Тёмный

Pandakaenda Ne Toyota Hilux YanguKumusha Tete Vangu Vakabva Vandi Roya Nekuda Kwe Godo 

Zim Facebook Secrets And Confessions
Подписаться 36 тыс.
Просмотров 3,8 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

24 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 116   
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 11 дней назад
Kudzokera kwatete it's a no,kujaidza varoyi tsvàgai vabatsiri
@hildachiunda4581
@hildachiunda4581 10 дней назад
Tete vanoroya nemuvakidzani wavo, tsvaga kumwe kwekubatsirwa. Hauna chawakatadza mukadzi uyo wavo i nzira yekuda kukuwanira pedyo, munhu anoda zvakanaka kwauri haadaro. Vhura meso ufambe n mai vako unobatsirwa
@softsavedigital
@softsavedigital 11 дней назад
haaaa mazodyirwa mari nasekuru venyu ava siyana navo , ndivo vakakupa chirwere ichochi kuti vakusvete mari , tsvaga vamwe vangakubatsira, imba iyo ukangovapa zvavharana
@UserGmx-n8c
@UserGmx-n8c 9 дней назад
Imboedzai kwagogo Chihoro ndonzwawo vanhu vakawanda pana Bhozhongora vakupei number musvike kana kuti kwapastor Muchefa nekuti sekuru ava ndivo vakakupai hurwere ivo pachavo haisi n'anga asi vanemishonga yekurwarisa vanhu nekupamba zvinhu chete
@SashahshalomChimedza
@SashahshalomChimedza 11 дней назад
Last n first confession endai kwa prophet miracle paul kuchitungwiza munobatsirwa
@tayengwatawonangwere
@tayengwatawonangwere 10 дней назад
😂Mkoma I don't know why musiri kuona kuti Tete muroyi. I'm sure even muvakidzani mai vemuhure uyu vari mu club imwe. Motofamba mkoma mubvise mhiko yamakaitirwa. Mkadzi rudzii anonzi akakuhurira ndiye ane ma blessings ako.Hakuna zvakadaro mkoma.Stay ne mkadzi wamuinaye ndiye chaiye
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 10 дней назад
Don't go back kuna tete muroyi awa .ruregerero rwekuti uroore muroyi, and please pray so that mukadzi asaurawa and the baby please
@ChildofGod619
@ChildofGod619 10 дней назад
Tete vako muroyi and vanoroya vese namai wemusikana pfambi uyo. You have to pray and fast zvakanyanya
@TereraiChimutengo
@TereraiChimutengo 9 дней назад
Second confession kudenga kuna Mwari be prayer ful ask God for forgiveness ,God is faithful veduwee
@brendamuchemwa3392
@brendamuchemwa3392 10 дней назад
Last confession pliz open your eyes murikubvira mari Maka tarisa pliz find God he will deliver you
@Chipochashe1986
@Chipochashe1986 10 дней назад
Haa vahanzwadzi imba inenge yatonyura muchapiwa mushonga wekuti mutoshaya mari imba yonyura n'anga idzi ma1
@FungaiChikwanda
@FungaiChikwanda 9 дней назад
Musikana iyeye atori muroi anenge achitofanira kunge ari mufamily ndosaka vakamusarudza ...namatai mukoma
@lingiwemhlanga2497
@lingiwemhlanga2497 11 дней назад
To be honest 1st conf your tete muroyi, please pray to conquer her evilness
@tendaichinos8475
@tendaichinos8475 11 дней назад
Mukoma vakuda kutorerwa imba avo makatambwa , sekuru avo ndivo vakaisa urwere pamuri vakatoona mari pamuri vakatoisa urwere pamuri ,dai matsvaga vamwe vanokubatsira coz avo vacharamba vachikudyai even mukavapa imba yacho vanokusungirai upenyu. Don't go back kwavari tsvagai kumwe kwekuenda
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 11 дней назад
Siyanai nesekuru ava ndivovakakupai chirwere ichocho tsvagai vvamwe vanhu vanokubatsirai sana Mukonzanjera. , Vana sekuru Tasvu , kanengo musambodzoka ikoko varikuda Mari dzenyu
@Mai2diaries
@Mai2diaries 10 дней назад
Imi pamwe ndivo vakavapa ivavo
@TendaiJack-hv3fy
@TendaiJack-hv3fy 11 дней назад
Siyanai navo sekuru avo itsotsi. Imba irikutodyiwa.
@NancyNcube-ny2hv
@NancyNcube-ny2hv 10 дней назад
First conf .....Iwewe wakava nemota usati wasangana naye mukadzi wekunaka uyo.usadzokere kwaari nokuti ausisiri class yake iye anomhanya nevezimotikari. Dzikama uyende kwa Miracle poul anokusotera vatete vako muroyi. Mota ichadzoka don't worry
@noreenkureva1021
@noreenkureva1021 3 дня назад
Miracle Paul can assist you endai ikoko. Makapiwa mishonga isingaite. Siyanayi nen'anga iyoyo imbavha yamukudealer nayo. Rambai. Bettkunoita one on one with the man of God
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 11 дней назад
Venyaya yemsikana jure iro isambodzokera Kuna Tete tsvagai vvamwe vanokubatsirai bvunzai Bhozhongora ndeye anonyatsoziva vabatsiri manyama
@brendamuchemwa3392
@brendamuchemwa3392 10 дней назад
Last confession tsanya unamate and break that curse ,usanyengerere muroyi pliz
@nyashachijaka4469
@nyashachijaka4469 10 дней назад
Mukoma don’t let the devil win. Tete wenyu vanoroya myb vanotoroya vese nemusikana iyeye namai wake. Just pray God will make a way and udzai mukadzi wenyu everything coz she’s your helper ndiye munhu achakubatsirai kunamata. Pray and fast with faith. Nothing is impossible with God
@SashahshalomChimedza
@SashahshalomChimedza 11 дней назад
Um the first to like.... Good evening ppl
@tarirogumiremhete2788
@tarirogumiremhete2788 10 дней назад
Vatetevenyu muroyoand vanoroya namai vemusikana iyeye so vanenge vakapapana ma promise imi musiri kuziva , musadzokerako
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv 10 дней назад
Endayi kwamiracle last confession siyayi zven,anga plizzz run
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv 10 дней назад
Mukoma siyayi zven,anga plizzz musatomboipa update yezviri kuitika mulife menyu chero mukabata Tete tilda vakayiisa pamhepo munobatsirika henyu n,anga iyo ikuda kutokumorayi mabvomasungirwa life zcekuti chero Mari yacho hamuiwane yekuoedzisa kubhadhara plizz musaipe update chero mukabata bhozvo akuendeseyi kwapastor muchefa plizz irwayi neminamato bcs machawedzerwa zvimwe
@LizzieMwanaka
@LizzieMwanaka 10 дней назад
Sec hidey batsirwa neumwe not that n'anga ndiye the coz tsvagai mumwe Ane reference
@Eva3rt
@Eva3rt 10 дней назад
Hezvo musaenda kun'anga vanhu dzidzai kuzvinamatira mungadai makanamata kwete kunotsvaga izvo zvakaoma
@CathrineChivurugwi
@CathrineChivurugwi 11 дней назад
First confession namata
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 дней назад
Maswerawo sei mkoma Nash
@Grainger0123456789
@Grainger0123456789 11 дней назад
My brother nyaya yako inorwadza but yakanakira pakuti you know kwazvirikubva and tete ava vakanyatsobuda pachena nehuroyi hwavo ,vamwe taingoroiwa na tete tisingazive kuti ndivo varikuzviita . God had opened a food for you but satani akapindira.Nditete rudzii vanoda kurooresa mwana wehanzvadzi kumunhu wavanoziva kuti haana kuvimbika.Patakakura kumaraini uko it was common knowledge kuti kana urimusikana ukaita hunzenza hapana mai or tete vemukomana anoda nzenza but tete venyu is the opposite. It seems like vanoroya namai vemusikana uyu uye musikana uyu anogona aine mishonga inoita kuti adiwe nevarume,orara navo but pakuzoti varume vacho vanoti ukandiramba ndinozviuraya it means ane mishonga and achogona akapiwa na mai vake muhuroyi hwavo then tete venyu iTeam racho. Kwatete musadzokere zvachose ,imbopindai pakunamata and ask God kuti ndeipi Church or vabatsiri vanogona kukubatsirai panyaya iyoyi. Pray and reverse zvese zvakataurwa na tete, have a relationship with God ,zivai shoko ,pray and fast ,tete havasi Mwari but muroyi atikushandiswa na satani kukuparadzai. Havadi chakanaka pamuri zvachose . You are a blessed man but zvakavhariswa and God expects us to go to Him to take Refuge kuti mabasa evakaipa arege kushanda patiri. Psalm 35,Psalm 91 ,Psalm 139 mukadziverenga muchaona kuti shoko rinoshanda . Do not lose hope but KWATETE MUSADZOKERE HAVADI kugarika kwenyu but we thank God kuti she didn't hide her evilness. Yava nguva yekutonamata nezvazvo zvese zvese hazvo . We fight not against flesh and blood but against principalities mweya yemuchadenga. Look after your wife and kid and explain to her sezvamaita kuna mukoma Nash but pray first ,God is available 24/7 .Vaudzei Mwari ,kwete kuti havazive but vanoda kuti tivatsvage ,nyasha dzavo dziripo dzakakwana. Nerimwe zuva tete vachaona kuti mhiko dzavo nema curses zvakashaya basa . Wishing you all the best . Renew your mind and start fighting zvakaitwa pamuri,God be your strength and rescuer
@Eva3rt
@Eva3rt 10 дней назад
Amen
@TaongaSengai
@TaongaSengai 8 дней назад
Amen
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 дней назад
Uuuuu garai masiya imi sekuru avo ndovakakugadzorai vachiva zvinhu zvenyu . Namatai kana kuenda kunobatsirwa kumwe . Imbavha sekuru avo
@SashahshalomChimedza
@SashahshalomChimedza 11 дней назад
Tsvagai mubatsiri mukoma,,,coz kudxokera kuzvipa nhamo nematambidziko
@ClarityKuguyo
@ClarityKuguyo 10 дней назад
Haaaa iyo in'aga yenhema yowe be very careful
@evachapeta1466
@evachapeta1466 10 дней назад
Mmmmm komukavapa matosainirana.. Mobva matadza kupora... Uye makapihwa mushonga wekutokurwarisai kuti mudzoke kwavari vonyatsa kuku torerai mari.. Ngwarai imi
@NokuthulaChanaka
@NokuthulaChanaka 9 дней назад
Yeah ava vanhu vanobatsira ava mazuvano vatova after money hurwere uhu ndivo vakatoisa pamhuri yenyu kuti akubirei mari zviri smart
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 8 дней назад
Aaaa veduwe ini as long my life is going well andiite zvekubvunzira izvi ndotya kupihwa mushonga
@agnesjason8648
@agnesjason8648 3 дня назад
Last one makaitiswa nen’anga ichingoda kupfuma nemi plus dei musina kuvaudza problem yenyu mungadai makatsvaka someone. Plus ukangoenda kun’anga watozvitsvakira monitoring spirit…..
@PaulineMuzanenhamo
@PaulineMuzanenhamo 10 дней назад
Sekuru varikuda imba musabvume mukoma mari yakawandisa iyo yavarikuda
@carentracy3212
@carentracy3212 8 дней назад
Aaaah kupa munhu imba chaiyo ko Miracle pauro waindepi muzodziwa washe
@gracempofu526
@gracempofu526 10 дней назад
Hama vimba na Jehovah urege kuzendama pa njere dzako, Jesu chete ndie mhinduro misabvume kuitiswa nevanhu vanoshandiswa na satan ava open yo eyes. Same tsime rakakupa mvura inovava ungadzokere sei ko kwariri expecting mvura yakanaka
@peemasiz9705
@peemasiz9705 10 дней назад
first Confes..tsvagai chifumuro chegomo zvopera zvatete avo
@TaongaSengai
@TaongaSengai 8 дней назад
Please second conffessions namata n'anga iyi yakatokupai dambudziko ichiziva muchadzoka kwaari but please kuna mwari kudenga engage in serious prayer and fasting wake up midnight and pray God will deliver you
@MavisTsanga
@MavisTsanga 10 дней назад
Haah vakaona kt mune Mari ndivo vakakurwarisayi siyanayi navo Tsvagayi umwe anokubatsieayi
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 10 дней назад
1st confession yah varoyi variko zve chokwadi and tete wako muroyi chaiye uye mukadzi vavaida kuti uroore vanoroya na mai wacho and please enda kwa Prophet Miracle Paul harare unobviswa Jambwa rawakaiswa nekukurumidza brother ndarwadzihwa zvangu and also fast and pray so that mweya ye tsvina itize .yoh zvakangooma hazvo chokwadi
@nomsaprosper6385
@nomsaprosper6385 4 дня назад
Last confession siyanai nen'anga yenyu iyo pamwe ndiyo yakato sayirira hurwere kwamuri look for another place kweku batsirwa
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 9 дней назад
Ndosaka ndisina hangu ukama n n'yanga 😢 zvakaoma tsvagai zvimwe mubatsirwe
@irisblue3155
@irisblue3155 11 дней назад
Vakapinwa
@agnesjason8648
@agnesjason8648 3 дня назад
Mkoma Nashy chero ukazvivanza vanhu vaye hanty vanotooneswa anotoona mari dzacho.
@urielchance8692
@urielchance8692 6 дней назад
N,anga iyo ndiTasvu ndomaitiro ake,tsvaga dzimwe n,anga pa zimbeat tv
@priscillamadziva-zm4iw
@priscillamadziva-zm4iw 9 дней назад
Bro ve UK siyai zve Na,nga idxi please go to pastor come to zim kwa pastor kuchitown siyai makurombeswa Moda deliverance please musaite kun'anga idxi Mari yavari kutaura irefu Ivo vakakuroyai imi siya bro hamufe maend kun'anga
@carentracy3212
@carentracy3212 8 дней назад
Aaaaah kupa Munhu imba
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 11 дней назад
Mukoma musadzokera kwatete.nyadzisai satan.endai kwaMiracle Paul zvinopera izvo
@RudoMatikiti-q5f
@RudoMatikiti-q5f 10 дней назад
Last nyaya dayi mwari wapindira maoona anokubatsira wo pasina kubirwa.😢
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 9 дней назад
First confession nyaya yekusvikira kudzimba dze vanhu muchazvirega henyu hama dzangu.tete varoi nhandi
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON 10 дней назад
Mukoma vekuroyiwa navatete vake torayi ivhu panotambira vana mosanganisa ne salt muchigeza muphuwa number dza prophet Fredy na Mukoma Nyash. Musadzokere kwavatete munofa this time
@Biggest-w8j
@Biggest-w8j 10 дней назад
Iwe second Confession hapana help apo. Urikubirwa apo
@miriammafuruse105
@miriammafuruse105 4 дня назад
Last confes makatopiwa mhepo inokonzera urwere mwamuri kuti mugodzokera kwaari ,tsvagai umwe asiro ivavo abvise izvi zvinhu zvikada pamwe nechirwere chacho hapana inongove spiritual disease
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv 11 дней назад
M.mkokmA vatete venyu havas Mwari. Namatai kuns Mwari muone zvinoitika mubvise curse yakaiswa muupenyu hwenyu Mwari vanknzwa minyengetero just believe
@lanhelihlemoyo2089
@lanhelihlemoyo2089 10 дней назад
Mkoma vekurwara ava musayenda kwasekuru chimboyedzai ma paster anobuda ma social media Aya please musadzokere kwasekuru varikuda kukudyayi Mari and mukatamba imba unoyenda akazviyita nemawune nxa ndarwadziwa kunge yangu imba
@magaretmapupa
@magaretmapupa 10 дней назад
Tete muroyi avo, ndizvo zvavakataurirana naamai vemsikana vari kuma shave chaiko. Zvakaoma hazvo. Madii kuzama kutsvaga kweku batsirwa
@daisyncube5195
@daisyncube5195 9 дней назад
Second confession nanga iyoyo ndiyo yakakupai chirwere icho kuti vakusvete Mari yenyu mukoma musadzokere kwavari nanga ye scam
@leogumbo367
@leogumbo367 6 дней назад
Last confirmation iyo murikubirwq mari imi musadźokerako tsvakai umwe munhu akubatsirei n'anga iyo yakatokuteyai kuti mugodzokera kwayiri muyipe mari imbavhq chaiyo
@MbuyaTakwanaDaires
@MbuyaTakwanaDaires 10 дней назад
First confession, bhudhi tete vako mroyi vanoroya namai nemwana iyeye I believe nemwanasikana wacho muroyi. Iwe chimira Mira kunamata kana kushandirwa ukunde muyedzo yatete
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 10 дней назад
Sekuru avo vakakupai chikwambo kut chikurwarisei then moramba muchivapa mari...makambonzwei munhu anokuchager 20k...imi kaimi..vhurai maziso...tsvakai kumwe kwekunobatsirwa plz plz❤
@lorrainemangwiro
@lorrainemangwiro 9 дней назад
Huya pametsimuhlabe engine hyd 2kubtswana.tsvaga Mari yendege chete .run to your God ungasare wava murombo.n,anga Haina zvainokupa kunze kwe more problems
@stephaniejones7438
@stephaniejones7438 11 дней назад
1#Hawutambe nemoto uchitadza kupiswa unogara nemuroyi wotadza kuroyiwa sei.Maka vhiringika nekusaziva kumusha kwedu hawuwuye nemidziyo yakadaro usina kusimba #Last Confession.Chandinoziva vanhu vano batsira vazhinji ava vanogona kuku kuvadza futi nemishonga kuti uvatsvage mangwana vanyatsodya bag rako vozo gadzira futi.Iyi ye n'anga mave kuto pinda chikoro chisinga pere zvakanaka nyatso fungisayi ipapo
@IvyMagaya
@IvyMagaya 2 дня назад
Avo vekuUk tsvagai kumwe kwekubatsirwa bcz sekuru avo varikutotsvagawo mari kwamuri
@BerlinHandris-id8dz
@BerlinHandris-id8dz 10 дней назад
Tete muroyi musadzokera mkoma munonopedxiswa .Fambirai hupenyu hwenyu vasingaziv kusvikira zvaita plus kutsanya nekunamata arimamuri mukuru kupfuura arimunyika
@noreenkureva1021
@noreenkureva1021 3 дня назад
1st confession go kwaMiracle Paul and have the curse removed
@IvyMagaya
@IvyMagaya 2 дня назад
Tsvaga kwekubatsirwa becoz tete avo umm
@irisblue3155
@irisblue3155 11 дней назад
Godobori vakachiva lifestyle yevarapwa vakubatirira varapwa nekuda mari
@nyashachijaka4469
@nyashachijaka4469 10 дней назад
Makudyiwa nen’anga iyo hakuna zvinhu zvakadaro. Tsvagai Jeso nekuti haa madyiwa imi nen’anga iyo . Tsvagai Jesu ndati don’t give that n’anga mari . Ndivo vanotokuitai kuti murware so that vakuscammei . Tsvagai Jeso Namatai please please siyanai na Sekuru ivao he is the one causing the sickness
@abigirlmarezva120
@abigirlmarezva120 10 дней назад
Mese vana hidey endai kwaprophet T Freddy or Prophert Miracle
@priscillamadziva-zm4iw
@priscillamadziva-zm4iw 9 дней назад
Devil is aliar don't go back to evil aunt go to church Ku Chitown pastor Paul nhamo haiurayi bro be strong
@ndaitsoro3941
@ndaitsoro3941 7 дней назад
Last confession endayi kwaprophet miracle Paul kana prophet t Freddy
@SinikiweToronga-sm5in
@SinikiweToronga-sm5in 11 дней назад
In hangu ndinoti hama nzokera nekuti nditi uchafamba ukaneta nekuti paucha nyeperwa ndirini nekuti vaka tokusungira chiraramo nekuti tete ava next door yavo varoi ava nhamo inorwadza iyi
@LindaMabhawa
@LindaMabhawa 11 дней назад
Mukoma tsvagai vanokubatsira go back to sender chaiyo
@AlettaChiyangwa-xd1ex
@AlettaChiyangwa-xd1ex 10 дней назад
Imi baba imi itai kaa zvekumaPorofita nhai adai kutekeshera handifunge kut vangomboku chargai zvakadaro ini pama 1 on 1 avanoita aya endai kwa Miracle paul uko seiko kungomhanya kudzin'anga nhai?
@margaretmoffat4701
@margaretmoffat4701 10 дней назад
My brother star praying and fasting and reverse everything tete has said against ur life the devil is a liar God is bigger than her evilness
@SarudzaiDzveya
@SarudzaiDzveya 10 дней назад
Tsvagai vanobatsira sekuru ndivo varikukurwarisai
@MbuyaTakwanaDaires
@MbuyaTakwanaDaires 10 дней назад
Nyanga yakakupayi chirwere Kuti mugare muchienda kunobatsirwa navo
@JudithSithole-mr2cn
@JudithSithole-mr2cn 10 дней назад
Siyanaii na Sekuru zvenyu nekuti vacha wedzera zvimwe
@rumbidzaigwatsvaira-s3e
@rumbidzaigwatsvaira-s3e 9 дней назад
Veimba madi maenda kuChitungwiza kuchurch
@SnearChisango
@SnearChisango 11 дней назад
Maswerasei
@ShoworaiMawarire
@ShoworaiMawarire 9 дней назад
Vakajaidzwa vatete ivavo fambai kumaporofita mubatsirwe kwete kuda kumanikidzwakugara nemukadzi anokuhurira hakuna zvakadaro
@lionofjudah2045
@lionofjudah2045 8 дней назад
Uyo mukomana we hilux you made a mistake you were not supposed to go kumusha ne hilux vanhu vanoroya wotolshinga kunamata
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 11 дней назад
Dnt go back kuna sekuru avo.munodyira mari.vada imba yenyu.call Miracle Paul muri ikoko kwamuri munobatsirwa
@EugeniaCharindeguta
@EugeniaCharindeguta 10 дней назад
Ummm sekuru awo wakuda kuita mari nemi ndiwo wakakukanganisayi tsvagayi mumwe munhu akubatsireyi zvinopera n,anga dzemazuwa ano kunyepa too much
@joy-ur8ct
@joy-ur8ct 3 дня назад
Imi mkoma vana tete muroyi itai mushe, after mashoko akarema kudaro you waited for the worst to happen, tete anoroya namai vemusikana uyu naye muroyi enda utsvake help hindava uchida kupfugamura munhu, udza vabereki vakufambirewo, enda kuChitungwiza or kwaprophet Freddy uko, masowe chaiwo havasi vese vanonyepa
@SnearChisango
@SnearChisango 11 дней назад
Maswerasei Dai mats again vanobatsira chete tete vanoroya nevabereki vemusikna uyu chitori chivimbiso saka better henyu muudze mukadzi wenyu wamugere naye not kuda kusiyq mukadxi uyu musafunge izvozvo
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 10 дней назад
Sekuru avo ndovakuroyayi musava tevedzere ndiye muroyi
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON 10 дней назад
Sekuru avo varikutoda kuvaka imba ne kuvhura ma business ne mari dzenyu mune choice pfugamayi munamhate semhuri torayi ivhu panotambira vana mosanganisa ne salt muchigeza nemhuri ask mukoma Nyash for prophet Fredy numbers or I can let u join a prayer group ku uk or a strong pastor from home
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 9 дней назад
1st confession pray and break that curse
@magaretmapupa
@magaretmapupa 10 дней назад
Uumm madii kutsvaga kumwe kweku batsirwa. Sekuru avo vanogona vari ivo vakakuroyai vachiva mari yenyu. Batsirwai kumwe kusiri kwasekuru avo
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 10 дней назад
2nd confession please run to Prophet Miracle Paul harare munobatsirwa fast fast ,nekuti n'anga ndoyakakupai chikwambo then Voda kukubetserei futi it doesn't make sense ,imi musadzoke kwa sekuru awa iiiiii,and imbavha yakaipisa ,wake up please
@IsabelChafa-t3k
@IsabelChafa-t3k День назад
Vane same disease avo ngavambonamatirwa na prophet miracle paul or propher T ftreddy
@SinikiweToronga-sm5in
@SinikiweToronga-sm5in 11 дней назад
Nhay chagai mumwe munhu ano kubatsirai ndivo sekuru ava vakakupai hurwere uyu makutoita extortion iyi
@nomhlemasuku3021
@nomhlemasuku3021 9 дней назад
Last confession don't go back to Sekuru avo ndivo vakakurwarisai endai Kwa prophet miracle Paul mobatsirika , one on one less than 1000usa
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv 11 дней назад
Mkoma avo vekuUK tsvagay kumwe kwekunobatsirwa musiyane neMbavha iyo yasekuru N,anga hamuone here kuti vakakuroyay kuti vapinze mari kwavari ndizvozvavaida kukurwarisay musabvume kutsotwa imi enda kuZim munoonaProphet Miracle Paul zvinopera zvese izvo uye mochidziidzawo kuti zvaMwaRi chaizvo hazvisanganiswe nevemushonga uye namatay mutende mukumbire Mwari forgiveness
@Mai2diaries
@Mai2diaries 10 дней назад
Ndoda kubatsirq bmnn avo vakaendq kun,anga sekuru avo vakatoona kuti hamuna dambudxiko kwakutokupai hurwere mushonga wavakatupai zvikwambo izvo zvirikutogara mumba menyu plis kana muchidzoka kuzim musaebde kwavari sekuru ivavo endai henyu kuone on one kwaprophet miracle Paul zvinoperq izvo aaah akutoda kukupedzai sekuru avo plis musaendwko
@MkGtv4811
@MkGtv4811 9 дней назад
Mukoma Kuna tete ukoko hakaymdzokerwi itai go back to sender zvipere Hondo ikopedzwa nehondo godo rinopedzwa godo tsvakawo vabatsiri vakasimba vaite go back to sender than kunzi undoroora muroyi nekuda kwefuma haaaaha ngazvikone hazvo. Then second confession makaitirwa utsinye henyu nanasekuru ava vakatoona kuti mune mari ndozvadziri n'anga idzo
@mavismalata8146
@mavismalata8146 2 дня назад
Sekuru ava imbavha
Далее
Huyai Munzwe Zvandaka Ratidzwa Pandaka Torwa Ne Njuzu
25:03
3 лайфхака для УШМ
01:00
Просмотров 59 тыс.
МЭЙБИ БЭЙБИ - Hit Em Up (DISS)
02:48
Просмотров 152 тыс.
My Rich Woman Blesser From Zim Is An Occultist
9:00
Просмотров 2,5 тыс.
Ndiri Mbinga Yakarombera Pa Nyoka
18:09
Просмотров 3,8 тыс.
3 лайфхака для УШМ
01:00
Просмотров 59 тыс.