Тёмный

Nyika Dzakatenderedza Zimbabwe Dzabvuma Kuti ZANU PF Is A Mafia Organisation 

Rusike TV Zimbabwe
Подписаться 17 тыс.
Просмотров 13 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

9 июл 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 55   
@lovemoredliwayo1744
@lovemoredliwayo1744 27 дней назад
Ed anoda kutodzingwa nemunyika macho
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 27 дней назад
Taura hako to ban him forever
@user-fq2ms3ny3u
@user-fq2ms3ny3u 27 дней назад
Well said voice of the voiceless
@user-cm3fh4qo9s
@user-cm3fh4qo9s 26 дней назад
You are a hero mdra
@user-mg1id9oy7v
@user-mg1id9oy7v 27 дней назад
Uncle pakuzoti vanhu ngava ende kuZambia for protest ipapo mati rasikei mbichana uyu munhu arikuti vanhu handei kuZambia kuno protester iyeyi anonzi Gambakwe muCIO ariku sde kwaChiwenga kana maka rangarira last month aka enda kuBotswana maka munzwa zvaakataura ariko zveku lose vanhu hope now akuti handei kuZambia tono demostrate ikoko achiti mukada kuita protest muZim muno pfurwa nhasi uno arikuti Mnangagwa ataura neZambian police kuti ii h ban protest so that kuti vanhu vasabude mudzimba nekuti second function yenaChiwenga ibvise iyoyo Mnangagwa zvakaita pana Mgabe so that zanu pf can remain in power for life zvinova zvatisiri kuda zanu pf wether young or old hatisikuda ngavaende for good nt zvauyu anonzi Gambakwe ariku uraisa vanhu neZanu
@user-vq3ol2uq2p
@user-vq3ol2uq2p 26 дней назад
The day we take what is ours we don't want to see Mnangagwa in Zimbabwe he must go
@TendaiTendai-zz2we
@TendaiTendai-zz2we 23 дня назад
Chatunga ngaanyarare mudhara Ari right ngadye Mari yakabiwa mababa wake akanyarara baba wake wanga wari mhondi
@WitnessDakacha
@WitnessDakacha 26 дней назад
Ko chiiko chinonzi Mnangangwa ichoooo
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 27 дней назад
Wapopota wena, ndakunzwa
@TendaiTendai-zz2we
@TendaiTendai-zz2we 23 дня назад
Axuxillia aenda kuBelarusy nendege yakazaraGold nemaDiamonds
@DAVIDZIMBODZA
@DAVIDZIMBODZA 26 дней назад
Very true keep the public informed
@Mbangani-yk9fj
@Mbangani-yk9fj 26 дней назад
ko kulooter zvako, mbavha dzevanhu , hatichade kunzwa zvezanu , kana anaKasukuwere van hatidi
@user-yl8le6uy9f
@user-yl8le6uy9f 27 дней назад
The worst run country the world over.So hurting indeed😢
@user-xu2cc5sg5z
@user-xu2cc5sg5z 26 дней назад
Musanyarare vaRusike popotai kusvika vadzoka kuMalawi ne Zambia vauyi vasinatsitsi nevanhu
@blessedgahli5771
@blessedgahli5771 24 дня назад
Maivepi vachiitora , muromo hauchinje chinhu too much noise mudhara huya tibatane tiite action kwete ruzha uriikoko
@SikhumbuzoMoyo-ow3gx
@SikhumbuzoMoyo-ow3gx 27 дней назад
Ngavaende kumusha kwavo mbabva idzi
@Mbangani-yk9fj
@Mbangani-yk9fj 26 дней назад
ngaabvunze Mai vake chokwadi ,ngariende kumusha kwaro, risiyane nesu zvedu.
@ChrisMajoni
@ChrisMajoni 26 дней назад
Even the rate of our accidents tells how cursed we have become as a nation
@wilsonmahachi2318
@wilsonmahachi2318 26 дней назад
He must return our gold and tell the country where he put the gold.
@cephaschawira
@cephaschawira 27 дней назад
Kurwadziwa nechinyika chako
@dennisndlovu8555
@dennisndlovu8555 26 дней назад
@WitnessDakacha
@WitnessDakacha 26 дней назад
Siyana aChatunga iwe mdara
@WitnessDakacha
@WitnessDakacha 26 дней назад
Ko Kazembekazembe haasi muKongorizi here
@taribomunyuki7720
@taribomunyuki7720 26 дней назад
Wakadhakwa iwe
@CharlesBonde-dv5xz
@CharlesBonde-dv5xz 26 дней назад
Tikukubatai mese shamai shamai muchiti nyika ndeenyu chete
@Dee4467
@Dee4467 25 дней назад
Mugabe was a big mistake. Munangagwa WORSE Pasi ne😊ZANU PF
@victornkiwane998
@victornkiwane998 26 дней назад
Kanozivei kamwana aka nekuti mwana wamugabe koda kuzvikwidza kumsoro. Aka dzakaparwa nababa vako hakadzipedzi ngakamire neidzodzo
@user-en6pv2ts1k
@user-en6pv2ts1k 26 дней назад
Bhora mberi
@lovertlovemoretakawira2133
@lovertlovemoretakawira2133 26 дней назад
Taurai musanyarare taneta navo vanhu ava havana plan nesu nekuti havasi vemuno vanhu avangavaende imhondi idzi...
@lawrencemusekwa2486
@lawrencemusekwa2486 27 дней назад
Rega kupopota uri my America iwe huya kuzim tibatsirane tose kumubvisa kwete kupopota urikure unofurira ani kuti afe
@NesbertMukombe
@NesbertMukombe 26 дней назад
Taura zvako mudhara Rusike
@ElvisMawele
@ElvisMawele 26 дней назад
Chatunga is a Zimbabwean and anekodzero semunhu wese.Kutadza kwababa vake musatonge vana vake although vakakudzwa nehumbavha.Stop creating a seed of heatred among Zimbabweans.Hatidi kudzokere pagukurahundi zvakare.Zanu pf must go but tisagadzire ma big problems in the process coz zvinozonetsa kugadzirisa tribalism yakura munyika
@WitnessDakacha
@WitnessDakacha 26 дней назад
Ko chiiko chinonzi Mnangangwa pachisona
@tafadzwamadai
@tafadzwamadai 25 дней назад
Koo Dakacha zvine zvazvo reva here 😂😂😂😂
@user-no6cc8oc1p
@user-no6cc8oc1p 26 дней назад
Mudhara Rusike usamiraba bhora mberi kusvika zvanaka.
@user-vq3ol2uq2p
@user-vq3ol2uq2p 26 дней назад
Ma libereter e tsina
@NoahMpindu
@NoahMpindu 26 дней назад
Chokwadi chemahara
@cephaschawira
@cephaschawira 27 дней назад
Kkkk
@hilarymutongwizo3062
@hilarymutongwizo3062 27 дней назад
Eeeeee mudhara Rusike I want to express my point on what I just said about foreign blood taking top positions to run a country .....I don't think if someone of foreign origin becomes a leader he or she should be condemned for being JUST a foreign as long his or her leadership is good ...look at Britain recently it had a PM of indian origin and he was doing best for the British people no ounce of dictatorship ....also Obama born from a Kenyan father ran America for the Americans . All we need is a good leader for the people regardless of his origins . Zambia had a white vice president few years ago.
@Twopoint1
@Twopoint1 26 дней назад
No mudhara we need to be a better devil 😈 we need to allow other voices we can’t be like the same we are fighting. Those born in Zimbabwe are citizens therefore they are allowed to occupy offices.
@ElvisMawele
@ElvisMawele 26 дней назад
Pfutseke iwe chidhara chisina chikoro kwana mhani.Why behaviour like a small boy at your age.Hakuna Nyika inogara vanhu vakatanga variko people were moving.Hezvo Mungagwa is a Zimbabwean but he's worse than Mugabe.Smith wasn't a Zimbabwean but he was better than all of you.Chidhara ngachikwane icho, Munangagwa anoita weku Zambia how?. Surname yega inokuudza Kuti ndewekupi Munangagwa.Ngachidzokere kuchikoro chidhara icho or anoda doctor wepfungwa
@Dee4467
@Dee4467 25 дней назад
Munangagwa is NOT Zimbabwean, he is Zambian
@ElvisMawele
@ElvisMawele 25 дней назад
@@Dee4467 You're mad you don't know what you are talking about.Munangagwa is from Masvingo muvhitori.But during the leaberation struggle akadzingwa muZimbabwe nevarungu nekuti ndiye ayiva ayishandiswa nema Comrades for their operations.Munangagwa was young in that group vamwe vakasungwa vakaendeswa kumajeri.Then he was given an option yekunogara Ku Northern Rhodesia that's Zambia today.He was given the condition of not coming to the Southern Rhodesia Zimbabwe today or they'll put him to prison with his elders.
@ElvisMawele
@ElvisMawele 25 дней назад
@@Dee4467 To those who understands Zambia or vanoziva Zambian languages vanotoziva Kuti Munangagwa is a Zimbabwean from Masvingo.Kana ari mu Zambia then murudziiko then?And why kuZambia kusina hama dzake kana 1 only in Masvingo.Ukagara muneimwe Nyika hazvireve Kuti wava weko.Stop this cheap politics of tribalism.Yes Zanu pf must go but musazova vanhu venhema kufanana neZanu yacho.
@mavischirwa2495
@mavischirwa2495 26 дней назад
Mudara wakurasika ko zverudzi zvazobva nokupi ko Zimbabwe yakauya nokupi .think first Rusike
@CharlesBonde-dv5xz
@CharlesBonde-dv5xz 26 дней назад
It's true parudzi
@CharlesBonde-dv5xz
@CharlesBonde-dv5xz 26 дней назад
Mutorwa anotsvagei pahumambo hwemhuri isiri yekwawo
@user-ye7yt6fw4b
@user-ye7yt6fw4b 27 дней назад
HI MDARA RUSIKE I ALWAYS SUPPORT YOU BUT I THINK THIS TIME YOU ARE NOW BECOMING TOO EMOTIONAL ON UNNECESSARY POINTS THROUGH XENOPHOBIC COMMENTARY, I DO NOT THINK IT IS GOOD TO MOCK MALAWIANS WHO ARE EQUALLY ZIM CITIZENS JUST LIKE YOU. STICK ON POINTS OF MOBILIZING PEOPLE TO EFFECT CHANGE IN ZIM.
@musaopephiri3752
@musaopephiri3752 27 дней назад
I differ on your opinion on foreign decendants who are citizens of Zimbabweans by birth.Xenophia at its best.Chirwere.Now I dare to listen to your opinions. Gadzirisai ipapo baba for the good of Africans.
@user-pw7sx5iu2b
@user-pw7sx5iu2b 26 дней назад
Well done mudhara Rusike vaudze
Далее
Kana Vadya Imbwa Votodya Gono!!!
20:12
Просмотров 1,7 тыс.
Китайка Шрек всех Сожрал😂😆
00:20