti mwana akupora,,,,,vabereki vaSimba masvika pa bus stop
@sueeland5675
@sueeland5675 8 месяцев назад
Ahh my tears😢😢😢of Joy 💃💃💃💃💃
@rosemuzenda3714
@rosemuzenda3714 8 месяцев назад
Me too dear
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 8 месяцев назад
Ndanga ndichiuya usandione kunonoka , sahwira woye 🎉🎉❤
@EllenKusema
@EllenKusema 8 месяцев назад
Me too dea🎉
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 8 месяцев назад
Hanzi Tonde dzora Hari toda kubika doro rambuya apa raibva doro rambuya ndiri kunzwa kufara nebus stop iri regai tione hama yangu
@virgymoyo6174
@virgymoyo6174 8 месяцев назад
Me too i cried
@MakahChiriga
@MakahChiriga 8 месяцев назад
Mkoma Robie mazogona kutora nyaya iyi nekuti mwana atambura nguva yareba uyo
@portiamukunyaidze287
@portiamukunyaidze287 8 месяцев назад
Thank you mukoma Robert vanhu vatambura ava
@JokonyaJokonya
@JokonyaJokonya 8 месяцев назад
Ndafara kanhi mkoma Sly Mwari akuitirei nyasha. Magona bhudhi
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 8 месяцев назад
Sly and Robby are to different people, they are brothers and used to work together but as of now Robbie now has his own channel and still doing the same work of SOCIAL MEDIA STORIES
@LiliyosaMumwe
@LiliyosaMumwe 8 месяцев назад
Good move baba Simba musacheuke muridzo thanks mkoma Robert
@ShetroMubvigwa-ku6ps
@ShetroMubvigwa-ku6ps 8 месяцев назад
Mwari nevadzimu venyu vasakusiyai mega mukoma Robert thank you so much ne help yamaita pa mhuri iyi ini hangu ndanga ndakuona kunge mambo marange akatadza kutonga asi zvavauya mumaoko enyu zvopera chete
@spiwemujoni4483
@spiwemujoni4483 8 месяцев назад
Vasvitsei patsime patateguru Tasvu😊
@portiamabhena9187
@portiamabhena9187 8 месяцев назад
Ohhhh thank U lord,good move yamaita vabereki U are in good hands,thank U mukoma Robert I know kuti mumaoko enyu nhamo yese yapera
@tapiwamakusiro-ju2xw
@tapiwamakusiro-ju2xw 8 месяцев назад
Dai Mwari varitidza nzira Simba ararama zvakaitika kumba kwedu izvi brorher yangu akatofa asi vana bamnn vakazviita nanhasi variko .zvorwadza
@kingforbiemutengambiri4279
@kingforbiemutengambiri4279 8 месяцев назад
Maita basa zvekuti chief marange will never help this family he is too soft and achembera
@kundaimutangadura4779
@kundaimutangadura4779 8 месяцев назад
He was even Sleeping 😢😢
@daphnemash6329
@daphnemash6329 8 месяцев назад
That Chief Marange is another story. It shows the pathetic background of the so called culture
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 8 месяцев назад
Finally
@tabethmukombe
@tabethmukombe 8 месяцев назад
Robert wagonesa vabatsirei pliz
@DelightRambanapasi
@DelightRambanapasi 8 месяцев назад
Yeah apa vazogona noe Simba akuzobatsurika manje
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 8 месяцев назад
Thank you mukoma Robert nekupindira atleast vaakuchibatsirika .nyaya iyi yanga ichitirwadza
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 8 месяцев назад
Thank you Mkoma Robert
@MiclesFlex91
@MiclesFlex91 8 месяцев назад
Ha zvavharana bamkuru namdara zvadhakwa tasvuuuu one
@miriamchiwarakata368
@miriamchiwarakata368 8 месяцев назад
Robert waita bass iweewee waatinonokera chimboedzaiwo pamwe zvingabatika Mwana apore uyo Thankt you nguva yanga yapera
@pureHazvi
@pureHazvi 8 месяцев назад
Thumps up mkoma Robert. Ratidzai hunyanzvi hwenyu sezvamunogaroita Simba atambura nevabereki vake.Tinokutendai nebasa hombe ramuri a kubata kubatsira ruzhinji rweZimbabwe. Masports akuchipera manje
@marblejori3569
@marblejori3569 8 месяцев назад
Thanx to you the media. The mater has been handled by right people. We can see the light now. . Madzitateguru ngaapindire apa .❤
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 8 месяцев назад
Handina hangu utsinye asi dei zvaibvira bamkuru Charisi vafuga ravo vega. Muroyi ngaafe
@sallysibanda9683
@sallysibanda9683 8 месяцев назад
48:11
@GordenBrown-o8z
@GordenBrown-o8z 8 месяцев назад
Plz mukoma Rob endesai Kuna tateguru vanoti munhu achiramba vanomuita zvekuti abvume ega nekuti mukadadaro kuvaisazve kunevanongoti ndakubata nehuroyi pasina zvanomuitira kt abvume vobvako vanongorambazve BT mutemo wengozi kuiripa zvatodai vabvuma kuchitobatsirana semhuri muripe Mai vasimba hongu mukurwadziwa Ngozi musati iende Kumba kwayakaparirwa inotongoshungurudzazve Vana vasina mhosva BCz mukanyaiisa ikoko pavachapera kufa ichangouyazve Kumba kwenyu ikoko saka ngairipwe baba Simba mutoriwo nechemunacho kutobatsirana namukoma
@Abigail-x2w
@Abigail-x2w 8 месяцев назад
Thank you for taking over this story. I hope zvakuita manje
@NyaradzChihumwi
@NyaradzChihumwi 8 месяцев назад
Thank you mukoma Robert nyaya yaSimba yakuzopera manje
@TambudzaiMatibiri
@TambudzaiMatibiri 8 месяцев назад
Ndafara mkoma Robby vazouya kwamuri at last ndozvavakange dai vakaita kareeee dai Simba atopora so but I trust mkoma Robert I salute you ❤
@henriettankomo4047
@henriettankomo4047 8 месяцев назад
Big up mukoma Robert , Baba namai Simba vakuzowana rubatsiro...
@peterzhou-j3r
@peterzhou-j3r 8 месяцев назад
Big up mukoma Robbie ngavaende kwasekuru tasvu
@PatriciaChirenda-e5m
@PatriciaChirenda-e5m 8 месяцев назад
Thank yu mkoma Robert sando kunemi urichibaba tinotemba newe sly basa sebasa
@elizabethmungwazi8192
@elizabethmungwazi8192 8 месяцев назад
Ndafara nziya yacho yanaka mwana wo bastirwa zvino mamanonoka kuenda ikoko masports opera na Robert well done
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 8 месяцев назад
Thanks mukoma Robert avo vekaranganda havana help yavanopa vanopedzera vanhu nguva, vakangofanana namambo marange vakangozungaira ft vanabaTaps ivava
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 8 месяцев назад
😅😅😅😅😅😅
@catherinekwashira271
@catherinekwashira271 8 месяцев назад
God bless you mukoma Robert rudo rwakadai rinotisimudzira
@conistancemasanzu8561
@conistancemasanzu8561 8 месяцев назад
Thanks mukoma Robert Tapfumaneyi vanhu vashupika
@ChipoMponde
@ChipoMponde 8 месяцев назад
ndafara zvisingaite kukuonai mawe kwamukoma Robhie , dai Wana sekuru wamutswawo moyo watibatsirirawo Simba uyo serudo rwamakambopa vamwe wakaita sana Tambu ,ndakumbirisawo hangu ,Mwari rambai makabata hupenyu hwa Simba zvamakamupa zvizadziswe Amen
@clarakingston2255
@clarakingston2255 8 месяцев назад
Magona kuuya pano thnx Robert Tapfumaneyi nekuvadeedza
@OliviaChabikwa-h5h
@OliviaChabikwa-h5h 8 месяцев назад
Thank you mkoma Robert tamirira kutasvurwa kwenhubu let's hope Simba anoita zvakanaka
@PrimroseMoyo-mo4bi
@PrimroseMoyo-mo4bi 8 месяцев назад
Thanks mukoma Robert,kna zvaa mumaoko enyu totoziva kut solved ❤
@peterkasaira-zw3zg
@peterkasaira-zw3zg 8 месяцев назад
nyaya iya mazobatsirwa manje namukoma robert vatambura vanhu avo
Далее
BUSHU: (COMPLICATED) Ichi Chikomba Chemukadzi Wangu
24:32
怎么能插队呢!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:12
Немного заблудился 😂
00:16
Просмотров 226 тыс.
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46