Тёмный

Oudzwa Kunzi Mwana Waainaye NdewaIshe, Madzimai Obandana Zvekuti Heki. 

Nhimbe TV
Подписаться 9 тыс.
Просмотров 19 тыс.
50% 1

Votukana maringe nenhau yemwana

Опубликовано:

 

15 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 65   
@nyashagrace11
@nyashagrace11 9 дней назад
Madzimambo anoda education vamwe vacho kutonga kwavo kunoratidza kushaya wisdom chaiko eg this mambo ava wisdom dololo
@effortchigora5543
@effortchigora5543 7 дней назад
DNA can exspose the truth
@BeautyHlatywayo-nv8ik
@BeautyHlatywayo-nv8ik 10 дней назад
Ngavaende kwa Mugabe zvipere
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 9 дней назад
Mambo tongai nyaya.makutoda kuti mhosva ibve kumunhu ane mhosva.mambo tongai nyaya.vese imari yavo sei kuda kuparadzanisa vanhu Mambo murikusiya nyaya apa matadza.mai vane nyaya asi vapumha umwe venyu makuvhara nyaya
@mushfordmusanguro
@mushfordmusanguro 7 дней назад
Apo mambo mataura chokwadi pamati zvinoitwa némunhu anoda kuzvichenura. Kuvhunduka chati kwatara......kkkkkk
@user-pg4yu8ej4g
@user-pg4yu8ej4g 8 дней назад
Zvakaoma
@learnsonmuparadzi2116
@learnsonmuparadzi2116 5 дней назад
Ummmmm um feeling lyk mrume uyu achabatwa nenyaya kumberi uko
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 9 дней назад
Pane something chei mhani makuhwa emumusha ripisai munhu Mambo tongai nyaya senyaya mhani
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 10 дней назад
Asi pahutsi pane moto, kutaurwao zvake vakadzi vavekuhura.shit mhani.
@ThePrivy1
@ThePrivy1 8 дней назад
Makuhwa akashata chaiko
@AFRICABEYONDTV
@AFRICABEYONDTV 9 дней назад
That woman is honest
@nhimbetv
@nhimbetv 9 дней назад
Sure
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 10 дней назад
Matukano emu village aya anechirevo, Ishe Zengeni vanenge varikuchiita havo Chohupombwe ichi chataurwa
@user-vo6wr3zn9f
@user-vo6wr3zn9f 9 дней назад
Nice story asi ndatadza kuipedza nenyaya ye noise
@nhimbetv
@nhimbetv 9 дней назад
Apologies for that, noise yaive panze tinovimba muzvikamu zvinotevera inoita shoma 👏👏👏. We value your support.
@user-sd4us2ov9n
@user-sd4us2ov9n 9 дней назад
Mambo uyu and his goons don't know anything about judging these issues needs someone with an understanding of human behaviour
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 10 дней назад
Obvious vakadzi mbiri yavo ndeye makuhwa nekutukana saka hapana nyaya
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 10 дней назад
But unoziva here kuti pakutukana ndipo panobva chokwadi.
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 10 дней назад
@@prosperplumbers5098 kkkkk nekuti zvinonzi don't forget what they say when they are angry.
@brytonmasaire5542
@brytonmasaire5542 10 дней назад
Varume ndovamwe vane makuhwa😂
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 10 дней назад
@@brytonmasaire5542 hatizosvike pamadzimai vanoti chero parufu unotonzwa zvichinzi aurayiwa ne aids
@BeautyHlatywayo-nv8ik
@BeautyHlatywayo-nv8ik 10 дней назад
😂😂😂 mukutukana ndomunobuda chokwadi chese wangu
@Fayrwa06
@Fayrwa06 10 дней назад
Makuzwa emadzimai mu Court kkkkkkk
@VictorChatambarara-fr2df
@VictorChatambarara-fr2df 9 дней назад
Poor sound quality back ground Nhimbe tv
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 9 дней назад
Love tiraienguru
@aphiasbushe4687
@aphiasbushe4687 8 дней назад
Panenyaya mambo bcz potoda vese vakanzi vana ndevanhingi kusanganisira ishe vaitwe same same ndokusaka Mai voramba avo nekuti vanewo washe mumaoko wavakaudzwa mukutukana imomo
@monalisagwiri4211
@monalisagwiri4211 10 дней назад
Thank you nekutipa video Nhimbe TV
@nhimbetv
@nhimbetv 9 дней назад
Tinokutendai nerutsigiro rwenyu rwakatikoshera zvekutu
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 10 дней назад
Vachikomo vavhunduka nhau yema dna pane azvionawo hre? Kungoshinga kwemurume bedzi asi hana iri kuita kunzwika nepa foni kurova. Kuita kti dhi dhi dhi dhi dhi. Hana kuita seichatsemura shirt.
@princematica5952
@princematica5952 10 дней назад
💯
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 9 дней назад
Vatongi ava vakuti zengeya akatora sematukano vakuvharira mumwe wavo akazvarisa mukdzi wemudunhu finish and klaaar
@learnsonmuparadzi2116
@learnsonmuparadzi2116 5 дней назад
Havasi kuvharira munhu thats why vati vaendeswe kuDNA
@eviahgwasira788
@eviahgwasira788 7 дней назад
Defamation of character imhosva hombe. He deserves 2 beasts or 2000 dollars. Why mai ava vakanhonga baba ava. Ngavaripe mai avo.
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 9 дней назад
Kkkkkkkkk apooo.mambooo mafunga zvinozivikanwa cei kana makakweretesana mukuvirirana ummmmmmm mudhara uyooo aruda kuripwa chete
@it3788
@it3788 10 дней назад
Kwachief mutasa chihwaga mumaraini kwakaipa😂😂
@PitsoTopic263
@PitsoTopic263 9 дней назад
Uyu mambo imhata uyu nyaya yaunzwa mudare nezvikutaura imbwa idzi ndizvo here izvozvo what kind of Mambo is this one mondipa hasha mhani iwe chimambo urimbwa pfutsek
@eviahgwasira788
@eviahgwasira788 7 дней назад
Inga mai ava vataura kuti ndakangovataurawo zita ravo from nowhere.
@kudzaimasilo5527
@kudzaimasilo5527 10 дней назад
Hapana kana nyaya apa... kutukana kwepwere chaiko
@faraimanyanga9440
@faraimanyanga9440 9 дней назад
DNA zvekare ngairatidze kana muropa remudzimai concerned musina information yemurume uyu apart from being suspected of being the father of the child. He might not be the father of the child but might have slept with her. Let the DNA reveal everything.
@FrancisMasunganye-ph2bf
@FrancisMasunganye-ph2bf 9 дней назад
Ava mambo havanatsotonga
@JessicaMukora
@JessicaMukora 9 дней назад
Mambo uyu sooooo
@TapiwaChiutsu
@TapiwaChiutsu 10 дней назад
Chikomo uyo itsotsi
@bessiemoyo25
@bessiemoyo25 7 дней назад
Ko idare rudzii rine noise yakadai ?
@mollinemupamhanga8911
@mollinemupamhanga8911 9 дней назад
Baba avo ngavashande valence mombe,anoda zvakapfava.mombe mbiri for what.shandai mubude mumakuhwa mogara kumba modzikama.
@eviahgwasira788
@eviahgwasira788 7 дней назад
Zvemuruzevha zv😅akaoma. Vanhu kushaya zvekuita. Idle minds think of useless things.
@GeorgeMusekiwa
@GeorgeMusekiwa 8 дней назад
Mambo havasi kuda kupinza headman munyaya thus y varikuda kuivhara vhara
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 10 дней назад
Vakadzi vanofanira kuripiswa kutamba nezita raShe
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 9 дней назад
Ngapaitwe dna then vozoripiswa kana pabuda negative😂
@user-pz5xc6ro2j
@user-pz5xc6ro2j 10 дней назад
Zanu chiwororo nyika saka inogadzigwa sei
@user-oq4tw7tq5c
@user-oq4tw7tq5c 10 дней назад
Ahina musoro kutukana chete
@nhimbetv
@nhimbetv 10 дней назад
Ok
@NdouMushavi
@NdouMushavi 10 дней назад
😂😂😂
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 9 дней назад
Haaa sound quality poor ..background sound is too much.
@nhimbetv
@nhimbetv 9 дней назад
Heya
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 9 дней назад
Ukakwereta asakachibvisisa unoenda kunobvudza it's in order kunobvudza chikwereti
@shupidongo2867
@shupidongo2867 8 дней назад
DNA DNA DNA TEST needed apo mambo both Chikomo and ishe Zengeni
@TapiwaChiutsu
@TapiwaChiutsu 10 дней назад
Ruzha rwanyanya mhani
@Beloved5
@Beloved5 7 дней назад
DNA munhu wese including Ishe wacho
@nhimbetv
@nhimbetv 7 дней назад
🤣🤣🤣🤣
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 8 дней назад
Mambo Makoni, Nyati nyaya iyi iripachena irikuda DNA. Asi vamwe vamuinavo havakubatsireyi kuburitsa nyaya pachena nekuitonga honayi ipapo tsvagayi vanhu vane wisdom,intelligence ,knowledge coz muri mega hamungagone zvese plus mbeva zhinji hadzina marishe. Baba Simbayi Gwasira machinda enyu matofo haana wisdom varikukuregererayi pa fair nyaya ndatibatwe nehungwaru
@ronaldmangwendeza2409
@ronaldmangwendeza2409 10 дней назад
Pane chihure apa. Maybe a love triangle on the horizon.
@MaryJobesi
@MaryJobesi 8 дней назад
Mambo magona DNA pamberi nayo
@LilianMuyengwa
@LilianMuyengwa 8 дней назад
DNA ndokupedza nyaya she zengeni nashe chikomo
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 9 дней назад
Mese namambo matadza musadaro.musatadze kutonga Mpofu arena kuuya sei Musatadze kutonga sei.Mambo Cogen murikutadza kutonga apa.ini sister yenyu ndinoti regai amended kudna musatyityidzire munhu Stupid people.Hapana chaakaita madzimai ndevemakuhwa
@blessy74
@blessy74 8 дней назад
Why is that man so determined kusvika pakukwirira dare amai avo? Nhai atete hamufinge kuti ivo varikunzi Ishe Zengeni avo vangadaro vakadananawo naamai avo here? Amai imhenya ka iyo kutaura pafair
Далее
Добрая весть 😂
00:21
Просмотров 229 тыс.
ГОЧА ПРО NISSAN 400Z
00:51
Просмотров 29 тыс.
Mwana Vangu akandipisira Mumba  Dare Rachief  Mutasa
26:34
@HeadmanChigodora Kuita bhizinesi nemukadzi
45:29
Просмотров 14 тыс.
Dare raChief Mutasa : Nhau yemabhinya
1:04:18
Просмотров 106 тыс.