This is interesting. Nyaya iyi is linked to the mapostori issues who are also linked to mukomana akapondwa uya nyaya yaiva kwa chief mutasa. Pakaipa the way these ngozi are unravelling. Baba taps p4 please 🙏🏿. Nyaya yakapenga iyi.
anawasu mungonyanya hubhinya vana satan waitizerera mumiwotoro ava tichibva kusikuru kwana DC uko mabhinya ekwaHonde gore rino mungomama nasekuru vakatumwa kuuya kofumura Muri makubhinya Sekuru dai maimborekera ambonerwa akakandirwa chibhakera chekumatsenganzungu wangopepuka nxaaa