Ndaona sevari kurevera ma postori aitorwa kuti vaiita chitsotsi kuna Tonde. Vataura izvozvo after kwapihwa nhoroondo yekuti mupostori we Harare akati Tonde aenda zvachose. But it became worse soon after. Tichanzwa hedu.......
@@mesiMutepfa muroora arikunyepa she use information yakapiwa nemurume wake ndiye aivepo musi wakanetsana Tonde and Ròse pataugwa zvemapurisa nasekuru adzikamawani.ngozi munhu akafa anoona zvatisingaoni abvunza vakuru venzinza akatadza kupindura even n'anga dza Rose
Guys don’t forget to like it also helps Karangada just like for the entertainment knowledge and exposure we are getting from this team. We are learning a lot so , your like is a token of appreciation to Ba Taps 🤝