Тёмный

Pastor_C_Vhengere_-( Anonzwa ) latest 2023 

Caster Wenyasha Vhengere
Подписаться 3,6 тыс.
Просмотров 14 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 46   
@collen289
@collen289 2 месяца назад
Munhu waShe munechipo chenyu. Soko ngariparidzwe zvikuru sei mumazuva etirikurarama. You are a blessing
@castervhengere2170
@castervhengere2170 2 месяца назад
@@collen289 thank you very much nesupport yenyu
@MolineShenje
@MolineShenje 2 месяца назад
Amen🙌
@JudithNyamhandu
@JudithNyamhandu 8 месяцев назад
Chokwadi Anonzwa Anomira nesu 🇿🇼🇿🇼 hazvirambi zvakadero nyika nekuzara kwayo ndezvaMwari kwete vanhu 🙏🙏🙏
@castervhengere2170
@castervhengere2170 6 месяцев назад
Amen thank you
@TanakaMasvingise
@TanakaMasvingise 3 месяца назад
Aaanonzwa anomirs nesu Jesu❤❤❤
@castervhengere2170
@castervhengere2170 3 месяца назад
@@TanakaMasvingise Amen n 🙏
@abelmunganichokore4710
@abelmunganichokore4710 Год назад
Amen 🙏 Amen 💖 ngarifambe shoko ramwari kumarudzi ose
@castervhengere2170
@castervhengere2170 Год назад
Thank you hama
@crispenmadzamba6467
@crispenmadzamba6467 Год назад
Anonzwa , anomira nesu pazvose ,hazvirambe zvichiramba zvinoita chete ,nyarara kuchema pakutadzirwa,kutukwa ,kushorwa, amen shoko tikurinzwa tikukomborerwa mwari wakuitirei zvakanakisa chose murambe muchishumira shoko benyu iri 🔥🔥🙏
@castervhengere2170
@castervhengere2170 Год назад
Amen tinokutendai chose support yenyu
@jothamchapura1169
@jothamchapura1169 Год назад
Amen, wakazvarwa pazvakaoma asi nyarara kuchema nekuti Anonzwa uye Anomira nesu....🏆🏆
@castervhengere2170
@castervhengere2170 Год назад
Thank you hama munashe
@trumanprins-bt3jq
@trumanprins-bt3jq Год назад
Komborerwai Munhu washe ndinonzwa kuropafadzwa
@PriviledgeMarhavani
@PriviledgeMarhavani 3 месяца назад
Amen so powerful Ariparutivi rwedu tinokunda chete
@castervhengere2170
@castervhengere2170 3 месяца назад
@@PriviledgeMarhavani thank you
@PhillemonChamanza
@PhillemonChamanza Год назад
Amen Anonzwa Mwari anomira chokwadi
@castervhengere2170
@castervhengere2170 6 месяцев назад
Amen n Amen
@cephasshamba4381
@cephasshamba4381 6 месяцев назад
Powerful and encouraging
@castervhengere2170
@castervhengere2170 6 месяцев назад
Thank you hama
@mcdonaldk738
@mcdonaldk738 10 месяцев назад
Tinotenda kuimba kunosimbisa patinenge tapera simba .Ishe ngaarambe achikuzarurirai
@castervhengere2170
@castervhengere2170 10 месяцев назад
Thank you hama nesupport yenyu
@anointedsaluti3228
@anointedsaluti3228 4 месяца назад
Munogona baba
@castervhengere2170
@castervhengere2170 4 месяца назад
Thank you hama
@susanmurandu2966
@susanmurandu2966 8 месяцев назад
Amen varikurutivi rwedu nguva dzose Mwari Thank you so much baba nekubvuma kushansiswa naShe 🙏
@castervhengere2170
@castervhengere2170 8 месяцев назад
Amen thank you nesupport hama
@TariraiMasakure-wi1ht
@TariraiMasakure-wi1ht 11 месяцев назад
Powerfull pastor
@castervhengere2170
@castervhengere2170 11 месяцев назад
Thank you
@Tatenda-yu8hp
@Tatenda-yu8hp 6 месяцев назад
Anonzwa anomira nesu chokwadi isu takanzi acharoorwa naniko rangova mvemve iri asi nhasi ndirimo mu marriage chakava chishamiso kuvanhu
@castervhengere2170
@castervhengere2170 6 месяцев назад
Amen Mwari ava vanonzwa itirwai zvakanaka chose imi
@pheobeforomah5629
@pheobeforomah5629 Год назад
ndinzweiwo Mwari 37 years no mwana Mwari wangu as im listening to this song ndinzweiwo Mwari wangu❤❤❤Thank you Pastor
@castervhengere2170
@castervhengere2170 Год назад
Amen Mwari ngavakupei zvamunoshuvira ndarwadziwa chose amai Mwari arikuzokupai mwana
@coliaspfudzayi3900
@coliaspfudzayi3900 Год назад
Anonzwa kani Mwari uyu
@giftndawana
@giftndawana 11 месяцев назад
❤️❤️🙏🙏🙏🙏
@peacerukudzokatsidzira7713
@peacerukudzokatsidzira7713 Год назад
inspirational music
@stephentetiyale
@stephentetiyale Год назад
Good message pastor
@evanscharlesmakotore7611
@evanscharlesmakotore7611 Год назад
Mwari vawedzere mamwe makore ekushumira.This is great work
@castervhengere2170
@castervhengere2170 Год назад
Thank you hama munashe munotendwa imi
@tauraimupotaringa3194
@tauraimupotaringa3194 Год назад
Powerful amen 🎉
@samuelnyikahadzoi5701
@samuelnyikahadzoi5701 Год назад
Yah, this music is really is good, you are doing great munhu wamwari. May God continue to bless you with more wisdom and revelation
@castervhengere2170
@castervhengere2170 Год назад
Thank you nesupport yenyu muropafadzwe chose uye mutinamatire 0772325930
@lighfordmatsiwo2271
@lighfordmatsiwo2271 11 месяцев назад
Ummm powerful....i need a collboration
@castervhengere2170
@castervhengere2170 11 месяцев назад
Ropafadzwai chose
@StellaMugoni
@StellaMugoni 3 дня назад
Chokwadi anomira nesu ko nherera dzingaonekwa nani
@castervhengere2170
@castervhengere2170 3 дня назад
@@StellaMugoni Amen thank you hama munashe
@castervhengere2170
@castervhengere2170 3 дня назад
@@StellaMugoni Amen n Amen my sister
Далее
Ndaiwana hama~Pastor C Vhengere (RuokoRwashe 2023)
7:01
RUOKO RWASHE - Pastor C vhengere (Latest 2023)
5:34
Просмотров 22 тыс.
Pastor C Vhengere ~Vana vangu (latest 2024)🎺🎹
5:30
Mathias Mhere-Mweya Mutsvene Huya Utibate
8:05
Просмотров 227 тыс.
Hymns Medley Volume 1- Minister Thandazani
27:02
Просмотров 211 тыс.
Maranatha (feat. Friends)
8:37
Просмотров 47 тыс.
Tumirai Mweya  - Pastor C Vhengere (Latest 2021)
6:56
Musandipfuura - Pastor C Vhengere (Latest 2021)
7:03
CHERO NDIRIDHONGI (NDIYE HERE)
4:58
Просмотров 201 тыс.