Тёмный
No video :(

Part 5 Chimutasvu's Confession, Tears Of Joy, & Says Thank You Sekuru Tasvu "Spiritual Warfare" 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 62 тыс.
Просмотров 30 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

28 янв 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 171   
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 6 месяцев назад
Kubva nhasi vose vanoti vanemudzimu becafull kushandiswa navanhu vakaita sana chimutasvu imagine muzukuru kugara makore ose aya achingoti anemudzimu iroriri dimon musazongifarire kunzi unemudzimu tadzidza tose nhasi
@elizabethaaron1120
@elizabethaaron1120 6 месяцев назад
We need to see amai hanzvadzi yachimutasvu yakapopotedzana nabamukuru vakamuka vakafa ndiye muroi 1 asara
@mukombe15
@mukombe15 6 месяцев назад
Chimutashu uri murume, waratidza pasi rose kuti waive murume. Kubvuma kwako kwakurerutsira hupenyu hwamagwana.
@user-cm3sk3hi8e
@user-cm3sk3hi8e 6 месяцев назад
Ndopaunonzwa mumwe munhu achiti idrama uyo akupupura nemuromo wake tinotenda tateguru nebasa ramukuita 👏👏👏👏
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 6 месяцев назад
Say that again
@user-pu4cz6sr3r
@user-pu4cz6sr3r 6 месяцев назад
Zvinenge zvisati zvasvika kwawo
@faraibasikoro-zl5os
@faraibasikoro-zl5os 6 месяцев назад
Hah uyo anga arimuroyi sure,kushandisa vana mashandisiro akadaro,sekuru tasvu makagona ❤❤❤ 1 tasvu,tasvu 1
@mukanya5836
@mukanya5836 6 месяцев назад
Sekuru Tasvu job well done Chimutashu achena apupura rambai makadaro ❤
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 6 месяцев назад
Baba varikuridza hosho vane t-shirt yeblack vanogona kushaura kkkkkk,ndabva ndafunga makare mbuya vangu vachiimbirwa goto rinehwema❤mazvita sekuru uye mkoma robert
@clotildatekere7572
@clotildatekere7572 6 месяцев назад
Shuwa ukanzwa munhu achiwomoka kutaura ange asati aroiwa .Kuroiwa zvinorwadza izvi varoyi havana tsitsi.Sekuru Tasvu na Robert basa trikuriona totenda ,shuwa tapfidza nekuroiwa
@fortuechihelele
@fortuechihelele 6 месяцев назад
I like the voice of that guy singing 😅😅😅. Thank you mkoma Robert with an amazing job may God continue to bless you
@jones1oo7
@jones1oo7 6 месяцев назад
Akaipa muface iyeyu
@fortuechihelele
@fortuechihelele 6 месяцев назад
@@jones1oo7 anodzifambira nyaya dzacho kusvika zvaita
@elliotronald1884
@elliotronald1884 6 месяцев назад
Exactly zvanga ndichida kutotaura aneka that
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 6 месяцев назад
Inonakidza achishaura iyeye apa achiridza ngoma haa anogona hake kushaura nengoma
@trishmurehwa8721
@trishmurehwa8721 6 месяцев назад
Ndrikunzwa kufara ne basa ra Sekuru Tasvu na mukoma Robert 🤝👏👏hangu
@melodymahlatini3378
@melodymahlatini3378 6 месяцев назад
😢😢haa bamkuru vakandirwadza hangu veduwe may his soul rest in peace
@joeeric3199
@joeeric3199 6 месяцев назад
❤basa rinotendwa mkoma Robert
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 6 месяцев назад
If it’s Walemba and Chimutasvu, I wouldn’t differentiate them even their heights! It’s just that Walemba ainge anenharo and opted to die than to surrender and live a clean life.
@JosephineMhandire
@JosephineMhandire 6 месяцев назад
You're the best tateguru tasvu
@user-wb5tq5eb4r
@user-wb5tq5eb4r 5 месяцев назад
Zvakaoma God have mercy chimitasvu mdara he is even proud smiling about what si saying whistle he damaged life yevamwe ummmm yaaa life
@user-tr1so5cl6q
@user-tr1so5cl6q 6 месяцев назад
Zvotendwa Sekuru Tasvu totenda zvakare mukoma Robert rambai makabatana nasekuru hurombwa hupere huhwo madhara iwaya arikutambidzisa mhuri dzisina mhaka
@86Bh701
@86Bh701 6 месяцев назад
Mkoma Robert, murume uya wekupinzwa muzvigure nawalemba mupenyu here uya.
@melissab8221
@melissab8221 6 месяцев назад
ndogara ndichizvubvunzawo zii yacho yanyanya dai vatizivisawo kuti mupenyu hre
@elizabethaaron1120
@elizabethaaron1120 6 месяцев назад
Yaa Enoch we need his update
@user-vj6bs3td4f
@user-vj6bs3td4f 6 месяцев назад
Very true we need update cz aiti kune 2 vakasara anaChabvari nakatsuromudovi
@helenmwale1987
@helenmwale1987 6 месяцев назад
Vanhu tirikudzidza zvakawanda ngatisashorei mabasa anenge achiitwa nanasekuru iwe parizvino zvako zvakaringana nguva yako ichaswikawo big up madziteteguru
@melissab8221
@melissab8221 6 месяцев назад
@@helenmwale1987 ndepapi pashorewa nhy tikuda kungoziva kuti akazodii shaa sekuru Tasvu vakarapa hama yangu yarasika njere ska usangomhanyira kuti vanhu varikushora pese pese
@marblejori3569
@marblejori3569 6 месяцев назад
Welcome to life Chimutasvu. Tokutendai Tateguru Tasvu mabasa enyu tirikuona from Diaspora❤
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 6 месяцев назад
Good job, well done tateguru Tasvu makasunungura mhuri iyi 20 yrs vachirarana musango. Chimutasvu atove mnhu boo uye akabvuma kt Simba rake rakundwa na skru Tasvu. Thanx skru Tasvu muri simbi inomedza dzimwe simbi
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 6 месяцев назад
Sekuru Pana ChimuTasvu makarwa hondo komborerwai Tateguru
@user-rc4pq1gf5i
@user-rc4pq1gf5i 6 месяцев назад
Ini hangu bmkuru vakandirwadza veduwee may his soul rest in peace
@masarakufageorge536
@masarakufageorge536 6 месяцев назад
Zvakaoma wee
@spiwemujoni4483
@spiwemujoni4483 6 месяцев назад
Ndiko kureurura nemoyo wese sure achena chimutasvu
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 6 месяцев назад
Ndarwadziwa ne mukomana uyo wekufa chete nxaaa chimutasvu uri gudo
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 6 месяцев назад
Ndookutigonerazve sekuru hamuchaoni ❤,tochiteerera kwachena mangwana,ndanga ndakamirira mhedziso thanks
@bettinamavhiringe9028
@bettinamavhiringe9028 6 месяцев назад
Zvakaoma shuwa hama dzedu dzinotishandisa zvokwadi pamwe pacho unotii unodiwa kurikushandiswa
@RichardAbelNjongonya-ft1tc
@RichardAbelNjongonya-ft1tc 6 месяцев назад
Thank you mukoma Robert ❤
@CarolineRitsire-nm4hh
@CarolineRitsire-nm4hh 6 месяцев назад
Zvinobatsira kut pakunamata tizive ma strong prayer points. Thank you Soo much Chimutasvu nekutaura zvinotivhura brain
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 6 месяцев назад
Zvakaoma nyika yakatakura kurema chokwadi😢
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 6 месяцев назад
Vese vanoti basa iri idambe vanofanirwa kunorapwa chirwere chepfungwa.
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@JesinawuCathrien
@JesinawuCathrien 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂taura hako
@user-sz4vw9ls3t
@user-sz4vw9ls3t 6 месяцев назад
Sekuru Tasvu makabatsira chaiko mhuri iyo tinokutendai rambai muchibatsira nemoyo wenyu wese musadzokera kumashure
@user-cb5te8tj5t
@user-cb5te8tj5t 5 месяцев назад
Ummmm sekuru Tasvu God bless you.Mwari ngavavedzere makore ekurarama
@TeclahSMoyo-qr5es
@TeclahSMoyo-qr5es 6 месяцев назад
RIP TO THAT BRO .HE WAS ONLY TRYING TO HELP VEDUWEE.
@trishmurehwa8721
@trishmurehwa8721 6 месяцев назад
Amen
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 6 месяцев назад
Bamkuru vakarwadza veduwe ,varoyi so 🙌
@user-pu4cz6sr3r
@user-pu4cz6sr3r 6 месяцев назад
Ndozvirikundi rwadza panyaya iyi iiii kufira kuda kuyamura vamwe
@doniehove8360
@doniehove8360 5 месяцев назад
Ichapter Ani nhy Gyz ndipeio
@trymorepfumbirai6231
@trymorepfumbirai6231 6 месяцев назад
Keep the good work Sekuru Tasvu
@mandla9267
@mandla9267 6 месяцев назад
Wanna visit tasvu but eish money ishoma
@madamboss7216
@madamboss7216 6 месяцев назад
Yaa mudhara uyu arikutaura hke but bamkuru vakandirwadza hngu
@villageelectricalcontracto4861
@villageelectricalcontracto4861 6 месяцев назад
thanks for the update ,was wondering 😋
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 6 месяцев назад
Any time!
@lovemoremuverengwi1268
@lovemoremuverengwi1268 6 месяцев назад
wonzwa eimwe richiti varoi hakuna
@kudzanaichitete8380
@kudzanaichitete8380 6 месяцев назад
Ndinemi mkoma Robert Kubva ku Sly Media
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 6 месяцев назад
Thank you
@emmahbulazi
@emmahbulazi 6 месяцев назад
Tateguru apa matamba zvandifadza Maro basa ngoma idzo moyo wangu unoda kusvika kwamuri sekuru
@castontigere5105
@castontigere5105 6 месяцев назад
Kkkkk Chimutasvu is a comedian sure.
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 6 месяцев назад
Mukoma Robert nasekuru murikutibatsira on my way ndinezvanguwo
@user-cn1gm9xy3h
@user-cn1gm9xy3h 6 месяцев назад
I think Chimutasvu should join the mvura group
@CatherineJonas-sf9vo
@CatherineJonas-sf9vo 4 месяца назад
Mukoma Robert na sekuru Tasvu nagogo ne team renyu batai basa vanhu vapone musaterere zvinotaurwa nevanhu vamwe vane godo nesimba riri pamuri sekuru Tasvu
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 6 месяцев назад
Keep the good work brother Robert. U ar the best.
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 6 месяцев назад
I appreciate that
@user-vi6qc9wu4q
@user-vi6qc9wu4q 5 месяцев назад
Tipewo number yenyu mkoma tikutsvagawo ribatsiro​@@robertapfumaneyi
@doniehove8360
@doniehove8360 5 месяцев назад
​@@robertapfumaneyindokumbirao ka 1 yacho mkoma sly yatinashe wekuzoshaya ndisi kuiona
@geesibanda1036
@geesibanda1036 6 месяцев назад
Zvakaoma zvehupenyu..makaita basa vachena Chimutasvu
@fortuechihelele
@fortuechihelele 6 месяцев назад
Tasvu 1 and only tinotenda tateguru
@godfreymadzokere1430
@godfreymadzokere1430 6 месяцев назад
Can't wait
@faraipedzisa2985
@faraipedzisa2985 6 месяцев назад
Me too.
@andreatabengwa8069
@andreatabengwa8069 6 месяцев назад
Mr Robert
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 6 месяцев назад
Akomana ka uyu ndiye munhu areurura chokwadi kwete zvekunyepa
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 6 месяцев назад
Toda part 6 apa
@user-eg2ge8le2g
@user-eg2ge8le2g 6 месяцев назад
Nyika yakatakura kurema Chokwadi uuu murume uyu regai titende sekuru Tasvu makabatsira Chokwadi
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 6 месяцев назад
Chimutasvu looks good kuroya is something
@ChristopherMukono
@ChristopherMukono 6 месяцев назад
Mukoma robart ko mwale aripiii
@NyashaChirozvi-qk8ek
@NyashaChirozvi-qk8ek 6 месяцев назад
Yoooo amaihwe huroi huriko shame ndaimboramba
@unity9896
@unity9896 6 месяцев назад
Kkkkkkkkkk Chimutasvu anopenga, Gideon achangamuka
@phildanjaira9822
@phildanjaira9822 6 месяцев назад
Was waiting for this party thank you Sekuru Tasvu rambai makadzvanya ipapo taneta nevaroyi ava ,musadzore tsvimbo
@davidmuzondo6205
@davidmuzondo6205 3 месяца назад
Sekuru Tasvu rambai makadaro siyanai nevanoshora muri muhombe sekuru tirikumbotsvaka mari tirikuuya sekuru mutisunungure sekuru
@user-ox7eu7xi7m
@user-ox7eu7xi7m 6 месяцев назад
Ndingakuuraya kundiudza so😢
@silascheyinacho978
@silascheyinacho978 6 месяцев назад
Zvakaoma tripakudzidza handiitiswe nemhuri zvakapusa . Chimutashu anoratidza kuti aiva kanhubu chaiko
@user-pu4cz6sr3r
@user-pu4cz6sr3r 6 месяцев назад
And aitogwajisa vanhu nekuti aizvithemba
@HanaPhiri
@HanaPhiri 6 месяцев назад
Kkkkkk ndaseka Zvangu chimutasvu kutoomberawo maoko achiimba yaaaaaa
@thefire3465
@thefire3465 6 месяцев назад
CHIMUTASVU IS A CHARACTER HE SHOULD BE A ACTOR KKKKKK KKK
@ChristopherMukono
@ChristopherMukono 6 месяцев назад
Ko chimutasvu hahana kugerwa wani
@peace-lanez380
@peace-lanez380 6 месяцев назад
chimutasvu l think wadzidza chidzidzo from the day 1 ahuzvite futie
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw 6 месяцев назад
Welcome back chimutasvu😅
@freechipom
@freechipom 6 месяцев назад
Chimutasvu andimutenbi uyo anenge achanobata futi judging from the way he narrated mabasa ake zvainge zvaimuitira. Akazosangana neshasha sekuru Tasu
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 6 месяцев назад
After dare raSekuru Tasvu, akabata futi anofa
@mnicholus
@mnicholus 4 месяца назад
Baba vanoroya zvavo ko vavakauraya vachamuka here Aiwa ngavagadzirwe vasanoromba futi
@user-fk9mc7vb4h
@user-fk9mc7vb4h 6 месяцев назад
Sekuru Tasvu Na Robert to the world 🌍
@user-pu4cz6sr3r
@user-pu4cz6sr3r 6 месяцев назад
Ndotenda zvikuru mukoma Robert makaunza chirongwa chekuti ponesa
@mtauser86
@mtauser86 6 месяцев назад
Tateguru Tasvu Chibaba Chimutasvu abvuma kty akatasvurwa na Tasvu🤣🤣 👏👏👏
@PetronellaMoyo-wd3qx
@PetronellaMoyo-wd3qx 4 месяца назад
Ndatya Hama dzedu zvikara puuu Mwari tibatsirei
@user-mt6wt4wf1v
@user-mt6wt4wf1v 6 месяцев назад
Sekuru tasty woyeee tateguru
@nakatamauru5302
@nakatamauru5302 3 месяца назад
Ndadzidza nhasi,ngativhureyi meso tione
@judx34
@judx34 6 месяцев назад
Chimutasvu looking well
@ForgetMagwaza-vd4ft
@ForgetMagwaza-vd4ft 5 месяцев назад
Makaita basa sekuru tasvu namukoma Robert
@jahhardymusic
@jahhardymusic 6 месяцев назад
Mipirikiri wasekuru anedzungu kutaura nezvakeo zvemusoro wakeo
@ChristopherMukono
@ChristopherMukono 6 месяцев назад
Ndikuona ndirii pa cape town hangu
@NyashaChirozvi-qk8ek
@NyashaChirozvi-qk8ek 6 месяцев назад
Baba vaive vakangwarisa yoo
@KudzanaiChitsaru
@KudzanaiChitsaru 6 месяцев назад
Makaitabasa guru apo sekuru
@tstausibanda2020
@tstausibanda2020 6 месяцев назад
Zvakaoma 😊
@SophiaMasuma-dp9ym
@SophiaMasuma-dp9ym 6 месяцев назад
Ndakamirira kumagumo kwsyo nyaya
@user-zl2rz1io6n
@user-zl2rz1io6n 6 месяцев назад
Muroyi akaoma
@86Bh701
@86Bh701 6 месяцев назад
Asi ndoona sekuti muzukuru uyu hazvisati zvanatsopera. Achiri akangopusa pusa uyo
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 6 месяцев назад
@86Bh701 I agree with you 💯 to a certain extent though reason being that I think akatozvarwa akaita kaku bleya already coz kunyengerwa bishu na kule ipapo bhoo,but usually kana wapedza kudya bota usually one just gets rid of the condom ikoko, but pakuzonopa kule kuti vakurasire,coz if I'm not mistaken kule vanga vasati vamusota nema chira avo e fake mudzimu,thus my theory that dzanga dzagara hadzo dzakango bleya and thus even y kamutasvu targeted him to begin with coz he could see that dhiri rake rinobudirira pane munhu akaita kakupusa push coz even kuda kufadza mutengi kwacho haungati munh7 aku bhadharira hurevozonomupa futi condom full of your sperms,I think any person with a partial education could have questioned the motive behind that coz like we all know to a certain extent that our African culture is full of witchcraft nevanhu vanoshereketa neku bata bata,idk just my thoughts sorry kana ndatuka ❤😊.
@user-ok4to6ym9w
@user-ok4to6ym9w 6 месяцев назад
Ehe hazvisati zvapera mybe it's natural kakup
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 6 месяцев назад
@user-ok4to6ym9w taura hako 💯 kaku bleya bleya kanenge kari natural akazvarwa akadaro no wonder kule vake targeted him to begin with to do his shenanigans on him coz he saw that he would meet the least to know resistance from him.
@FaraiMutsoko
@FaraiMutsoko 6 месяцев назад
Tasvu 1 Tasvu 1 Tasvu 1
@MarvellousMoyo-xb3mo
@MarvellousMoyo-xb3mo 6 месяцев назад
Baba vaneutsinye zvavo ava
@rasras2263
@rasras2263 6 месяцев назад
Mainzwawo here African fertilizer combined with spiritual irrigation 😂😂mbeu dziwande plus evergreen 😅
@belindamzingwane4513
@belindamzingwane4513 6 месяцев назад
😂😂😂Vanhu vanoroya sure
@trustmujana2961
@trustmujana2961 4 месяца назад
Haa Pakaipa wangu tiri pama1kwasadza
@lovemoremuverengwi1268
@lovemoremuverengwi1268 6 месяцев назад
Nyika ngaichene
@hazelmutemeri7646
@hazelmutemeri7646 6 месяцев назад
Hiii😅😅😅😅😅 kuseka nhamo serugare shuwa
@PityTarwakuona-hs2rx
@PityTarwakuona-hs2rx 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂🙌🙌ndafarira arikuimba Apo anovamba🙏🙏🙏
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 6 месяцев назад
Chimutasvu waiva muroi chaiye
@user-rb6yd9vg3u
@user-rb6yd9vg3u 6 месяцев назад
Zvakaomo nyika yakatakura kurema
@bosspindikiti34
@bosspindikiti34 Месяц назад
Kule Tasvu chibaba icho
@user-sz4vw9ls3t
@user-sz4vw9ls3t 6 месяцев назад
Hakuna angazvigona zvamakaita pana Chimutasvu icho tinokutendai chaiko sekuru Tasvu
@user-pu4cz6sr3r
@user-pu4cz6sr3r 6 месяцев назад
Mukoma Robi ko Mwale aripi and naEnock Wekwana Walemba
@ShamisoChibamu
@ShamisoChibamu 3 месяца назад
Sekuru Tasvu chibaba vasunungura vanhu
@rufarogore6835
@rufarogore6835 2 месяца назад
Uuuuuum nyika yakaoma shuwa
@ArnoldMlambo-yg6co
@ArnoldMlambo-yg6co 6 месяцев назад
Sekura tasvu zvinotendwa mhuri yasununguka
@user-wh1vo3yz9f
@user-wh1vo3yz9f 6 месяцев назад
When u say current news does it means ZANU PF
@MaiProsper-1978
@MaiProsper-1978 6 месяцев назад
Bva zvakaoma zveupenyu
@ForgetMagwaza-vd4ft
@ForgetMagwaza-vd4ft 5 месяцев назад
Mataura chokwadi sekuru vanhu vanowodza moyo vanhu varipadambudziko
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 6 месяцев назад
Chimutasvu kana veduwe munhu angatya kt ndoonekwa arimumba, ozorega kutya musanga haaa chimutasvu unorwadzisa hako
@tristansithole8071
@tristansithole8071 6 месяцев назад
Ava bhoo chimutasvu anga aenda savalemba ava bhoo uyo shout out sekuru tasvu even chigodora ano bhilivha tasvu 1 one tasvu...tasvu one chimutasvu zero
Далее
Svikiro rinobatsira vanhu mahara - Pachena- For free
47:48