Тёмный

Sahwira Wangu Ari Kupika Kuti Tikaenda Kuma DNA Mwana Wangu Wechi 6 Anobuda Ari Wake 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 54 тыс.
Просмотров 7 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

13 июн 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 34   
@user-sv4mc8vf5e
@user-sv4mc8vf5e 13 дней назад
Kumhanyira Kuda kuripwa panekuti huzive Kuti Mwana ndevaani
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 13 дней назад
Uku unonzwa nekusvirirwa madzimai vatongi vorasa nhau yese musango
@tafadzwamazivanhanga555
@tafadzwamazivanhanga555 13 дней назад
Kutadza kuenda kudna test here nhai wakuda mombe 2 nembudzi 2.tanga waziva kuti mwana ndewani
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 11 дней назад
True. Baba avo vaifanira kunge vafambira kuDare kuzokumbira kuti muchinda uyo abvise mari yeDNA. Zvose zvekuripana or what zvotevera after DNA. Manje muchinda uyu abvuma zvake kuti mukadzi atambiwe naye as long as apiwa mombe.
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 11 дней назад
Kuda zvinhu 😂😂😂😂😂😂
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 11 дней назад
One advantage yekudhakwa: kutaura zvose zvakavanzika, nekupromisa vanhu mabasa uchitaura chirungu mubhawa😅😅😅
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 13 дней назад
Chief magonesesa DNA first 😮
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 11 дней назад
Well done Mambo
@TheVoiceOfSeniors
@TheVoiceOfSeniors 12 дней назад
The DNA man is required to establish the alleged father.
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 8 дней назад
Welldone mambo
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 13 дней назад
Jeee inda and inogona irichokwadi kuti mwana ndewake dedzai Tinashe
@welshmanwellyrichardmaredz3827
@welshmanwellyrichardmaredz3827 13 дней назад
Yah apo mambo vagona kutonga apo ,ngavaende pa T.K gushungo
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 13 дней назад
Zim inhamo yawo asi kanyika kedu aka kanonakidza😂😂😂😂
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 11 дней назад
Kanovhura hombe😂😂😂
@DRRZOE09
@DRRZOE09 12 дней назад
Ini ndakachivenga chisahwira
@richardgame3359
@richardgame3359 13 дней назад
good mambo
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 13 дней назад
Chokwadi chinotaurirwa mundari vanhu vakadhakwa 😂😂😂😂 indava uchinenedzera hwahwa
@ConstanceChingoma-xn2dy
@ConstanceChingoma-xn2dy 13 дней назад
Hero basa Tinashe
@percychuma8424
@percychuma8424 13 дней назад
Zvakaoma. Chipfambi chanetsa munyika
@user-xf1ol2sf4f
@user-xf1ol2sf4f 12 дней назад
Endai Kuma DNA test kutanga masahwira anodya bota
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 11 дней назад
Mombe mbiri dzeiko iwe munhu Ari Kuda mwana wako 😂😂😂😂 mupe mwana wake
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 13 дней назад
Dare iri rinoita nyaya dziri juicy but team racho harigone kutonga
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 13 дней назад
Vakapusa vese ve Mt Dharuweni. Dotito na Kandeya havagone kuronda nyaya
@martinmusira7990
@martinmusira7990 13 дней назад
​@@tmaktmak1464asi apa I think vagona bt kana mwana azowanikwa asiri wake Dai vamgomuti mombe 1 yekusvibisa mhuri yangu, blaz vaitamba havo ava vanhu ndivo vakaita srs 😂😂
@nomsanyika151
@nomsanyika151 13 дней назад
​@@martinmusira7990aaah hakuna mafambiro akadaro😅
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 11 дней назад
Iwe kana uchiziva kuti mwana wako taura iwe kkkkkkkkkk makadya bota adhara
@adrian.kmagombedze6800
@adrian.kmagombedze6800 12 дней назад
Changamire vazonyudza munhu manje,
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 11 дней назад
😂😂😂😂😂😂 ehe kwaaaa
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 11 дней назад
Big-up Mambo! Uyo mdhara anga atomhanya kuda kuroodza mukadzi instead of kutsvaka chokwadi. Vanhu tinonyanya kuda zvinhu; chiiko nhaii; inhamo here inotidaro? Wokumbira mombe mbiri iwe wakaudzwa kuti uri kuchengeta vana vasivako uchitadza kukumbira DNA shuwa?
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 11 дней назад
😂😂😂😂😂😂😂 kwaaaaa
@user-gq5wt6es6v
@user-gq5wt6es6v 13 дней назад
Sahwira kufarisa zivai pekugumira T Mugabe basa iro
@martinmusira7990
@martinmusira7990 13 дней назад
Aaah isu pachi sahwira kwedu tinodaro kuti mwana ndewangu, ende hapana chaunomuita sahwira
@nomsanyika151
@nomsanyika151 13 дней назад
​@@martinmusira7990ummm muri masuspect Mese haunganongedzere mwana 1 out of 6 ka
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 11 дней назад
Vese vanemasahwira kunze ukoo zivai kuti ndovanhu varikurara nevakadzi venyu mudzimba umu ende ukazoona wozvibata haaa vabva kure
Далее
Ndakasungirwa Kuva Driver Wema Armed Robbers
36:05
Просмотров 11 тыс.
Ndakauraya Bishu Raigara Nemusikana Wangu
27:16
Просмотров 27 тыс.
Kubatwa kwenyoka nezvidhoma kwaKanjanda
54:08
Просмотров 42 тыс.
Dare ra Chief Mutasa #Karanganda TV
45:19
Просмотров 23 тыс.