The Village: Munyaya inosuwisa vana vechidiki vapararara nezvinodhaka zvakaita sana Guka(Mutoriro) Bronco, zvekusvika pakuda kutorasika njere.
Umwe ndiye ari kugara mudanga retsuro arojesa imba kuti atenge mutoriro nezvinodhaka
Ngatibataneyi mukurwirisa kutorwa kwezvinodhaka izvi
20 мар 2023