Its getting harder and harder to hear truth from the pulpits nowadays. Thank God we have a Preacher like you Apostle Chiwengwa, God bless you and your family.
Totenda muti wakatemwa hurema hwangu hukavigwa patafura yaMambo. Predestination- Mephiboseth was chosen by David. JESUS chooses us we do not choose Him
Inozobatwa paMatt13:13-...vakavigirwa vhangeri vamwe vakapiwa kunzwisisa the mysteries of the Kingdom of Heaven .David ndiKristu , akazodzwa naMwari kuti aparidzire varombo. 11:25 Matt
Taura zvisiri vague urikutii nyaya yako ndeyeyi chaizvo. Should it be the vessel's words or Jesus's Words chete. Batsirika mudikani ubve pachinhu ichi uchiri muchinyama ichi otherwise makungundengu chaiwo iye zvino ndiripano