Тёмный

Part 6 Ekedi pfee mudare ra Sekuru Kanengo back to sender yamudeedza zvese bvuuuu 

Sekuru Kanengo TV
Подписаться 32 тыс.
Просмотров 16 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 123   
@sekurukanengotv
@sekurukanengotv 3 месяца назад
Hpna anoramba kana taita back to sender Vazukuru akambozamha kutiza asi back to sender inenge ichivava chete kutii munhu auye ku Jeri revaroi kwa Sekuru Kanengo
@DouglasDube-o5v
@DouglasDube-o5v 3 месяца назад
Mamukasei sekuru , goback to sender ngaipise chaizvo nekuti varoi varikut jairira
@davidnyabanga2862
@davidnyabanga2862 3 месяца назад
ApA MARATIDZAWO MAPOWERS ZVE
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 3 месяца назад
Sekuru Kanengo Ekedhi ngaapiswe hake.Apa matigonera .Nekuti varying varikukonzeresa kutambura kwe vanhu vasina mhosva.😂😂😂😂😂😂😂😂😮😮😮
@WilbertMasarirambiWilbert
@WilbertMasarirambiWilbert 3 месяца назад
😂😂😂 Makagona sekuru
@Deeeeeee2010
@Deeeeeee2010 3 месяца назад
Ini ndanetswa sekuru
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 3 месяца назад
Sekuru Kanengoni muri chibaba che ndururani dzakaita sa Ekedhi.Sando dzenyu.🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂🎉🎉🎉
@simbakapondoro2600
@simbakapondoro2600 3 месяца назад
Sekuru Kanengo musadzore tsvimbo nekuti makudo abata kumeso.ndokuzivirai ku Gokwe kwanjelele,naye Ekedi mukandei mukabhegi kevaroi ambotsva
@Patience-y8t
@Patience-y8t 3 месяца назад
Baba avo vanonyepera kuzungaira mhiko idzo havana kumbopiwa kumasowe ngavasasvibisa zita rechurch huroyi uhwo vakaromba chete variko vanhu vakadai kumasowe vari kuuraya vanhu vachinyepera kunamata asi hapana zvinenge zvichinamatwa ipopaya kumasowe hakuna zvakadaro vanoda kuvingwa kusowe kwavo ikoko otherwise vanopedza kuuraya vanhu 😢😢😢 zviri nani sekuru vamubata
@gladmoremasiwa7953
@gladmoremasiwa7953 3 месяца назад
Ukaona anota nharo ne chokwadi chiri pachena anoroya kana kuti ane mubobobo kana chikwambo ko akati n,anga adzisi dzamari ndiani Musade kurova imbwa makaviga mupinyi mo nyepedzera kuzungaira n,anga they are there vakawanda vanhu vapenera ku n,anga saka hatidi vanhu vano ngoshora kudakutadzisa vanhu kuponeswa varikutambura usadero hama iri pazasi pe comment yangu sekuru kanengo is real ede vapefza kuku shandira vanoti enda unonamata havana kuti huya u teedze chitedero Chavo vanoti anoda huya u batsirwe tinawo ma prophets Ana Magaya kuvaona chete upay more than Us200 Ana bushire ve vamwe So pamberi ne Basa sekuru musadzikisirwe ne varoyi vano commenta va chitaura zvisina basa ne kuda kushora kusina basa kwavanoita muvaitire go back to sender vane simba ramuinaro❤
@gorekorenzou
@gorekorenzou 3 месяца назад
Kanengo arikufosa munhu kubvuma nyaya yaasingazive, inga zvimwe zvese arikubvuma wani. Zvekunzi wakati n'anga iwuye husiku Ekedi azviramba
@TsitsiKatehwe-ip6sg
@TsitsiKatehwe-ip6sg 3 месяца назад
Sekuru makaipa sekuru kanengo Big up💪💪
@madamboss7216
@madamboss7216 3 месяца назад
Vanhu vaitaura zvisina bsa vachiti hee dai yaenda kunasekuru Tasvu ndikati imikai nyararai kkkk nhas vakunyara manje
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 3 месяца назад
Shuwa iyoyo😅 vanhu vanofunga kuti sekuru tasvu vanongona kudarika vanhu vose but pane zvavanokundwa woo​@@madamboss7216
@LuciaMachimi
@LuciaMachimi 3 месяца назад
Mudhara ekedhi muchazvirega henyu zvekusabvarura machira
@blessblessing9181
@blessblessing9181 3 месяца назад
Nyaya ya ekhedi inoda book chairo mmmh zvakaoma
@walterngwarai5181
@walterngwarai5181 3 месяца назад
Kanengoni isimbi yebasa kana mozogara....ini ndakabatsirwa nasekuru kusvika palast
@Myprinceof
@Myprinceof 3 месяца назад
Eish mapositori anoshereketa zvokwadi
@sydneympofu5417
@sydneympofu5417 3 месяца назад
Varume vemasutu ndakakuudzai kuti imi ndimi musangade Ekedhi ,ini nevamwe vangu pano tisu taimuda uyezve azosvika pano .
@lloydchigodora4534
@lloydchigodora4534 Месяц назад
anyoreswa affidavit kun'anga kkkk
@yedainjiyo1787
@yedainjiyo1787 3 месяца назад
Sekuru ndokudai kudarika hama dzangu
@masciemudumo
@masciemudumo 3 месяца назад
Kkkk wandinakidza 🎉
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 3 месяца назад
Kkkkkkkk washata iwe
@madamboss7216
@madamboss7216 3 месяца назад
Vanhu vanoenda kumasowe muriko hr ukoooo😂😂😂😂😂😂😂 namatai mega ikoko😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@masciemudumo
@masciemudumo 3 месяца назад
Taura hako I N’anga idzo hapana kunyepa havo kt maprophita
@ScholasticaSundai
@ScholasticaSundai 3 месяца назад
Sekuru Kanengo muri simbi inogaya dzimwe, haa muri matakanure shuwa, bhora mberi varoyi vachati eke gore rino
@enockdzanas2420
@enockdzanas2420 3 месяца назад
go back to sender yasekuru kanengo haipotse
@regayikatikiti8133
@regayikatikiti8133 3 месяца назад
Ndange ndicimirira ino nguva zvikuru. Thank you kaNhengo Tv
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 3 месяца назад
Kkkkkk Ekedi aifunga kuti akangwara, good job Sekuru Kanengo
@CleverSande-j5k
@CleverSande-j5k 3 месяца назад
Vana madzibaba vaye vanofanira kubatwa Vange varipo futi kwakafira munhu bcz vaiti inhema sekuru rovai varoi size kuchiweshe siyai mabata varoi bcz vanhu varikuti murikuita dambe so vanyadzisei
@Sifelani-vc6uj
@Sifelani-vc6uj 3 месяца назад
Thank you Robert, zanu yacho zvanyanya
@blessblessing9181
@blessblessing9181 3 месяца назад
Iyi yekusa buda nemoto takakura tinzwaro mmmh ndakutya why tainzwaro ndane question mark😢
@madamboss7216
@madamboss7216 3 месяца назад
Ndamunyarira Eked aida kusaiza sekuru 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@roderickmushaya8296
@roderickmushaya8296 3 месяца назад
Sando dzenyu Sekuru Kanengo pliz mudhara emasutu vanofanira kuripa vakashora dare
@masciemudumo
@masciemudumo 3 месяца назад
Ekedhi abatwa nhasi apinwa naKanengo😂
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 3 месяца назад
Zvakawoma chaiko ndosaka n'anga yakavadhurisira yayiziva kty havamboyiwani ksvika sekuru kanengo vadzifambira chete coz hakuna n'anga inochaja kudaro aaaakikkkkk
@Tendaizaveni
@Tendaizaveni 3 месяца назад
Sekuru manyama i love yu sekuru pedzai maspots❤😂
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 3 месяца назад
Itai Tek tek navo Sekuru, musavarega vanhu ivavo, Ekedhi unonyura 😂😂😂
@commemorateshumba7701
@commemorateshumba7701 3 месяца назад
Ekedhi ifawo sekuuraya Kwauri kuita vamwe
@uristancezifesho1862
@uristancezifesho1862 3 месяца назад
Ndenge ndakamirira ekedhi well done Sekuru
@tambudzaimuvingi
@tambudzaimuvingi 3 месяца назад
Hmmm pakusabuda nemoto panze nekubuda panze usina kupfeka ndivhenekeiwo sekuru Kanengo. Takakura tichinzi tisabude nemoto uye tisabude panze tisina kupfeka😰
@crazymaze4611
@crazymaze4611 3 месяца назад
Sisi hamuna kuchena😢
@tambudzaimuvingi
@tambudzaimuvingi 3 месяца назад
@@crazymaze4611 🤣
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 3 месяца назад
Chorikundirwadza nekundibhowa ndechekuti Ekedhi arikuedza kuda kurambaramba zvinhu zvaanoziva nekuedza kuratidza kungwara ngwara .Sekuru bvurai munhu uyo anonzi Ekedhi.😂😂😂😂😂😂😮😮😮
@gladmoremasiwa7953
@gladmoremasiwa7953 3 месяца назад
I,can't wait story Manyama
@KennedyMNhandara
@KennedyMNhandara 3 месяца назад
Ngavambopengesa munhu sekuru kanengo akunyapa mdara uyu pliz tikuda kuti munhu ambopenga akazobata futi zvinhu anofanha kufa
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 3 месяца назад
Koropa remufi riripi nhaiwe
@MariaMaimbidza
@MariaMaimbidza 3 месяца назад
Haaa makanyanya sekuru
@silascheyinacho978
@silascheyinacho978 3 месяца назад
Ekedhi ekedhi zvakuzo expire manje zvese bvuuuu pachena washungurudza mhuri iweee kutotyiwa shiri yabvuta rekeni uchaitasei
@MattyManhanga
@MattyManhanga 3 месяца назад
Haaaa Sekuru Kanengo ndakupai 🔨🔨🔨🔨🔨🔨dzenyu
@RoselynMutsitu
@RoselynMutsitu 3 месяца назад
Sekuru makatanure, aiwa makatumwa nedenga
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 3 месяца назад
Ekendi rabishi iweeeee kumasowe kunotenderwa here tsika yekuenda kun'anga
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 3 месяца назад
Imbotipaiyo mavideo vanhu vachipiwa mishonga nemashandisiro zviri kuperera mukushoperana kuzopiwa mushonga hatiwone chikumbiro
@nicolattematekenya-qs5yc
@nicolattematekenya-qs5yc 3 месяца назад
That ikedi guy ane kasikiri kekuchinja nyaya wen answering questions
@AdijaAli-wk6vp
@AdijaAli-wk6vp 3 месяца назад
Apa mukoma Robert sekuru vadadisa pamatare avo ndokuti vanhu vasiye huroyi buira mberi sekuru waiting for party 7
@takwanafanuel7804
@takwanafanuel7804 3 месяца назад
Tiise maoko sekuru
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 3 месяца назад
Ko iyooo office ya president nhau ya Ekendi ndiyo yazokosha here nhai ummm zvonyadzisa chose
@MatildaJORDAN-sf1hm
@MatildaJORDAN-sf1hm 3 месяца назад
Mudhara makura imi hamunyari
@masciemudumo
@masciemudumo 3 месяца назад
Mukoma Robby thx nekudzifambira
@joemakerdzawo5586
@joemakerdzawo5586 3 месяца назад
Number 1 Tateguru
@CleverSande-j5k
@CleverSande-j5k 3 месяца назад
Mupei tsvimbo ndokuti asatize inomupedzera
@LastenChiudzu
@LastenChiudzu 3 месяца назад
Nhai ekedi ko zvauri zidhara wani ndati pamwe uchiri wechidiki nhasi zvapera zveuroi
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh 3 месяца назад
Ee vay vaiti sekuru mahumbwe chitaurai tione
@sokosoko425
@sokosoko425 3 месяца назад
Ngauraiwe sekuuraya kwakaita dzinza dako remunhu
@madamboss7216
@madamboss7216 3 месяца назад
🤣🤣🤣mashatirwaka
@keylapatricia9883
@keylapatricia9883 3 месяца назад
Sekuru kanengo munogona❤
@YananisoTavangwena
@YananisoTavangwena 3 месяца назад
Gud job sekuru
@senzenikahari7330
@senzenikahari7330 3 месяца назад
Sekuru muri vahombe Ekedhi pfeee mudare renyu uyo fambai naye Ekedhi kusvikira zvaakabata zvibviswe
@KennedyMNhandara
@KennedyMNhandara 3 месяца назад
Ekedhi anokwara apa apa akuudzwa zvaakaita kuenda kutwumwe twunang'a
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b 3 месяца назад
Sekuru kanengo ndibastireyiwo andinawo mari nhasi mandigonera
@NelsonMaodzwa-q3q
@NelsonMaodzwa-q3q 3 месяца назад
👊🏾Sekuru
@gladmoremasiwa7953
@gladmoremasiwa7953 3 месяца назад
Where those guys true CIO ,s or what Sekuru I wish if u can review secrets about those guys and they also have to confirm that they were send by president
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 3 месяца назад
It's nonsense.Usabvunza zvinhu zvakataurwa kasingaperi.They were fake imposters.CIO irikuvafemera mugotsi.Kudziirwa kuchapera zvako nekuti muZimbabwe munoraramira makuhwa chete chete zvinebasa hamuzviwanire nguva!!!😂😂😂😂
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 3 месяца назад
Batai munhu tateguru makatunure
@JaneShalom-b5x
@JaneShalom-b5x 3 месяца назад
Zorai Vaseline machinda amambo mumaoko
@wellingtonruzvidzo3040
@wellingtonruzvidzo3040 3 месяца назад
Pakaip apo kkkkkie
@emilyhiya2678
@emilyhiya2678 3 месяца назад
Pamberi nebasa Sekuru Kanengo matakanure
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 3 месяца назад
Ekedi wakaitwa go back to sender nasekuru Kanengo Makatanure 🤣🤣🤣🤣🤣Sekuru muri Chibaba chevaroyi
@LastenChiudzu
@LastenChiudzu 3 месяца назад
Pamberi nasekuru kanhengo
@johnsaidi4274
@johnsaidi4274 3 месяца назад
Takatotarisa Sekuru tangomirira zuva rekubvisa zvinhu
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 3 месяца назад
Mungasainisa munhu here imi muchizono bata zvinhu zvacho chenesai vanhu kana back to sender ichishanda akatiza mogadzira zvee
@MollenMutanga
@MollenMutanga 3 месяца назад
Yaa magona sekuru varume wemasutu tikuvanda kuvaona
@johnbuchan9334
@johnbuchan9334 3 месяца назад
Chibaba chirikubatsira nyika
@LuckyMuzvare
@LuckyMuzvare 3 месяца назад
😂😂😂😂❤❤MATAKANURE KANENGO HOYOOO😂😂😂❤❤🎉🎉🎉🎉
@LastenChiudzu
@LastenChiudzu 3 месяца назад
Sando kkkkkk kkkkkk chakapenga ichii
@EverestSimau
@EverestSimau 3 месяца назад
Back to sender
@faustinamuchazivepi6977
@faustinamuchazivepi6977 3 месяца назад
Yoo ko azouya kkkkl
@TracyHassani
@TracyHassani 3 месяца назад
Kanengo Kanengo number 1❤
@gladmoremasiwa7953
@gladmoremasiwa7953 3 месяца назад
Runyararo rekuuraya munhu
@storyushe9716
@storyushe9716 3 месяца назад
Sekuru Matakanure ❤
@Antony2909
@Antony2909 3 месяца назад
Baba ava vakasviba nemoyo zvese
@TrishDendamera-d8h
@TrishDendamera-d8h 3 месяца назад
Waiting for this
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b 3 месяца назад
Ekedy akauraya asingaurayiwi
@MattyManhanga
@MattyManhanga 3 месяца назад
This tym akazviruza vakajaira kuuraya vanhu
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b 3 месяца назад
@@MattyManhanga kkkkk akadya anovava
@LazarusNdavambi
@LazarusNdavambi 3 месяца назад
Ekedhi apedzerwa
@Personal-l2n
@Personal-l2n 3 месяца назад
Ndatenda sekuru muri chibaba kana ndanga ndisiri murombo maindiitira umwe wanetsa kwedu
@faustinamuchazivepi6977
@faustinamuchazivepi6977 3 месяца назад
Yowe mdhara uyuka maiwee
@prettyngulube-ub6nd
@prettyngulube-ub6nd 3 месяца назад
Ekedhi pfee mudare apo
@gladmoremasiwa7953
@gladmoremasiwa7953 3 месяца назад
This guythey have to mention to government Ed
@Unclefaiyah884
@Unclefaiyah884 3 месяца назад
...... following
@shyletvhinyu8345
@shyletvhinyu8345 3 месяца назад
Waiting
@Nagiechrizo.
@Nagiechrizo. 3 месяца назад
Matakanure❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 3 месяца назад
Ekedi pfeeee hahahaha ndakakudzai kuti Kanengo chibaba
@LovelyMasola
@LovelyMasola 3 месяца назад
Ekedi davira 😂😂😂😂
@gamuchiraigorima
@gamuchiraigorima 3 месяца назад
Vanana ava vamunojaidza kumuti Mambo kaa,vachakangamwa kuenda kundotsvaka mabasa nazvo izvi zvokuda kupfeka bhachi risiri rake
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 3 месяца назад
Vatori pabasa soo coz vanotohoreswa namambo .vanoziva chivanhu vakomana avo havazombofi vazviita mambo
@Kim-f9v1m
@Kim-f9v1m 3 месяца назад
Shit wako ekedhi chimuroyi chemunhu
@KilfordGomba
@KilfordGomba 3 месяца назад
🎉🎉🎉🎉❤❤
@masciemudumo
@masciemudumo 3 месяца назад
Nhaimi saka huroyi wacho unomupei Ko Ekedhi wacho zvaakachenuruka yooo kusakara kwaakaita Ko zvi hembe zva akapfeka hahahada ekedhi rasa huroyi you are wasting time
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 3 месяца назад
Hapana kuurayira vanhu mahara nxaaaa
@gladmoremasiwa7953
@gladmoremasiwa7953 3 месяца назад
Tovada kudare
@MhamhaVoxy
@MhamhaVoxy 3 месяца назад
Waiting
Далее
Бокс - Финты Дмитрия Бивола
00:31
бабл ти гель для душа // Eva mash
01:00
Бокс - Финты Дмитрия Бивола
00:31